Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
kana wanakirwa nengoma usanyare hako, come register here🔥🔥
Chingoma chakaipa ichi
Ngoma ndizvo
Tanaka hamandishe ndobva waita surname nezita sezva brother vangu
@@fortunatehamandishe2675 ndevekupi brother vako, ndina bamnin vangu vanonzi Tanaka Hamandishe
😂😂😂manakirwa here Hamandishe
Vanobvumirana neni kuti shinso anopisa lets gather here timupe sando dzake
Let's gather here vese vanga wasuwa voice ra Shinso😋😋😋🔥🔥🔥Shinso and Freddy somwhow made this worth listening to...ngatisarwadziwe
kkk ichi chakandipedzashame
Kozvamunenge makatobata nhay 😂😂😂😂😂
Shinso's voice brings back my childhood memories 🔥🔥
Yeah sure🤣🙌
iiii vamwe vanhu vadiki guys
Haa soo true
@@alecksithole286 😂😂😂😂siyana nevanhu iwe
Kuzvi 2011 uko..
Shinso's voice could be the solution to all our problems as a nation🔥 I am unapologetically enjoying this song
your look good on ur profilelet me also say your beauty could be the solution to all of my problemstext me let's have a cnver
Hie Odelia wakadzidza Ku MPs hre
I wasnt a fan of Prophet T Freddy music, but apa vakarova number, this is a masterpiece collabo, plus visuals bhoo
..... dai vasipo ndaizviita sei !!!!! Shinsoman
saka prophet na shinso maitiitisa ka pese apa😂🤣😂🤣 good song
Haaaa ngoma 🎉🎉🎉
Shinzo mapedza masports king uuuummm ndimi maiva my best artist in the world
Wow wow dats nyc zvekuimba ndozvako mmmmm church I think ibusness
Kkkkk prophet makachi master here chigame chacho
I wasn't a fan of TFreddy but kubva apa I'm a big fan now and Shinso just your voice rinondiitira hangu
Hee Fred adai akadai Haaa inini ndanakirwa zvangu nengoma iriShinsoman still dzvova as ever hoyooo
Yeah tune bho zvekut
Hoyoooo prophet F n daddy va dee
Hanzi na prophet chi game ichii ndakachi master kkkk
Ah ini ndaiti mukunetsana ka ndakatoti this is not Baba Devante kkkk love you peóple be blessed 😍
Nice combination nice song
Prophet t Fred keep it up
Love Shinso's voice
Corrus inopisa iyo good compination
Aiwa TFreddy anogona.kuimba he has a good voice
“Ndadzoka ne hukasha nemasimba, Ngirozi Maikoro”🥶🥶🐐🔥🔥🔥
My Prophet alongside my best artist
Wazionaka Shinso kuti mudhara uyu akudzosa mubhora
❤❤❤wow this song is a lit wow mmm well done
T Freddy ndaimushora but . Ayewa noziva keep pushing mdhhara 🔥
Love you shinso wanyanyonyarara mwomwe yatateguru tati you take tent more than other artist
Hoyooo 😊😊😊😊 chobata basa
Hevvy Tune, Prophet n Baba Devante munoimba guys....the blend of voices is superb
Pisarema raDavhiti 50 v 21 "Zvinhu izvi wakazviita ini ndikaramba ndinyerere; wakafunga kuti ndakafanana newe."My fav verse there, nicely put in a song, big op!
Dei wakaend Jah love akarar unonyany rasika iwe
Zimdancehall Prophet hamuite hamuite !!!
Kudengaa kure sure...paridzirai vapfana ava prophet
Vakachi master chi game ichi
Father wega unongomaziva ma system yacho 🔥🔥🔥
Haa voice ra Prophet T kaa hariko amana. Zviriko here izvi.
Ma1 aya🔥🔥🔥🔥
Chigame ichi takachi master for 🙏🙏 ngoma boooo
ichi chisimbe ichi chisimbe. chorus ma1 ayoooo
Ma ka chi master
Shinsomarn is such a legendary 🙌
Shinso tipewo Ka album kane ma beat ako ne voice rekudhara ,wakumba ma soft these days toda Ngoma rodyisa ye rent
Nice combination, these guys have unique voices, nice one.
Freddy .....madungwe na passion java muri ma suscum
Shinsoman's voice 🔥🔥🔥
Tune re kisimusi isifikile
mbanje ngadziputwee kuma chechiii ukooooo💥💥💥💥💥💥💥
what a gem, nice one. I think the prophet should go the dancehall way full time
Taura hako
Mukuyimba hree😂😂
Makagona tave nesong ye Christmas 🥇👏👏
Prophet T ndinyorerei mangoma ndiimbe hangu
Haaaaaa Shinsoman voice and the combination haaaaaaa ma1
Shinso voice iro haripere
Shinsoman chibaba aiwa ndabvuma,imi Jah T. Freddy izvi ndizvo zvenyu chaizvo zvekuparidza chimbomirayi
Baba Devante still much in the game!!! Chimbotionaiwo!
