Akaita Tsaona Mbatya Dzine Ropa Dzikashaikwa, Mudzimu Wakubuda Uchinongedza Ane Mbatya Kuti Adzose.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 гру 2024

КОМЕНТАРІ • 11

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa День тому +2

    Munonetsekerei achauya ega Magura kuna Webster inguva basi

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 День тому +1

    Kaha Nhimbe 2025 tichange tichiipo. Last quarter ye 2024 makangotsika chepakati makaisa gumbo mu tank. Tichakutengerai yenyu mombe yematare amuri kufambira( Tsanzaguru voice)

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 День тому +1

    Webster akachekeresa munhu uyu ndochokwadi

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke День тому

    😂😂garai henyu pasi

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 День тому

    Siyai nhoroondo taurai pane nyaya chete. Taurai nyaya dzehembe

  • @joseph-h5n8z
    @joseph-h5n8z 14 годин тому

    😅

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 День тому

    Garai pasi

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert День тому +1

    Vanhu vanozviparira ngozi nezvinhu zvisina basa. Webster is the cause of the deceased man 👞♂️ death maybe for ritual purposes. Why's he denying that he saw the clothes of the deceased