Sando dzenyu director mukubika mutakunanzva 😊😊😂 can someone like my comment💥
Izzy akaitoitirwa nyasha namwari nekutorerwa mbeu, mainzwa nekumitisiwa nechikomana Israel
This is nolonger complicated affairs that we used to know, iyi yave more than just complicated. Ndikuda number dza dhibhobhoni ndimufonere arikukasika kuuya akutisiya nenzara
Apa unenge wave panyaya chaipo nerwendo rwekunakidzwa wonzwa dhibhobhoni uyu pfacha pfacha 😅
Asi mauchi madiro Ako vakadzika uchafira pakati pemakumbo sekangoma kejerusarema aaa kubvunza naNicol
Durban fans let's gather here
Magtom semafans enyu tiudzei kuti tokubatsiraiwo sei munode help ipi kuti mutipawo epsode ine 1 hour 😢
Baba SJ murikukanga mai EJ musi wavacha pepuka hameno kunotsva demo kuchisara mupinyi 🔥🔥🔥🔥🔥
Ziso raKim kuna Berla bhoo here, seems like she is suspecting something kkkkkkkkkkk
😂🎉nhasi handisi kuda kunyanyotaura ndikuda kungomakisa register, guys ngatimakisei register pano nelike chete😊❤
I'm happy ndakufambirana nevamwe kubva ss1 to ss2 without skipping any episode
Magton zvazvinhu ...much love ❤️
Todakumbo mhorosewawo sezvinoitwa vamwe Zita ndishada
Iya you can tell that this is the most favorite show for everyone coz within 10minutes vanhu vanenge vatozara zvese nekuisama comments kare
Kim kim hanzi muzukulez ndava part of your family thorough ba sj wakanyanya
TV yedu paIndia apa maminutes arikuita mashoma chete plus pliz budisai tuviri tutatu pasvondo tiwane entertainment pliz makanyanya team Magtom
Mweya waTymond mhaaaa panaSlimie
❤
😂😂😂😂 from today onwards after God , i will fear men. Slimmie u are flattering mai EJ again. Haaa ndaona mwana wechi2
C.A Pfee ndaibata within 10mins..Ndafara zvekuti bhee💃💃💃
Magtom Mudiwa chaiye. Haakusiye uchichema kana wakatsamwa.❤
Honestly guy nhasi mandiitira zvenyu keep it up always magtome never disappointed ❤❤❤❤❤😂😮😢
Hanzi aircon bhoo here slime chibaba 😂😂😂 Bella murudo murudo❤❤❤thank you magtom media 🙏
Kkkk hanzi mujukulu jukulu Dexta 😅😅😅… thank you magtom media👊🏻👊🏻
tongoti yava Scandal from complicated kkkkkkk,vanobvumirana neni lets gather here❤❤❤
Muchiuchi akangobuda I will stop watching magtom this guy's is a legend
Can’t wait kuti bhomba riputike guys hey ndakanonokerwa amana🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Well done guys keep it up. Muri shasha guys❤❤❤❤
Im enjoying this since season 1
Manje Kim kuudza muzukuru nyaya ichatosvika kuna mai SJ , zvinhu zvacho it's complicated zvese hazvo😂😂😂😂 thank you team magtom ❤❤
Thanks for the video...we enjoy your channel ..in jorbug no one stop us volume last #
Thanx magtom❤❤❤
Fire 🔥 for Kim kkk,, ezzy uri seyi
Thank u guys for entertain us guys rambai makadzvanyaa ❤❤❤❤ ndikudaii mese
Thanks so much magtom munotigonera keep it up
This is lovely
Haa sekuru mahuchi makanyanya .ndafara ndaoona maiJuju ❤❤
Kim watova Mai Azuka chaiye very believable acting 👏🏾👏🏾👏🏾
Naivo eazy woo for meeee🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ndikutoshaya chekutaura nekuti murikupisa guys 🔨🔨❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nhasi amuna kuunza party yema favorite angu
Ndini ndatanga nhasi pano😂😂😂
😂😂😂😂Nico wada imba shuwa urikunatsa kudzifambira...Kim watadza kuita gweja nyuwawo hre pane munhu angakangwanwa zvaanotengesa hre😂😂😂❤❤❤❤❤