Mastered chingoma deserve zvimalike kana usungarwadziwe king Shinzo
Morova Ngoma prophet chimwe chichiri kupisa mabva matipa chimwe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Good tune prophet magonesa
Haaaa ichi chabikwa prophet vanotobosa mangoma zvekudaro nice tune
Ummmm prophet ngavatoite zve Zim dancehall 🔥🔥🔥🔥🔥
Voice rababa devante l begg
Shinso watiregerera tipe mimamzi pirizi wanyararisa
Hoyooo motooooo munana umwe from gospel to danzahall jack of all threads
Saka muchaita seyi manje kkkkkkkkkkkk shinsoman wow nice chopisa icho 👏👏👏👏👏👏👏👏t freddy
Chi heavy tune
Tuneeeee this is big tuunnee🎉
From today onwards ndave ku respecta Fredy n Shinzo besides the Chinhoi oils 😂😂😂😂😂😂
Shinso pliz give us more music your voice I surrend 😊
This is art at its best. Well done Prophet na Shinso the Man. This is what we want in the industry and in the country.
Shinso my favorete i like your voice unondigonera
Asi chigame ndakachimaster❤️😊🤗
ProphetT fredy -Handivasiye vainenyota Shinso -ayiwa hatisi kuimba iyoyo kkkkk
Kkkkkkkk
Shinsoman Dancehall father 🔥🔥🔥🔥🔥
shiiiiiiiiiiiiiii nzoooooooooo aita zviridzikee feeling like to dance💯🔊🔊
Baba Devante Mawaya way heavy
i love iiiit!nekamupururu ka ambhuya vaye!
Prophet Chi Game ichi makachi Master
Shinso was Quit sure, thenx munhu walshe T Freddy
This Collabo hey super 🔥🔥🔥
Ndripano for prophet vema spiritual tasticles haiwa murichibaba munorova rese ramaburitsa tinonzwa
Prophet handiva kuze asi apa zvakarongeka big up dance-hall father Shitso.I have rewind it God nkows how many times .
thank you
From South Africa though i dont understand somewords I love Shinso's voice damn Missed your voice
Ko zvairikutonakidza!! Musajairire Shinso amana
Prophet voice renyu arisi re zim dancehall noo n
❤❤Zvri safe here izvo
haaa shinto and Freddy mose mandiitira shame sesundsy kudai
Shinso's featuring 😛😛😛😂😂 anyways keep on vybing
Wht a NYC tune💥💥🎶 pedzai basa prophet takaenda
Ndandakanyarara pese apa ndakamirira Shinso❤❤❤
Am here for shinso's voice
I wish shinsoman and holy ten vambobika 1track zvayoo unenge urimoto chaiwo
This is a banger, Shinsoman to di fullest apa Prophet makabata ngoma
family welldone
🔥 🔥 🔥 chikunaka chingoma ichi
Ndizvozvo
The song has been goated muchazvijaira henyu T Freddy akanyanya🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
kana wanakirwa nengoma usanyare hako, come register here🔥🔥
Chingoma chakaipa ichi
Ngoma ndizvo
Tanaka hamandishe ndobva waita surname nezita sezva brother vangu
@@fortunatehamandishe2675 ndevekupi brother vako, ndina bamnin vangu vanonzi Tanaka Hamandishe
😂😂😂manakirwa here Hamandishe
Vanobvumirana neni kuti shinso anopisa lets gather here timupe sando dzake
Let's gather here vese vanga wasuwa voice ra Shinso😋😋😋🔥🔥🔥Shinso and Freddy somwhow made this worth listening to...ngatisarwadziwe
kkk ichi chakandipedzashame
Kozvamunenge makatobata nhay 😂😂😂😂😂
Shinso's voice brings back my childhood memories 🔥🔥
Yeah sure🤣🙌
iiii vamwe vanhu vadiki guys
Haa soo true
@@alecksithole286 😂😂😂😂siyana nevanhu iwe
Kuzvi 2011 uko..
