Top 10 statements dze N’anga. Ukabva pan’anga usina kuudzwa 5/10 uri murungu. 1. Mushonga we Lucky wapandupa 2. Vakadzi varikukwarakwatwa (Mubobo’s) 3. Varume mbor* hadzisikumira. 4. Vana havasi kurorwa. Misha haisi kumira. 5. Mhuri haisi kubatirana pamwe chete. 6. Pane mutorwa akafira mumusha wenyu. 8. Hoko dzekugadzira musha dzapanduka. 9. Vakomana pfuma yaramba. Hapana chaunobata chinooneka. 10. Vabereki vakabata hurombwa ndozvirikunetsa mhuri. These are called Barnum statements and phishing statements, if used cleverly nematsotsi aya they apply to anyone unogona kutofunga kuti Sekuru varikuona. Same technique used by Horoscopes or Starsign writers. They lack specifics and measurable facts. Hanzi chikwereti kuba. 😅😅😂 Mukotsanjera simply waffles and people are easily convinced
Zvimwe kusvika pauri ihondo Nematambudziko uyu handina hangu no pavari anotaura zviripa ground chaizvo zvaunogutsirira that guy kunyara uko audzwa chokwadi akura Dai aroora kkkkk but yakavhara mhepo kanengo and Tasvu vanobvunza mwene apa anokuudza
@@miriam-z1y You have fallen for the phishing technique. Mukotsanjera haana kuporofita nhau yekuroora kwemukomana uyu. But he cleverly asked then responded by saying ndaona mukomana asina mukadzi uyu. Yet it’s information yaaudzwa nemukomana uyu . Check again. It’s a simple but effective trick if you’re not observant.
Ndiniwo NDA tanga Kusvika pano anhuwoye muriyo here kuti dheshiee isaiwo my like veduwe
Wawana sofa razara wangu
Sekuru Mukotsanjera Shumba yengozi nekubata hurombwa mumisha.Chandakagutsikana navo ndechekuti. Vanoti bata batabatai muviri wangu maone kuti ndine zvinhu here pandiri .Nekuti vazhinji vanozofunga kuti pane zvandaisa .Nechikonzero ichocho Mukotsanjera sando dzake.🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤
Sekuru Mukotsanjera to the people, Big up makakosha .Watching you from 🇨🇦
Mukotsanjera for the people. Handipedza zuva ndisina kutsvaga nyaya kupage kwenyu. I must admit pamusha pakawakwa apo, ko totarisa zvese kaaa 🥰👌👌
Ndepavo here
Pakanakisa chaiko
Shumba 1yengozi muzimbabwe sekuru Mukonzajera tsoka it's nice to be here
what a kind sekuro zvinowengwa nemuroyi chete izvi thank u sekure help me to thanking our sekuru and baba taps
Mwari wangu ndiropafadzeiwo ndiwane mari ndimboonawo Sekuru Mukotsanjera kwedu kwakarema😢😢😢
imarii
Taura hko asi ini ndichangienda ndri murombo chaiye handina kna kwandoiwana ma bsa acho akatosungwa
Mukotsanjera shumba yengozi, anondipedza when you preach love to pple, teach them sekuru. God is love
Mune rudo mukuruwangu Va Mukotsanjera nekutiwo variko vnoshaya asi vanodawo kubatsirwa ayiwa mwari akuitireyi zvidhafu rambai mkadaro ❤❤❤❤❤❤🎉
sekuru makadii,,,ndatapumbura,nehupenyu wangu,,,apachirikupatika pamawoko angu,,,ndinzeiwo,,nekumatare amoita isaiyi wo Zita rangu
Mukotsanjera my favourite I'm watching from 🇿🇦
Mazviita nekutifundisa imwe wo culture loved the dances and cooperation
Sekuru ndouyako magona pane vasingabhadhare ndanetseka neve zvikwereti ndouyako sekuru
Excellent pangoma apo ne jaivhi❤❤❤❤
Mwana kutodza Mai kupusa haaa. Tiripo zvedu sekuru batai basa ❤
The coordination of their instruments excellent. 😂😂😂😂❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤🎉🎉
Amana ka zviktambwa izvo nengoma idzo zvikanuakidza ndati❤❤❤
Mukadzi akaoma uyo kuridza pembe uko achiridza zve ngoma Excellent. 😂😂😂❤❤❤🎉🎉🎉😂😂❤❤
Why do you koromora mukoma wangu nyanyest
Sekuru Mukotsanjera u are the best ever ❤❤❤❤
Pamba pakanaka apa kumusha here uku
Kurikuvakiwa kwete zvekutamba
Pakanaka sure
Pakanaka shame ndaiti ndini ndega ndaona kkk
Very clean and organised
Iwe uri joni uchiswera kubeach
Sekuru mukotsanjera,ndinovadira chokwadi havarove nyoka vakaviga mupini vanofamba nematare sezvazviri, ndinokumbira Kuna Mwari nevadzimu Kuti vachengetwe nyoka yedu imbobatsirika .