haaahhhh guys ka tipeiwo episode 59 manheru ano chaiwo, i cant wait for next week. but nhasi Kim wandinakidza hako zuketi, zukulu zukulu. but Sj mogona muchitorevesa kuti makuda Berla coz mai Sj vanongogara netu stress and nyaya everyday
❤❤❤❤❤
😅😅😅 manje baSJ muchaita sei yaudzwa Dexter apa muchit makabuda bhobho memory card makatora
Can someone please wake Nicole up😂😂😂😂kutemba Eazy sure kkkkkkk kumhanya makarimwa chaiko, sekuru Mahuchi maudza muskana chokwadi
❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤
Zviwindi zvaDexter 🙌🏽 uyo kwaKim 🤣🤣🤣🤣🤣
Asi Kim zviya, chii chauri kuudza Dexter 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️
Watching 👀 from Dxb❤
❤❤❤❤
Wow thank you guys ...I'm watching from Bocha marange ini ne team rangu tirikuti zikomo patsogoro kumuzi kwatu Kutali tali magtom media anatsenhura kumeneko shuwa
Thanks guys
❤❤
Deedzai slimmie auye kunoe tine zvatikuda kumbobvunzaa 😂😂😂
Kimmmmmmmmmmmm
haaaa kim dzunguwo futi ko muzaya wazomuudzirei nhai ini ndogoda kuti mimba ibviswe chte
Kana neni aah dai ikabva becoz ndaona mai SJ vangu vazozhamba pamberi apo😢
Kim's ascent is giving
Aah, Kim kaa, I jus feel like unofanira kumbonyura bedz, I come in peace 😊
Kim to the world
Quality
Mai EJ marasiswa nelipstick yered 🤣🤣🤣🤣🙌🏼
Yes magtom media yapera ichinakidza
Kwakutoda kuuya dhibhobhoni junior low can't wait to see Dj 😂😂😂😂😂😂
Uhhhĥh yahhhh zva complicated manje, Kim Kim kwakumberi. Mai Sj so ko tete varipiko vambobetsera muzukuru uyo
Big up team 💪 (Kay Dee
Thanks so much magtom media munotigonera
Let’s gather here and tell us where you alwatching from….
I am watching from East Midlands, Derby City 🐎 🇬🇧
SA Northern Cape.....hatiposte.....foni yazingodzima bt ndatoimukirira🥰🥰
Usabatwa Bellah
Haaaaa vakadzi tinombovharwa hedu. Mai EJ musaitiswe imi kkkkk
Keep it up team makanyanya muri shamhu ye stress zveshuwa Dexter, Nicole well done
I love Kim
Kudya kwedu kwechipiri choga choga kwauya 🎉🎉magtom munotigonera ❤
One two ready Go
Nicole sekuru mahuchi varikutotaura chokwadi vanopucsa maface Aya,
Bella maitire ako manje munhu waukudealer naye akangwara ukapusa uchanyura ndiwe
Yes ndiripo
Thanks megaton media mundiitira
I lowkey want Slimmie to make it official with Berl😂❤...ongoita hake barika riri official😂
Magtom shamhu yestress, watching from Mutare
Aiwa tiri kuchimhanyisa chokwadi ❤❤❤❤❤❤
Thank you so much magtom 😊😊😊😊
Baba SJ ummmmmmmmmmm handisi kukuonai mushe namai EJ 😂😂😂😂😂😂😂
Wooooow Ka Laughter kamahuchi mudhara😂😂😂
Dhibhobhoni anenge anopererwa nemweya pakutaura
Thank you magtom team
Mahuchi mahuchi ❤❤❤
Aaah Monday yaive Bank Holiday kkkkk saka today l.thought it's Tuesday izvo yakaiswa nhezuro kkkkk love you guys from 🇬🇧
Mahuchi
Chikangireni
Thanks guys I've been waiting for you for long
Watching from Australia keep it up guys 😅😅😅😅
Kim hausi wakumhanys kuudza Dexter here muzaya kk .mai sj musanyengerwa imi kkk pachaita chipani chemombe 😂😂😂 ba sj vakumanya nedota
Good work 🎉
Watching from Gwanda, Mat South makanyanya love you magtom shamu yestress.Siyabonga
Ini zvangu mandigonera kubva makuseni ndichingotarisa notification ndangoti ndikutendei nezvamaita anobvhmirana neni ngaise like ❤❤❤❤
Mahuchi
Team magtom mavakumberi chaiko....! keep the fire burning.
U got to repent