3:51 ''....aaa-ash i don kno kuti, who was doing the wiring yemba inooyi...!'' whats up with people who look down upon work that other people had done. unonzwa munhu auya achiti, '''ndiyani akakuitira networking yakadai soo; ndiyani akakuitira plumbing yakadaisoo...; ndiyani anga achombogadzira mota inooyi!''' koo kungoita basa rawawinga without bad mounthing other people's work? horhaiti ukaudzwa kuti ndi nhingi akaita wodii? that was good acting.
Contact Lindiwe on +263 714 151 505
Comic pastor Sorry nekukunetsa Ndikumbirawo rubatsiro nekungosvika 500 neku subscriber pangu wobaya ka pic kangu woita view channel
Changa chichipisa icho Comic, well done
@comic pastor..tokumbirawo kuona mukati mainyorerwa zvinhu izvi kkkkk
@jemedza tv kwana that’s not how you do it
ah nijo🤣🤣🤣this has to be one of the best skits🤣🤣the measurements..the calculations..the ORO😂😂
Ndafunga kumusha tichiverengerwa ma line ekusakura😂😂😂
4 foot nema 6 feet😂😂😂haaa Comic Pastor and Associates mundigonera
Oro Oro Oro 🤣🤣🤣🤣🤦♀️ tsano Nijo musadarosoo
Those measurements just killed me😅😅😅.Issue of sockets 😅😅
😂😂😂😂😂
Nijo is something else, lol
Kkk
The way nijo z measuring 😂😂😂😂😂🙌
I start laughing seeing nijo I don’t know why but this guy is so amazing
anotongofanirwa kunzi notorious nijo lol
Ahusi wega kani....😂🤣😂🤣
Its the mathematics, the measurements and the calculations for me
Ma1 kani urisei
Tsano ikoronyera!!!!!!!!🤣🤣🤣🤣
Nijo usadaro😂😂😂😂😂😂😂 haaaaaa usadaro apo
Nijo anorohwa nevanhu. He is Lucky kuvepamkwasha, otherwise??
Kkkkkkk Nijo kushandisa makumbo for measurements here kkkkkkkkkkk
Kkkkk tsano nijo 😅😆🤣 makanyanya team ndanakirwa zvangu ndisati ndavhura chakaipa ichi 🔥✌🇿🇼
Handikushayi kwese hanzvadzi yangu kkk
🤣🤣🤣 tsano Nijo mameasurements amuri kuita ayo bhoo ere. Mubhuku muri kunyorwa zvisvinu here
kkkkk mai tadiwa mandinakidza hanzi kana akuda Kubhururuka ndoanodaro.
Its the ORO for me hahahahaha
Tsano Nijo kana 😂😂😂
Kkk vakaramba tova director kwamuri tenge tisingadi stress 😂😅🙌🏼
Oro oro oro🙌
ORO ORO ORO 😂😂😂😂
😊🤣🤣🤣🤣🤣Tarenda ndoriziva ini keep it up guys
😂😂😂😂😂😂😂😂comic pastor kani 😂😂😂
Its the measurements for me😂🤣😂🤣😂
"vakaramba tinenge takuva director kwamuri" 😂😂😂 tsano Nijo is useless
Paneaonawo kamugarire kaitwa pasofa naNijo kkkkk
Dai mai vangu vamuona airohwa. 🤣
The Oro Oro Oro part😂😂😂🤣🤣🤣
Elton Sorry nekukunetsa Ndikumbirawo rubatsiro nekungosvika 500 neku subscriber pangu wobaya ka pic kangu woita view channel
my ribs please wooo 😆😆😆😆😆😆😆😆😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌the way Nijo was measuring
Hezvo ma plug anodzikisa rent 😂😂
Nijo wato pedza nemakumbo,🤣🤣🤣🤣🤣itya Mwari iwe
😂😂😂😂 Nijo musiyeyi amiririre maRoja
asi Nijo ukati dzirimo , hahahhah how can you do that lol
Bamnini Nijo shuwa ma measurements enyuka 🤣🤣🤣🤣 . you always make my day
Pandangoona mukomana aakuita nharu ndabva ndatopera power 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ini ndangoona pic aina Gamu iro ndabva ndangoziva kuti Aya mahwani...Munogona mhani vanhu imimi ..love from # Nhamburo in Rwanda 💪
😂😂😂😂😂😂😂ko iko mupfeka qwavanenge vakaita macolour macolour kunge father christmas kkkkkkkkk
Kkkkkk kwanzi kana muchidai memuchitomezha here tsano . Tsano nijo mabasa chaiwo
Praisegod Sorry nekukunetsa Ndikumbirawo rubatsiro nekungosvika 500 neku subscriber pangu wobaya ka pic kangu woita view channel
Why?
Brobondo ndozita here?
