1st confession ndaona sekut iwe une problem and Vamwene vako nemurume wako vainge vazviona kuti haugarike newe, ava step father supported you cause vainge vatoona kut vawana fuza ravo rekugara vachishagada mahara pavadira
I like how brother Nash challenged the BS of victim mentality yeuyo anoti victim of circumstances. You are FULLY responsible for YOUR actions. Redemption begins when you first accept your error.
Taneta nevanhu vari kuromba vachiziva.chokwadi kune vari kushanda mupurazi achitumira mai vake mari.vangu mai chero ndichitambura vachafa rufu rwaMwari.l still need her.
Zvakwoma vanhu vama zuva ano kurombera kuhura kutenderera mumabhawa apa vamwewo pride yekuhura na Tezvara.Father in Law ndibaba vako kutopfura kwawakabva .Uri kurara na Baba.😭😭😭
Veduwe kana munhu uchizoti ndinorwadziwa unenge uchirwadziwa neyi iwe uchinyora mazita evanhu pasi kuti vafe don’t play victim here because we all have a choice but iwe you chose zvaurikuita izvo
Muroora chamunodyara ndicho chamuchakohwa. Mukurwadzisa amwene venyu murikuzvirwadzisawo. Tendeukai 😊
Muroora zwakashata zwauri kuita,God is watching you
1st confession ndaona sekut iwe une problem and Vamwene vako nemurume wako vainge vazviona kuti haugarike newe, ava step father supported you cause vainge vatoona kut vawana fuza ravo rekugara vachishagada mahara pavadira
I like how brother Nash challenged the BS of victim mentality yeuyo anoti victim of circumstances. You are FULLY responsible for YOUR actions. Redemption begins when you first accept your error.
Taneta nevanhu vari kuromba vachiziva.chokwadi kune vari kushanda mupurazi achitumira mai vake mari.vangu mai chero ndichitambura vachafa rufu rwaMwari.l still need her.
Very true ipapo Mkoma Nashy havasu Victim vanonyepa fani makaoma Amai nyakukutumbura Ummmm ndinosva hangu ndashanda maKitchen yhooooooo asi makaoma oooh🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Good Morning mkoma Nashy and to you All 😘
Muroora hauna matyira jeso haaa Uri kumberi asi zvinosenesa
Amainini vekudanana natezvara ityai Mwari imi😂😂
Mwari honai vana vataka bereka votipedza nekuda mari mwari pindirai hurombwa uhu Jehovah huyai ikozvino tave bhoo amai vakatadzei ko ndinorwadziwa nekuuraya amai 😢
Zvakwoma vanhu vama zuva ano kurombera kuhura kutenderera mumabhawa apa vamwewo pride yekuhura na Tezvara.Father in Law ndibaba vako kutopfura kwawakabva .Uri kurara na Baba.😭😭😭
Wekuromba iwewe kwana nekuti wakurwadziwa nekufa kwamai sei iwe uchida Mari isiri yeziya rega vafe havo zveee
Rara hako navatezvara vako But chirega kutuka amwene vako
Asi Hapana chakavanzika pasi pezuva
Yah zvakaoma
Ummm tezvara nemuroora ka...ko wovatukirei zve amwene bt richadimbura musungo gava uchanyara ndiwe tezvara havambe mukadzi wavo
Mrng people
Good morning gud people
Mng mng mukoma Nashy
Uuuu kuromba kuremadza hanzvadzi yako shuwa nekuda kwemari + kuda kuuraya Mai vako shuwa nekuda kwemari deno Mwari akubatsira apa Mari yacho murikungopengereka nemafaro haaa denga uchaita rekugugura shuwa shemu kwauri
Vamwene havana kunyepa. Mune kachihure nekahudofo
First confession..manje haunyare muroora..ko amwene ukuvatukirei..nhai
Morning family❤
Muroora hauna kunaka ndiko kunozi kurombakunyengwa nditezvara
Muroora murikushandiswa Muroora chinja unhu hwako, namata uchituka dhimoni rokusevenzeswa hazvisiri zvega, zvirirane uhurire Kure ko chiiyi nhayi mwana wa mama
Pachipamwe mkoma Nash
Muroora naTezvara ayas vakadzi dai tachifa varume vazorore
Moooore Vooooolume
Yowee mune revenge yakaoma
Zve kuba zvinotapira asi zvine magumo. , zvinogoda decision yenyu chete kuzvimisa …..mugafunge kuti muri panyanga asi mmm pamuchabatwa muchademba nguva enyu siyanai nazvo pachiri pedyo. Mashave echihure anouya mune zvakasiyana.
Uyo ari kudanana navatezvara vake hmm thts very bad ko ukabatwa nhai ...
Last one kana ndisirikudya Mari namai nababa nemhuri yangu why shld l romba
Itai moga izvo zvekupenga uko
Good morning mkoma Nash
Ayasi nyika yakuguma
Kuromba nevabereki vako uri mumiririri waSatan iwe
Ummmm mur kuita Zvakaipa muriora handizvo ba izvozvo Hunzenza hwamagara muinawo nekuti haisinyore kuti Murume wako woti Baba Vemurume futi Same time zvinonyadzisa Siyana nazvo izvozvo muroora plus hazvina kwazvirikuena ba izvi
Just imagine handi nyore kubvisira baba bhurugwa
@@Edinah-y8n ummm vanhu havachina matyira dear
Veduwe kana munhu uchizoti ndinorwadziwa unenge uchirwadziwa neyi iwe uchinyora mazita evanhu pasi kuti vafe don’t play victim here because we all have a choice but iwe you chose zvaurikuita izvo
1st i think yo father in law is using you buh 1day is 1day
Munosvlkakupi nechihure.chakadaro.miranemurumeumwe.chete