SAD: "Tinomuka Takabviswa MaPants Tese Murume NeMukadzi, Wife Ari Pasi PeBed"
Вставка
- Опубліковано 15 чер 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Paunenge uchiti une dambudziko in life, ukazowona nyaya dzakadayi seiyi, ndopaunobva wawona kuti rako dambudziko hapana zviripo, tuma small-small.
Kana ini ndinoti ndakakura ndichitambura but uuuuuum ndanzwa tsitsi
Shuwa
@@user-ec2jx3tj1k Umm Taura zvako, life is hard. Mukuru uyu akakura hupenyu hunorwadza. Dayi Mwari vatipa mwoyo une rudo nevamwe.
Chokwandi ichocho hama
zvino nzwisa tsitsi asi Mai vangu vagara vachindiudza story yavo ndaingoti kutaura kwa vanhu vakuru vanenge vachidakukushingisa mukurarama 💔
Mwari ndichengetei kusvika vana vangu vakura😢
I can't stop crying, God bless this brother
Nhaimi wakaona munhu wechirume achichema kudai panenge pasina kumura mushe zvakaoma May God help you
Yoh i dont know why im crying right now😭😭😭😭 ndabatikana .
When you have never witnessed someone going through this it’s hard to believe it. Vanhu varikuroya hama dzangu. It is so sad.
Mwari ngaakusunungurei hadzvanzi.
😢ummm so sorry hanzvadzi , l pray u find love and comfort again, may God wipe your tears, that’s my prayer 🙏.
Yaaa so sad ukaona murume mukuru ochema uuuum zvakaoma ndarwadziwa😭😭😭
Zvakaoma vashoma varume vanochema
Very sad life yamurikurarama mukoma😢endai kwaProphet Paul vanozvigona izvi.
Nyaya yemuchinda inonzwisa tsitsi, akakurira munhamo 😢😢
Mukoma Robert you made a good decision on bringing Frank on board. Just like you he has empathy. Well done Frank.
Good job bro Frank 👍 just like bro Robert thank 👍
Thank you so much ❤
@Winnetnyashachinyadza Thank you so much❤
So sad, misodzi yemurume mukuru ukaona yobuda asvika pakurwadziwa , mwari ngaanzwe munamato yenyu it's not easy to suffer kubva urimwana mudiki kusvika pazera iri 😭😭😭😭
Soo touching, my brother need a strong counseling
Please help him 🙏
Eish haisi nyore kuona munhurume achichema😢😢😢. Very sorry bro. Mwari ngavakurangarireiwo🙏🙏🙏
Hunherera wakaoma chokwadi ndarwadziwa neni ndakakurira hunherera ASI hwangu hwaivanani ndakazoroorwa zvangu ne 16yrs pkp
Trauma in a lot of issues he needs gross counselling
And people’s comments are grossly insensitive
It's true he needs therapy and I pray for his healing 😢
Haa vana mai musaita mastake yekusiya vana venyu nemumwe mkadzi pls. Ndarwadziwa yuwii nyika yakatakura kurema chokwadi. Ndinotenda mai vangu nababa vakati chengeta tikakura varipamwe chete. Nyangwe zvazvo baba vakazotisiya asi vakashaya varipamwe chete
Ndoo chokwadi ichi. Musazosiya mwana kana vana wenyu neVamwe vanhu. Vanoitwa kafira mberi.
Ko single mai hsvaendi thru this here
Ngaaende kuProphet Miracle Paul or kuUganda kwaProphet Samuel Kakande....The Kakande Ministries
Furenki une vibe infact ka that changamu chamu so. Keep up the good work
Thank you so much for the support
Never ever leave your kids nomatter what ana mai.. ndarwadziwa hanhu surrend.
BABA JESU NDIYE MUSUNUNGURI VAMWE TINAYO NHOORONDO YEKURWIRWA KWATAKAITIRWAWO /HAKUNA CHIRI PASI PEZUVA CHISINGAPERI ,CHEKUTANGA U HAVE TRIED EVERYTHING BUT TRY JESUS ,HAAA NDIRIINI NDAKANHONGWA NA MWARI KUNONYUDZA AND I DIDNT KNOW HOW TO PRAY BUT JESUS HAD MERCY ON ME
😢😢😢ndabatikana .let him speak it helps with healing his Trauma 😢
Shame..haisi nyore munhurume kubuditsa misodzi..vari kurwadziwa baba ava 😢
Chemai shungu dzipere mkoma ndarwadziwa ndikuchema nemi
Mkoma Goddie, my heart is broken. I have no any other words, but just to say, all shall be well. Mbudzi kuzvarira paruzhinji hunzi itandirwe imbwa. I hope 1 day, Mhai, will help you to be set free from this york of bondage. Tete Felly, I am feeling the pain you went through. Please reach out tibatsire Mkoma Goddie.
