Earth it's not for us l don't know why people they fight for something that you will die and leave it on this earth be strong madzibaba God we will protect you
May God bless this humble man who doesn’t have blood on his hands. ZANU PF will go down as the worst thing to ever happen to a purported independent nation.
Simple and straightforward.Hanzi pane madhiri akaitika ,pane zvatakaitirana.Corruption in a so called government in waiting.Ko Ku ward 5 ikoko kuNorth Guruve wakambobvirei?Gutter politics!
Don't give up brother those thugs must go to hell if they can they think they are the Gods of Zimbabwe what they do not know is that there is God in heaven he knows and sees everything
Ini Nyaya yakaita seiyi ndinobata sabhuku ndorova zviya zvekurova ndosingwa zvangu ndichidzoka haafi akamboita dzungu rakadaro futi muupenyu hwake.Kurova sabhuku zvakasimba ndomuudza kuti kungoona munhu kana kunzwa munhu achitaura nezve munda wangu i will come back for you hapana anopagara.
Ndakambotongwa na Mambo vakatonga nhema my case is similar to yours shinga Mwari havatongi semunhu and Mwari havaudzirwi kunzi Tonga soooo Saka madzibaba tungamidza kushinga mberiiii
Madzibaba veshanduko Chamisa vapewo imba or stand mune mastands hobho paya vakarohwa sevachafa asi Havana chavainacho Chamisa or kuisa fence yard yese nembwa kana 20 for safety yavo
Madzitateguru edu akaurayiwa mohondo for our freedom,zvino freedom yacho iripi 🤔..those local people and hama ndidzo mhandu dzedu,apa vanenge vachitotamburawo zvavo sad
Yaaaa Madzibaba makashinga. Rambai makadaro 💛💛💛☝️☝️☝️⚒️⚒️⚒️FAKA PRESSURE
Earth it's not for us l don't know why people they fight for something that you will die and leave it on this earth be strong madzibaba God we will protect you
Regai nditaure nambuya vangu vatumire nyuchi Kuna Sabhuku anoda kujairira zvisina basa
Vatsanyirei madzibaba Mwari akupei masimba.Munokunda zvidiki izvi Mwari wamunonamata anokunzwai .Achakuitirai zvishamiso.
Mambo na sabhuku imbwa dzevanhu ivhu nderemunhu wese muZimbabwe.imboko dzevanhu
Madzibaba is an unsung hero
Well done madzobaba , makashinga chokwadi. Rambai makadaro.
Nyarai zvenyu madzibaba God will fight for you
Zimbabwe ndonyika yega isingadi kuti opposition iite free, so what's the use yemaelections,,
Mwari varikuzvioma mwari mukuru vanoita zvikuru ...
Urinyope madzibaba murikutevera marally muchitadza kurimira mhuri nemukadz, ungaite zvekuzofonerwa nemukadz kuti kuno kwadai, zvichireva kuti maingoenda kwaenda rally mokanganwa kumba madzibaba ....mwedzi muri kumarally shuwa muchawana mukadzi aenda apihwa mumwe munda
Aiwa Inga vanhu kumisha uko varikugura Minda yavo,vachitengesa chero kumunhu wawada zva ava zvashamisa papi,even ndafunga kupa hama yangu munda ndinogura ndoenda kwa sabhuku chete,vazhinji vakaramba kuenda Kuma farms but vasingade vanotoenda kumamwe ma dunhu kunotenga Minda
murikunetserei murume uyu nhaimi makamboruva nhasi makumunda kwake umm musadao vanhu
Ibva urimupenyu pane kuzi pisirwa zvako 👌👌👌👌🌻🌻🌻🌻 yellow 💛
May God bless this humble man who doesn’t have blood on his hands.
ZANU PF will go down as the worst thing to ever happen to a purported independent nation.
Madzidaddy is very powerful siyanai naye munomuvengerei
God bless you madzibaba
Sabhuku aiswa pakona haachina choice, madzibaba be strong chisingapere chinoshura never go back
Vava kutochiva musha wamadzibaba ava vanoda kutouya kuzogara ipapo
Madzimambo ezanu hudyire chete tsvina dzevanhu..famba nayo yellow mwana wevhu
Tikaita vanhu 10 vane lion spirit saMadzibaba Zimbabwe toitora futy kuvapambe pfumi
May the Lord God protect u and guide u madzibaba we support u
No retreat ......
No surrender madzibaba
Don't give up Cmrde
Great supporters murume nemukadzi vese ma yellow zvakarongeka wena
Ko zvamunomboti masabhuku haana basa ndeve Zanu wani
Simple and straightforward.Hanzi pane madhiri akaitika ,pane zvatakaitirana.Corruption in a so called government in waiting.Ko Ku ward 5 ikoko kuNorth Guruve wakambobvirei?Gutter politics!
