Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Thank you for your support
Well done Sir Gono Haa makauraya apa. I'm impressed 💯👌🔥
Kana wavona Isa like sir gono mune chipo
Mukazoti Collabo na Mdara Harare yeah munobva mauraya
makapenga mdara
unogona mudhara keep at it ........giti chete you better than ba Harare
Hoyoo sir gono vakapedza masports kna usingarwadziwe navo isa like
jiti bholato bholato, tirikuda colabo na baba harare
I hope one day we will have a collaboration ft Sir Gono, Baba Harare and Kapfupi
Anomaka zvakadai ndopanotangira witchcraft ipapo good project sir gono @maselo he is out of this world jiti yarohwa iyooo....@naxo mabata basa baba
Vanhu munoroya kokutadza kuudza muroora wangu kuti kuna sir Gono kkkkkkk ndakamunzwisa one day haaa zvino yatova everyday sir gono paspeaker
Best song ever ❤❤
Jiti chaiyo my mhondoro people let's gather here
Tauya homie
Ini ndiripo weMhondoro
Haa mudhara Gono apa makapedza masports
Thought ndichaona baba Harare
haaa Jiti yakarohwa apa. SIR GONO
Paberi nadzo gona nice song
Guys didn't even know about this guy tjoo lets subscribe and make him more famous this is hillarios
Sir Gono kaaaa iyi toda irire iyi God bless sir Vedu ava
mmmm auya akasimba murume uyu,,,baba harare vawana threat so
Vamwe tine zvirwere zve sugar please... Muchatiuraya nejive...
Kkkkkk ndaseka hanku
baba harare hokoyo motosimba
Jiti from Murehwa October soo
push jiti music guys. I like it...... wabaya
Sir gono is very good he is on fire again
Sir Gono mava kumberi. Chiitai video ya Pachimillitary
yu are the best jit master gono
Homie wanguuu Soo kaRovai Ngoma gono.Jiti radzokaka haro.Kumusha Murehwa
Ko sir Gono top raSomizi jena it for the what happening.
Unenharo chibaba 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Wasimbisa ghetto rangu Wedza 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kkk pfungwa dzako zvakafanana na harare
🎉gono irume😂😂😂😂
Sando kunemi Gono 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Jiti coming back, this is good
I like your videos Gono.bring us more💞💞
Sir gono pacoppaccabana pamasnooker apo
Sir Gono Keep the fire Burning Nherekanhereka Tinosvika
Nice one🔥
Best of all
Ichooooo
😊😊😊finally ndazoona video ❤
Kari kufaya 💃🏿
You are in the right track my guy kumberi
Kkkkkkk love jiti guys
francistown BOTSWANA agrees
Wow, paka batwa basa apa🔥. Well done Sir Gono, NAXO na Maselo 👌💯👏
chamomz ndeip
Maxx ndibatei mkoma
Sir gono makarova song iyi, plus makaita gud choice yemusic yamoimba
Gono makanyanya
my wish is to see u na baba harare pa collarbo
Sir Gono mondiitira
Me finding about SirGono recently now I have to scroll searching for his music
Pari kunzi dzima rambi zvinozonzii kumberi
Sir Gono. Motooo Irazor!!!
Sir gono munogona bba
Choogona ichi
Parohwa basa apa nice one
Jiti is in safe hands
collabo na Baba harare skweya!!!!!!!!!
In love with jiti manje ❤️💕🇬🇧
Love love this song .thanx Gono
Gono to daa fllst🔥🔥🔥🔥
Generator new version
Sir gono to the fullest
At least Baba harare vawana wekurwa naye anogona uyu fambaaa
Why does UA-cam don't have Repeat option, haa song yacho ma1😢😅
Ndiri kwangu kwaMurehwa tichizunza hedu mazakwatira, sir Gono makagonesa
Haaaaa munobata ngoma
Rambai makadaro Gono
Gono chibaba
Ka1 sir gono
Nice music
Chibaba icho
Gono kumberi
yebo mr para mukugona
Nyc Gono
🔥🔥🔥🔥
Kuseri
1 love yes
yes yes MR GONO chovha chovhaaa
Ndoongoma idzi famba Gono
kkkkkkkkkk, sir Gono does it.
🕺🏽🕺🏽🕺🏽🕺🏽🕺🏽rova tamba tamba mkomana tripo for yu all the way from SA my brother
Nice music. You are slowly replacing baba harare 😂
Hvy
Gono
Weldone
My best song brother
Sir gono pamberi keep it up bruh. Always support you.❤️❤️🥰❤️🥰
its Another Yes from Me🔥🔥🔥💙
Why does he sound like Baba Harare uri generator?
💥💥💥💥💯
Baba harare hoyo competition
He is more of copying baba Harare beats
👍👍👍👍
Voice rakatsetseka
jiti inozipa kani Sir. Panokakatwa waya nevakomana apa. Rythm iro chibaba.🤕
Zvinogonekwa nababa Harare chete izvozvo
Musashandise Moyo tendawo pagona mwana wevanhu
Ndopanotangira witchcraft
Why not supporting munhu paanenge agona rumbidzaiwo
ndiani angandipao phone number yamai vane zambia avo
😂😂😂😂😂😂....mazipigwa here
😢sir gono tikuda colab nababa harare na kapfupi

Homie wanguuu Soo ka
Rovai Ngoma gono.
Jiti radzokaka haro.
Kumusha
Murehwa