Saka upfumi unobva kunani iwe? Kana zvichinzi MWARI WEMINANA unofunga kuti chi.Wakambo namata kuti mwari ndirikuda mari ikanyuka mumba mako? Zvinhu zvose zvamwari zvihurongwa kanakuti hierarchy.Anokuzarurira magonhi uye zvine mitemo inotevedzwa yakaipa neyakanaka.Saka choice ndeyako.Ndiro rinonzi shiripiti.Problem yenyu ndekuti munofunga with a eurocentric religious ideology which is problematic.Scriptures that were hand pick by a group of people to achieve their aim of dominating other people and rob them their identity and resources. You forget kuti varungu vaitenga machira vachibika doro mumapurazi avo goridhe richibuda vanyerere vachiita mari.Unoti chii chinoiserie kuti varambe vakaringa nyika ino.Zvizhinji zvavano ziva zvatisinga zive nekupusa kwedu.
Zvatova nemakore zvichiitika izvozvo saka not Kuti gore rino Aiwa kune dzimwe nzvimbo dzatova nemakore dzisingaibvi saka tava bhoo nazvo iyemi vanhu vechivanhu ndimi makutikanganidira chivanhu chedu nokuda mari
Dj s paks tibvunzireiwo kuti ko nzinza res rese richidzoka tisingarorwe zvichinzi chikwambo apa tisina kubatana pakuzvifambira vangazvigadzirisa cei ndisipo
Ahhhhhh ini ndichachemawo kuna Mwari kuti inaye
Haa baba munoziva zvamunotaura imi
Vanobatsira here madzibaba ava tiudzeyiwo kana vakamboindako
Ndomuziva hangu bt handisatii ndamboyenda pasowe rake anonzii Abraham anogara kuchitungwiza zengeza 2 sowe rake riripa headoffice
Yhaaa Madzibaba avo vataura chokwadi panyaya yeChivanhu iyi
Kana ini ndapafarira chaizvo kkkk
Kuyathakathwa la
Wasting our data😮
Ichinaya zvishoma vamwe wanoibvisa moziya
Mutongi ndiRuddy ariku waterfalls
Ichokwadi ndizvo zvatinoziva kuti Mutongi ndiRuddy ariku Waterfalls
Mvura hakuna asi ngatinamatai Mwari wedu anonzwa chose
Hunenge huroi uyu mmmh ndatya..
Ko ndozvakataurwa neGombwe Bond here kana zvisirizvo kunyepa
DJ sparks umwe achakuvinga achida mari yake kwauri uchongoisa vanhu papage pako vamwe venhema
Climate change tibvirei apo kuchina vavekutodhond mvura muchadenga munenhema mese imimatoko kutsvaga marichisina ziya
Anonyepa uyo akadii kutaura gore rakapera akutaura aona weather
Sparks watanga futi ya gombwe yakaperera kuti maporofita anodhomoka unowatsvaga
Maonero edu anosiyana kana uchitenda chivanhu famba machiri kana uchitenda kuna Mwari tenda izvozvo. Regai timboona 2024 wacho change ari sei
Chivanhu chiri clean chaicho neChinamato zvinofambirana
N'anga iyo yakahwanda kuchipostori
Zvemvura zvinozikanwa namwari musade kutinyepera imi makadii kuporofita season yadarika kuti this season hakuna mvura
Ndokusaka nyika yedu ichitambura nekuda kwevanhu hobho varikunyangadza mwari nema church avo avakarombera iwayo
Ko isu tochera Kuno Ku south munotigadzirirasei tochera gold
DJ Sparks wakafitwa nekupinda Madzibaba 😂😂
True
Chiedza nerima hazvifambidzane muri N’anga mambo
Hazvina mhosva anoziwa Musiki
Dzidzao kutaura zvinonzwika Sparks unoita kunge unotaura urimu hari
ko time kundiso handi ndimi munoratidzwa here
Thandaza wena baba ukuthi singafi.ngedlala kunethe kungabinedlala ngoba kubobe wena dlulisa umsebenzi wakho
Shiripiti yekuunganidza mari zvazva mwari here
Saka upfumi unobva kunani iwe? Kana zvichinzi MWARI WEMINANA unofunga kuti chi.Wakambo namata kuti mwari ndirikuda mari ikanyuka mumba mako? Zvinhu zvose zvamwari zvihurongwa kanakuti hierarchy.Anokuzarurira magonhi uye zvine mitemo inotevedzwa yakaipa neyakanaka.Saka choice ndeyako.Ndiro rinonzi shiripiti.Problem yenyu ndekuti munofunga with a eurocentric religious ideology which is problematic.Scriptures that were hand pick by a group of people to achieve their aim of dominating other people and rob them their identity and resources. You forget kuti varungu vaitenga machira vachibika doro mumapurazi avo goridhe richibuda vanyerere vachiita mari.Unoti chii chinoiserie kuti varambe vakaringa nyika ino.Zvizhinji zvavano ziva zvatisinga zive nekupusa kwedu.
De man anosizer uyu 😂😂😂a
Mwari ndiye munaisi wemvura
Zvatova nemakore zvichiitika izvozvo saka not Kuti gore rino Aiwa kune dzimwe nzvimbo dzatova nemakore dzisingaibvi saka tava bhoo nazvo iyemi vanhu vechivanhu ndimi makutikanganidira chivanhu chedu nokuda mari
Ichokwadi midzimu iriko chose 🎉
No hakuna midzimu ma evil spirit
Ko inganaye seiko vafundisi nevanhu vabiwa nekuuràwa
Moses aiwe mutema kwete murungu, do your research
Dj s paks tibvunzireiwo kuti ko nzinza res rese richidzoka tisingarorwe zvichinzi chikwambo apa tisina kubatana pakuzvifambira vangazvigadzirisa cei ndisipo
Unofanirwa kuvapo plus chikwambo chogona kuitwa nevamwe vehukama
Izvi zvese hatizviisei mumaoko amwari mwari ndivo vanezano nezivo nyika yezimbabwe
5:05 bhaibheri rinoti kumbirai mvura nenguva yayo muchikumbira nema nairo ayo nekuti mukangoti tokumbirawo mvura inogona kunaya youraya vanhu kana dzimba kuwa
Moses was black hamutozive and the dead no nothing about the living munrnge muchitaura nema evil spirits
Uyu ngaangobudikira kuti igombwe chete
Ko mureza mitsvuku ndeyei
Vanenge venguwo tsvuku ava
Jira dzvuku pane zvarinotorewa kwete kuti nguwo tsvuku
@@wilmarmarara2448 zvekutii tidzidze. Ndoziva rakamirira ropa
Itai kundiso mvura inaye
Chokwadi.zviriko.
No this guy is ignorant. Moses was not a white man. He was an Israelite, i.e Black
This man is lying 😅😊😊