Ndakazviona kuti muhupenyu munhu anozvininipisa anosvika Kure,Majucy murume wechokwadi haasi mbwende....Kuna vaMacheso mkuru muri baba thank you for that big heart
@@alfoncegwatidzo916 it is different Franco akaenda nevanhu vasiri vake ayida kudonhedza band but for now we already forget about him we are already used to maJuice chero kurira kunoda kutamba ndoosaka vese vakakosha nesuwo mafanzi tinofarawo kana vanhu vachiwirirana kudzoka kwamajuice it's not buy mistake even Macheso akaudza franko kuti the door is open u can come if u want he knows very well kuti it's not easy to get someone talented like him even majuice he is difficult to replace wangu franko and majuice are all talented but remember it took Macheso lot of time to train this guys that's why it's hard to built than to destroy u can built a house for years but demolition it within few minutes
@@user-uy4sm2zr2p You are correct but I'm saying this separation mainly affects Selemani more than it does Macheso as a brand. His absence will only be felt for a couple months or years but everyone will eventually move on and forget about a mere dancer. I gave Franco as a prime example to prove that no matter how talented you might be the project will always progress with or without you as long as the brains behind it, is still there, not necessarily mean they aren't important. Majuice won't do much to any band once he leaves Mberikwazvo just like Franco did because it's Macheso who has the ability to unlock value in talented individuals. Look at everyone who left him and go elsewhere, for example the great lead men (Gogo and Nyazanda), Zaka Zaka, Gomba. They are all elite instrumentalists but listen and compare their compositions at Mberikwazvo with their compositions wherever they go and tell me are they the same legends?
Welcome back MaJuice and Kariba respect MaJuices so as to reach far dear don't compare but learn from him MaJuice and vast experience and experience countes
Ma Juice nokuti Ochestra Mberi Kwazvo band.Pasina ma Juice band rakafa haro.Inini zvangu I subscribe because of MazJuice anogona hake jelous down. ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤😮
Aaaaa Majuice chero akaenda kunouya vamwe akatouyawo after Slomo uyu, he needs discipline, cos akabva kunouya vamwe Chibaba ndiye Macheso murungu wake iye he is nothing ngoma inorira tozvitambira tega isu😊
Ndakazviona kuti muhupenyu munhu anozvininipisa anosvika Kure,Majucy murume wechokwadi haasi mbwende....Kuna vaMacheso mkuru muri baba thank you for that big heart
Ko tsano varipi bashero
Taura hko ukagona kzvininipisa unowna zvkanaka muhupenyu azvidiwo kti wtadza wozvotutumadza
kunze kune nzara uku Majuice thank u nekuzvininipisa bro 🙏 ❤️ we all learn from mistakes ,pamberi nebasa ndiwe wakachibata pama dancer kuti dzviii
Thanks baba Shero the KING OF SUNGURA ramba mune Moyo une rudo.
Ini zvangu I watch ma videos amacheso coz of Ma Juice ,saka ndanga ndatorasikirwa zvekudaro
Iti wakasvirwa naye mhata iwe
@@princemanyota1768 musatanyiko mbya wakono, face yakashisha ,u think kana wakaroora hure mkadzi wese ihure ziduzvi mazichende Ari muhuro seemhashu,mwana wehure ,Ziduzvi ,musuri unenge wehuku ,mukosho unenge webveni,zimhata ,Dhodhiiiii shit, ndabasa evarume wakataura madora unondiudza mhata iam I yr siste or yr wife mbya wakadonha mrusero wachibva kunoroya,Dzinza rinengozi yeAids mongofunga chihure ,zidofo,zimcare ,dofo rakanhonga fon ,zimbocho
@@user-oe9rw8os6wzvakwana chimira tiripamhepo
@@ringisaimadziwachando3422 sorry guys ndanga ndasvotwa imagine ,kutukirwa kufarira munhu ,
But deep down panga pasare vende at least zino radzoswa mese makakosha vakomana ndokuti basa riende mberi
Franco akaenda now you can't see the difference "kutamba hakurire" you should not mistaken Macheso's generosity for weakness
