Mai Titi live on Capitalk100.4fm ~ "Handimiswi nemunhu ndomiswa naMwari"

Поділитися
Вставка

КОМЕНТАРІ • 96

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 Місяць тому +15

    Ndiye here munhu akarowa here uyu ? Vanhu ka ayaas

  • @user-sb3fr1tg5n
    @user-sb3fr1tg5n Місяць тому +7

    I’m so happy to see you Mai Tt ❤❤❤🎉

  • @user-mc4fx3cl1w
    @user-mc4fx3cl1w Місяць тому +10

    I'm happy to see you Mai Tt

  • @barbramutaurwa2955
    @barbramutaurwa2955 Місяць тому +31

    Mai Tt pauchadzidza kudzikama uchaona zvinhu zvako zvichibudirira bvisa mweya wedzungu iyi

  • @KaiButteredField
    @KaiButteredField Місяць тому

    If you are watching this in 2070, just know that me and the other 99 were the saddest generation of our times, and finding true love was the part hardest part of living .😢

  • @shyletmuyambo9485
    @shyletmuyambo9485 Місяць тому +17

    Dzangowe nharo wapera zvikwereti famous and broke

    • @prayermswapa5681
      @prayermswapa5681 Місяць тому +3

      Imi ndimi mychatopera iye achitoenda remember hamusi Mwari😂😂😂😂

    • @euserbiamatadirappoppyt6130
      @euserbiamatadirappoppyt6130 Місяць тому

      Anogopera sei muchingotaura nezvake musi wamunonyarara anopera

    • @miriam489
      @miriam489 Місяць тому

      Mese newe wapera

    • @user-oo1yj9ro3k
      @user-oo1yj9ro3k Місяць тому

      😂😂😂😂😂😂fairness ​@@euserbiamatadirappoppyt6130

    • @abigailkanjanda8371
      @abigailkanjanda8371 Місяць тому +3

      Asina kupera ndiani .. kana apera Ari kuitei ipapo . Iwe wakazar wadii kuenda ipapo . Ruvengo rwakan'ora . Tisadaro

  • @JudithMutangadura
    @JudithMutangadura Місяць тому +9

    Love you so much Mai Titi

  • @FebbyBanda-hv5nu
    @FebbyBanda-hv5nu Місяць тому +8

    I yam happy to see you amai titi 💕💕

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 Місяць тому +6

    Everyone is a sinner hamenowo asati ambotadza ini nditoriwo mtadzi asi Mwari angondiitirawo nyasha kana tichiti hatina zvitadzo chokwadi hachisi matiri

  • @user-gx4jy1pc6p
    @user-gx4jy1pc6p Місяць тому +6

    CID rinorova mukazogara dai akarohwa achifamba here

  • @nitafraphael2362
    @nitafraphael2362 Місяць тому +4

    Hello My Cat mother,it's your Cat daughter mama your English on point 💯 💯 💯 get your flowers 🎉🎉🎉🎉

  • @ruthblatchford
    @ruthblatchford Місяць тому +3

    Mai tt You are looking good

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo Місяць тому

    Am happy to see mai tanatswa 🎉🎉 vanondisimbisa pazvnhu zvngu as a single mom ndkatodzdza kusatorramira vnhu i love this women shem

  • @user-to2nr8jp9v
    @user-to2nr8jp9v Місяць тому +9

    Hallo mai Titi.....unjani watching you from S.A Jhb.❤

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 Місяць тому +5

    Mai Murata reserved 😅😅😅😅😅😅 haya

  • @vongaichiwenga8990
    @vongaichiwenga8990 Місяць тому +2

    Looking beautiful Felistas Murata

  • @nakisomadzivire6915
    @nakisomadzivire6915 Місяць тому +5

    Heyi girl hope you good. Take care of yourself.

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 Місяць тому +1

    Dai Mwari aramba achikuitira zvakanaka ❤❤

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 Місяць тому +4

    Bvunzai kuti saka Giribheti anogara mumba maaniko.haazodzingwi here sevamwe

  • @user-gx4jy1pc6p
    @user-gx4jy1pc6p Місяць тому +2

    Vamwe mungotaura zvamusingazive nezvamusina kuona murikuvhura hombe dzenyu dzichqbuda

  • @JudithMutangadura
    @JudithMutangadura Місяць тому +3

    You must be a Singer

  • @conciliamhere.160
    @conciliamhere.160 Місяць тому +2

    We are sinners judging rangova drama iri.

  • @FortunateMabara
    @FortunateMabara Місяць тому

    Vanhu kuda kutvsaira dzimba dzevamwe nemashoko kwavo azere ❤ you Mai titi

  • @RumeldaDebeer
    @RumeldaDebeer Місяць тому +7

    Hallo S.A

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x Місяць тому +5

    Hello maititi

  • @ropafadzochiponda
    @ropafadzochiponda Місяць тому +4

    ❤❤❤❤❤mai tt

  • @peacenyamangara4596
    @peacenyamangara4596 Місяць тому +5

    Love u Amadhuve

  • @user-he4yo1cs1p
    @user-he4yo1cs1p Місяць тому +4

    Kubata bata mai tt

  • @patriciasilverbow5742
    @patriciasilverbow5742 Місяць тому +4

    ❤❤❤❤❤

  • @lydiatigere4759
    @lydiatigere4759 Місяць тому

    I'm so surprised nevanhu vanoswera vachivenganirana Mai Tt one man's meat is another man's poison . Kune vanoona zvakanaka pavari that's it vanosvotwawo ndizvozvo asi iye arikurarama upenyu hwake.

