Thank you comrade ,wise words .chamisa haana kurambidza munhu kupinda paroad ,chamisa haana kurambidza munhu kutanga yake party .anenge awona kuti Chamisa atadza iye ngaatange yake party abvise zanu pf tione .if you cant form your own party please teverai mumashure maChamisa .
Ndafara chaizvo kuti apa patsanangurwa zvakanaka thank you so much Rumbidzai. I Ini ndinonzwisisa why President Chamisa aanyarara. Arikuda kuitwa kanyama na ED na Auxillia saka please vanhu ngava siyane naye. Ana Hopewell nana Mandaza.vari greedy vano manje vanonokerwa manje vatanga kugadzira manyepo kuti Chamisa anodya na ED kunyepa.
Yes its true, people must pray for what they want.Do you think bady things are continuing to, destroy good things? We are watching good fects and bady fects to both of you politicians.We are not here we poor kindly people to all poor and rich.watching your views and send to God by prayers.
Why call this a leaked audio? Leaked from where? You just made your audio yourself and posted it as leaked. I also have audios, do you want to leak them? Please maCIO respect us.
Munonyepa . Imi muri kutopihwawo mari neZanu . Chamisa I zanu pf project ... Izvi hazvidi kunoratidzira iye ndave nesupport from America or France ..nokuti Zanu ine Russia and China . Imi muri kutaura zvekunyepa ibvai ipapo . Stupit
Chamisa is young ane Mhuri but isu ngatiende pa road as if we don’t have family and we are not young. 😂😂😂😂 Top analysis 🧐. Zimbabweans madofo. Let’s protect the cult leader but the followers can die. Injection ukabaiwa unoenda kuchipatara votarisa kuti chii chapinzwa muropa even kunze kwenyika. Can’t listen to such nonsense. Jesus Christ is the hope for Zimbabwe. Such analysis inoita kunge yema jimbo chimbo.
Zvekuzoti Chamisa atenderedza Mnangagwa musoro ndezvekunyepa, nokuti hapana asingazvizive kuti kana garwe rikatenderedzwa musoro rinomedza nyakuritenderedza musoro wacho. Chamisa is just a ZANU PF project. The earlier you may understand that Mnangagwa is GOD's judgment upon Zimbabweans, the better for your soul. You need to preach the gospel of repentance to the children of Zimbabwe, than mafunnies amurikuita awo, muchipedza nguva muchivaraidza vanhu muchivatorera mari nemanyepo. Anyway, you will all not escape GOD's judgment mukaramba muchiita zvamurikuita izvo muchitadza kutendeuka panzira dzenyu dzakaipa dzinomhura Mwari 🙄
@PlaxedesKanjanda Okay let me get down to your level of understanding. Ndirikuti dambudziko redu senyika yeZimbabwe riri spiritual and Mnangagwa is GOD's judgment upon us as a nation, uye zvirikuda kuti munhu wese atendeuke panzira dzake dzakaipa aise kutenda kwake netariro yake munaShe Jesu, kwete pana Chamisa nokuti Chamisa haasi Mwari. And already Chamisa zita rake ratove neropa riri attached kwariri sezvo vakawandisa kwazvo vakaurawa nevarakashi because of it🙄
Chamisa knows the truth , people must wait until the Divine answer set in.Peaple of Chamisa should pray for him and for Zimbabwe .In Jesus Name. Amen.
Very true. There are a lot of people in zanu but are pro change so correctly inform Chamisa as to what is next
Thank you comrade ,wise words .chamisa haana kurambidza munhu kupinda paroad ,chamisa haana kurambidza munhu kutanga yake party .anenge awona kuti Chamisa atadza iye ngaatange yake party abvise zanu pf tione .if you cant form your own party please teverai mumashure maChamisa .
President Chamisa is going to lead this country
Chamisa is very intelligent ndinotenda.
Udza madununu madofo vasina maziso hama .Anenzeve anzwa. Very clever indeed that young man.