@@alfoncegwatidzo916 it is different Franco akaenda nevanhu vasiri vake ayida kudonhedza band but for now we already forget about him we are already used to maJuice chero kurira kunoda kutamba ndoosaka vese vakakosha nesuwo mafanzi tinofarawo kana vanhu vachiwirirana kudzoka kwamajuice it's not buy mistake even Macheso akaudza franko kuti the door is open u can come if u want he knows very well kuti it's not easy to get someone talented like him even majuice he is difficult to replace wangu franko and majuice are all talented but remember it took Macheso lot of time to train this guys that's why it's hard to built than to destroy u can built a house for years but demolition it within few minutes
@@user-uy4sm2zr2p
You are correct but I'm saying this separation mainly affects Selemani more than it does Macheso as a brand. His absence will only be felt for a couple months or years but everyone will eventually move on and forget about a mere dancer. I gave Franco as a prime example to prove that no matter how talented you might be the project will always progress with or without you as long as the brains behind it, is still there, not necessarily mean they aren't important. Majuice won't do much to any band once he leaves Mberikwazvo just like Franco did because it's Macheso who has the ability to unlock value in talented individuals. Look at everyone who left him and go elsewhere, for example the great lead men (Gogo and Nyazanda), Zaka Zaka, Gomba. They are all elite instrumentalists but listen and compare their compositions at Mberikwazvo with their compositions wherever they go and tell me are they the same legends?
Welcome back Majuicy rematohwe
Kkkkkkkkkkk😂
Macheso Gamba re Zimbabwe....a true man of the people.....he should be given a government post based on his leadership qualities and hard work.....
Mberikwazvo nyaya dzeko will reach the whole world kana ukabhaiza🤣
Pava nemoto pastage. Welcome back ma juicy
Kwababa shero
No one replaces yu ma juice thx baba Shero
He is good but Kariba chakaipa futi
Ma Juice ndizvo isimbi yebasa uyo.😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤🎉🎉😂❤
Taura hako
Now majuice no 1
Wanga watoonda mkomana chengetedza basa hama yangu rosakosha basa iri thanks Dady baba Shero
Angaatoonda shuwa
anomama nenzara anofunga kuti iband rake
Anofana kuzvininipisa kwete kuda kutozviita kunge ndiye muridzi weband. Chake kutamba nekufadza vatsigiri
Welcome back MaJuice and Kariba respect MaJuices so as to reach far dear don't compare but learn from him MaJuice and vast experience and experience countes
Elton muropa hatina zera naye
Where is Elton Muropa ?
Ma Juice nokuti Ochestra Mberi Kwazvo band.Pasina ma Juice band rakafa haro.Inini zvangu I subscribe because of MazJuice anogona hake jelous down. ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤😮
Ibvapa neka subscription kako uwone kuti hatitombozvione kuti wabva mhata yakaora
Aaaaaa hapana chinozikanwa na sisi vedu..kutamba hakuridzi huye kutamba hakutambwi..chinotambwa iwayaa
Anogona chii
Aaaaa Majuice chero akaenda kunouya vamwe akatouyawo after Slomo uyu, he needs discipline, cos akabva kunouya vamwe Chibaba ndiye Macheso murungu wake iye he is nothing ngoma inorira tozvitambira tega isu😊
They complememnt each other asi Macheso ndo Chibaba pazvose
Thank you.! Thank you.! Thank you for bringing MAJUCE back to the family.
Thank you Baba Shero Asekuru munorera nherera nemhuri yadzo tendwai kasingagume
Hapana asinga kakanganise and everybody deserves a second chance .majucy ndizvo.Asi basa nemutemo we band unotevedzewa mJjucy
Thanks mukoma, moyo wekuberea❤❤
Thanks mudhara Macheso
Macheso ndibaba🙌
Thank you Baba Macheso for bringing Majuce back kubasa maita mweya was Baba.
