Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Salute this man 🇿🇼🇿🇼🇿🇼👏👏👏👏💯💯💯🎉🎉🎉🎉🔥🥇🥇You're a Hero
The "Chinx" of our time. Aluta continua cde Paul. You sing from your heart. One day we shall rejoice tatora nyika iyi. Nero woyeeeeeeee
Wonderful husky voice . I can pay all what I have to listen to your music. So lucky to have the opportunity to hear such beauty. So Dedicated . Wishing you all the very best. Thank you so much.
Zita rekuti Pauro harina kuchipa zvaro, rinehugamba nenyasha zhinji dzedenga. Maimbiro aya haasi enyika ino, fambai MunhuwaMwari!
Chibaba ichi
Mhofu munoziva zvinhu zvenyu!
I love both your music nd yu madzore une kamwe kathat soo music yako inodiwa chero nesu maZanu kkkkkk
zvichanaka chete Paurosi,zvinoda kushinga chete
Unosimuka chete musangano tikaziva kuti wakambenge usipo Save ganda gobvu vakaita kuti uvepo ukazama kupwanywa vakazvitadza nhasi vapamhazve vazvitadza, ngavatore havo harvest house yacho kusaziva kwavo kuti mudhuri huuna pfugwa zvinhu zvakatinakira, tiri majuru isu. Tinouvaka cheteeeeeeeeeeee.
Lets glue together for a common cause #resistdictatorship
Ndokut Mhofu munofema moto Denga ririkuona Mhinduro inenonoko asi ndinekutenda Mhofu batai Mhofu.
well done cde Paurosi
Nice song 🕺🕺🕺🕺🕺
Chekumirira hapana chokwadi. Pavacgasiira ndipo patichatangira kuivaka tigoisimudza
great revolutionary music ...keep up the standard
Tinouvakaaa musangano naNero💪💪by -elections on the way Mwonzoraa toda kukukinditsa!!
Mwari akakupa chipo chikurusa
That's Good ,exallent
Fambai naro nice voice
Unoimba zvino rwadza moyo misodzi inobuda my dear
Rowai ngoma baba we always support you
Pliz upload Gungwa dzvuku ..ndiri kushaya kwekuiwana
My crush
I like such music so much
great song thank u Paul
Paurosi thanks
A
Title of every song is Mhenyamauro kkkkNonsense
Salute this man 🇿🇼🇿🇼🇿🇼👏👏👏👏💯💯💯🎉🎉🎉🎉🔥🥇🥇
You're a Hero

Title of every song is Mhenyamauro kkkk
Nonsense