Dorcas Moyo Zita Official

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 сер 2024

КОМЕНТАРІ • 547

  • @inzwirashengesi3634
    @inzwirashengesi3634 3 роки тому +16

    Ukaridaidza zita irori upenyu hwako hunoshanduka...powerful mama Moyo

  • @marciachauke2048
    @marciachauke2048 3 роки тому +9

    Love you mama mondigonera zvangu ndohwa kusimudzirika mweya wangu

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 3 роки тому +9

    🗣ndiri kuridza zvangu mhururu ndakamirira Zita

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 3 роки тому +8

    Busy kutevedzera humadance hwandiri kuona zvangu 💃💃💃madancers zvakarongeka

  • @siminaasah8450
    @siminaasah8450 3 роки тому +9

    Handis kuzorara kubvira nhasi kusvika yabuda ....mama junnie

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 3 роки тому +4

    Amai vakaipa Ava hey mhani ndanakirwa ini mama Moyo love you.

  • @lucymautsi131
    @lucymautsi131 3 роки тому +10

    Haaaa zvimwe zvachoka munhu anobarwa akatakura menduro chokwadi

  • @loicechirombe6258
    @loicechirombe6258 3 роки тому +6

    tipewo nziswa chete mama Dee 💃💃💃💃💃💃

  • @mercymaronga1908
    @mercymaronga1908 3 роки тому +7

    Hallelujah izita rinokunda mazita ose nguva ino yecovid ticharamba tichidaidzira zita RaJesu we Nazareth 🙌🙌🙌 powerful song.

  • @marthasibanda6929
    @marthasibanda6929 3 роки тому +10

    Mazvita henyu mhamha Moyo😱

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 3 роки тому +7

    Regai ndimborovera vanogona maoko 👏👏👏👏👏

  • @mavismafusire
    @mavismafusire 3 роки тому +6

    Mhamha moyo the best gospel artists wemwana vangu. Voice rine anointing. Mwari varambe vachikushandisai semudziyo wawo

  • @kumbiraigumbochuma3710
    @kumbiraigumbochuma3710 3 роки тому +11

    Amen!!!Dayidzai Jesu.......zvaazvedenga izvi!!!!!! Well done mhamha Moyo"""

  • @ruvimbopfekezani3930
    @ruvimbopfekezani3930 3 роки тому +6

    Amen tikadaidza jesu pa coronavirus mwari vanotikundisa ne varungu vari kuda kuti uraya ava tikadaidza jesu vanoti nzvengesa nice song mhamha

  • @markomcmavesere164
    @markomcmavesere164 3 роки тому +6

    Song iyi ndinoida nguva dzose muhupenyu hwangu ..munhamo mukufara, ZITA INONDIITIRA

  • @markomavesere9424
    @markomavesere9424 3 роки тому +14

    This song inondiitira hangu.. It feels like I am in my own realm.. It causes me to forget my earthly challenges

  • @markomavesere9424
    @markomavesere9424 3 роки тому +39

    Most best underrated song. This is a gem of a song

  • @trishm4853
    @trishm4853 3 роки тому +5

    Amen Amen amai mwari akuitirei Nyasha nziyo dzenyu dzinondikomborera 👏👏👏👏👏👏

  • @seabeezimani2823
    @seabeezimani2823 3 роки тому +8

    This song omg kune zita iroro zita rinokunda mazita ose🔥🔥💞💞

  • @ashleypolite8128
    @ashleypolite8128 3 роки тому +5

    Thank you , komborerwai amai , chokwadi zita raJesu rine simba

  • @markomcmavesere5183
    @markomcmavesere5183 3 роки тому +7

    I love this video ever so much. You are genius Mrs Dorcas Nezara Moyo

  • @pammund3495
    @pammund3495 3 роки тому +2

    Love you music mhamha. Powerful sure kune zita rinokunda zvese pasi pano...... perfect voice and anointed

  • @markomcmavesere5183
    @markomcmavesere5183 3 роки тому +6

    I love your dances Mrs Dorcas Nezara Moyo under the cloud of dust... That was too innovative... I wish you did it long enough. 🙏🙏✈️✈️✈️

  • @tshonganyathi8872
    @tshonganyathi8872 3 роки тому +14

    Patients pays we waited patently and here we go ...MAMA MOYO always keeps the promises...THANK YOU with the powerful song and a nice video...LOVE YOU MAMA DORCAS MOYO AND HEAVENLY MELODIES GROUP

  • @lynettemusoko7353
    @lynettemusoko7353 3 роки тому +1

    Amen Zita rinoti huyayi imi mose makaremerwa ndikutakurireyi mitoro yenyu .rakashandura hupenyu hwangu zita irori ndinopupurawo kwariri what an amazing name

  • @tapiwamutesva
    @tapiwamutesva 3 роки тому +6

    vanogona vauya thanks mama Dorcas Moyo

  • @cathrinepfudza3198
    @cathrinepfudza3198 3 роки тому +5

    💃💃💃 Thank you Mama munogona

  • @euphrasiamhiti5316
    @euphrasiamhiti5316 3 роки тому +6

    Mobva mandipinza munyasha zvakanyanya thanks a lot

  • @LAGDJINJIKE
    @LAGDJINJIKE Рік тому +1

    Zvinocudzwaizvo a Mai ! Pamberi narobassa .TIRIWO MUNZIRA.

