Zvrikutondinetsawo kut ko macheso chiiko ndi producer here haa vapfanha vakutorova takatarisa Ava ende problem yacho vanhu havaskuda kut titaure vakupopota asi kusataura kunorasa munhu kuda munhu hakusi kunyepera
may God bless this guy ane big massage kune vakatumwa not varikuzvituma ........uyu ava kutondinera hangu i reall want to support this guy not zvemazita kuti aimbogona but massage tinoona kuvakomana ivava yeah push Tindo ...........❤❤❤❤❤❤❤
ua-cam.com/video/Kye6KZpIdXE/v-deo.html
Zodzo full video here
Voice and instruments are blending well..KO Macheso arikurasika papi vafana vadiki vachibika Ngoma dzakarongeka kudai😊
Zvrikutondinetsawo kut ko macheso chiiko ndi producer here haa vapfanha vakutorova takatarisa Ava ende problem yacho vanhu havaskuda kut titaure vakupopota asi kusataura kunorasa munhu kuda munhu hakusi kunyepera
Very true Reflection. Vafanha vauya. Varikugona .. It is the Time for the New Hungry Young Lions. Vanorova Mangoma and ende zvakarongeka!
Taura hako ,Tindo ramba wakadaro voice unaro rokuimba harisi rekudzvinya sevamwe
Nyc soong bro
Mufana anoziva zvaanoita uyu ❤❤
Kutofunga zvangu admire Kasenga, this is a good song.
Nice I love this zvokudzwa
Ko uyu zvaanotogona nhai
may God bless this guy ane big massage kune vakatumwa not varikuzvituma ........uyu ava kutondinera hangu i reall want to support this guy not zvemazita kuti aimbogona but massage tinoona kuvakomana ivava yeah push Tindo ...........❤❤❤❤❤❤❤
What a song bro! Thank you and God Bless you with more blessings and with messages like this🔥🔥🔥
Good stuff❤❤❤❤❤
❤ Zodzo ipapo
what a nice song keep on good work Tindo
Chibaba ichi makanyanya broo kunge munyanyiwaa
Tindo chibaba vana vamai sisiriya ma1 kungoti vanhu avadi kuzvibvuma varikugona
Check out his ne song
ua-cam.com/video/EpQGgHyL3qo/v-deo.html
Zodzo
Nice one❤❤
I like this guy
Uyu anogona zvake kwasara pakupfeka ap
Kkkkkkk anopfeka zvakanaka wani zvingori simple so azvina kunyanya kushata mapfekero ake zvinomufita
Kkkkkkkkk
Murikubvira chibaba rambai makadaro
Kufanana face naMark
Tindo ngwazi famba usamire , zodzo iyoyo
❤
✨️
🎉
Uneshungu🤣🤣