Shinso's voice could be the solution to all our problems as a nation🔥 I am unapologetically enjoying this song
your look good on ur profile
let me also say your beauty could be the solution to all of my problems
text me let's have a cnver
Hie Odelia wakadzidza Ku MPs hre
I wasnt a fan of Prophet T Freddy music, but apa vakarova number, this is a masterpiece collabo, plus visuals bhoo
..... dai vasipo ndaizviita sei !!!!! Shinsoman
saka prophet na shinso maitiitisa ka pese apa😂🤣😂🤣 good song
Haaaa ngoma 🎉🎉🎉
Shinzo mapedza masports king uuuummm ndimi maiva my best artist in the world
Wow wow dats nyc zvekuimba ndozvako mmmmm church I think ibusness
Kkkkk prophet makachi master here chigame chacho
I wasn't a fan of TFreddy but kubva apa I'm a big fan now and Shinso just your voice rinondiitira hangu
Hee Fred adai akadai Haaa inini ndanakirwa zvangu nengoma iri
Shinsoman still dzvova as ever hoyooo
Yeah tune bho zvekut
Hoyoooo prophet F n daddy va dee
Hanzi na prophet chi game ichii ndakachi master kkkk
Ah ini ndaiti mukunetsana ka ndakatoti this is not Baba Devante kkkk love you peóple be blessed 😍
Nice combination nice song
Prophet t Fred keep it up
Love Shinso's voice
Corrus inopisa iyo good compination
Aiwa TFreddy anogona.kuimba he has a good voice
“Ndadzoka ne hukasha nemasimba, Ngirozi Maikoro”🥶🥶🐐🔥🔥🔥
My Prophet alongside my best artist
Wazionaka Shinso kuti mudhara uyu akudzosa mubhora
❤❤❤wow this song is a lit wow mmm well done
T Freddy ndaimushora but . Ayewa noziva keep pushing mdhhara 🔥
Love you shinso wanyanyonyarara mwomwe yatateguru tati you take tent more than other artist
Hoyooo 😊😊😊😊 chobata basa
Hevvy Tune, Prophet n Baba Devante munoimba guys....the blend of voices is superb
Pisarema raDavhiti 50 v 21 "Zvinhu izvi wakazviita ini ndikaramba ndinyerere; wakafunga kuti ndakafanana newe."
My fav verse there, nicely put in a song, big op!
Dei wakaend Jah love akarar unonyany rasika iwe
Zimdancehall Prophet hamuite hamuite !!!
Kudengaa kure sure...paridzirai vapfana ava prophet
Vakachi master chi game ichi
Father wega unongomaziva ma system yacho 🔥🔥🔥
Haa voice ra Prophet T kaa hariko amana. Zviriko here izvi.
Ma1 aya🔥🔥🔥🔥
Chigame ichi takachi master for 🙏🙏 ngoma boooo
ichi chisimbe ichi chisimbe. chorus ma1 ayoooo
Ma ka chi master
Shinsomarn is such a legendary 🙌
Shinso tipewo Ka album kane ma beat ako ne voice rekudhara ,wakumba ma soft these days toda Ngoma rodyisa ye rent
Nice combination, these guys have unique voices, nice one.
Freddy .....madungwe na passion java muri ma suscum
Shinsoman's voice 🔥🔥🔥
Tune re kisimusi isifikile
mbanje ngadziputwee kuma chechiii ukooooo💥💥💥💥💥💥💥
what a gem, nice one. I think the prophet should go the dancehall way full time
Taura hako
Mukuyimba hree😂😂
Makagona tave nesong ye Christmas 🥇👏👏
Prophet T ndinyorerei mangoma ndiimbe hangu
Haaaaaa Shinsoman voice and the combination haaaaaaa ma1
Shinso voice iro haripere
Shinsoman chibaba aiwa ndabvuma,imi Jah T. Freddy izvi ndizvo zvenyu chaizvo zvekuparidza chimbomirayi
Baba Devante still much in the game!!! Chimbotionaiwo!
Mastered chingoma deserve zvimalike kana usungarwadziwe king Shinzo
Morova Ngoma prophet chimwe chichiri kupisa mabva matipa chimwe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Good tune prophet magonesa
Haaaa ichi chabikwa prophet vanotobosa mangoma zvekudaro nice tune
Ummmm prophet ngavatoite zve Zim dancehall 🔥🔥🔥🔥🔥
Voice rababa devante l begg
Shinso watiregerera tipe mimamzi pirizi wanyararisa
Hoyooo motooooo munana umwe from gospel to danzahall jack of all threads
Saka muchaita seyi manje kkkkkkkkkkkk shinsoman wow nice chopisa icho 👏👏👏👏👏👏👏👏t freddy
Chi heavy tune
Tuneeeee this is big tuunnee🎉
From today onwards ndave ku respecta Fredy n Shinzo besides the Chinhoi oils 😂😂😂😂😂😂
Shinso pliz give us more music your voice I surrend 😊
This is art at its best. Well done Prophet na Shinso the Man. This is what we want in the industry and in the country.
Shinso my favorete i like your voice unondigonera
Asi chigame ndakachimaster❤️😊🤗
ProphetT fredy -Handivasiye vainenyota
Shinso -ayiwa hatisi kuimba iyoyo kkkkk
Kkkkkkkk
Shinsoman Dancehall father 🔥🔥🔥🔥🔥
shiiiiiiiiiiiiiii nzoooooooooo
aita zviridzikee feeling like to dance💯🔊🔊
Baba Devante Mawaya way heavy
i love iiiit!nekamupururu ka ambhuya vaye!
Prophet Chi Game ichi makachi Master
Shinso was Quit sure, thenx munhu walshe T Freddy
This Collabo hey super
🔥🔥🔥
Ndripano for prophet vema spiritual tasticles haiwa murichibaba munorova rese ramaburitsa tinonzwa
Prophet handiva kuze asi apa zvakarongeka big up dance-hall father Shitso.I have rewind it God nkows how many times .
thank you
From South Africa though i dont understand somewords
I love Shinso's voice damn
Missed your voice