Це відео не доступне.
Перепрошуємо.
Mukadzi weNyora pakeke
Вставка
- Опубліковано 12 тра 2020
- SUBSCRIBE to BUSTOP TV official UA-cam channel:
/ @bustoptv
#BUSTOPTV #BUSTOP
Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily.
Kkkkkk anakirwa nestatement rekuti pachi keke changu isa like😆😆😆
Kkkk haa gonyeti anogona hake ahhhh 😂😂😂
Vanhu vava vanorasisa vavengi ..vanoshandisa dzimba dzakasiyana siyana haunyatsoziya kuti pavo chaipo ndepapi
Ndoda kuva mwana wagonyeti ndikaita musikanzwa am covered kkkk
Ndonzi mbuya kevy😂😂😂 unoudzwa zvaunobvunzwa🤣🤣🤣
Hanzi process yakurambwa yakasiyana neyekuroora 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hanzi zvaunobvunza ndozvaunoudzwa 😆😆😆😆😅😅😅😅😅
Vanhu vadhafu havana secret Gonyeti naDhafu vane memory diki🤣🤣🤣
Tongai nyaya kwete munhu😂😂😂
Zvinhu zvaunoudzwa ndozvaunenge wabvunza😂😂😂
Doc Zee kkkkk😂😂
Kkkk
Gonyetii ndakukonewaa😂😂😂nyora pa buchuchu🤗mbuya kevy vapedzaa basa😂
Is it only me that’s waiting for Bra Lex to say, “Kugraft kwangu”?
Rain Drop same
Kugraft kwedu 😂😂
Graft kwangu kuseri
Kana mazogara musazotambe na Gonyeti 😂😂😂😂😂😂😂
Ndabata new word nhasi🤣 especially for my little friends vane two years. Gonyet will never disappoint
Vanhu vatatu ava👏👏👏👏 the best
Ndiku dealer ne chembere nguva yese iyi🤣
😁😁😁😁pachi cake changu
Ane mwana wake mhani😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂😂 iwe pfeka bhutsu uende kumba.....ndiwe usingatobare 😅😅
Tongai nyaya kwete munhu 😂
Aizve patozobuda nezvana Kevy 😂🙆🏾♀️
Waitoti waona mhandara pana maggie😂😂😂😂
Dziripaiko nyora dzacho😂😂😂😂😂🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻
Hanzii unenge uchitarisey uchitadza kuita zvawakabvisiraa marii 😂😂
Anga achitarisawo chikiti chakeewo amanaa
Budai muende kumba kwenyu 😂😂😂😂😂😂apa dzatova nyaya mbiri Magi anemwana futi😂😂😂
Secret child abuditswa unexpectedly
Gonyet and bustop monogona henyu
Kikiest. Team rinopisa kunge gas stove
kkkkkkkkkkkkkkkkkkk bvuuu zvese pachena mbbuya kevie vataura,,waiti wakaroora musina mhandar
Everyone is first pano even achauya aftr 25 min😂😂
Chero achauya mangwana
Iniwo 1st after 3hrs kkkk
Eheka mukuziva wani🤣🤣
Kkkkkkkkkkkk hanzi wakadziona uchitsvagei
Pachuchu🤣🤣🤣chikeke kkkkk mazita acho
Wasiirira pasikarudzi kkkk
😛😛😛nice pipo
Hahaha thiz guyz ar just great!!😂😂👍
mbuya Kev 🤣😅 hanzi hauna kubvunza
Kkkk magie anemwana wake
Nyora paKiti aaah 🙆🏿♂️
Maggie ane mwana mhani iwe 😂😂😂😂Gonyeti aah 🙌🙌
Kana mozogara, gonyeti kana she s just outstanding 😂😂😂
Chikeke kkkkkk zvakaoma sure Magi kaa
Wadziona uchitsvakei nyora dzacho 😂 unoita basa rekutarisa mwana wangu uchitadza kuita zvawakarorera 🤣
Kkkkkkkl
kana uchidanana nemunhu bvunza zvese
Pa puchuchu😂😂😂nhasi ndazoseka
🤣🤣. Ambuya musadhonze mukwasha
Ichi chakanyanya ichi mhani BusStop makumberi
Saka pawamuona waiti waona musikana 😂😂😂😂
Enda kumba iwe siya mukadzi uyoo kkkkk
Gonyeti excellent 😃😃
Zvaunoudzwa ndizvo zvaunenge wabvunzwa
Gonyetti wakanyenye 😂😂😂
Aah hakuna mai vakadai ndaseka hangu kkkkkkkkkkk
Hanzi tongai nyaya kwete munhu
People act like being first to comment on a UA-cam video is an achievement
Nhai zvako
Simba kkkķk
Ndakambenge ndakutoitawo system iyoyo ndichifunga kyti pane zvandichapiwa ka😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂
Helele nyora pachikeke 🥰
good video qaulity on this one
😂😂😂😂😂😂pachikeke changu
"Papuchuchu" :-)
😂😂😂Chikiti
pakaipa mbuya kevy kikikiki
😂😂😂wuuri zvangu ini
Akarova tobo kutiza mukadzi
Team iri rinogona
Hahaha I love you guys mondiisa mumood😂😂😂😂😂❤
Tionei kevy wacho🤣🤣🤣
Pachikiti..
😂😂😂😂😂ende maskit aya munomagona
kkkk uyazi liyangbusisa lina
Can we have a Mukadota like scenareo kkkkk. You are best
Gupuro ndoisa pa ecocash😂
Chikiti 😂😂😂😂😂
Dzirikupisa kunge Gas Stove nyaya pa Bus Stop
Msoro bhangu
kkkkk mwiri wake mwiri wangu
kkkkkk
😅😅
Chokwadi chazobuda ndoma1 kkkkkk
Rambai makashinga, good stuff
Msoro bhangu🤣🤣🤣
Nyora pachikiti,pabuchuchu🤣🤣🤣
Pasikarudzi yangu 😅😅😅
Bro Lex 😂😂😂 this guy deserves an award lol
Zvisingaite
Nyora pakeke🤣🤣🤣
zvaunoudzwa ndozvaunenge wabvunza kkkkkkkkk
Aaa nyaya iri serious ka iyi. I hope pane part 2😳
This is Epic !!!
Well done guys & keep it Rolling
Kkkkk mbuya vaKevy
ndaseka zvangu
Kkkk iwe wakaiona sei nyora kkk
Mbuya kevy
Kkkkkkk Gonyeti ka😀😀😀😜😜😜
Katsi katsi 🤣🤣🤣
Uuuuumm tete vanenge Gonyeti aiwa guys kana zvakadaro handiroore
Hanzi hauna kubvunza 🤣🤣🤣🤣that l felt
Mbuya vaKevie vanopedza masports aaah 😂😂😂 kwanzi pabuchuchu lol
saka iwewe wayifunga kuti wawana mhandara pana Maggie
Nyora pachikiti kkkkkkkk
hahaha hanzi pachikiti
Kkkkk chikiti😂😂😂😂
Kkkkkkkkk ambuya kevvy Havana chifuva kkkkkkk
Pachikiti pabuchuchu 😂😂😂
Pachikiti kwaaaks ndapera strong
but i feel attacked coz nyora idzi ndinadzowo 😂
Ndedzei
kkkkk ambuya vakapenga havo avo
Pabuchuchu gonyetiii 😂😂😂😂😂