sure kurovana dhog staira mugomo kusvika zvataurwa naBhozhongora paRadio aaaaahhhh chii nemi

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 12 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 170

  • @KudzaiMagombedze
    @KudzaiMagombedze 18 днів тому +14

    Nhasi chief magona vakadzi ngavaripiswe ndozvinoita mambo mutasa chaizvo

    • @LoreenChapepa
      @LoreenChapepa 16 днів тому

      @KudzaiMagombedze MaChief Manyama vakaita seava dai vaimbobatsirawo vamwe. Kune dzimwe nzvimbo mkadzi anotoripirwa asi iye anenge aita chihure, imagine munhu achinodanana nemurume ane mhuri yaanotoziva, ozoenda kwaChief paanozorambwa onoti ndakapedzerwa nguva, chief votonga kuti aripwe.....zviri kuitika naChief Makoni izvozvo, mheno kuti chingapera here chihure chacho kana kuti vamwe vachatochitora seproject

  • @Chirstinemusvosve
    @Chirstinemusvosve 9 днів тому +3

    Chiwuno chomukadzi Uyo chowoneka Kuti ndovanhu vaya vanotamba zvisina Basa kumariro

  • @alicezandonda3129
    @alicezandonda3129 18 днів тому +10

    Vamwe vakadzi soo msadaro chokwadi kuenda kunhamo muchibva maronga kunoita chihure

  • @PreciousChikwede
    @PreciousChikwede 18 днів тому +11

    Chief makachena 🎉

  • @chiposhoko8563
    @chiposhoko8563 18 днів тому +12

    Mubereki webenzi haana zororo

  • @Chirstinemusvosve
    @Chirstinemusvosve 10 днів тому +2

    Iwe rega hure ridzokere kumusha kwaro.vakadzi vakawanda vanoda dzimba.

  • @momof3941
    @momof3941 17 днів тому +3

    Ndimi munawo mabhishu enyu chief Bushu kkk😅

  • @tariromafirakurewa9498
    @tariromafirakurewa9498 18 днів тому +3

    Ko mukadzi adini kuripiswawo hubenzi uhwo, kwaMambo Mutasa wanoripisa big time hawanyenamiri mapenzi

    • @Olcool
      @Olcool 17 днів тому

      anzi mombe nembudzi zve. ndiye atotanga kuripiswa.

  • @Simbarashechimushamu
    @Simbarashechimushamu 11 днів тому +2

    Nhayi muroora ko urikuzviitireiko😅 heeee,ayikona kufenengara mhunoka,tinoda ma answer 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @Mukanya1975
    @Mukanya1975 18 днів тому +5

    Kwa Chief Bushu again amana!!!

  • @SekaiTimothy
    @SekaiTimothy 18 днів тому +4

    Endai murongedza mabag amai mubaye kumusha kwenyu ndimi vakadzi murikuparisa varume mhosva imimi nengozi mweya wekusagutsikana. Kuita murume sasikamu soo noo mhani

  • @user-gn4ln5rg2y
    @user-gn4ln5rg2y 15 днів тому +1

    Ummm vakadzi vevanhu vakuvhura hombe yuwi ndatenda hangu 😊

  • @AnnaMupfurutsa
    @AnnaMupfurutsa 18 днів тому +1

    Hanzi murume wangu
    Uyu chikomba changu nhy mwariiiiiii

  • @MarthaGwizo
    @MarthaGwizo 12 днів тому +1

    Mukadzi akapusa uyu l feel sorry for mukadzi wechikomba

  • @user-sb9mq6vn7x
    @user-sb9mq6vn7x 18 годин тому

    ahhh Moyo hwai iwowo

  • @lionjudah7192
    @lionjudah7192 17 днів тому +1

    Munodarireiko vanhukadzi nevanhurume nhy Jehovha Jaire. Knamunhu ainehosha uchinzwa kuda kuhura dzokera kumba kwenyu than kuhurira murume uripamba pake

  • @KellyZimunya-w6m
    @KellyZimunya-w6m 16 днів тому +1

    Kakadzi aka kadako kàduzvi chaiko kutogadzisa chihure kambwa pfutseki mhani ndimunzwei muchit masingle mother mahure kutomusa kaface kanenge kechidhoma chri kukaka waya iweeee