  • @chipokandukutu5131
    @chipokandukutu5131 3 роки тому +1

    Wool unondigonera Docus l really like your music inondisimudzira pamweya thank you so much

  • @vanchomediatv
    @vanchomediatv 10 місяців тому

    My favorite line "bvunza Maria na Marita lazaro wafa vapererwa kungosvika kwake musharukwa hoyo lazaro wotomutswa"❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @blessingsakupwanya6159
    @blessingsakupwanya6159 3 роки тому +2

    Who else is listening to this song this is a bomb on its on I love it so much i wish if I was there 😘😘😘😘

  • @annieruzvidzo9986
    @annieruzvidzo9986 3 роки тому +5

    My favourite Artist..lm happy makaita video na Chiremba Simba...
    Itirwai zvakanaka momz😍😍😍😍

  • @seabeezimani2823
    @seabeezimani2823 3 роки тому +7

    If waiting was a person💃💃💃

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 3 роки тому +6

    Iyi ndakaimirira ne🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️ chaiko

  • @elsonmdenhwa1282
    @elsonmdenhwa1282 3 роки тому +3

    What a touching song yoburutsa mweya mutsvene.well done

  • @markomcmavesere5183
    @markomcmavesere5183 3 роки тому +10

    Hats off to you producer ANESU KISIMISI. You did a splendid job with your team

  • @memoryruvengo9709
    @memoryruvengo9709 3 роки тому +4

    This glorious .......name above any other namess

  • @maidorcas9947
    @maidorcas9947 3 місяці тому

    Wellldone Dorcas Nezara Moyo
    Ndinonzwa kukomborerwa nenziyo dzenyu.
    Ndinonzwa kusimudzirwa pamweya

  • @misheckchitanda672
    @misheckchitanda672 3 роки тому +6

    Wonderful work mai Moyo keep on allowing yoself to be used by God this way

  • @tsitsimuchineripi9774
    @tsitsimuchineripi9774 3 роки тому +9

    I love u mumy one dae wil meet live

  • @tauraingwerewe5812
    @tauraingwerewe5812 3 роки тому +6

    Thank my dear sstr Nezarah iro zita rakandikoshera.You are highly appreciated anointed singer

    • @monicatk7221
      @monicatk7221 2 роки тому

      Thanks mai moyo munodadisa imi thanks for this sobg

  • @markomcmavesere5183
    @markomcmavesere5183 3 роки тому +5

    Well done my brother ANESU KISIMISI & VISION CITY MEDIA. May God open more doors for you and shower you with unlimited BLESSINGS until those who oppose you ENVY YOU> GENESIS 26:11-14 . May the floodgates of heaven be opened for you. This project can it usher into the land of plenty.. flowing with milk and honey. WILL AWAYS BE GRATEFUL.

    • @markomcmavesere5183
      @markomcmavesere5183 3 роки тому

      Amen

    • @markomavesere9424
      @markomavesere9424 3 роки тому +1

      Destined for greatness Anesu..keep your eyes on the Lord of Hosts

    • @VisionCityMedia
      @VisionCityMedia 3 роки тому

      Thank you Baba Mavesere. we receive the blessings. May God keep the you too and bless you for agreeing to do His work.

    • @anesukisimisi
      @anesukisimisi 3 роки тому

      Wow! Amen bro.

  • @user-fk2hp6tb5z
    @user-fk2hp6tb5z 8 місяців тому

    I love this song pamakaimba song iyi maiwa mumweya mutsvene hr amai song iyi ino ndikomborera God bless you Mama Moyo

  • @VisionCityMedia
    @VisionCityMedia 3 роки тому +9

    Good Stuff! #Zita

  • @paulosi95
    @paulosi95 3 роки тому +4

    M here😊🎶🎶🎶🎶

  • @charlesdeepergodknows1553
    @charlesdeepergodknows1553 2 роки тому +1

    Zita raIshe inhare yakasimba Amen 🙏🙏

  • @memorytakawira7630
    @memorytakawira7630 3 роки тому +1

    Mama Moyo I salute you nziyo dzenyu dzine kamwe kaudzamu sooo

  • @shingiraimakumire7368
    @shingiraimakumire7368 3 роки тому

    Ukaridaidza Zita irori zvishuwo zvemoyo zvinozadziswa,,,, daidzai Jesu,,,,

  • @maureenmaposa7155
    @maureenmaposa7155 2 роки тому

    Indeed when you call upon Jesus your life can not be the same talented woman God bless your music industry

