Alick Macheso Zvichada Hama Latest studio recorded

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 88

  • @RonaldSanjobo-gx4ut
    @RonaldSanjobo-gx4ut 2 місяці тому +1

    Problem mazimba hatidi kuudza vanhu chokwadi pavanenge vatadza ndosaka Zanu pf chaiyo Ichiri kungotonga bcz hatidi kuyiudza chokwadi Kuti tava bhoo hamuchagona same applies nababa vedu dzangove nharo 😊

  • @LawrenceMaphosa
    @LawrenceMaphosa 2 місяці тому

    Macheso hoyeeee kunakirwa chete pasina iwe Zimbabwe haingafare❤🔨🔨

  • @bonuspawari7819
    @bonuspawari7819 2 місяці тому +1

    Macheso akafanana ne zanu nyangwe paatadza ndi baba

  • @wtknovas2201
    @wtknovas2201 2 місяці тому

    Dai mamboita track together.. its blending well neguitar ra Sulu

  • @ZvondaiMugugu
    @ZvondaiMugugu Місяць тому

    Chandinodira macheso anouya ne new music

  • @mrmechanic17
    @mrmechanic17 2 місяці тому +1

    apera❤❤

  • @danieltarausa9830
    @danieltarausa9830 2 місяці тому +4

    Mudhara Mudhara ❤❤❤❤❤ vamwe vatohwa nekuenda kuchimbuzi vahwa nemudumbu 😂😂😂😂 more fire

  • @Luckson-g6p
    @Luckson-g6p 2 місяці тому

    Macheso power 👊👊👊👊

  • @ProgressMadondo
    @ProgressMadondo 2 місяці тому

    Cheso power 🤜🤛

  • @EvansTavemhuka
    @EvansTavemhuka 2 місяці тому +4

    Myb recording isina kunyatso master cz haisi kunyatso naka song iyii....zvisiney mdara ndevedu❤

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 2 місяці тому +2

      Give it time, mudhara vari mberi kwenguva muchasvika henyu. Ndokupai 7 days after launch munenge mava mose na mudhara....

  • @shyletmakundamhuka6677
    @shyletmakundamhuka6677 2 місяці тому

    Tongokudai zvakadaro baba 😂😂😂😂😂😂😂 pamoyo tinemi ❤❤

  • @Linksecuritysystem
    @Linksecuritysystem 2 місяці тому

    Piracy !!!!

  • @leanneanclem6145
    @leanneanclem6145 2 місяці тому

    You never disappoint mudhara

  • @erinamutseka4179
    @erinamutseka4179 2 місяці тому

    Teererai yabuda nhasi

  • @agrippanyagwaya2308
    @agrippanyagwaya2308 2 місяці тому

    Mark Ngwazi chachibaba🎉

  • @generalmunemo3807
    @generalmunemo3807 2 місяці тому +1

    Uuuu kana zvirizvo zvavakatibikira uuuuuuuu hameno ipapo manje

  • @mjanhi8221
    @mjanhi8221 2 місяці тому

    Sound quality ma1 . Zvakadhamba izvi

  • @tawandamoyontawandamoyon4049
    @tawandamoyontawandamoyon4049 2 місяці тому

    luck mumiriki wakazvitaura kuti mudhara sianai naye anorova wire

  • @bonuspawari7819
    @bonuspawari7819 2 місяці тому

    Baba avanzi vatadza

  • @CarlosJoseSevene-o2j
    @CarlosJoseSevene-o2j 2 місяці тому

    Talent is there in Macheso big up mudhara2024mofire

    • @stanfordruzive5086
      @stanfordruzive5086 2 місяці тому

      Sound is not make sure mudhara ndomuda zvekudaro not compared nemumwe munhu

  • @generalemuziq6431
    @generalemuziq6431 2 місяці тому +2

    This album richarira trust me

  • @israelmpofu1590
    @israelmpofu1590 2 місяці тому

    Big boosszy um your number one fany

  • @GarikaiMasamvi
    @GarikaiMasamvi 2 місяці тому +1

    Wakura mudara wedu ngavachisiira havachagoni pakuimba apo magitare bhoo but producer arikutadza basa

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 2 місяці тому

      @@GarikaiMasamvi mmmmm Imi chingoregai kutererera isu vamwe tirikutoda more albums we are blessed to still have the legend producing hits ... Using all his acquired experience, so far no one has bridged the gap, so we want more from him, selfish as it may be, but let us give the young Macheso boys another two years to mature, till then King ngavambotivaraidza ... He is still great enough ...

  • @jacobnyamuda5661
    @jacobnyamuda5661 2 місяці тому +3

    Sound is not that quality, madiii maitirwa na Bothwell Nyamhondera

    • @kevinmasimba7955
      @kevinmasimba7955 2 місяці тому

      Chinhu chakatorwa pa radio icho iyo og huchi

    • @munyamanyere9210
      @munyamanyere9210 2 місяці тому

      Bothwel ariye akatodzibata nyanga dzacho pa Album irori

    • @jacobnyamuda5661
      @jacobnyamuda5661 2 місяці тому

      @@munyamanyere9210 He was not a producer apo

  • @shadreckmukondwa6628
    @shadreckmukondwa6628 2 місяці тому

    Aya ndoomatuz****

  • @pharaohlomazolo950
    @pharaohlomazolo950 2 місяці тому

    rega timirire full version iri mastered ma instruments achirimugomba sound yawo

  • @PatsonChamakura
    @PatsonChamakura 2 місяці тому

    Sando dzenyu .babba shero

  • @GeorgeMutanhuri
    @GeorgeMutanhuri 2 місяці тому +1

    Tengai maspeaker varikuchema nesound

  • @stanfordruzive5086
    @stanfordruzive5086 2 місяці тому

    Mudhara disappointed me this is not what I was expecting

  • @emmanuelchawarika7131
    @emmanuelchawarika7131 2 місяці тому +2

    Ndaona taitwa disappointed vaifana kumbochinjawo studio voenda kana ku DIAMOND sound iyo is not proper

    • @pmuringa1
      @pmuringa1 2 місяці тому

      Haurewi nhema

    • @mopaonoby
      @mopaonoby 2 місяці тому +1

      Kubva pavakatanga kuita zve studio yavo haa hapana zvirikubuda

  • @eusebiosalicu8348
    @eusebiosalicu8348 2 місяці тому

    What does kupa kuturika mean?

