last confession: Deuteronomy 18:10-11 There shall not be found among you any one that maketh his son or his daughter to pass through the fire, or that useth divination, or an observer of times, or an enchanter, or a witch, Or a charmer, or a consulter with familiar spirits, or a wizard, or a necromancer. These are verses in the bible which speaks against the where you went for fortune telling, its witchcraft that is why things went south for you, you consulted a witch palm reading or palmistry is a form of divination, the same as using a crystal ball for fortune telling
Uchazvidemba nekuchiva Siya Kuda Mari wangu murombo munhu ko kana achirara nezvikwambo pamwe akauraya mhuri yake yese nukuda Mari dai wasiya kuchiva unopedza dzinza
Hiiii palm reading thank you very much yesterday chaiye l saw an Indian Guy kungotanga nekunditi l see your future can l read your palm ndakatombomu intertainer but paakazoti if you want me to go on give me $30 ndokuramba kwandakazoita imikaaa apa now im listening to this confession sure God wanted me to know kuti siyana nazvo
Last confession. Palm reading is a NO NO. Makatoenda kunopa mademon access into your life. But there is hope because Jesus is Lord. Pray and confess what you did and ask the Lord for forgiveness. Protection only comes from Him. Aya maverse anopa warning against zvinhu zvakaita sepalm reading... Deuteronomy 18:10-12: “There shall not be found among you anyone who makes his son or his daughter pass through the fire, one who uses divination, one who practices witchcraft, or one who interprets omens, or a sorcerer, or one who casts a spell, or a medium, or a spiritist, or one who calls up the dead. For whoever does these things is detestable to the Lord.” Leviticus 19:31: “Do not turn to mediums or seek out spiritists, for you will be defiled by them. I am the Lord your God.” Isaiah 8:19: “When someone tells you to consult mediums and spiritists, who whisper and mutter, should not a people inquire of their God? Why consult the dead on behalf of the living?”
😂😂😂😂 mukoma nashy murisei nevedare Mukoma vangu ingotombeswai makanyarara ndakura dear Asi andisati ndakambonzwa mweya mutsvene inodya nyama uye bhuru dema nekunamata ko iye akukuitirai Aripo here pasovial media Anozokuita kuti uite mukurumbira sei iye asina mukurumbira Be clever bamnini matopinda muuromba henyu very soon munge mopedza mhuri muchipa mweya mutsvene nyama kkkkkkkkkk
Mukoma zivai zvebasa renyu musiyane naboss nezvikwambo zvavo
iwe mari unoidii yausingazive kwainobva .zvishoma zvakanaka uchivata hope
Palm n Face reading ndezve vanhu vemishonga vanotogona kukutorera destiny yako or chipo chako
Kakawandisa uchinzwa kuti vakovana vemu garden vaka chekereswa itayi henyu mukoma munhu iyeye hamuna hukama naye
Uuuuu Mwarii ngatiibatsire chokwad
Kurombera chiporofita hr 😂😂 nhamo veduwe usapuse iwe shuwa mweya mutsvene unodya nyama imika itai kuti tiri kutamba nxaa
😂😂😂😂😂
last confession: Deuteronomy 18:10-11 There shall not be found among you any one that maketh his son or his daughter to pass through the fire, or that useth divination, or an observer of times, or an enchanter, or a witch,
Or a charmer, or a consulter with familiar spirits, or a wizard, or a necromancer.
These are verses in the bible which speaks against the where you went for fortune telling, its witchcraft that is why things went south for you, you consulted a witch
palm reading or palmistry is a form of divination, the same as using a crystal ball for fortune telling
Kkk mkma nashy u gave advice for the first time.
Vataura chokwadi nemo nemo 😅😅😅
Well first confession...unongomuti adhala kuti hamuna kuromba here nhai adhala
😂😂😂😂
Sei vamwe vanhu vachiita kunge avasina kuenda kuchikoro mweya mutsvene upi unodya nyama kk
2# Pakudya nyama kwemweya Mutsvene Mukoma Nash mandisekesa zviri too bad kunge ndichazviitira🤣🤣🤣
Makaromba makatarisa ,hakuna mweya mutsvene unomwa ropa,hakuna anengirozi anourayirwa mombe,
Palm n face reading wakabirwa chipo nemuroyi.
