Haha so obvious. He's saying he doesn't want to run again "I'm a constitutionalist, etc". Meanwhile behind the scenes he desperately wants to continue ruling for life, but wants to say "But I was forced by 'the people', they wanted me to continue, so how could I refuse their democratic desire?" 😂🤣😂🤣😂🤣
Imi ve Mbire TV munoita se muri kutsigira vanhu ava. Maridza nziyo iyi kwenguva yakareba nekuti nemi munowirirana nemipengo iyi. Ma Zimbabweans havachadi hutungamiri hwa either ED kana iye general womene.
Very sad, even the hungry and poor villagers are supporting zvekupengereka.
Anenge achiitei pa2030 yacho iye atadza kugadzirisa ufumi wenyika pa 7yrs dzatakamupa
Apa wasiya vana vakagarira mazhanje kumba manheru hautorina plan yekuti tobikei bz kuimbira Ed zvakaoma
Haaa vanhu veZimbabwe vanonzwisa tsitsi. Mwari wangu todiiko
Mazvokuda Kunge marombe. Apa chobuda Havana, kuim a Kuti vahwikwe kufunga Kuti pamwe vangapiwa Mota ne chicken inn
Haha so obvious. He's saying he doesn't want to run again "I'm a constitutionalist, etc". Meanwhile behind the scenes he desperately wants to continue ruling for life, but wants to say "But I was forced by 'the people', they wanted me to continue, so how could I refuse their democratic desire?" 😂🤣😂🤣😂🤣
Zanu pf youths vanenge vane manyowa mumusoro
Imi ve Mbire TV munoita se muri kutsigira vanhu ava. Maridza nziyo iyi kwenguva yakareba nekuti nemi munowirirana nemipengo iyi. Ma Zimbabweans havachadi hutungamiri hwa either ED kana iye general womene.
MaZanu muchamama chipwete...
Nhyi hama dzangu mune shuwa hr kt kuchine varikutsigira zanu nekutambura kuri kuita vanhu zvipatara hazvina mishonga maroads makomba mvura magetsi chembere dziri kunzi dzichere makomba ekujara chibage mwari rangariraiwo nyika yedu
Zvakaoma kani unotoshaya kuti chii chirikuitika munyika yedu . Apa hauna kana murivo kumba vana vanorara nenzara
UHH VARIKUZIVANA munangagwa na chiwenga varikutamba nepfungwa dzevanhu.vava muchiti varikurwisana kunyepa .itori strategy ma ZIMBABWEANS NGATI VURE MAZISO.
Ko akafa before 2030 muchaita sei? Haakusvike musazvinetsa henyu
Gorerino panechinoonekwa chisingabvunzike
Zvinoitika muzanu vanoudzwa zvekutaura vachida vasingade zvinobvira kumasero vanozosvika ku District nyaya inenge yabikwa kare zvinonzwisa tsitsi kuti varume nnezvimbuya zvichipiswa nezuva kushandiswa shame
Apa varume vanongombeyambeya tsve kuspender time nemhuri kusvera kutsva nezuva.
😂😂😂😂😂,2030 anenge achiitei ummmmmm greedyness yacho yakaoma hazvo kunyepa uku kuda kuhwanda nechingunwe VaMunangwara vachirikuda kutonga
Variko vakatowanda vanhu vasina kukwana
Zvinopisa tsitsi
Election mode Charamba hapana
Madununu ega ega
Vanhu ava vakakwana here Munangagwa anenge ava nemakore mangani obva achidonha zvakaota Mugabe ava sekuru nyama dzawinyana hamunyari akakuroyai akafa
Izikhotha mathe zinjalo
Vanhu madusvura chaiwo saka ivo vakushayaw vakuimba pakushaya anodawo kutonga hre