Yeshua loves us all. God’s in control don’t forget to pray for you and others
Thank you☺️ I applaud your consistency
Gamu Gamu 😂😂😂😂😂😂😂😂tarisiro yako bhooo here
Kkkk kwaaaa Nijo kaaa measurements bho here amana 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Haaaa Nijo 😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅🤣🤣🤣 gumbo here baba
Mmm Nigel, arikuvhara vanhu😀😀oro oro oro🤣🤣🤣
geggegegege
Dzamunoti Nigel dziri funny idzi 😂😂
Ndarwadziwa shuwa property Manager is a thief. Kkkkk
Haaaa Nijo sooo 😹😹😹
its Nigel's clothes for me kkkkk
passage diki hanzi taita que kudzoka ku dinning Nijo.anopengesa
pandanzwa door richivhurwa when Comic na Gamu were discussing thought it was Nigel ongopinda oti hoo saka mukunditaura lol
Ko zvirungu muchi worker nhema tsano kkkk
Nijo makuhwa munomawanza henyu😂😂😂😂kunyepa hatichataure
bamnin Nijo ne serious yamakarova muchinyora apa book renyu riri upside down😂😂😂
lol nijo ari kungo nyorei ...:)
Kkkkkk kupima nemaoko ere amana hahaaa anatsano venyu ava
Macolour macolout kunge father Christmas kkkkk musadaro tsano imi
Brobondo manga mafungeiko….. ummmm pachinjei ipapa!!!
confafa dzaNijo dzondipedza,🤣🤣
nijo Chii asi Amana 😂😂😂😂 U killed me
Upfront payment here Nijo, amanaka
Ma color ma color kunge father Christmas. 😂
Kkkkkkkkk the whole 56 ndeyenyu kkkkk Nijo calculations dzacho.......then hanzi no one anozouya achiku bothayi 😂😂😂
😆🤣😂😹 asi Nijo ka ini ndongotanga kuseka kungoona kuti pana Nijo
@jemedza tv done
aiwa amana Nijo unoita seiko
😂😂😂 Tsano Nijo ndikutsvaga full house ine 3 bedrooms ne70 iyoyo
Hook me up 😂😂🔥🔥🔥
🤣🤣🤣🤣🤣
@jemedza tv just create good content and people will come and subscribe
Nice one keep it up
okay okay okay hahahahaha Nijoka
Ndaita hasha listening to Nijo 😡😂
kkkkk Nijoo usadai mameasurements here ayaa kkkkk
Oro oro oro😂😂😂😂😂😂😂😂
Nijo Ku measure here uko
Nijo😂😂😂😂😂😂before I even watch the clip.....aaaaaaah hkuna manager vakadarooo😂😂😂😂😂😂😂#Nijooo
Nijo chiii newe🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ayas ndazofa nekuseka nhasi hanzi socket rikaiswa kudoor 😂😂😂😂Who sleeps at the door???
Measuring yacho nijo 🤣🤣🤣🤣🙆♀️
😂😂😂😂😂😂nijo
😂😂😂😂😂aaaah KING ava
Oro Oro Oro haa zvakaoma
Nigel chibaba 😅this is good 😜
kkkk Nijo ukwane wanzwa kkkkkk hayas kkkk
😂😂😂😂 nijo chibaba
Hanzi ko vakaramba munoita sei?? Zvikanzi tinova director kwamuri 🤣🤣🤣
Ndadhiniwa Sorry nekukunetsa Ndikumbirawo rubatsiro nekungosvika 500 neku subscriber pangu wobaya ka pic kangu woita view channel
zviri sei mudhinhiwa happy to see you ku comment section yabamunini nijo
Kkkkk
cracked me up!!! kkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 bamunini Nijo
Hahahaha Tsano Nijo!!!Brobondo is the way to go
Oro Oro Oro 🤪🤪
You can say that again
'hatidi zvinhu zvinozoti stresser tova director kwamuri😂😂😂
It's measuring for me Nijo
Pa Brobondo ingapote marii
3:51 ''....aaa-ash i don kno kuti, who was doing the wiring yemba inooyi...!'' whats up with people who look down upon work that other people had done. unonzwa munhu auya achiti, '''ndiyani akakuitira networking yakadai soo; ndiyani akakuitira plumbing yakadaisoo...; ndiyani anga achombogadzira mota inooyi!''' koo kungoita basa rawawinga without bad mounthing other people's work? horhaiti ukaudzwa kuti ndi nhingi akaita wodii? that was good acting.
Kkkkk nhai nhai....🤣😂🤣😂
Gamu akutongopererwa 😂
🤣🤣🤣🤣nijo wakapfekei
🤣🤣🤣🤣 ma measurements aNijo🙌🙌🙌
Nijo chimbosiyana nefodya🤣🤣🤣
Oro Oro Oro
Property manager🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk hanzi oro oro oro
Nijoe ummmmm msadaro kkkk mari yanyanya kuita Shoma iyo
uyu anorwara uyu in chinotimbas voice kikikikikik
Mameasurements ayo bhoo here 🤣🤣🤣
"Oro oro oro"
Nijo imwe version yaPambwa wema stand...
Kumeasure kurikuitwa natsano 🙄🙄😒😂😂 oro oro oro 😂
Haaa boiz nijo chii naye nhai hahahah
BoiShona Sorry nekukunetsa Ndikumbirawo rubatsiro nekungosvika 500 neku subscriber pangu wobaya ka pic kangu woita view channel