    • @howardsuwari9924
      @howardsuwari9924 2 місяці тому +2

      Giving is investing. When you give something, it is not wastage, but you are investing, and one day, you will be rewarded.

    • @wilsonmabhizamabhiza2867
      @wilsonmabhizamabhiza2867 2 місяці тому

      Ukapa uchapihwawo mean kupa kuturika

  • @edwardmusasa9305
    @edwardmusasa9305 2 місяці тому

    vanadako mave ku.. banner music mega nguva yave kusvika wani

  • @Ricky-s1t4d
    @Ricky-s1t4d 2 місяці тому +1

    Chesology🔥🔥🔥

  • @TalentPaka
    @TalentPaka 2 місяці тому

    Sando baba shero

  • @sandrastephenson4267
    @sandrastephenson4267 2 місяці тому +1

    Excellent mudhara

  • @tawandachagwambare340
    @tawandachagwambare340 2 місяці тому

    Chibaba ichi

  • @stephenmhike5428
    @stephenmhike5428 2 місяці тому +2

    Chegore RINO zviripo zvichada hama

  • @brettmasheuro2417
    @brettmasheuro2417 2 місяці тому +2

    Sounds like a Demo 😂😂

  • @felixmurambi5118
    @felixmurambi5118 2 місяці тому +2

    magitare akadhamba pamwe tichamajaira hedu hameno

    • @DisouzaChigwegwe
      @DisouzaChigwegwe 2 місяці тому

      Godo

    • @winesslongwe4149
      @winesslongwe4149 2 місяці тому

      Kkkkkk kuti kudaro i think iss not mastered well

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 2 місяці тому +1

      Hahahahaha ... This is genius, Macheso is evolution, you want to hear what you have heard before, give it time, it will grow on you, he is always ahead of time ...

    • @DisouzaChigwegwe
      @DisouzaChigwegwe 2 місяці тому

      Mukuda kuwana kubhena mamai makadaro

  • @petersojemi2158
    @petersojemi2158 2 місяці тому

    Muri chibaba mudhara

  • @WashingtonVhutuza
    @WashingtonVhutuza 2 місяці тому

    Mapairesi itai mushe

  • @MadingaAlberto-wv5gk
    @MadingaAlberto-wv5gk 2 місяці тому +1

    Paka nyanya apa cheso

  • @UniceKhumbula
    @UniceKhumbula 2 місяці тому +1

    Im loyal OKM fan , but song iyi waya dzakaneta

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 2 місяці тому +1

      Zvinowanikwa, he has out evolved you ... Munenge masara pa evolution, muchiri makabatira zvakare .... Zuro ndi zuro, nhasi ndi nhasi ...

    • @Obadayamuzanenhamo
      @Obadayamuzanenhamo 2 місяці тому +1

      Mira album riuye musamanya kani

    • @JuniasSiduna
      @JuniasSiduna 2 місяці тому

      Inonzi low tempo baba

  • @chakaphiri8862
    @chakaphiri8862 2 місяці тому

    Re do everything,guitars put Noel on lead,rhythms are not upto standard

  • @sifelanincube2954
    @sifelanincube2954 2 місяці тому

    This is terrible.. Mabhanangana ari kwa Ngwazi. Toonana, ndaenda ini handimirire marara aya!

  • @GeorgeMutanhuri
    @GeorgeMutanhuri 2 місяці тому

    Obert

  • @emmanuelchawarika7131
    @emmanuelchawarika7131 2 місяці тому

    I don't know whats happening with sound same as last time

  • @TendaiMichael
    @TendaiMichael 2 місяці тому

    Ayaa ayaa

  • @leonmanjeese3488
    @leonmanjeese3488 2 місяці тому +6

    This song isn't up to standard

    • @miraclechigaro3484
      @miraclechigaro3484 2 місяці тому +1

      I agree with you though maybe lets wait to hear the whole Album tmro

    • @tawandakamedza5211
      @tawandakamedza5211 2 місяці тому +4

      Who is the standard?...Himself of course

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 2 місяці тому +5

      Was the last one up to standard, you probably said the same. You might as well join the band and teach them the standard. I can remember as far back, that Macheso albums always grow on you, because he is always ahead of time ... He is always evolving , that's his art and that's why he stayed in the game this long, problem you always want to hear what you have heard before, you dont give yourself enough time to appreciate the variation and genius in his evolution , maintaining his identity while evolving ... That is art. Musatambe ne 13 albums in sungura ...

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 2 місяці тому +1

      13 top albums, tinenge tisipo hedu pamunenge muchirova album iri on repeat muchigutsirira musoro, if you drive , munochirova harare to buluwayo chibhama, musamhanya kumedza kutsenga muchada, very smooth song , vava ma veteran ava ...

    • @lionelmureriwa1343
      @lionelmureriwa1343 2 місяці тому +2

      Remember it's song anga atori munhu Ari kuRecorder paStar fm....ane quality maSongs ayo