Ndafara chaizvo kuti apa patsanangurwa zvakanaka thank you so much Rumbidzai. I Ini ndinonzwisisa why President Chamisa aanyarara. Arikuda kuitwa kanyama na ED na Auxillia saka please vanhu ngava siyane naye. Ana Hopewell nana Mandaza.vari greedy vano manje vanonokerwa manje vatanga kugadzira manyepo kuti Chamisa anodya na ED kunyepa.
Chamisa is a strategist. Mese imi muri kuda ma demo endai kwaTshabangu
Varikuti heeee chamisa what what ndeve zanu varikuda kumuuraya. Hapana apa
Icho ndochokwadi ..plz kwaakabva kure nazvo ..akamborohwa ..akapotsa kufa ..kumhanya hakusi kusvika
Chamisa achaitonga chete
President we vanhu va Chamisa tomira nemi i know that we are together; time will come u ar going to lead our country
Good brother vaudzei madofo.
Hazvirirwe. Chamisa. Vanhu. Ndavapinde. Murodhi. Chete. Zvisina chamisa. Ndochokwadi. Chete. From US 🔥🔥🔥🔥. .👍👍👍🕕
Chamisa hapindi muroad he is a.qaulity leader vasingadi Mirai makadaro siyayi Chamisa imipindai Murroad Mugabe haana kupinda mu road.munangangwa haana kupinda muroad akapinda ndichivengwq
Chamisa akangwara uyo
I like these endless dreams 😂
Muno chena misoro muchingo fadzana nenhema 😂😂
Amen muningina mataura mashoko makukutu.
Amen I like that it's true brother thanks
Kudos sista tell them the truth for free pple ar impatient why don’t these talkers go the streets if they feel delayed…
Chamisa ndewedu hatidii hondo
Havatozive polítics ende vanhu vanotaurisa havasi Mu Zimbabwe moda kurwirwa Nani murikunze ngavaende kune vasingaiti zve bible
Chamisa kusvika zvanaka tinaye
Chamisa hatidi naye❤
Chokwadi.taurai.henyu vasamuuraise chamise president wedu.wechidiki chokwadi nzara yavanetsa vanhu
Endai kwa Ed imi kusvika mafa cz manonokerwa ka.
Shandayi nzara ipere mumba chamisa haawunze hupfu mumba menyu
Correct✅✅
Chokwadi amen
Kana Chamisa asingakuitiri enda kunokuitira
Yes its true, people must pray for what they want.Do you think bady things are continuing to, destroy good things? We are watching good fects and bady fects to both of you politicians.We are not here we poor kindly people to all poor and rich.watching your views and send to God by prayers.
Hatidyi kunyepa kweZanu nekunyepa kwe CCC.
I support man u
Hapana apa kangani achiti ndakuzvipedza ainga atumwa Nani kutaura izvozvo
Chamisa marombe manyama ayo
Munanyara bamboo
Strike for wat masoja nga ite izvozvo
Vakudiii kuti Dhagi wavo adayidzire strike or any other politian in the opposition......
Politics dzipi dzamunoziva nazwai chamisa ku back makanyarara.fokoro
Advisers from Zanu PF??? Thats a big joke, mhunhu anogariswa mumwena ma advisers aripanze achiti kunze hakubutitike.
Imbo siyayi Chamisa imi ambo zorora inga akati achambo zorora imi ndimi mune noise yeku tsvaga ma views muchi nyebera waka wanda
He must Go .........Tsek
Nhai zvako kungotaura zvisina maturoo
Chokwadi ichocho vakuru dzidzisai zvivafana zviri kurumba kutuka President wedu
Atenderedza musoro aniko
Fair
Well said 👍🙏🏽
Ndochokwadi.
Vanhu ngavatambire borapasi
People are fighting Chamisa because of his fails hope after elections anonyepa
Correct 💯
McNamara
Inhema dzese idzi
Why call this a leaked audio? Leaked from where? You just made your audio yourself and posted it as leaked. I also have audios, do you want to leak them? Please maCIO respect us.
