(S.O.N.A CHAPTER 1) JUSTICE
Вставка
- Опубліковано 29 гру 2024
- A CRY FOR JUSTICE!
Lyrics
One day the poor wont have nothing to eat
The only thing theywil have to eat will be the rich
Pachaita noise mhere mumastreets
Vane nzeve batai mazwi everytym l speak
Kwandinobva being poor makes u guilty
Life is easy for mabhebhi ane beauty
Zvakaomera gen'a rinomona vhudzi
Uye mutemo unoshanda nekuti unobva kupi
I know guilty people who are walking free
Nemari they can buy freedom at a fee
Nemari they can make it all disappear
Milli akapondwa nemwana waJudge gore riye
Money making people get away with murder
Gore rinopera case ichinzi further
Till tatokanganwa mhaka yatofader
Thats how it is ndozvazviri uine cheddar
Ndakakura zvchinzi mhosva hairove
Misodzi ndoeredza afamba makore
Takaregerera Tapiwa makore
Nemhondi dzirikurara nevana pabonde
Takanormaliser zvinhu zvisiri okay
Dambudziko ratinaro imi rihombe
Unonzwa kunzi mwana arapwer ane 4years
Apo amubhinya wacho dhara fully grown man
Mutemo urikupi if its there to protect
Akafira pachurch mwana we12 years
Akuda kuzvara pakaita maproblems
Mwana mdiki asati asvika age yeconsent
Why are we still tolerating all this nonsense
Politicians protecting pple who offend
Pakucampaigner voactor like they concerned
Tavavhotera vodhbha our concerns
MaChina arikuvhiringidza kwaMutoko
Dzimba dzirikutsikirirwa nematombo
Varikuputitsa marinda emadzimambo
And Hapana kana pavanobatwa nemurawo
Mutemo ngaushande vapihwe murango
Vauyi vasavhiringe hwedu hugaro
Vauyi vasa undermine madzimambo
Hatimbowane same freedom tiri kunyika mavo
My heart bleeds for the pple of Chilonga
Tirikuramba tichivadzimbira chironda
Chakakosha chiiko vanhu nemasora
Imi koshesai vanhu kana muChironga
Tisakanganwe mavictims eIdai
They yet to find pekugara pari right
They yet to find pekurara pari right
They yet to find pekugara pari right
One day the poor wont have nothing to eat
The only thing theywil have to eat will be the rich
Pachaita noise mhere mumastreets
Vane nzeve batai mazwi everytym l speak
Kwandinobva being poor makes u guilty
Life is easy for mabhebhi ane beauty
Zvakaomera gen'a rinomona vhudzi
Uye mutemo unoshanda nekuti unobva kupi
Hard truth maaan
somebody has to say these things out
Yes yes yes
Hamuna kumira fine bambo🤝
Ukuona chii, unogona iwewe!
Twirra brought me here 💯⚡️
Me too
Can you please be the new Leader of the Youth bro 🤣🔥🔥🔥
This bro is Maaaad🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Deep truth saka on radio they won’t play him
Mogonaa bba👊🏿👊🏿💥💥💥🔥
😢 chakaipa ichi
You deserve my follow
dope
This guy is good just saw his 10 diss on twitter only to find out he actually has a whole lot good songs
Finally I found good hip hop music
The hiphop artist whom we really need
Ndawana replacement yaHoly
Deep bro
Glad to meet you Leon. About to indulge in what I expect to be an interesting sonic experience. Had to start at chapter one. For what we are about to have, we thank the mic amen.
You got this nigga.Keep it up💥
Baba mauya nehasha
Wonderful 🔥 🔥 🔥
One love bro
Dope bro
love from Twitter, keep pushing. loving the energy as well the powerful message
Thank you fam..Appreciated
This is dope.
The lyrics, the flow, the delivery and the message.
Hip Hop iri safe
Ummmm ndashaya zvekunyora unogona zviri over😩😩
More than good music
Loving the sound my bro 💪🏽
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kandai diss track ra dzetse pa tube baba😂