1st conf Dai watotibvunza kut ndosiya sei basa iri ndozvinoda rubatsiro...izvo zveruchiva haa zvave mumoyo yr choice wangu
Uchazvidemba nekuchiva Siya Kuda Mari wangu murombo munhu ko kana achirara nezvikwambo pamwe akauraya mhuri yake yese nukuda Mari dai wasiya kuchiva unopedza dzinza
Avo vari kutadza kuroorwa tsvagai mukotsanjera vanogona kubatsira vanowanikwa Ku channel yakanzi karanganda TV
Mweya mutsvene vachadya nyama..... bhabheri shoko ramwari pana Hosea 4:6 rinoti Vanhu vangu vaparadzwa nokushaya zivo; zvawaramba zivo neni ndichakurambawo kuti urege kuva muprisita wangu. Zvawakanganwa murayiro waMwari wako, neniwo ndichakanganwa vana vako
1st 🎉🎉🎉
Haaa neni ndapererwa handisati ndakambonzwa zvakadayi kuda masimba here zvakaoma pfungwa shoma dzinonetsa tenzi wadzo
Ndokurombeswa ikoko.avo vekunzi vatenge bhuru.hakuna zvakadaro.after bhuru muchanzi chichekeresa mai or baba vako
Hiiii palm reading thank you very much yesterday chaiye l saw an Indian Guy kungotanga nekunditi l see your future can l read your palm ndakatombomu intertainer but paakazoti if you want me to go on give me $30 ndokuramba kwandakazoita imikaaa apa now im listening to this confession sure God wanted me to know kuti siyana nazvo
Mkoma Nash munoti tandadza mufunge nyaya dzimwe dzacho unotoshaya kut zviriko here mmm zvakaoma hazvo veduwee
Mukomana wokutanga uchapiwa zvinhu zvapanduka nokuda zvinhu ukazodemba gutsikana
Last confession. Palm reading is a NO NO. Makatoenda kunopa mademon access into your life. But there is hope because Jesus is Lord. Pray and confess what you did and ask the Lord for forgiveness. Protection only comes from Him. Aya maverse anopa warning against zvinhu zvakaita sepalm reading...
Deuteronomy 18:10-12: “There shall not be found among you anyone who makes his son or his daughter pass through the fire, one who uses divination, one who practices witchcraft, or one who interprets omens, or a sorcerer, or one who casts a spell, or a medium, or a spiritist, or one who calls up the dead. For whoever does these things is detestable to the Lord.”
Leviticus 19:31: “Do not turn to mediums or seek out spiritists, for you will be defiled by them. I am the Lord your God.”
Isaiah 8:19: “When someone tells you to consult mediums and spiritists, who whisper and mutter, should not a people inquire of their God? Why consult the dead on behalf of the living?”
Ndokumbirawo subscribe yenyu mazimba
Nhywe Guard funga kairinhanzvadzi yangu iwe hauone here kuti wakutoraurika sehove nekuda kweruchiva siyanay nazvo izvo zvehurombwa gutsikanay nezvishoma zvamurikupiwa naMwari munoti zvinofadza here kungoonekwa nevanhu uchidriver mazimota nèkudya mazimari usina mkadz chero vana chii chinofadza ipapa ingazonàkidza her mari yacho ,/tsvagay Mwari mkoma wangu pliz zvinemubairo izvo kumagumo
1st confession regayibasa iroro munopedza hama zvirinani kusiyana naye
Ukuda kubvunza chii nhaiwe 😢
Mukoma madirei kuromba ko hamuzwiwo ere vamwe varikuchema nehurombwa hwavo hazvina rugare unofa usina chinhu
Mukoma vemupororfita hakuna zvakadai munenge muchipemberera chimbori mu musha chenjera kupedzisa dzinza
Saka makuchiva kuda kuti murombe here kuuraisa hama nekuda mari. Dai murimumwe matotaura kuti ndakuda kutiza nehupenyu hwangu
😂😂😂😂 mukoma nashy murisei nevedare
Mukoma vangu ingotombeswai makanyarara ndakura dear
Asi andisati ndakambonzwa mweya mutsvene inodya nyama uye bhuru dema nekunamata ko iye akukuitirai Aripo here pasovial media
Anozokuita kuti uite mukurumbira sei iye asina mukurumbira
Be clever bamnini matopinda muuromba henyu very soon munge mopedza mhuri muchipa mweya mutsvene nyama kkkkkkkkkk
Kuromba kuripachena hakuna chiporofit chinouya nenzira iyoyo rombai zvenyu hazvisi zvamwari izvo kubvambura huku nemuromo huye bhuru rinodyiwa nemweya mutswene hakuna zvakadaro rombai henyu hazvisi zvamwari izvo
Vamwe vanhu kupusa here? Saka isusu ndisu wauri kuda kuti tikuudze maquestions ekuromba manje.
Kana usina mari hauna rega ruchiva mangwana unozo bowa iwe
Zviri nani musiyane nazvo zvekuda kuvhudza please ignore and do yr workhim coz mukutaura umu mucharahurwa or ask fr transfer kna musina kusimba
1st ask him the full conditions
Wakauwanepiko moyo wakaipa kudai,kutora satani kuisa muhomwe.
Mukoma musachiva Mari yamusingazivi kuti inbva kupi mangwana muzochema
First confession. Siya zvekubvunza ubva wasiya basa usati waromba
Mweya mutsvene, nyama ye bhuru nganga nekunamata and all that nonsense in one sentence?? Yoo maporifitaa
Zve palm reading zviri demonic, munovimba nemurungu kuti haaroyi here?? Wakatotorerwa zvipo zvako ipapo that's murungu akada kukuyendesa ikoko
So you want to aquire a demon, fake wealth and have no children or wife. Ndihwo hupenyu hwaunochiva.
iwe mari unoidii yausingazive kwainobva .zvishoma zvakanaka uchivata hope