  • @valeriemashoko808
    @valeriemashoko808 3 роки тому +5

    Mai Moyo mune chipo chenyu..thank you for this song..its now on repeat

  • @PapaWessie
    @PapaWessie 5 місяців тому

    Mama munondigonera zvenyu ,, be blessed. This is my best song 🎵 from you

  • @masimbamanhando660
    @masimbamanhando660 11 місяців тому

    ZITA...........RINOKUNDA MAZITA OSE.........GLORY TO THE ALMIGHTY...WHAT A GEM

  • @user-jr6cn8eb9g
    @user-jr6cn8eb9g 7 місяців тому +1

    We always pray all the time because Jesus is the problem solver

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Рік тому

    Mai Dorcas moyo one of the millions your music is above all my God continue to give you power ❤❤❤

  • @esthermajoni5050
    @esthermajoni5050 3 роки тому +1

    Dzinoburuka hadzo nyasha Amen👏👏👏👏👏

  • @lissahmitcheltamani1165
    @lissahmitcheltamani1165 3 роки тому +4

    Awesome n splendid video🔥🔥😘😘😘😘😘💕💕💕😍😍

  • @tafaramoyana4839
    @tafaramoyana4839 3 роки тому +2

    What a Great Name.What a Great Song.Dorcas you came at the right time.God send.Stay Blessed.We pray for you uende mberi nebasa.Ndariona basa iri iguru.This is just the beginning.

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 3 роки тому

    Ukaridaidza zita irori hupenyu hwako hunoshanduka,,,name above all names "Jesus our life changer

  • @kimmzenda2509
    @kimmzenda2509 3 роки тому

    Ukaridaidza zita irori hupenyu hwako hunochinja oh yes Amen c* doc , lv yo songs daidzai Jesu ❤❤❤❤❤

  • @davidmunyaniso6585
    @davidmunyaniso6585 3 роки тому +5

    My favorite song...nice video indeed ,,,well done Amai

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 3 роки тому

      The song is loaded

    • @anesukisimisi
      @anesukisimisi 3 роки тому

      amen

    • @christinamamire6016
      @christinamamire6016 Рік тому

      Ndakabva Harare to Lusaka ndichiridza kambo kunge munamato here kukomborera kwacho ZITA, ropafadzwai Amai🙏🙏

  • @nollernmavhunga9757
    @nollernmavhunga9757 2 роки тому

    This is my song thank you sister Dorcas for the powerful song iye Jeso ndiye anopedza matambudziko ese chete

  • @manwellmpofu3318
    @manwellmpofu3318 3 роки тому

    For me zvangu voice kani izwiremurandakadzi it's Angelic my soul goes into gymnastics just the voice it hits my Soul panyama here Hallelujah hallelujah hallelujah hallelujah hallelujah hallelujah hallelujah hallelujah hallelujah hallelujah hallelujah mbiriyese ndeyaJesu weNazareta nokubwinya kunotyisa Kwaiyewakasika Denga nePasi nezvesezvizeremo Hallelujah

  • @mutumbamifrancisca6839
    @mutumbamifrancisca6839 3 роки тому

    Kana ndaridaidza zita renyu Jesu ndakakwana nezvinhu zvose.....Amen and amen

  • @rainatable6288
    @rainatable6288 4 місяці тому

    Kutotanga kuinzwa nhas song iyi , yakagonekwa welldone mhamha

  • @hazvineimatikiti9082
    @hazvineimatikiti9082 2 роки тому +2

    Sis Dorcas ,you are the lioness in the jungle of gospel.You R-O-A-RRRRRRR.🙏🙏🙏🙏🙏💯.

  • @shamisojaricha1743
    @shamisojaricha1743 3 роки тому +7

    This is a good piece of music esp when faced with challenges in life. There is a name which is powerful than any other name. The name of Jesus Christ

  • @seabeezimani2823
    @seabeezimani2823 3 роки тому +6

    Waiting 🙇‍♀️🙇‍♀️

  • @seabeezimani2823
    @seabeezimani2823 3 роки тому +7

    Call that name chete. Your life will never be same🙏🤲🤲💃💃🥰

  • @webstertashaya8482
    @webstertashaya8482 3 роки тому

    Wonderful I almost playing it every hour Jehovha ngavasimbise basa remaoko mirai semuzambangwena mai Moyo tiripo pakwekwe tichnzwa zita irori