Mm so sad vakarerwa zvino rwadza shame . ana mai musasosiye wana enda nevana vako kana imba yanetsa tambudzika nevana vako
Ndabatikana ne nyaya yake murume uyu ndakuchemawo neni😭😭😭
😢😢😢😢😢 ndarwadziva nekuti hupenyu hwababa avo zvakafana nehwangu
Sorry henyu Makamboedza kuchingola hre
Endai kwaProphet Miracle Paul kana kwasekuru Tasvu mubatsirike
Ndaida kuti marererwo amakaita ndoo andakaitwa ndichikura ndaigara na stepmother asi pari zvino ndiri out of country
Thanks so much Hama
@@MarvellousMoyo-xb3moTatsvu rangova zita paya
Ummmmmm ndabatikana ne nyaya ya baba ava.When you think you have seen and experienced it all in life. Ndopaunozoona kuti hongu ndakasangana ne hupenyu hwakaoma. Unotozoona kuti yangu yaive nani Ndachema zvangu. Sorry mwanangu. May you find comfort with the Lord. 😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Chokwadi nherera inoguta musi wafa mai ndarwadziwa
Vayendesei kwasekuru Amadu Kana vamwe vanasekuru vamwendova vanhu vaneback tusenda inokurimidza dzavemwe vanasekuru dzinonoka
Robert unogona ku groomer,mufana arikupinda mutsoka mako mbichana mbichana,this is good Robert,Soko,Mukanya.
MAKUDO
Bro Frank, bhora mberi.. Great work guys
Really sad
Vana mai musasiye vana Kana mafunga kuti a musha
But amai shld know birthday remwana wavo
Zvakaoma hazvo
Ini wangu vana ndiwo yakava first thing kurongedza pandakabva Pana bhangu
Very touching😢
Vakadzi imhuka kutaura chokwadi, varume kana maparadzana nevakadzi musambofa makachengetesa stepmother vana pliz, only 1% yemastepmother ndiyo chete ingatogona kuchengeta mwana asiri wake, nd never listen to second wife.
I can relate with you mukoma. May you receive healing and restoration. Zvakaoma, the ones you expect to love you are the ones who destroy you. Tariro yenyu iri muna Mwari !
Be strong my brother in life feel sorry God is there yu
Ohhhhh Shame broke my heart bleeding 😢😢😢😢😢
Vanhu vatema zvibata-bata havafe vakaregedza, ndokusaka kubudirira kuchiti netseyi kurudzi rwevatema, but all what I can say is "Back To Sender ndo chamboko".
Ndosaka nhamo isingaperi kuvanhu vatema
Sekuru Tasvu or Sekuru Kanengo hero basa batsirayi muite back to sender varoyi vakajaidzwa avo
@@conniejam5575 You can say that again.
Ngavatendwe kwa Prophet Miracle Paul ku L
Unherera hwakaoma mufunge hmm ndakasangana nazvo chokwadi kukumbira pen ne book unonzi enda unofukunura mai nababa vako upihwe book ne pen unoridza mhere ukafenda ukamuka hmm zvakaoma
I'm also crying
Dai abatsirwa aita mwana moyowake unozorora,bt zvekumashure ngaasanyanye kuzvifunga ngaaende mberi,
Mmmmmmm ndarwadziwa imi ka😭😭😭😭😭ayiwa Mwari ndimi henyu munoziva haaa ita kuda kwenyu tenzi sunungurai baba ava mwari we nherera muriko wani
Mmmmm ndabatikana
Iyi nyaya Yanga ichida Robert mbune haisi nyaya yekutamba nayo Iyi, aaaah ndapera power nazvo
Eish 😢😢😢😢😢l can feel your pain my brother.. apana chinorwadza kuitirwa utsinye nemukadzi wa bba anenge akauya pana Bba vngu achiziva Kut pane vana kudhara
Hamunyepi baba vanhu vanoroya
Shem zvakaoma very sry ndarwadziwa kuona murume mukuru ochema 😢
Yeah zvinorwadza wena, vakadzi vakawanda vachayita denga rekudongorera. These are some of the reasons why some children are committing suicide, mwana anenge agumirwa uye nekushayiwa wekuchemera, it will be like "me against the world".