Paataura zvemadhiri ndopaapotsa
Ini pawakauya ndaifunga kuti ndivo baba vako saka ndakutoshamisika kt waiva muzukuru asi ndiwe wakagara nemdara uya kusvika afe parufu hatina kuona kana one mwana wavo nhasi vakt ibva pano ndezvavo izvo sekuru mushoshoma vanoziva zvese mumusha umo
Siyai munhu agare nyika ndeya mwari..saka CCC ikahwina vezanu vodzingwawo here ? Ndezvekusura Imbwa dzevanhu
Taurai henyu dai ccc ikahwina tione kuti vanodiiii vezanu ivava
uri mhare waMai
Mwari havarambe vakanyarara,zvose ngatitarisei Mwari ndewemasimbaese ,tisarwe kana kurwisana ngatiyananeyi tirivamwechete #rangarira urimwanawevhu #zimbabwe ndeyedutesee ngatidyetese
Ko VaChamisa vadiiko kutsvagira madzibaba kumwe kwekugara vabveko vachiri vapenyu cz kana zvadai maone anenge akutotanga😏
Don't give up brother those thugs must go to hell if they can they think they are the Gods of Zimbabwe what they do not know is that there is God in heaven he knows and sees everything
Murikupisa madzibaba mambo kutouya panzvimbo
Ndimi varume vanoda nyika kwete kuvanda lshe vakuchengetei baba nguva yamwari ichinemi chengetwai
Ramba wakashinga shamwari
Ini Nyaya yakaita seiyi ndinobata sabhuku ndorova zviya zvekurova ndosingwa zvangu ndichidzoka haafi akamboita dzungu rakadaro futi muupenyu hwake.Kurova sabhuku zvakasimba ndomuudza kuti kungoona munhu kana kunzwa munhu achitaura nezve munda wangu i will come back for you hapana anopagara.
Asi ndiwe wega unogona kurova?
Muri kunzi musiye ccc ndofunga dzavo zvino pamberi nabba chamisa musadzore tsvimb
@@julijoymasiyemvuramasiyemv7591 kkkķkkkkk....ndikutofunga zvangu kuti dai ndiri mu ccc ndiri rombe soo!?
Zanu hayina development.vane jealous nemi Madzibaba.mune Musha wenyu wakanaka.Mwari anemi.
we are together in this bro
Mshoshoma my father usatyiswe nevanhu Gara cz ahuna kumba
Siyai munhu Zimbabwe ndeye munhu wese hazvina basa kutu uriwebato ripi.saka ma oppositions havachina right yekugara munyika here?
Nhai bvunzawo sure varikuda kuti aendepi
These are blood thirst vanoponda chero nherea
Chokwadi
@@sydneyhuchu6258 zvino ndiko kutonga kwacho here nhai hama kana zvadai...pane pasingade chigandanga mhani;ngavasiye madzibaba vesganduko avo vagadzire migwagwa munyika zvikoro zvasakara zvipatara hakuchina kasi busy nemunhu akutozviraramirawo nemhuri yake kuti awane cheuwiri,it's a shame
huya ndikupe munda
Mwari havarambe vakanyarara
Politics
Kuda kuzokambena nemughodhi wamadzibaba
Dai mangoita zvemusangano makanyarara madzibaba sure munofa muchitambudziwa
Zanu haisi kujaidzwa
Ummm ndoto tyira life yenyu madzobaba
Vanochengetwa naMwari
Muchaurawa madzibaba hupenyu hwakakosha
Masabhuku arikushandiswa neZanu pf nyika yose.
Munhu anozodzingwa pamusha wake pakai since 2007 wetha procedure or Not.. zvakuda court
Amai mwana.madzibaba munotaura chokwadi
KuZim vanhu vanodherera
Huwori masabhuku,
Mave kutotengesa minda???
Madzibaba makashinga pamberi nemi
Ndakambotongwa na Mambo vakatonga nhema my case is similar to yours shinga Mwari havatongi semunhu and Mwari havaudzirwi kunzi Tonga soooo Saka madzibaba tungamidza kushinga mberiiii
Masabhuku ndiwo akuda kukokodwa
mazvipira kufira nyika hr madzibaba
Pfutseki
Arikutobvunza wacho arikutotaridza kuti ndewe Zanu.
Unoona pane utengesi hwenyu vanhu veopposition wairecorder Mambo vasingazive kuti zviitesei ivo Mambo vachifamba nasecretary anenge achinyora zvitaurwa
Aaaaaaa sekuru vangu
Madzibaba indai muno taura nasekuru venyu paguva ravo vacha kubatsirai pava vengi venyu.
