He has the results so what u expected from the SADC leader, he said OK and chigumba still has the results. And they are supposed to be at the airport too in mozambique
Siyanai nevarungu.Takatora nyika.Everyone participated kutora nyika.Kuvabereki mombe nehuku zvakapera.Vabereki vakanga vasina pfuti and they faced the harshest brand of the war.Yet movabata rough.The question is,now that takatora nyika,how are we managing it?Kudzosazve kumaChina?Varikutipeyi ivo vanhu kutambura hakuperi?Ngatipafungeyi.
Ichi chikumbiro changu kune vese vachada kutima ma audios enyu,I say with the uttermost respect to everyone that participates in sharing their thoughts and l also know that l cannot tell anyone what to do or say, but vamwe dayi vachingo sticker to Shona or Ndebele tino nyatsonzwa mushe coz chirungu hachisi chedu for a lot of us, coz the message may be very good but coz of kuchityora it ends up not making sense at all and we should embrace our mother tongues and ku hona kutaura chirungu is not a measure of intelligence it's just another language and we understand your valid points in our own vernacular languages coz vazhinji myself included takati chifoira chirungu ichocho but pachinenge chisinga meke sense or kutyorwa twora, we know,so mkoma Kulliant takutokumbirawo kuti can you please add subtitles to some of the audios, so that we may all understand what the contributor will be trying to articulate in their message or rather they just stick to Shona or Ndebele tino nyatsonzwa, sorry kana pane wandatuka,and b4 l go just want to say thank you to a previous audio contributor,who spoke on how makarwe ekwa garwe akadya musoja hanzi kana makarwe akuto ziva kuti masoja muri s****t dzevanhu and are now even attacking you for protecting mbavha which is true coz how do build a parliament building woth roughly US$200million dollars and then you don't make use of it moenda ku Precabe farm to discuss government business on a pvt farm rega vadyiwe vese ikoko,and if they don't want to use the parliament house,then y not allow machiefs to make use of it pavano tongera nyaya dzeku nharaunda kwavo pasi pemuti,they were given new cars and they can make use of those cars kutakura vanhu vamhan'anarira kwaChief,load them in those gd6s and tatalata Harare parliament house and do their matters in there at least the building can be made use of coz it seems Precabe farm is the new parliament coz even opposition legislators are also going there to have meetings with their zanu pf counterparts or isit kuti parliament bill remagetsi harisati rabhadharwa nanhasi since the Mtuli Ncube incident when zesa did its thing for a bs budget 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vakati better kungo gara vazvi dira jecha zvobva zvango vharana ikoko. 😊
True, But Vanhu Vacho Havanzwe Ava Ndakatozvitaura Kuti Vanhu Ngavataure neshona Kana Chirungu Chisingabude But Havanzwisise, Vanoda Kuzofamba Vaakuti Kulliant Ane Favour Kana Ndaaku selecter Ma Audios Avo
Siyai vanhu vaite free kuti station yevanhu ikure kwete kuvavhiringidza ito jairira broken English iyoyo, ma China nema India vakataura broken shona hauva tsiuri wani?
ED Mnangagwa is not under pressure, not a single moment Pressure your say, to who and how? Come elections, they all voted for ED Mnangagwa despite the odds. Its going to be talking and talking without outcomes. The problem is generational fear on Zimbabweans, the elderly are the ones voting whilst the youngsters skip the country to South Africa.
Wakadhakwa iwe. ChiAudio icho nachovo chakadhakwa sewe. How can you say whites have signature on our land. Say one thing and persue it with facts. Two out of 10. See me!
Haa iwewe so , unenge wakarova teacher nerekeni kkkkkk
Katanga nyaya ngagadzirise nyaya yacho
Scarves ito is doing its job. Iri kupysisa vanhu vezimbabwe
Scarf ine nyaya asi ts just one day paichadonhera pasi… inguva chete❤️🙏🏾🙌🏾
He has the results so what u expected from the SADC leader, he said OK and chigumba still has the results. And they are supposed to be at the airport too in mozambique
Killian nhasi0930am Venançio atozvigadza kuva President ari paAirport nhasi.
