Esau, Tatenda Macheso Ft Tedious Matsito Jnr Vakabatana vachionesa vanhu Horror paChiTwn Tanza🔥🔥🎸
Вставка
- Опубліковано 6 лис 2023
- Esau, Tatenda Macheso Ft Tedious Matsito Jnr Vakabatana vachionesa vanhu Horror paChiTwn Tanza🔥🔥🎸
#sungura #youtube #viral
I like it kuona vafanha muchifambidzana mu industry yemangona zvinoratidza rudo nekukura pabasa kip the fire 🔥🔥🔥🔥🔥
Wataura mashoko anovaka uye mashoko anorakidza kuti uri munhu anobva kuvanhu vane kunzwisisa thanks wangu
Thus the correct formula ye life vechidiki ngavapiwe mukana
Macheso in'anga kubatanidza vana awo akagadzira chikwambo.
Much love and appreciation to baShero.
madance ekwaChibadura ayo
Matsito haaai raiti he is the best among all orphans came into music industry
true true
Matsito Is a real deal on the lead guitar.
Uyo mupfana anorova raLucky Mumiriki hamusi kumuteerera uyo😂😂😂.....tererai waya idzo boyz
Matsito is the best vocalist
'the bright is very future' 😁😆😅for sungura yedu nevafanha ava, dai vangorega kukwekweretswa nemhepo dzemu industry vachiri vadoko BRAVO! and keep the fire burning
Amen
Indeed the bright is future in Museveni's voice 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 guys munofambira nyaya dzacho
Rufu sooo Tedious senior huya uone mwana zvooita iweeee
Madhara ngaachizorora atambidze vafana chimuti
Hameno mopaonawo sei
Vafana pfeeeeeee
baba ndibaba iwee
Good going boys. Zvakanaka izvi
Esau backing on point
He is a very powerful backing vocalist...
Vakomana ava vane chipo keep it up boys
Blessed more love
Rhythm yepakunyutura yabuda ndoyandichida kunzwa
Uuum. Boys rogona zvaro iriiii
Matsito chibaba ichi
He's humble
Bhora mberi vapfana ndiyo nhaka yenyu iyoyo inovaraidza
Well done ❤❤❤❤❤❤❤❤
Yesss vafanha vangu mapinda mu gear manje nyc1
Matsito junior 🎉🎉🎉🎉
Uyu Matsito ishasha yoooh
Wedone
Bhora mberi
Esau wauyazvakana rambayi makadaro
Matsito mmmmm ❤chibba ichi
Hokoyo baba Shero ...chimuti chaenda kkkk
Well done guys, you're absolutely amazing
Mfana akaipisa
Tatenda and Esau Matsito and Tedious Macheso
Good combination
With love
Fambaaaaaa
Hwandafuu guys
Murikugona guyz
Esau and Macars vakaipa futi ndoo bass here iro matsito Kuti taaa chesologising
❤❤
sungura in safe hands
Matsito Macheso
Vocal iro rakabudisa
Vapfanha vakaipa ivava...
Esau backing mahorror
Ihondo chaiyo. Vanorova basa vakomana Ava.
Nice one vafana simudziranayi Tedious jnr big up younger