Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
zaka zaka ndibaba🎹🎹🎹if u agree with me siya like
Zvimwe zvinhu musazvibvunza,ndiyani asingazivi zaka zaka .Zim yese zaka zaka number one
Zaka paakazoroverwa naMaikoro akadzokorora maRythm ari pasong yake inonzi ndine mubvunzo
Hazvina kufanana zvakatosiyana bt kungoti munhu haawanzokupotsa maridziro ake @@shingiraimazvito4621
zaka chibabababa
But apa akakundwa
Maelder ana Zaka avo siyai vakadaro🔥
Mike.is proving to be l a gem,and Zaka is a matured legend
Waya idzi dzine varidzi zveshuwa. Zaka Zaka muhombe 💪💪
Zaka Zaka Aiwa surrend......wakapenga.
Zaka zaka akarema pakuchinja rythm three times different flavours
Mikoro did the same teerai baba
Zaka zvinhu
Both are doing great remember Zaka he is matured in this, Maikoro ua coming my brother I lov u ❤all actually I lov the whole band
Kadhanzi kanotora mariyese kekukanda kimbomberi osheka chiuno yaaa heavy msambo
Haaa boys nowel chibaba guys .... zaka is the mberikwazvo
Zaka ndanakirwa kusvika mukati .....maikoro hausiwega ndinewe nditoriwo maikoro wacho
Maikoro wakapedzaapa karaiva bhora pagemu iyi he is man of the mach🎉
Zaka Zaka anomamisa gitare kana mazonyatsogara. Mike anogona but apa akangoratidzwa na Zaka kuti mpfanha unofira mumawoko angu.
Kumamisa chaiko
Maikoro he’s going in full force🤞👏💯 legendary Zaka🙏
Zaka zaka a legend is legend
Zvoto zvine mazera Zaka chimudhara
Zaka musamufananidze musiyei anoremesa uyo
❤
Wire idzi dzinevaridzi vadzo,,,,, Zaka Zaka anemoto,, others follow
Ndikanzwa waya dzaZaka misodzi inoyerera
i like this zvoto zvine mazera ataura kare mukuru Macheso
Zaka Zaka the legendary
Maikoroo anechipo mufana wechidiki
Zaka Zaka Akafanna na blaz vake madzibba pa face
Zaka Zaka ndibaba avo Maikoro mukomana muhombe
Zaka is the best
Zaka Zaka akapedza basa apo ❤
Zaka Zaka magetsi ayo🎉
Khoyama boys haife yakafananinzwa nemberu kwazvo .Zechariah Zaka zaka musamufananidze zmbezvinhu zvisina basa
Mukunyora seiko
😂😂😂😂😂@@mukomalavhu
Hautogone kunyora Shona yacho
Akapusa uyo 😂
They complement one another. It's a good team. Obviously Zacharia has seen it all and matured.
Zaka Zaka is the legendary imvura yegungwa iyo chero baba Shero varikupa kutenda hapatangiki apo imonya iyo
Zaka i big engine
Vese Zaka zaka 💪💪💪
They are both immensely gifted guitarists & the best of the best 🔥🔥🔥🔥
Zaka zaka uyo achiri mfana Mikoro
NdoMadrid yekumagitare team iyo
Zakaria Zakaria muhombe
Zaka zaka ndibaba avo
Maikoro mwana mudikisa pana Zakaria
Zvoto zvine mazera
Zaka zaka is the best
Zaka zaka always the best❤ ×5
Zaka Zaka anokanga waya
Mudhara mudhara akoma zakaria zakaria
MuZimu amuna chedu macheso from Malawi ASI anotifadza zvake anogona Asiyana namunangagwa wekuzambia anobva kuzambia kuzotishungurudza
Zaka Zaka is the brst
Zvoto zvine mazera sure maikoro arimunzira kuuya ❤
Zaka zaka chibaba
Zaka zaka chakaipa
Mike mwana zvake pamangoma but apa 🔥🔥🔥
Zakaria Zakaria é de longe o melhor. Maikoro ainda está aprender com ele.