True bro
Chamisa chete chete
Yes yes
Chamisa makapiwa Mari ne Zanu pf
Iwe hauna kukwana zvako
Munonyepa . Imi muri kutopihwawo mari neZanu . Chamisa I zanu pf project ... Izvi hazvidi kunoratidzira iye ndave nesupport from America or France ..nokuti Zanu ine Russia and China . Imi muri kutaura zvekunyepa ibvai ipapo . Stupit
Iwewe ndiwe we Zanupf
Newewe uri stupit duzvi remagwavha
Pharoah haana tsitsi nemunhu chokwadi
Thank you champion 3:16
That is true
Munopenga imi chamisa Ndiye anotanga kupinda mudemo plus ngaaite nyika
Iwe tanga rako bato utange iwe kupinda mustreet
Watumwa mutengesi moda kuurayisa chamisa manje mukomana habatiki zvokumhanya
So freedom is gonna come just like that dont kak
Ichokwadi
True
Iwe hapana zvauri kutaura kuti injection kudii dii kana vachingomuda vanongomubata.😢 Varikutomunzwira tsitsi mbwende imbwende.
Haiwawo unoshaya iweee ,shame on you
No way for chamisa
Wisdom guys
Chamisa is not a true leader
Chokwadi
Hamani
Nonsense
ℂ𝕙𝕒𝕞𝕚𝕤𝕒 𝕥𝕠 𝕥𝕙𝕖 𝕨𝕠𝕣𝕝𝕕 𝕒𝕤𝕚𝕟𝕘𝕒𝕞𝕦𝕕𝕖 𝕖𝕟𝕕𝕒𝕚 𝕜𝕨𝕒𝕞𝕟𝕒𝕟𝕘𝕒𝕘𝕨𝕒 𝕞𝕙𝕠𝕟𝕕𝕚
Chamisa is young ane Mhuri but isu ngatiende pa road as if we don’t have family and we are not young. 😂😂😂😂
Top analysis 🧐. Zimbabweans madofo. Let’s protect the cult leader but the followers can die.
Injection ukabaiwa unoenda kuchipatara votarisa kuti chii chapinzwa muropa even kunze kwenyika.
Can’t listen to such nonsense.
Jesus Christ is the hope for Zimbabwe.
Such analysis inoita kunge yema jimbo chimbo.
Leathery injection munorinzwisisa here akoma.🤔
Unlike
Zvekuzoti Chamisa atenderedza Mnangagwa musoro ndezvekunyepa, nokuti hapana asingazvizive kuti kana garwe rikatenderedzwa musoro rinomedza nyakuritenderedza musoro wacho. Chamisa is just a ZANU PF project.
The earlier you may understand that Mnangagwa is GOD's judgment upon Zimbabweans, the better for your soul. You need to preach the gospel of repentance to the children of Zimbabwe, than mafunnies amurikuita awo, muchipedza nguva muchivaraidza vanhu muchivatorera mari nemanyepo.
Anyway, you will all not escape GOD's judgment mukaramba muchiita zvamurikuita izvo muchitadza kutendeuka panzira dzenyu dzakaipa dzinomhura Mwari 🙄
Murikutiko imi hapana zvamataura murakashi imi kwanai😂😂
😂😂😂@@PlaxedesKanjanda
@PlaxedesKanjanda Okay let me get down to your level of understanding. Ndirikuti dambudziko redu senyika yeZimbabwe riri spiritual and Mnangagwa is GOD's judgment upon us as a nation, uye zvirikuda kuti munhu wese atendeuke panzira dzake dzakaipa aise kutenda kwake netariro yake munaShe Jesu, kwete pana Chamisa nokuti Chamisa haasi Mwari. And already Chamisa zita rake ratove neropa riri attached kwariri sezvo vakawandisa kwazvo vakaurawa nevarakashi because of it🙄
Nonsense hauna zvauri kutaura
@@MegaMukunzi2003 absolutely rubbish 🗑
Munhu aive ne zvivindi zvekusunungura nyika ndi Morgan kwete Chamisa
Itaoka zvivindi zvaMorgan zvino aripiko..... Siya, Chamisa wedu unomuurayisa nemasatanists
Shutup
Hakuna mudzidzi anokunda mudzidzisi wake