Chief vanoroya
Ngaaite MP
Munhu akarima munda mako 5 years mutemo unoti papako
Pamunda apo akatanga kuporonga ndisekuru vakuru kana ivovasina kusiya vaudza vanhu madzibaba munogona kuruza vanhu vachakuda ccc asi Havana chinchilla takakuudzai kuti zivai nemoyo
Ini pakadai sabhuku anomuka asina maoko chte
Madzibaba chiitai mhuri iende ku diaspora zvichiri kupisa kudai.Ndo time yacho not vamwe vanoiita zvinhu zvisina pundutso.
Mdhara uyu anezvizivindi manje
Rambawakadaro mwana weshanduko vaudze vazive chokwadi!
huyai kuno ndikugadzirireyi mupihwe munda wenyu nyuchi dzopedza basa masabhuku akuda kusvibisa zita ra president ahhhhhhh simuka Zim simuka
Madzibaba veshanduko Chamisa vapewo imba or stand mune mastands hobho paya vakarohwa sevachafa asi Havana chavainacho Chamisa or kuisa fence yard yese nembwa kana 20 for safety yavo
Politics is a date game.42 years Zanu ichitonga nhasi Toti inobva kutoshandiswa kwatinoitwa tichinzi vote for change .chamisa anenge achito benifita nesu imi takachionera chicard Ichi ngatisaitiswe zanu inotoriga .
Vanhu havachada wagona hako mubox unopinda Uri one vote,,, vanhu havachada kani aaaaah wega haugaye mnagwa
Put CC so tht the whole world can see n know wat Zim is doing.....this will never happen in Zambia.gooooo Zim goooo vikeni pressure
Mangwana tichazokubvunzai kut madzibaba mamudzingirei????Toda mhinduro kwete kuzoti kondaizoti kudini ini ndaitumwa nevarikumsoro
Ukangounza nhamo munyika hakuna anofa akakukuridzira chero ukatove Chamisa wahwinha woita zvechi bhoi bhoi zvenhamo nhamo hakuna anozombokuda ne CCC yako
Nhamo equals kuvengwa
Hakuna anoda nhamo
Very true, nhamo haifarirwi
Sabhuku chaiye akaenda kuchikoro haaite zvaari kuita izvi.sabhuku anofanira kuva ari munhu wevanhu not munhu webata .it won't work like that .
😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣madzibaba wasekei pawati urikutonga parizvino
Emmegency effect;;hazvisi pamutemo kushungurudza mnhu wemunyika ::
madzibaba bhora kumberi
Madzitateguru edu akaurayiwa mohondo for our freedom,zvino freedom yacho iripi 🤔..those local people and hama ndidzo mhandu dzedu,apa vanenge vachitotamburawo zvavo sad
Those people are very crazy .mazuna pf havana kukwana shame .vanopenga ava .vane mweya wegozi
Kunyarara kunokunda zvese zvekutaurisa izvi dai mamboita zvishoma shoma
Muchauraiwa madzibaba imi
Serious they don't deserve another term
Zanu yaora hayo
Haungo Oposer MUSANGANO wavanhu
Musangano wevanhu ndeupi
Musangano wevanhu iCCC, Zanu musangano wemaTerrorist.
Shame on them zanu pf mavekurwadziwa ne ccc kusvika pakuda kutorera vanhu ruzevha very shame on evil zanupf
Masabhuku namambo same same pakutengesa land apo vanetsa
Ukauya kwedu kunhamo ukati pamberi neZanu pf tokumamisa
Sabhuku nevanhu vake
Zvinosvodesa kuwona madzishe achidzingira munhu politics munharawunda yanogara. Asi Mwari haadhakwi. Farm ririkuuya patiri kupinda mugovernment. CCC ngayipinde
Enda iweee ! Kwawàkabva vazorora.
Ngaeende ku England 🇬🇧 kune maboss ake
Siyanai nezvino dhaka
@@chiedzamuringi819 achadhakwa nembhoma pa Zimbabwe
All things work together for good God has a purpose
Musasiye kutaura kuti for all things work for good of those who love and seek God not those who spent time following politicians
That chief is zanu pf devil his time is coming
Politics munofira mahara bambo siyanai nazvo izvo mushandire mhuri
Chibba ichi
Uyu anotautisawo futi
Sabhuku iyeye tichamugadzirisa mirai zvenyu muone
Politics haina dhiri madzibaba honai makudzingwa muvillage mamuri kugara . Izvozvi kuti mutsvage kumwe kwekugara zvichakunetsai futi .ko kungosiyana nazvo monovhota makanyarara henyu
ZANU PF inotonga kkkkk
Uri munhu wemaDhiri wakawana musha nechikopokopo...You don't deserve that land you disadvantaged genuine people who were in waiting list for long
Shame on you
Shame on you