Zaka Zaka
Zaka zaka magetsi ayo
Zaka Zaka ndibaba💯🔥🔥🔥
Zaka Zaka ndokuti magitare mhani!! 🎉🎉🎉
maikoro ari kusimbaaa aaaa
Chakuita dumbu chimukedha cheduu
Munouraisa mwana naZaka Zack
Zaka Zaka haaaaaah musiyei
Ana Zaka na Nowero madhara ma legends but Maikoro mmmmm ma melodies aari kuregedzera kubva paa joiner mberikwazvo mmmm anemutauro . Imvura yegungwa iyi yakati ziii but oasi ichimona 😂😂
Vose vanogona umwe neumwe anosota nepakewo nice mike maikoro abosota ,zaka zaka anosota matured mugame vashanda nguwa refu buty wese vanosota mike arikusota mupfanha uyo
Well done job my guys munogona
Zaka Zaka akaritadza band.hazvisi nyore....Chorova hacho Mike aita mwana
maiki maikoroooo anogona level raari vakawanda varikurishaiwa
Auyee ere Zakaria!!!!!!
Zaka zaka uuumm chipo chiripo ndapakutenda hangu❤❤❤
Munhu wemadrums anofanirwa kupiwa mari yakawandisa, always vibes with the guitar guy
Zaka zaka anoremaaaaaa.
kana mazogara mukuru mukuru hanga haigare pfunde , Zaka Zaka vakuru avo
Zaka Zaka is a therapist❤❤
Its a deadly combination haaa panobatwa wire apooooooooooo🎉🎉🎉🎉🎉
Vese bhoooo
you can't stop the rhythm of sungura,wire idzi
Haa zaka zaka maone ayo
Paul mpofu chibaba
Zaka zaka waya idzi dzinevaRIDZI vadzo musaite kunge musina kunzwa punchline iro, he owns it and he is the best
Zakariah zakariah....
ummm zaka zaka haasi wekujairira guys
Vakafanana pakunyarara bt pawaya zaka ari mberi.
Zaka Zaka chibaba chemberikwazvo
Maikoro u did your best my broe I love you so much but nyaya yezera iyo baba Shero vakatotaura wani
Maikoro akuuya nazvo
Zaka Zaka number one❤❤❤❤❤
Zakaria apo ndiyee ane chimuti... Kungotiwo gore nderaMike but Zaka haaasi wekutamba nayee waya dzaakarova apoo huchi
Well done Zaka zaka
This is Zim Select... National Team chaiyo. Vese vanogonesaa
Wire idzi!!! Dzine varidzi vadzo!!!
Zaka zaka zera rake ndi Mijntu na lucky mumiriki
APA VAPEDZA VANGU VAUDZISE
Kkkk
Maikoro achri mudiki zvake pana Zka zka
True
Zaaka zaaaka haas munhu wekutambaa naye uyooo magetsiiiiiii
Zaka zaka imombe yemarthyms iyo ,ndibba vaMike avo
Haa Zaka akafamba
Vakomana vanorova ava Zakaria zacharia
Thse guys they put a smile on my face stress free
Zaka zaka vachirova smile
Zakaria is the best forever 🎉
Well done guys
I just love Zaka Zaka
Zakaria 🎉
Apa zaka zaka.kuseri kwekuseri
Respect Zaka Zaka ndimudhara
Zaka Zaka mudhara zvake but apa Maikoro akabata waya chose
matured zakaria zakaria but they all played well
Imvura yegungwa inonyudza baba
Ndachema Zaka ma1
zaka zaka ndibaba🎹🎹🎹if u agree with me siya like
Zvimwe zvinhu musazvibvunza,ndiyani asingazivi zaka zaka .Zim yese zaka zaka number one
Zaka paakazoroverwa naMaikoro akadzokorora maRythm ari pasong yake inonzi ndine mubvunzo
Hazvina kufanana zvakatosiyana bt kungoti munhu haawanzokupotsa maridziro ake @@shingiraimazvito4621
zaka chibabababa
But apa akakundwa
Maelder ana Zaka avo siyai vakadaro🔥
Mike.is proving to be l a gem,and Zaka is a matured legend
Waya idzi dzine varidzi zveshuwa. Zaka Zaka muhombe 💪💪
Zaka Zaka Aiwa surrend......wakapenga.
Zaka zaka akarema pakuchinja rythm three times different flavours
Mikoro did the same teerai baba
Zaka zvinhu
Both are doing great remember Zaka he is matured in this, Maikoro ua coming my brother I lov u ❤all actually I lov the whole band
Kadhanzi kanotora mariyese kekukanda kimbomberi osheka chiuno yaaa heavy msambo
Haaa boys nowel chibaba guys .... zaka is the mberikwazvo
Zaka ndanakirwa kusvika mukati .....maikoro hausiwega ndinewe nditoriwo maikoro wacho
Maikoro wakapedzaapa karaiva bhora pagemu iyi he is man of the mach🎉
Zaka Zaka anomamisa gitare kana mazonyatsogara.
Mike anogona but apa akangoratidzwa na Zaka kuti mpfanha unofira mumawoko angu.