Thank you nekuregerera majuicy God bless you baba Shero
Thank you Baba shero ndosaka tichikutiyi Baba cz munerudo nevana venyu
Welcome back juicy rematohwe❤
Ahhh zvinhu zvacho guyz kamutsiuriro kacho kekumakisa Sha zvemagitare ndezvechidofo izvi
Majuice hooooooyeee cheso bhendi revanhu munhu wacho ndiwe
Haaa deep down moziva henyu kuti papakaipa vende iro maisarivhara
Thanks mdara for return mukomana Uyo we like him on band
Thank Mdara for bringing back majuice
Wecomeback chikomana thank u kuna vamacheso matiunzira dancer redu ❤❤
Dzungu ramajuce riri boe kugara uchiriona 😂😂😂
Macheso uyo wamuti Twitter uyo ngaaite serious please
Hupenyu hwe jive hunting netsei ungadai waita zvako mwana waamai.iwe wakabva kure namudhara Macheso zvino vamwe vopindira avo hmmmm paipa
Ndongofarira Jonas achiti nowero kkkkk
Without majucy stage hayinakidzi wakazviona iwe macheso dako rako
Dako ndiwe
Thanks mudhara lam watching this video from south Africa
Saka zvinebasa rei
Haaaaa thnx baba shero nekumunzwira tsitsi kmudzosa ttenda bba
Majuice welcome back. Basa rochengetedzwa. Mudzimu unopa kamwe chete. Hokoyo 😂😂 ❤❤
Welcome back my man
Ehe mdara zviriko futi makanyanya manje pazvinhu zvenyu.
Nyembe dzikada kuremera basa vakuru vanombodzibvisa, Ngadzirerukire basa Nyembe baba.. 💯
Well come sungura dancer zvinovanikwa
Mupao Macheso Ambassador ane tsitsi Jehovah vakuchengetei thx nekumudzisa pabasa
Well done BaShero. Yu have a big heart
Welcome back majuicy
Wonderful work ethic Baba Sharo. Always on top and on point
Thank you baba Sharon nekudzora majuice pabasa
Welcome and big up Cheso
Thanks baba Shero l'm happy nekuregerera majuice
Thank you baba shero nerudo ndosaka tichikudai chibaba ❤❤
Welcome back mukomana chirova basa sebasa pakutamba apo
Ma juicy chibaba
Good job 🎉🎉🎉🎉
MaJuice adzoka 👏👏👏👏
Juzi rangu mhai
Ikozvino ava serious
Kkkkkk munoona
Zikomo kwambili nekudzosa ma juicy pabsa mukoma macheso
Munerudo baba
Anga aitei majuicy
stage yane ka that manje❤ Juzu rangu
Mfana aripadhuze na ma juice akaipa uyo
Ndazvionawo 🔥🔥🔥.
Chale chambe
Haazi uyo,why kupera kudaro
Thank you baShero muri muti muhombe🎉
kkkkk ayas zvakaoma
Juci rangu mhai
Pane imwe live yandakaona yaitoratidza kuti majuice is missing neDance rake
Mamama majuice adzoka
Shona makagumira standard chii msharukwa
Achitsiurwa
Elton muropa kana aripo zvinonyatso nzikwa kahu original
I like you Majucy
welcome back majuice
But majuice watch out naKariba akafamba zvakaipa usipo apa
Pa7:20 tapihwa nzwisa ya2 August
Welcome back bro😊
Kkkkk king varikuma backing vocals 😢😢 varikubuda offside zvawo
Thank you a lot baba shero, ayayaaa 🤝🤛🙏🙏
Zvakunakidza manje
Majuzi Iva neorder Kuti vamwe vako vawanewo order 😮
Chibaba chauya motoooo
real GOAT baba Shero
Ngaasanvharire vamwe kutamba
😅😂 Adzoka ane ginger
Thank you for understanding
Discipline inodiwa pabasa, dai ambomupa 2 more months. 😢
Chibaba icho
Hanzi ibva waita kuti wadzoka kkkkk
Dzadzoka dzawonda kunenzara kunze uku😂😂😂
Backing vocalist uyo bodooo arikuuraya zvinhu
Anotamba Jucy chibaba icho
Juzi rangu handichariwone
𝐖𝐞𝐥𝐜𝐨𝐦𝐞 𝐦𝐚𝐉𝐮𝐢𝐜𝐲
Wellcome majuzi inotambika pabasa
Ko anga aitei
Angaakurionera kumamana band angaakurinzwira muchibox😂😂
Ko anga akatadzeiko?
Makagona baba Macheso iyi Majuicy wochidzikamawo pliz
🧃🧃