Mubxisei scurf iyo iri muhuro kk
Siyanai nevarungu.Takatora nyika.Everyone participated kutora nyika.Kuvabereki mombe nehuku zvakapera.Vabereki vakanga vasina pfuti and they faced the harshest brand of the war.Yet movabata rough.The question is,now that takatora nyika,how are we managing it?Kudzosazve kumaChina?Varikutipeyi ivo vanhu kutambura hakuperi?Ngatipafungeyi.
Mthuli first then others, ndiye anehondo nevanhu ve Zimbabwe
Zanu pf yakatiparira vana ve Zimbabwe tatambura nekukuda kwemasimba okungotonga regai tione kwazvichatisvitsa
Ichi chikumbiro changu kune vese vachada kutima ma audios enyu,I say with the uttermost respect to everyone that participates in sharing their thoughts and l also know that l cannot tell anyone what to do or say, but vamwe dayi vachingo sticker to Shona or Ndebele tino nyatsonzwa mushe coz chirungu hachisi chedu for a lot of us, coz the message may be very good but coz of kuchityora it ends up not making sense at all and we should embrace our mother tongues and ku hona kutaura chirungu is not a measure of intelligence it's just another language and we understand your valid points in our own vernacular languages coz vazhinji myself included takati chifoira chirungu ichocho but pachinenge chisinga meke sense or kutyorwa twora, we know,so mkoma Kulliant takutokumbirawo kuti can you please add subtitles to some of the audios, so that we may all understand what the contributor will be trying to articulate in their message or rather they just stick to Shona or Ndebele tino nyatsonzwa, sorry kana pane wandatuka,and b4 l go just want to say thank you to a previous audio contributor,who spoke on how makarwe ekwa garwe akadya musoja hanzi kana makarwe akuto ziva kuti masoja muri s****t dzevanhu and are now even attacking you for protecting mbavha which is true coz how do build a parliament building woth roughly US$200million dollars and then you don't make use of it moenda ku Precabe farm to discuss government business on a pvt farm rega vadyiwe vese ikoko,and if they don't want to use the parliament house,then y not allow machiefs to make use of it pavano tongera nyaya dzeku nharaunda kwavo pasi pemuti,they were given new cars and they can make use of those cars kutakura vanhu vamhan'anarira kwaChief,load them in those gd6s and tatalata Harare parliament house and do their matters in there at least the building can be made use of coz it seems Precabe farm is the new parliament coz even opposition legislators are also going there to have meetings with their zanu pf counterparts or isit kuti parliament bill remagetsi harisati rabhadharwa nanhasi since the Mtuli Ncube incident when zesa did its thing for a bs budget 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vakati better kungo gara vazvi dira jecha zvobva zvango vharana ikoko. 😊
True, But Vanhu Vacho Havanzwe Ava Ndakatozvitaura Kuti Vanhu Ngavataure neshona Kana Chirungu Chisingabude But Havanzwisise, Vanoda Kuzofamba Vaakuti Kulliant Ane Favour Kana Ndaaku selecter Ma Audios Avo
Siyai vanhu vaite free kuti station yevanhu ikure kwete kuvavhiringidza ito jairira broken English iyoyo, ma China nema India vakataura broken shona hauva tsiuri wani?
Uyu anonyepesesa
ED Mnangagwa is not under pressure, not a single moment Pressure your say, to who and how? Come elections, they all voted for ED Mnangagwa despite the odds. Its going to be talking and talking without outcomes. The problem is generational fear on Zimbabweans, the elderly are the ones voting whilst the youngsters skip the country to South Africa.
No pressure to Ed the number 1 intelligence in Africa
Wakadhakwa iwe. ChiAudio icho nachovo chakadhakwa sewe. How can you say whites have signature on our land. Say one thing and persue it with facts. Two out of 10.
See me!
❤️