Mukotsanjera pamperi nebasa good work ❤❤❤
Kkkkkkk honai baba akabate ka drink awo😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndibatsirei hangu ini sekuru ndanzwa nekukweretwa vanhu vasingadzosi
Imbori mariiko kuona sekuru mkotsanjera
I love that keep it up sekuru mukotsanjera
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya😂😂😂
😂😂😂😂
Which area is this. Ndafarira dance ne ngoma idzo. Machembere anotamba ava❤❤❤🎉🎉🎉
Kuma Ndau
Inyanga hama
ndekupi kunoitwa ma dance moves aya plus beat iyi imbakumba here
Musha wakanikisa uyu❤
Musha wakavakwa uyo. Sekuru Mukotsanjera makatikoshera
Saka mai madziwana vatadza kutaura kuti uyu mwana wangu
🎉🎉🎉Simbi Yebasa
First time to comment
Mukomana wenyu ndeupi sekuru
Sekuru mukotsanjera ndovafarira avana tsvete
Sekuru ndizvowo zvirikuno tafawo murume wangu aabvi kuzvimbadzo ini wacho andina kana tseeee ndoshaya kuti chiii ahora aachadzosi zvakaoma mari yacho ationi chainoshanda
Mungaionasei Mari ichipihwa mahure
@@joycepingu2481😂
Andisati ndaona vanhu vakazungaira seava
Apa tirikupi nha guys ,
Waiting patiently for muranganwa family zvangu
Kkkkkkk ndanakidzwa pane mukdzi uyo aterera tsvimbo zvikanzi kwanzi nasekuru pane wasara
hakata dzapotsa apa sekuru tsanangurayi zvakajeka kwete kutyisa vazukuru venyu.inga mamboita moyo chibatsirayi asi chokwadi ndechekupi kutora hatoriba
Honai maziso amai agare pangoma awo 😮😮
Haaaa Mutare pakuwaka maruzevha muri number 1
Chokwadi
Loved Mukotsanjera tsvimbo yenyu hayiremi here iyo 😂 ndofarira language yakule Mukotsanjera.kkkkkkk imagine vanobva vatuka zvisingatsamwisi kkkkk
Nzou hairemerwi nenyanga dzayo😅. Inenge yakagadzirwa nemuti wakasimba but wakareruka usingareme.
Imi mbuya idzi dzotamba in one accord mufunge zvondishamisa
😂😂😂matambiro ayo anondi nakidza ipapa ndaneta nekuteedzera kana ngoma dzacho dzino nakidza😂😂
Mai ava chiiko chemerai kubatsirwa
Sekuru endai munogerwa bvudzi ..cut yenyu idzoke
Kupusa mai nemwana kutadza kudaira ummm
Imbopaii sekuru motoo🔥🔥🔥🔥
Mbavha hayibvume kuti inoba.... Mai vacho ndaona kunge vanonyara kuti mwana wavo anoba
Amai nemwana ava vakapusa vese zvinobhowa nxaaa saka masimukirei hamuna kumanikidzwa
Iii kubatiswa tsvimbo iyo 😂😂😂 ini ndinotya hangu
Ndakatsotswa zviri kundirwadza kubva kumutsotsi nezvakabhadharwa vese kucourt ndiri kushuvira kuti vasangane nazvo kana muchigadzira sekuru ini hangu ndadawo ndiri kurwadziwa
Matambiro ayo .Dance iyo inonzi chii.Uye kune vanoziva unotambwa nevanhu vanogarepi.I mean which part of Zimbabwe?❤❤❤❤😂😂😂❤❤❤
Inonzi Jekunje inotambwa manicaland but kunyanya Inyanga Honde valley
Origin from Mozambique
Abishasaruchera thanks for your reply regarding my question when I asked the originalty of the dance.Much appreciated 👏 💐
maiweee team riri pangoma iro sekuru nyambayo nahunde
Tumapadza nengoma ,tsoka wanozoitamba zvekuti dhesheee ,hapana chamati mawona imi
Nhasi ndanonoka ❤
Itai basa sekuru❤
Chakachaya kkkkkkkkk pamberi ne basa
Zibenzi kuramba kubatsirwa ,mai vacho vanenge vanotomutya
Batai basa sekuru
Ko kunyara iwe uchida kubatsirwa, kana chiri chokwadi kutobvuma wobatsirwa than kuzogadzirwa waba.”,amai kukumbirira mwana abatsirwe.
Havabatsiriki zvinotobhowa
@@MaslineNyakujara-i3eDemon racho rine pride
Batai basa Sekuru vedu sando dzenyu
Vanhu vakaipa rasta vari kubvunza kuti kuseri kwengoma kunei murove izvozvo imi morambaa😂😂😂
Ndafara imiweee
Musha wakana uyo
Horait 😂😂😂😂
Ngunge Junior isai malikes tione
Ba taps matiregerera kandai nhai titi dheshe mumachira.chando ichi choda nyaya Abuja how far..
