Asi muri sure hr kuti mwana ndewenyu kana makango chengeteswa
@@FK-bq1hi unoziva ndoreva pakuti mwana kana ari wako unomisa burial mofamba moona chauraya mwana .nekubvinzira bute kuti chii chaitika .kuto side liniwa ikoko koreva zvakawanda .
😢😢Hmm ma1 pakufa kwemwana but mukadzi wekutanga uyu muparadzi chaiye nxaaa
Zviyo toziva Kuti vanoti pazvomerapaye anorwisa kana akawurawa bute handizivevo hangu
Tough my guy
Zvinorwadza my brother but shinga semurume😢
thank you nenyaya dzakadai
Brother usafambire nhau yemwana kana ari wako uye kana vaine chekuita nerufu rwemwana zvinobuda pachena zvega
Mwana ange asiri wako mfanami maonero angu..most likely baba vemwana vaitovepo pamariro ipapo usatamba nevanhukadzi, iwe enda kunachiremba uvhenekwe kuti hurume hwako hwakamira sei,,
Zvakaoma 😮😮
But fambirai mwana. Anogona akaitwa chikwambo
Makadii kufamba musati mamuviga zviyo urombwa uhwo
ndakambonzwa kuti ndookuti munhu amukire akamuuraya, panongotanga kumera zviyo ma1 atanga
Munhu anenge achitoshandiswawo vanhu varikuroya
Slymedia huchi
Zvinotyisa
Maitambwa bmnn....hana kumbobvira aita mimba uyo ....even mwana haasi wako ...move on nelife yako 28:06
This video is too long for nothing, murikungodzokorora nyaya imwechete through out the whole video.
Bt ndakanzwa kt zviyo zvinoisirwa munhu anenge asina kufa zvakanaka ska panotanga kumera zviyo anotangavo kupfukira vakamuuraya ndakangonzwavo
Yes dear ndizvo chaizvo
Yes, that's correct, ndizvozvo chayizvo.