  • @NancyTivatyeMandy
    @NancyTivatyeMandy 18 днів тому +1

    Gud hako wauya usina dhugu jena

  • @eddiemudzingwa9532
    @eddiemudzingwa9532 17 днів тому +2

    Mambo Bushu nevedare renyu makachena. Nawo nawo mabishu mudunhu renyu

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq 18 днів тому +3

    Chief nhasi makachena but pa kuzoda kunzwa nyaya kti makabatwa cei pandipedza 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 18 днів тому +2

    Haikona kufenengura mhuno benzi

  • @BlessmoreChakwidiba-n9e
    @BlessmoreChakwidiba-n9e День тому

    Mukadzi uyu ka ipfambi

  • @togarachifumuro3848
    @togarachifumuro3848 18 днів тому +2

    Ko siya mkadzi Wacho nhayi...muti wemusango

  • @ChsgsYes
    @ChsgsYes 18 днів тому +1

    Mambo wangu munoyiva here doggy 😂
    Ndafara kuripisa kwamaitawo mukadzi uyo chidzidzo wese mukadzi wemunhu ahura ngabhadare pamwe zvingaderera nekuti zvanyanya

  • @wellingtonJani-sn5bg
    @wellingtonJani-sn5bg 17 днів тому

    kkkkkkkkk i reserve my comment ahahahahada

  • @Tingzytakestyme
    @Tingzytakestyme 17 днів тому +1

    Kutozviona kunge John Sins, 4 mombe ishoma hadzo

  • @TradingForexwithCosme
    @TradingForexwithCosme 18 днів тому +1

    Chief Bushu wekuma bhishu

  • @panaliam
    @panaliam 16 днів тому +3

    Can mambo please tell that lady to stop calling adults nhanha. That is very disrespectful and degrading. Please be dare renoremekedza vanhu despite their background

  • @user-rb8kq6yt8x
    @user-rb8kq6yt8x 2 дні тому

    Pretend seunoda mukadzi painongopiwa mombe wochimudzinga wotoroora mumwe nemombe idzodzo

  • @user-yt1wu9md6c
    @user-yt1wu9md6c 12 днів тому +1

    Buwe chii

  • @desperkutoka7161
    @desperkutoka7161 18 днів тому +2

    Kanyika kane chipfambi mhani aka.

  • @revaibhiza704
    @revaibhiza704 15 днів тому +1

    Vakadzi vevanhu vatora chimuti

  • @lionjudah7192
    @lionjudah7192 17 днів тому +1

    Kunyadzisa mutupo wakanaka kudero ..kutaura dzichinoza zvadzo kut ndinoera Moyo

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 18 днів тому +1

    Zigo Wanga uri witness

  • @MarthaGwizo
    @MarthaGwizo 12 днів тому

    Kusazotosoda

  • @user-rb8kq6yt8x
    @user-rb8kq6yt8x 2 дні тому

    Tanga wapiwa mombe wizochidzinga

  • @mainanatanaandtino1856
    @mainanatanaandtino1856 14 днів тому +1

    vanhu mune zvivindi

  • @margaretbaka848
    @margaretbaka848 18 днів тому

    Magona Ishe. Vakadzi vanyanya ngavaripewo.

  • @PrettyManyame
    @PrettyManyame 18 днів тому +1

    Vanhu vakuvhura hombe aaah

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 15 днів тому

    Idzi dzinoda Nyamaropa chief Bushu vane kakupora kakudhererwa soo nevanhu mukadzi uyo zvaanga achiita karomo nekamhuno iye atadza zvandibhowa sterek

  • @PamelaGwese
    @PamelaGwese 13 днів тому

    Gegege mambo wemabishu😢 everyday here vanhu varikuzvinyanya

  • @ChesterMakaya-pf9ci
    @ChesterMakaya-pf9ci 18 днів тому +1

    kkkk vakadzi vari kuda chidobi chembwa chiya

  • @kolonyoni3458
    @kolonyoni3458 17 днів тому

    Ungavumi ukudelelwa kanje,chupha umfazi nsizwa yakithi.

  • @EdmondKashaya-iv9nm
    @EdmondKashaya-iv9nm 17 днів тому

    Mahure ese mudzimba ngaaende hawo.

