Aaaa aaaa Peter moyo kwaa kumberi iyi yakarohwa chero voice rachinja akugona wani
Young Igwee, Peter Moyo you are doing good work. Keep it up. Murozvi the son of MUCHINA Muhombe.
Peter to be honest ka, you nailed this one Bro jealous down. May you keep writing your music in this way.
Peter is improving a lot in all sectors of his music. Unoita kuti tirambe tichiona baba vako pauri. Ndafara pawarova kamwe ka jive kairohwa namdhara wako kuita ivo chaivo. Keep up the good work young men
idi kufa kwemujoni kamba haivharwi muri kuzviita dhewa keep it up
Unodadisa iwe nokuchemedza unizvishandira zvikuru. Ramba wakadaro baba vako vanosekerera kwavari.
dress code kumberi uuum kuchena chaiko
Keep pushing bro 💪
Ka sound aka ndekamdara hakasikako mdara anga amuka apa❤
Everything clothes tune dance like the old Dewa. i miss him God we lost a legend.
Now Peter sounds like his father, good one Peter keep it up.
Tongai haana kufa zve sure akamka pavana vake mwana komborerai vana ndafara zvangu 😂😂😂
the person who did the wardrope for peter haa kumberi bcz mupfana akachena mhani uyu
Peter song wako inobata zvakanyanya keep it up DEWA
Ganda remvura jr
Voice kuseri like father like son ramba wakadaro
Akarova mufana wangu
Ndi spancer
Eish is guy he is taking me back to de worse pain it was very bad after Dewa left, they try to add nd some change their styles of music to be him they failed bt peter come in am proud of you man ur dad must be happy where he is
🔥🔥🔥 apa wandifungisa Tongai Moyo chaiye
Mucheno chete
Mwana nzambe, endai mberi murozvi . We behind you
Nice one
Mwana we lgwe chinoti chili? Kagwee or lgwenyana ndizvozvo boy
haa smart iyoo iiih yakanyanya...young igwee makaura smart
Like father like son
Ndiyani akaridza lead apa Willard loti or
I WISH YOUR FATHER WAS HERE TO SEE YOU GOOD WORK..YOU ARE REALLY DOING A GOOD JOB..TONGAI MOYO JNR..
Keep it up , very nice .smart yako yandifungisa dhewa the big boss
Here in S.A
Apa kuita Murozvi mkuru chaiye
Dewa
job well done peter keep on improving kusvika wadarika pakaitwa ne Igwe snr
Excelente
An apple doesn't fall far from it's tree keep the flame burning daddy is smiling miss the Big Guy
Boa tarde gosto muito de música Zimbábue
Thank u tongai Moyo Zimbabwe man and I think u are the one starte this bands guitar u are not a son of tongai Moyo u are the one tongai Moyo the day we was burial tongai Moyo that one is not tongai Moyo maybe is someone because u looks same no different
Keep the wheel rolling brother- from Namibia
Limpopo loves you,8 don't understand the words but the guitar is doing it for me
Nice dhewa
Keep it up Peter we really Mic your dady 's music but at least you there
i like this peter wandifungisa the big boss igwee kuchena ndekwedzinzva rese
Red irikuratidza kuti kumberi kwaipa muchaona muchazoti ndTongai kkk
This is a lesson kunevakadzi vanochengetesa varume vana vasiri vavo imajeni dei peter asiri mwana watongai tainzwirira
Chibaba icho
Utakataka can't die,this young man is good,excellent
Good
like father like son, gara kure nemoto unazatsva
Like father like son I salute you young igwe ndokuteedzera tsoka dzamudhara
Lead guitar iro kuita sokuti rakaridzigwa Pasi pegungwa
kuita dhewa hake makachena. negitare makarova mablazo
Very nice peter father like son
Makurova murozvi ndozvinodiwa nedenga izvi
smart.chete like father like son
from Indonesia don't understand he's language but uuuuum wakachena wena usazorova musombo kunge baba shero kkkkk
zvavazvinhu kuseri kwekuseri
Good. .🔥🔥
Jubricat with Tongai Moyo
YOU ARE HOT MFANA #IGWE YOU ARE THE REAL BOSS
KEEP THE FIRE BURNING.
KEEP THE GROUP TOGETHER
WE ARE RUNNING BEHIND YOU .
this is great thank dehwa jnr
nyc young igwee
☝️
ko vaunoimba nawo varipi
nyc art work gwee
Hello
Keep it up home boy.you getting there
basa rakabatwa igwwee
Makapenga mhani but itaiwo muchismiler wo kuti zviite murozvi chaiye
Nyc mufanami
Wakugona keep it up young man
Ko smile yababa vako haipo wani?
this is top level Igwee keep it there
nic one igwee
slowly but steadily getting there man keep up the good work
mapao mokonzi
God safe Peter Moyo 😢
I see his father in him
Nice video but when you get time you may include other bandmembers on your video . Unless if you are a solo musician
kkkkl type yetumabhachi lol
Yakadhakwa eya arikutamba sei ndosaka akadzinga Manuel akakusimudzirauya badzibaba a kati idaanokuda wakusiya anokuda kuteera dpenza
Nito Dumani unodakuti atambe sei isong yekutamba here iyi be serious my guy
hey mwari vakuropafadze mfanami. i will be supporting you too pamusic yako. wanted to talk to you personall. just for advice and guidance yepahupenyu huno munin'ina nehunouya
Smart bt mavideos ako ane poor picture quality as compare nedvd rako rekutanga ashooter rekutanga anogona kwete uyu.anodzikisira level rako
video iyi yakadhakwa
Like father like son
Like father like son
Yizo yizo mfana kamdala.Qhubeka u are almost there