Haa maturity ine bhandity inowonekwa nemunhu aka mature chetee...you are zim dancehall treausure bhandity .I grown up kumbare kubva uchinzi Smash ndaisanakirwa newe bt haa music yako ma1 pluz zvawakazoita zvekuti u dismisse vanhu iwe uchizopedzesera wakaratidza kuti uri muhombe bcz u know mafans emangoma anotema maspeaker after show bt you did that to protect HKD boss ,wakahwina moyo wnagu❤ bhanditi .im now your fan after 10 yrz kkk bharanzi badman banditi ndiwe 1 munhu achiri kuti tiyeuko sauro ndiri nherera ahh ...ndozvandomurira zvaaondoitira .❤❤❤much love bhanditi WHAT A PERFOMANCE
Thats why i never attend these zimdance shows here in UK, i played 20mins 95% 1 he is running commentry instead kuimba 2 no song is sang to the end, zvigwishu 3 mira kuzvinakidza uchijambajamba and calling pullo, rova song from start to finish then between songs that were you hype the crowd. That were sungura beats you song inoroyese its hood becoz favourites parts of the song differ from person to person so rather play songs yese. One good point the visual are perfect
@ you missed one big point ndinenge tichitoda to support our artist but such acts turn me away. Have you ever been to a life show with life instrument and the songs are sang from start to finish. You get to fell the artist more as a live session brings out a different vibe compared to a recorded track. Anyway each to their own
Live aigona mhani mufesu uyu, izvezvi akungojamba jamba. Sing Tawanda uri muyimbi iwewe not us, we wanna hear 'em vocals. Be organized. You did well pakudzosa The Convicts Band.
Stop the negativity mu comment section.. Seh killed the performance just that noise ye ma fans sound haisikunzwika asi takanakirwa rough . And that has been his style all along to play a snippet of his songs.. maruva ako One Bhangwela
That was a poor live performance from my favorite singer there. I actually think that Seh Calaz Brand needs a good management just like Freeman did. Pane pariku lacker in his music career zvatinoziva asi tichiramba isu mafans ake. Politics dzakamuurayira tarenda Bhangwela.

Haaaaa apa Calaz akabvura vana apa😮💨😮💨🙌🙌zvinoda vaivako kwete
Haa uyu muhombe chikumbiro bhanditi sereal fan pakungoda mabacking vocalist chikumbiro musasiye band. Otherwise mahorror💥💥💥
Backing vocalists needed
Thats why i never attend these zimdance shows here in UK, i played 20mins 95% 1 he is running commentry instead kuimba 2 no song is sang to the end, zvigwishu 3 mira kuzvinakidza uchijambajamba and calling pullo, rova song from start to finish then between songs that were you hype the crowd. That were sungura beats you song inoroyese its hood becoz favourites parts of the song differ from person to person so rather play songs yese. One good point the visual are perfect
Uyu anogona chiri kudiwa it's good management and backing vocalists and more band rehearsals he is my all time favorite ❤
Tru anogona munhu uyu but management zero, isusu mafans ake ngati taurei chokwadi. Ngaaimbe mamwe masongs akasiyana siyana, ane mahits hobho, ngaapedze song palive, less talking nekuzvifiller. @@Walekayz
Isu totonakirwa nekumacatta ikoko mdara zvekut muri kuUK idrama iroro mabvunzwa here
Well said
@ you missed one big point ndinenge tichitoda to support our artist but such acts turn me away. Have you ever been to a life show with life instrument and the songs are sang from start to finish. You get to fell the artist more as a live session brings out a different vibe compared to a recorded track. Anyway each to their own
Live aigona mhani mufesu uyu, izvezvi akungojamba jamba. Sing Tawanda uri muyimbi iwewe not us, we wanna hear 'em vocals. Be organized. You did well pakudzosa The Convicts Band.
Kwakuda vanoyamb kumasura kwako calaz
AkaomerA
Hanzi mix me bombo clut haatoziva zvinorevei
Stop the negativity mu comment section.. Seh killed the performance just that noise ye ma fans sound haisikunzwika asi takanakirwa rough . And that has been his style all along to play a snippet of his songs.. maruva ako One Bhangwela
Check check❤
Haaa uku kukonewa uku😂
Rori arikutonyarawo
Ndanzwa hope chii chinenge ngozi masikati anaya 😴
Bt APA zvaramba Sei kaoooo
Haaa zvaramba
One bhangwela🔥
Ahhhh ma1
Apa njuga dzakarema
Tawandaaaa❤❤❤❤
Kuita nyambo sa Mitchel Jambo
Stop complaining nguva hadzina basa nekugona kuimba Dai ari Jah Love vanhu vachingojamba no matter what time
No show
Dai akatsvaga 2 mahure ano mu beka
Poor performance
Poor Sound
Haa zvaramba apa calaz
Agara haagone anojuma hwinza is better

Anozvigaira