  • @yonkimhlanga8539
    @yonkimhlanga8539 Місяць тому +4

    ❤️❤️❤️

  • @sweetlily456
    @sweetlily456 Місяць тому +1

    Apooo panoti zvikwereti ~ how far mari yema rounds wakabhadhara here?

  • @LadyPillarOfficialLadyPillarOf
    @LadyPillarOfficialLadyPillarOf Місяць тому

    Love you mura❤❤❤❤❤❤

  • @yonkimhlanga8539
    @yonkimhlanga8539 Місяць тому +3

    Beautiful Donkey 🦓

  • @user-bp1od6yk3b
    @user-bp1od6yk3b Місяць тому +1

    Looking good muraa

  • @RosemaryRashai-rd7yf
    @RosemaryRashai-rd7yf Місяць тому

    Luv yu mama tt❤❤❤❤

  • @addie3809
    @addie3809 Місяць тому +1

    A married woman should be using surname yemurume😂

  • @mailizzie1691
    @mailizzie1691 Місяць тому

    Ko zvikwereti zvema round evanhu how far nekubhadhara??

  • @liinashapaka1601
    @liinashapaka1601 Місяць тому

    Namibian ❤️

  • @heatherheather-dh4ir
    @heatherheather-dh4ir Місяць тому +16

    Her face looks swollen

    • @jenniferngwenya2537
      @jenniferngwenya2537 Місяць тому

      Yes she's pale she's forcing a smile body language talks more. If mhamha is a pastor why is she taking people's monies .people are crying all over she's so quiet . But when there was that new house we saw her there praying even PA roora where's is she Today . How does she live with herself in such .

    • @miriam489
      @miriam489 Місяць тому +2

      Uum haunyare kunyepa

    • @user-oo1yj9ro3k
      @user-oo1yj9ro3k Місяць тому

      Nhema dzako

    • @agnesmzeziwa4187
      @agnesmzeziwa4187 Місяць тому

      Unopenga iwe you believe In facebook lies

    • @agnesmzeziwa4187
      @agnesmzeziwa4187 Місяць тому

      Hauna kukwana

  • @user-ql8ed9wv8t
    @user-ql8ed9wv8t Місяць тому

    Calvin Mtukudzi music pa you tube

  • @user-li3fc6hk5f
    @user-li3fc6hk5f Місяць тому

    Ko varume vacho munombovawanepi Mai Titi?????

  • @LisaGumbo-qd5jl
    @LisaGumbo-qd5jl Місяць тому +1

    Iyo ndiyo imbwa yemunhu yamaiswerodedza kuradio. There’s nothing good people can learn from a toxic human being like Mai TT

    • @taltait1736
      @taltait1736 Місяць тому

      Nechokwadi chawataura ichi uchanzwa zvikitinyana zvokunyenamira 😂😂😂😂

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e Місяць тому

    Felistas is hurumende 😂😂😂

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 Місяць тому +1

    Hobby havatoizivi .

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 Місяць тому

    Kufreezer or kupopota kkkkkk

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 Місяць тому +2

    Interview is boring ...he is not asking real issues dzinodiwa nevanhu

    • @miriam489
      @miriam489 Місяць тому +1

      Moda makuhwa kaa

    • @tinyikontsako6387
      @tinyikontsako6387 Місяць тому +1

      @@miriam489 ehe vatipedzera nguva watching nonsense kkkkk

    • @ChirkMark
      @ChirkMark Місяць тому

      ​@@tinyikontsako6387wakaura

  • @everydaywinning
    @everydaywinning Місяць тому +1

    Makeup mambozama 😂

  • @user-vh1sy5zs8g
    @user-vh1sy5zs8g Місяць тому +2

    Mai Titi wave kuzo zviva kuzozvi sungirira mwanangu firo yako yakaipa

  • @RumbidzaiRukuni-np6vc
    @RumbidzaiRukuni-np6vc Місяць тому

    Ko 😂zvikwereti zvamoda kuty abhadhare ndezvenyu here😂 musiyeyi

  • @clarahtembo1216
    @clarahtembo1216 Місяць тому

    Hapana chaanotiudza uyo ngaatange wabhadhara zvikwereti zvevanhu shit yako

  • @georginarobertson8884
    @georginarobertson8884 Місяць тому +1

    Oh shit the cat is alife i think shes got one life left ffs

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 Місяць тому

    ❤❤❤

  • @DelmaTanaka
    @DelmaTanaka Місяць тому +5

    Hi maititi