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 14 днів тому

    Muchatijoiner hedu kubute😂😂😂

  • @ruekayla
    @ruekayla 17 днів тому

    Haaaaaaaaaaaaaa chief Bushu mudunhu menyu manetsawo nemabhishu iiiiiiiiiii chimbobhadharisai chaizvo

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 14 днів тому

    Chihure chakatanga kare chete kwaive kusina mbozha nhare dzekutora mifananidzo 😂😂😂😂mubiyake

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana 15 днів тому

    Haa. Mabishu enyu mambo ooh 🙌🙌🙌 . But magona. It was long overdue kuti vakadzi varipewo. Maybe chihure chevakaroorwa chingaite nani

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda 12 днів тому

      😂😂😂mugomo vakange vanoona mabiyavo

  • @AnnaMupfurutsa
    @AnnaMupfurutsa 18 днів тому

    Akange anoona mabiyakee😮

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 14 днів тому

    😂😂😂😂ina dzinemazondo mangani😂😂😂😂

  • @Sibiti-tb8ox
    @Sibiti-tb8ox 9 днів тому

    Murumr wemukadzi uyu anekazungaira soo

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 18 днів тому +1

    😂😂😂😂😂Hakuna dzimwe nyaya kwachief uko ndidzodzo idzi dzekurarana chete inenge mhepo iri mukanyika aka totenda havazobata nevana nevazukuru vanongoita kumacouples

  • @itsangaB
    @itsangaB 11 днів тому

    Mashonaland central ne dog style makaipa. Chiweshe nekwa Chakonda🤣🤣🤣

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 18 днів тому

    Nzvimbo ya chief bushu ma1

  • @FelixChimambo-zj4jd
    @FelixChimambo-zj4jd 18 днів тому +3

    Mkadzi wacho arikutonakirwa hake. But varume tisadarano, shuwa kufongoresa mukadzi wemunhu kwakumu zhaka akabata dombo🤣

  • @nettiemashy9116
    @nettiemashy9116 14 днів тому

    Muroora ndayende hake iyoo i pfambi chaiyo

  • @KellyZimunya-w6m
    @KellyZimunya-w6m 16 днів тому

    Newewo murume iwewe kana wadzikererana nekambwa aka haufunge munhu wawakaona akabatiswa buwe wogara futi naye

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika 18 днів тому

    Asi varume after maona sei muchienderera mberi nevakadzi available munoti vanozorega here?

  • @tawandatetena7896
    @tawandatetena7896 17 днів тому

    Moyo moyo 😂😂😂

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 10 днів тому

    Tiriko shuwa mambo atina vanhu😂😂😂

  • @teclarmusanzika
    @teclarmusanzika 17 днів тому

    Tha vakunyakaza vakadzi ava ngavabhadhariswe.

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 18 днів тому +1

    Better nyaya idzi than dzeuroyi nengozi and murder in Manicaland. KwaBishu vanobishura

  • @Sibiti-tb8ox
    @Sibiti-tb8ox 9 днів тому

    Washaya Mukadzi here nhai munina chii chakadaro tora mombe idzo usiyane nehure iro risina nyadzi

  • @user-il9lo9gz9h
    @user-il9lo9gz9h 17 днів тому

    Chokwadi mambo wangu

  • @Chirstinemusvosve
    @Chirstinemusvosve 9 днів тому

    Asi mombe dzacho ma dollar for 2 here cz haa sabuku pamombe murikukuvadza vanhu.

  • @MaiA5Gwatsvaira
    @MaiA5Gwatsvaira 8 днів тому

    Iwe uchadzokera kunopinda mujira nechifeve icho kuti washayei.....tengesa mombe udye mari uroore umwe mudzimai zvipere....chapa siya iyende....

  • @SekaiTimothy
    @SekaiTimothy 18 днів тому +1

    Chief mataura chokwadii vakadzi varikuda misha hobho panze apo

  • @Loice-v2g
    @Loice-v2g 18 днів тому

    Mambo makachena

  • @linahchimbirimbiri3157
    @linahchimbirimbiri3157 14 днів тому

    Moyo vanoshandira

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 18 днів тому +1

    Mambo imboitai bira rekuzorodza mashavi echipfambi. Zvanyanya izvi😂😂

    • @kikiri383
      @kikiri383 18 днів тому

      Pabira ipapo vanotokwirana nevakadzi vevanhu kikkkk.