This made me cry. May God heal your wounds
Ndachema.sekuti brother yangu ndarwadziwa murume haabuditse misodzi sekudaro asi wakaona wabuda soo zvakaoma marwadzo
I'm also crying same situation I won't stop crying this so painfull
Painfull story.god bless yu broo
Shem verry sorry my brother may god hear your prayer, mwari dai ndangocheta vana vangu chero zviome
Ukangoona mai vasisipo ziva kuti ndiwe unorasirirwa zvese zvakaipa nearikudzidzira kuroya anoitira pairi,nherera Haina mistake kana excuse,,baba chinenge chatove chituta zvacho .
Hmmmmm baba ava vari munguva yaChimbetu ndati
I can feel your pain my dear brother.
Umm kune vanhu wakasindimara moyo sure zvinonzwisa tsitsi sure
Ndarwadzirwa💔💔
I pray that you find healing mkoma. It's sadhow you grew up 😭😭😭😭
Ndakuvara moyo wangu...ndaedza kutsvaga comfort😢 maita henyu chinhu1 chamataura chandi comforter " ʀᴏᴠᴀᴍʙɪʀᴀ ɪɴᴏ ʙʜᴇᴍᴀ ᴍʙᴀɴᴊᴇ" ndozvega zvazondi.setsa
Yaaaa ndarwadziwa vanhu tisazodero
😭😭😭💔💔💔💔 Mwari hamukundikani imi pindirai, Mwari hamutinyadzise..be strong baba kudenga Kuna Mwri vanonzwa 😢
Ma Journalist arikushanda namukoma Robert are very good guys. They know how to interview sensitive issues. Bravo guys.
Thank you so much we appreciate❤
Hanzi rovambira yaputa manje 😂😂,,zvorwadza hazvo dai kwaita Jeri revaroyi chokwadi tatambura isu😢😢😢
True
Mwari vakuitirei nyasha baba🙏
Shame srry my brother i feel your pain
Dnt worry my bro ,shamhu icharova vana vamai ava.soo painful😢itirwai nyasha mubate mwana mumaoko ,again mugarewo hupenyu hwekuti muchakanganwa zvese izvi.
😭😭😭dai Mwari apindira vasunungurwa. Ndarwadziwa 😢
Amen baba ndachema hangu ndafunga kukura kwedu
Yah pakaipa
Scary 😢
Mmmm very sensitive,and painful story 😢😢😢
Well done interviewer Frank ndizvo haaaa munogonesa thank you Sly media ...mukoma vanonyatsopa nguva munhu yekutsanangura well done
Thank you so much for support ❤. Keep supporting ZimNews Beat
This is ZimNews Beat Tv NOT Sly Media
Sorry my brother
Marwadzo chaiyo asi kudenga mwari the God who protect you up to this time will wipe your tears
Mwari 😭😭😭😭💔 ndarwadziwa hangu
😢😢😢😢 May God help you my brother
Ndachema , hunherera hwakaoma , ana amai musasiye vana venyu kana moenda.
Chokwadi ana mai ini vangu ndakatakura
Ndarwadziwa ndachemawo 😢😢 kuvanerera kwakaoma shuwa
The reason why I always fight nevamwe vanhu kuti ngavambondisiya ndizvichengetere vana vangu this is so sad
That's why ini ndakasimuka nevana vangu
Very good cc ini ndakatakura
My sweet 😊journalist kp t up.
Thank you so much ❤
heart breaking! please find healing
Ndarwadziwa zvangu ini
So sad 😢😢😢very sorry mwari itai kuti mwana wangu asapinde pakadai ndarwadziwa
Endai kwasekruTasvu, umm ndarwadziwa hangu
Aaah varoyi dzorai tsvimbo kani,imi denga muchaita zvekuenda pa google kuti mypibde nechitsotsi😞😞😞
So sad.
Am sorry bro...am really sorry 😢😢
Yaaa people are going thru a lot 😢
Chimboindai kwa Dr. panezve mwana, Mati mkadzi anoita heavy bleeding it might be ma fibroids anotadzisa kubata mimba. Maporofita haashayi nyaya yet pasina huroyi
Shemm ndarwadziwa endai navo kwasekuru kanengo
Eish Mwari inzwai kuchema kwababa ava imi ndimi moga munemhinduro muupenyu hwavo
Sad story Frank ini ndakwata zvangu vanoda rubatsiro baba ava tasvu hakuda apa tokumbirao ka billion shame shame ....
Thank you so much for the support❤
, shem 😢😢very sad story
Ndarwadziwa mufunge baba endayi kwasekuru Tadvu munobatsirwa zvinonzwisa tsitsi
Apostle Freddy vazameiwo apo