Kanenge kadzenga kamuchinda ako
Mukomana uyu arikutyisa mai vake kt vasataure humbavha hwake
Mai vacho vanenge zungairwa kunze kwekuti vatofara kubatsirwa nesekuru pachena.vave kutoona mwana wavo arikunyeperwa
Handizivi kuti vsnhu sei takapusa kutadza kungodaira hongu kana kwete juss simple
Uyu namai vake vanozvida zvinoitika
I love the dance moves.
Haa mukomana aramba hanzi kuba kwete ...ichokwadi mkomana haabi uyu asi tsanabgudzo dzapotsa chokwadi chakanaka
@@KiethyWande-c7d kkkkkk kana votaura vanovhundutsira kuti ubvume badz8
@@TheresaMaps Ehe coz vanenge vabuda munjanji 🤣🤣🤣
But vataura zvechimbadzwa wani akabvuma
@@Maivee1620 Yes but zvekuti anoba ndizvo here ....kana zvisirizvo hazvisi guys ...hapana asingapotsi
But pangozi i100% correct. Vanopagona Tsoka
Shumba yeGorongoza,inobva kwaMakombe
Ini handidi typ idzi dzen'anga.. Munhu ngandotaure straight point.. That's why wanhu Mai foira exam
Taura hako shaa munhu anofanirwa ktaura ega nyaya yake ega, not kuita zvekubvunza ndokutadza basa ikoko
@@GraceMapfumo-ep9tx haaa madhiri awo Aya ndekurasa wanhu network
Ndarigara rese sofa🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Top 10 statements dze N’anga. Ukabva pan’anga usina kuudzwa 5/10 uri murungu.
1. Mushonga we Lucky wapandupa
2. Vakadzi varikukwarakwatwa (Mubobo’s)
3. Varume mbor* hadzisikumira.
4. Vana havasi kurorwa. Misha haisi kumira.
5. Mhuri haisi kubatirana pamwe chete.
6. Pane mutorwa akafira mumusha wenyu.
8. Hoko dzekugadzira musha dzapanduka.
9. Vakomana pfuma yaramba. Hapana chaunobata chinooneka.
10. Vabereki vakabata hurombwa ndozvirikunetsa mhuri.
These are called Barnum statements and phishing statements, if used cleverly nematsotsi aya they apply to anyone unogona kutofunga kuti Sekuru varikuona. Same technique used by Horoscopes or Starsign writers. They lack specifics and measurable facts.
Hanzi chikwereti kuba. 😅😅😂 Mukotsanjera simply waffles and people are easily convinced
Zvimwe kusvika pauri ihondo Nematambudziko uyu handina hangu no pavari anotaura zviripa ground chaizvo zvaunogutsirira that guy kunyara uko audzwa chokwadi akura Dai aroora kkkkk but yakavhara mhepo kanengo and Tasvu vanobvunza mwene apa anokuudza
@@miriam-z1y You have fallen for the phishing technique. Mukotsanjera haana kuporofita nhau yekuroora kwemukomana uyu. But he cleverly asked then responded by saying ndaona mukomana asina mukadzi uyu. Yet it’s information yaaudzwa nemukomana uyu . Check again. It’s a simple but effective trick if you’re not observant.
Handisati ndaona mai vakapusa seavo ini
😂😂😂😂😂pamwe vakatosengedzwawo
Kkk😂😂😂😂😂😂😂Vanhu vawekugara payoutube
Vari kuti sekuru vapotsa mkomana haabe, iko kusadzorera zvimbadzo hausi humbavha here nhai?
Thankyou sekuru Mukotsanjera
Karanganda to the awards
Akagarwa haade kubatsirwa
Thanks kule nerudo rwenyu
Zvakaoma kudada kusada kubatsirwa pachema,mai Vacho futi hadzimo
On my way sekuru
these are supposed to be cultural ambassadors panofagwa kani
Kutozingaira namai wacho chaiko kutadza kupupura zvavanoziva
Ndaitaw vekutanaga nhac
Ini ndinopedzwa netsvimbo iyo chete kuti haipotsi inotura straight
😂😂
Kkkk ingapotsa iyo inenge ine tumaziso
@@VeeMhukayatadza ichiwona zvose zvayo kkkkk
Duwatuwa chairo
Muchinda uyu akadzungaira
Ngoma dzobatiwa
Ba taps karanganda first 1
Bataps no intro kutiudza kuti tiri kupi pa 3 vids dzamaisa nhasi why
I am sure vaita zvekutumira havasivo vatipa ma vids mu Intern atipa😢
Plz ngatiwone chatinodzidzawo wabereki musaparire vana mhosva ,munhu haarowi ,mhuka inonzi ngozi ma 1 magetsi chaiwo
Vanotamba zvinonakidza