Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Just finding this in 2024 and I absolutely love it 🔥
Mambo, ndinofarira your mbira, thank you! From Toronto, Canada 🍁
Chokwadi hachifusirwe kanakuti hachifusirike Vanhu vekuZimbabwe ngatiregeyi kusekana kutaurisa hutsinye tarisayi mamwe marudzi vanazvo asi varinani panesu
❤❤❤
Mambo ndinofarira mbira I love your song keep it up
Tarisai muwone vanhu vekuZimbabwe hakuna mwana wekumusha noberekwa kanakuzvarwa muDaisipora anotawura chivanhu chedu asi chirungu marudzi mazhinji vana vavo vanotanga kutaura chekumusha kwavo pafungeyi
Kana murikuUK pane mudhara arikuSlough Methodist anodzidzisa Shona. Vana vazhinji vanokurira KuSlough vekuMethodist vazhinji vacho vanotaura ChiShona. Munofanirwa kutenga Bhaibheri rechiShona rekuverenga nevana manheru vasati varara nemakuseni vasati vaenda kuchikoro. Kwayedza ravekuwanikwa paInternet saka izvozvo zvinobatsira futi. Pane maticha mana vandakawana paItalki vanodzidzisa ChiShona. Tengai matext book ChiShona kubva kuZimbabwe (Nhaka youpenyu/Shona Companion) ekushandisa nevana venyu. Mumba umo pamaUA-cam pane machannel eChiShona anodzidzisa vana. Munokwanisa kuwananhau dzeChiShona nemadhirama akudhara paUA-cam. Mukakurukura nevana muchishandisa zvese zvandataura izvi vana havangambotadze kudzidziira ChiShona
Ndo makwara nungu ,
Keep it Up WAMAMBO!!! i'm with you 100%
Thanks king
PaBrighton Seafront kaapo? Hakusi Kure sitereki nekuOld Shoreham Road ne Aldrington Avenue
Yes
Gd in shooting vedios smart dance and smile.
Aiwa mnobata bass nungu
Mnobata basa
Riri munzeve i like mbiraa zvakanyanyisaa varikumhepo varambe vachikupai manzwii ....Ndatenda zvangu