  • @divinesupiya8942
    @divinesupiya8942 3 роки тому +6

    Wow powerful

  • @nashemancube
    @nashemancube 3 роки тому +1

    Amen thank you mama Moyo. Mwari ngavarambe vachikupfuudzai mberi

  • @tsitsichidza3531
    @tsitsichidza3531 3 роки тому +12

    This song is on repeat. Thank u so much for the beautiful lyrics. Exactly what I needed during this difficult time

  • @tariromarumbe114
    @tariromarumbe114 3 роки тому

    Amen kune Zita rinokunda mamwe mazita,, powerful song thank you mama Moyo

  • @joycemangoro8407
    @joycemangoro8407 2 роки тому

    Aiwa munondipinza pakadzikadzika chero ndiri kuremerwa munondinyaradza Amen daidza mazita wose hakuna rinopfura Jeso

  • @mosesbotshabeloshubo9690
    @mosesbotshabeloshubo9690 5 місяців тому

    Amen...love your songs very much..Botswana -Tutume village

  • @nyashashalomkulani1446
    @nyashashalomkulani1446 3 роки тому +5

    Powerful song hey

  • @OttilaChiduku
    @OttilaChiduku Рік тому

    Medicinal music song iyi inondisvitsa pakadzika dzika Chero zvichioma zvichirwadza ndongodaidza Jesu 🔥

  • @markomavesere9424
    @markomavesere9424 3 роки тому +6

    The name Jesus Christ resonates with turning impossibilities into possibilities

  • @sikholiwendlovu2326
    @sikholiwendlovu2326 3 роки тому +6

    Yes I’m here I love this woman God gracious

  • @laizajofiri7956
    @laizajofiri7956 3 роки тому +6

    Waiting

  • @kimmzenda2509
    @kimmzenda2509 3 роки тому

    Ukaridavidza zita irori uchirwara unopora hallelujah Amen❤❤❤❤❤ much maratho 😍😍😍😍😍

  • @neverbechani2411
    @neverbechani2411 3 роки тому

    Beautiful video, beautiful pple, beautiful msg. Mwari wenyu Minister Dee ndiye ngaanamatwe saMwari waElijah pagomo reKameri

  • @tinashechimuka7749
    @tinashechimuka7749 3 роки тому +7

    Great gospel ever

  • @victormafumba429
    @victormafumba429 3 роки тому

    Dorca Moyo wangu unokufarirai música dzenhu dzinokoka mweya pandinengue ndechidzinzwa Moyo wangu nefungwa dzangu munengue matora ropafadzwai.

  • @fortunateruzive8115
    @fortunateruzive8115 3 роки тому +4

    Kunezita vadikani,rinokunda mazita ose.

  • @egidiofanicoma
    @egidiofanicoma 24 дні тому

    Good song 🙏🏿🙏🏿mwari ngve Nemi.

  • @tariromukazi2132
    @tariromukazi2132 3 роки тому +1

    Ndikudawo kuimba nemi.. ndapinda munyasha

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 3 роки тому +7

    The fact that l love the song makes me love the video zviri deep deep 😍

  • @kennedykapaso805
    @kennedykapaso805 3 роки тому +2

    Ngariende vhangeri mama Moyo.

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 3 роки тому +19

    The lyrics carry profound message. The name of the Lord is a strong tower, the righteous run to it and they are safe

  • @patriciagunzo7877
    @patriciagunzo7877 3 роки тому

    Amen that's true Zita rinokunda mazita ose mwari ngaarumbidzwe shuwa 👏

  • @amandajofisi4218
    @amandajofisi4218 3 роки тому

    Kune Zita rinokunda mazita ose....Amen

  • @rainatable6288
    @rainatable6288 4 місяці тому

    Nyasha dzoburuka ,welldone Mhamha

  • @jossyngiza7152
    @jossyngiza7152 2 роки тому

    ukaridaidza zita iroro zvinhu zvese zvinochinja💃💃zita rake rinoshamisa

  • @jethrochinya301
    @jethrochinya301 2 роки тому

    I love your songs my dear sister, pliz keep it up . Usadzoke shure Jehovah anewe.

  • @nicksonmupandawana7140
    @nicksonmupandawana7140 2 роки тому

    Mhamha Moyo Mwari ngavakuvandudzei vatumwa vedenga ngavakuchengetei mondiitira zvakanaka

  • @felicitysarue7931
    @felicitysarue7931 3 роки тому +3

    I'm inspired. What a nice song with a great message 👏👏👏Thank you so much woman of God

  • @nomorelineshava4035
    @nomorelineshava4035 7 місяців тому

    This sing wow thanx mama Moyo when I am listening to it I will be in spirit❤

  • @terencechanakira1576
    @terencechanakira1576 3 роки тому +2

    Awesome song..... packed with power. There is non like Jesus