one of the greatest leaders of our generation, its unfortunate he overstayed and get controlled by those around him as they took advantage of his advanced age, but he will remain one of the most resolute presidents of Africa. All the best legendary
cde president regai titi makanganwa zvamunotaura. makati imi munhu anofanira kudiwa nevanhu ovhoterwa ko zvino zvamavakudzinga vadiwa nevanhu moda kuti vadirwe kunzwe kwemsangano here. mukuru apa matirasa nekutitsikirira zvino regai titi homdo iyi yoda kuti tikuonesei gwara nekuti makanganwa chamakabvumirana pachimoio pasi pemumango uya. ndinehurombo and i as an individual call upon all former zanu pf youths and all expelled cadres that it is time we return this man to where it all started. tinozwa muchidada nekuburitsa vanhu mumusangano zvino zvamapedza magamba amakanga munao nhasi nekuda kwepwere iyo yamakaroora. makambonyeurirwa kuti mushuche wamakatsika pasi pane nhope.....
Kana nemi mudhara manga muchiri kungoda kutaura ne age iyoyi please mr mugabe maka makisa dai makango retire zvunyu in time.your cabal greatly used you .kana kutaura you were very week.kwakanga kusiri kuda kupa vamwe masimba chete.hapana akanga achakuda mudhara.to be honest
Everything happens for a good reason.This is the end of Zanu Pf "Mark my words"
This man is really taking our Country to the grave.
one of the greatest leaders of our generation, its unfortunate he overstayed and get controlled by those around him as they took advantage of his advanced age, but he will remain one of the most resolute presidents of Africa. All the best legendary
precious mahlatini one thing u cant away from the oldman is that he is an african hero who stood by what he fought for kuzokanyiwa nemukadzi
this will become an end you must retire now people are sick and tired of you
Hamunagwara ngwarirayi moseh + mukurumidzi akaba hutungamiri chituta
ZANU pf leaders must enjoy the last moment of ruling zim cm t election
Mudhara waimbova gamba renyika ava kushandiswa nemukadzi. Zvinonzwisa tsitsi.
Mambara
Gushungo wepi mutupo waamai uyo
slogans which promoted a change to take place , and he not aware of the ides of march.
Aaaaah zvakaoma
cde president regai titi makanganwa zvamunotaura. makati imi munhu anofanira kudiwa nevanhu ovhoterwa ko zvino zvamavakudzinga vadiwa nevanhu moda kuti vadirwe kunzwe kwemsangano here. mukuru apa matirasa nekutitsikirira zvino regai titi homdo iyi yoda kuti tikuonesei gwara nekuti makanganwa chamakabvumirana pachimoio pasi pemumango uya. ndinehurombo and i as an individual call upon all former zanu pf youths and all expelled cadres that it is time we return this man to where it all started. tinozwa muchidada nekuburitsa vanhu mumusangano zvino zvamapedza magamba amakanga munao nhasi nekuda kwepwere iyo yamakaroora. makambonyeurirwa kuti mushuche wamakatsika pasi pane nhope.....
grace Mugabe led him to the alter , and was sacrificed.
Thanks Gushungo but next time taurai future yenyika