Seh calaz Expose Again Passion java kuti anowana sei mari yake? | ane mushonga
Вставка
- Опубліковано 15 вер 2024
- #passiinjavavideos #passionjavalatest #passionjavarecords #sehcalaz #sehcalazmusic #sehcalazalbum #passionjavaandsehcalaz #zimrealityeyetv #zimrealitysparks #zimrealitysparks #passionjavaandmaitt
Seh calaz Expose Again Passion java kuti anowana sei mari yake? | ane mushonga
Tell him Calaz the man
That's true Mr
Siyanai nekuti Panganai prophet pliz
Comedian vaudzwa chokwadi nebhanditi 🤣🤣🤣🤣🤣
First pano
Boss yalah ndimi mune network
Yes mungati ifake henyu but Sir Calaz anotaura chokwadi ...
Bhanditi harinyengerere guyz
Java akuda kumamiswa akauya kuZim
Bhantiti harijaidze mboko kkkkk
Zhhhhhhh*******chahwinha boss yala.... Tokutemba haudeafitwe neshiri
Mazwi good one yes
Seh calaz is still very young to be compered nedhara iro java panyaya dzemari hapana kana kurwadziwa apo he,s just talking reality
Kkkķkkk boss yala muchachekereswavo kkkkkk kwai uchitengerwa hembe 🤣🤣🤣🤣
Tell him Tawanda
Siyana nebenzi iro akutoda kupenga mishonga ndozvainoita kn woo expire
Boss Yallah the ghetto is proud of you elder respect
Kana urisewe nakumaka unonererwa. And haus fan racalaz urinyoka
Yes is a really
haaa but SPARKS; nyaya ndeyanezuro kai iyi
And that is true about javha
Ichi chifight asekuru
Thank u seh calax
True mubhanditi
True where
But I think it's point ukaona akusiya wapera
👍👍👍👍👍
Hona malike kkkkk
Passion java hapana ave kuti mbowa zvavekubhowo
Vana Java vakawanda panyika pano we suppose to be careful nowadays we don't understand spiritual
Ishuwa Boss calz murichibaba pisa
Hoyooo
Pfungwa dzacho unongoona kuti imhatiti
Sparks you talk too much and it makes your videos boring
I can agree with you bhanditi , passion java is not clean
Murupisa 16K
Second pano
Yah this is true
Seh calaz tell them .Java uyo ndewekumama
# zim #
Its true Calaz
Haaaa iro roda kubolongwa zijava iro nxaah
Kkkkk I like the way you sanitizer others kkkkk
It's true
Big up Calaz wazvidira jecha kkk
Sparks wakapenga
Sah calz urichibaba hatidi kumuona muno Java tinomurova manje java
Fatwa ka iyi yamataura
Hameni munhu wamwari hameni chakanokora kudyara upenyu hwevamwe vanhu pasi sembeu
this guy anonzi calaz is too Claver and abata munhu wake
Sauro aive neluck akaiswa padhuze akakoboorwa
Kkkkk
Famba nako usakasiye
Mubhadhiti pedzere idzo dzotaurisa
Pafeyawo hapo Seh Calas hamuna chipo chekuimba...ukamuteeera achiimba unoshaya kuti ange oda kutaura here?
Java muroi
Live yayiri kupiko iyi
Calaz urimboko
@@shamisomburayi6675 urimhata wanzwaka musoro wakazare zanupf
Siyana nebenzi iro calaz. Java haasi munhu
Haha uyu ngasiye jva
Passion Java ane mari yake anosevenza anoita modelling ne Gucci anowana mari vakawanda. andifungi kuti angachekerese munhu for money iye agara ayinayo kare
Don't call him "Prophet" mhani
Calaz ari kurevesa. Dhiri rauri kutaura means ane network (varoyi) yakapararira, anoshanda through vamwe. Pane danger ipapo Calaz manje tavakutotya vese vari pedyo naye. Zvinouraya nyika izvi zvaarikuita ari kupedzera raki racho kusingaite.
Taura hako Java akaromba achafa achitbura uya
Chokwadi rina manyanga hariputirwi zvichamudzokera zvinhu zvake zvaneta kushandiswa naye
Unegodo calaz kunyange ukaswerera kuwawata haumbofa wakafanana na java.
Calaz haatodewo kufanana nemuroyi
Calaz haangambofanani nebhinya iro
Calaz anopedzera
Java kumhata
Sir calaz munopengaa coz passion java made money before he even mate these ghetto yuts ,plazz iwew utaura zvaana Dubai wakambokuenda hre 😏🙄 tsano plizzz chill hamuna kana information yamunoziwaaa
Zvekumama izvo
So ya'll think Seh Calaz knows how Java makes money🤣🤣🤣 chimwe chinhu chichauraya vanhu kuita fembera fembera vasina ma V11
Usajairire vanhu dzinza rakazara varombo
@@TaMa-xd6ut ndazviona uri hama ya Calaz🤣
We tend to differ in opinions but that doesn't make one a fool...cakaz akutoita sebenzi iye
at least he has a theory yekut how JAVA made his money, as of me i never heard passion telling the way he got his money, what business he does
@@jacobnyamuda5661So why would one say it as if he is Java's accountant
But even aka yita izvozvo aka ngwara kukudarika iwewe uneyi
Izvzvo zvaanazvoo zvitori boe ngakatukwe kamuroyii kanoshandisa vanhu kanongoti kushaya nyama nxaaa
Nhai nhai varoyi hativade isu
Uri Mwana wangu usa rwadziwe hantka imbo. Mira kutaura zvisina Basa ingo nyarara wangu uri mwana
Bt kuramba uchingonetsana na Java hakuna zvakunokupa wadii kungosiyana naye coz iwe ndiwe wakuzoita seunopenga hauzvioni
Haaa wanyepa apa calaz ko wadii wangonyarara, chatinongoziva ndechekuti passion ane bag zvimwe zvese izvo dzaangano dzana tsuro na gudo
Haaa Calas maàkushaya zvekutaurawo apa. Munenge munoti mukagumbuka munopererwa nemashoko.
calaz ukushaya wancue ko zvauri munhu wekuzia wani
Chero newe ukushaya
Ayo mashoko emunhu asina plan yekutsvaga marikkkkkkkkkkkkkk
Asi mabatirwa papa panorwadza
Judith utikwanire
Mwana wapapa Judy😂😂😂
Calaz kumbri
At least someone sees things like l do....tukai henyu but calaz vakuita isingaiti...thats too low of him...character assassin ...mmm hope java wont sue him...
Calaz dzikama iwe urimwana mudiki dzidza kugeza kugera ndebvu haufunge mupfana iwe java anemari mupfanha vngu dzikama
shame on you
what's so special about java's money, as of me i don't wish to be like him ever ever