    • @Madzimai-v1h
      @Madzimai-v1h 18 днів тому

      @@kikiri383 😂😂

    • @AfricatoAfricans-i9q
      @AfricatoAfricans-i9q 18 днів тому

      😂😂😂 Haaaa bcz anombozama kudzitonga dzechihure

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 14 днів тому

    Kkkk ivo vakadzi vanovaviwa nei ,hakuvave gezai nemvura inotonhora kunozorora kupfura,kkkkkkk dhemeti matuzvi emukadzi

  • @RuvarasheTumba-dg2wp
    @RuvarasheTumba-dg2wp 17 днів тому

    Kusatonyara kuzvitaura nhaimwari

  • @user-wu2bm3cj6x
    @user-wu2bm3cj6x 17 днів тому

    .mujolo unodyiwa zveshua.

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 18 днів тому

    Kutosinga Zambia 😂

  • @TavongaAlpha-bi1cl
    @TavongaAlpha-bi1cl 18 днів тому

    Vakadzi ngavaripiswe kana vavhura hombe

  • @nataliamunambi828
    @nataliamunambi828 18 днів тому

    Hanzi dhogu staera

  • @lucksonmagogogo4581
    @lucksonmagogogo4581 17 днів тому

    Mukadzi uyo ihure chairo

  • @itsangaB
    @itsangaB 11 днів тому

    Ko vaya vaiti sekuru vakura havachagona dog style kuna sekuru vekubata mukadzi achiitwa dog style ko apo munotii nekuti ndevezera rimwe. Kuhurirwa hakuna zera.

  • @Sibiti-tb8ox
    @Sibiti-tb8ox 9 днів тому

    Umm roroora hure reMukadzi zvonyadzidzida

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 18 днів тому +1

    Unocheneruka kumeso nekunyara

  • @user-wv7tg2wc8p
    @user-wv7tg2wc8p 17 днів тому

    Hakuna murume anoyera moyo haaa ndaramba

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 18 днів тому

    Hanzi mambo dog stlye munoziva here kkkk

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 14 днів тому

    Anoganza urume hino unadzo here ina dzinotsika uchaurayirwa kaburi

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 14 днів тому

    Blaz varidzi vemukadzi dzingai joki

  • @Chiheramaimuku3088
    @Chiheramaimuku3088 8 днів тому

    Pamusoroyi nevoice riri padenga kana nyadzi

  • @user-mk9cr1yk4w
    @user-mk9cr1yk4w 18 днів тому

    Chikorokoza nechifambi zvofambidzana

  • @daisymashora7000
    @daisymashora7000 17 днів тому

    Ko kuzozvida mukadzi hanziiko

  • @GeorgeFabulous-nh7nf
    @GeorgeFabulous-nh7nf 17 днів тому

    Zigo is a journalist

    • @zivanaichaitezvi214
      @zivanaichaitezvi214 16 днів тому

      Nekuti aita sei, angotora content yakaitwa recorded kare akaisa pa page Pake kuti tione?

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 17 днів тому

    Aaaaa futhi Niki's

  • @jameskwindingwi4912
    @jameskwindingwi4912 17 днів тому

    Zigo urisei zvako😅😅😅

  • @user-xf1ol2sf4f
    @user-xf1ol2sf4f 18 днів тому

    Gadzirisai nyika Mambo

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 14 днів тому

    Ukuhurirei bishu

  • @Countrychoice253
    @Countrychoice253 18 днів тому

    Mambo Bushu nyika yenyu inevhu rakanaka,goridhe,nemaHure

  • @user-ie5jk5zt1y
    @user-ie5jk5zt1y 18 днів тому

    Hanzi makabatwa sei 😂😂😂😂😂

    • @Sheila-yr8jq
      @Sheila-yr8jq 18 днів тому

      Mufunge henyu tazonzwa zve dog stayera manje😂😂😂😂😂

  • @partsonchinowonda4420
    @partsonchinowonda4420 10 днів тому

    Dog style ma one 😂😂😂

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 18 днів тому

    Mai ine chivindi iyi 2023 kana kumboita Lula Lula iyo mvana Ibva apa.

  • @EvansMujaka-w8l
    @EvansMujaka-w8l 17 днів тому

    Chakanyanya kurovera mukati chaimo

  • @SusanMuhlaba
    @SusanMuhlaba 13 днів тому

    Dzidzisai kunyararidzai vnhu varimudare

  • @stellamunyuki3356
    @stellamunyuki3356 18 днів тому

    😂😂😂😂 zvinhu zvacho mataurirwo azvo sooo

  • @runesurunesu5609
    @runesurunesu5609 18 днів тому

    mukadzi wangu here or hure rangu