Dancehall yadhakwa no more madiss haichanakidze chigame ichi it's just not natural for silent killer na calaz to diss each other only kinnah but hapana nyaya to diss each other anymore that's why winky akasiya zvema diss era Ra sauro na calaz ndorakanakidza madiss
Winky paakatanfa aitototuka vanhu...that is around 2004...asi amuzvitaure... zvakaitwa na tawanda zvashata asi winky...agona❤...same same nyaya yema remix and covers ..... Winky anawo even in Jamaica too and we listen to them asi calaz ndoamunoziva and it becomes wrong realy...... let's not have bad blood pama artist ...growing its a process so let's respect and judge accordingly....thank u
Callaz vanhu vaunofanira kunge urikurwisana navo vakuita sevanhu vakuru.u need to gro up from winky to silent killer hauone kuti hausi kukura here apa hausi kurira grow up
Haaa ngavaite easy Silent killer nana terminator akatanga kuimba before taziva Tawanda,kinnah,chibaba,with all respect.search for Dj tinah to see all the work they did before ana calaz
akatanga kare achiimba Chii wangu tiudzewo song yake ya 2010 kunonzi kuimba kuimba zvinosvika ku vanhu kwete kuzviimbira pachako silent killer takatanga kumunzwa 2016 achingopenga
What is the 1song of silent killer do you know.if they are from chilspot then you are still a yut.before trio he recorded nana dj tinah and terminator way before imwe team yese iyi
Kana silent wakatanga kudhara angari kupi paitwa ma disss....nana jahlove....asi akarambidzwa kumba ere?......don't hate an artist by trying to justify zviri wrong.... let's judge ndiripo simple....mukomana akuita Mberi na she calaz...and its normal Calaz was like that b4 as well winky papiika king labash
Dancehall yadhakwa no more madiss haichanakidze chigame ichi it's just not natural for silent killer na calaz to diss each other only kinnah but hapana nyaya to diss each other anymore that's why winky akasiya zvema diss era Ra sauro na calaz ndorakanakidza madiss
Akura calaz wise words
Hapana pawakambo hwina kunyangwe sauro akasvika pakufa uchingokwapaidzwa
Ngwere yakamama
Mukosho wako calaz urimbudzi
Calaz fo real, bigup
Ngwere 🎉
Ngwere
maturity bandity👏👏👏
Ngwere na calaz ndokudai mose zvakafanana plz🥰🥰🥰musarwisane😢
ndozvawaiitawo winky ka achikuudza handiite ma diss newe kura
Calaz Akura zvemashuwa 😂
Mature words
Arikukura
big up Silent Killer.
Ngwere
Calaz haugone kungot vakakura vakakomberedzwa ne vanhu vanerudo
silent killer zidzororako😊😊😊😊
Yaa azukura calaz
Ma handiti ah mature
Kuf kaf
Wanotanga vanorowa dombo kuti vamire nachangamire dombo
Iwe wakatuka Winky
Winky paakatanfa aitototuka vanhu...that is around 2004...asi amuzvitaure...
zvakaitwa na tawanda zvashata asi winky...agona❤...same same nyaya yema remix and covers .....
Winky anawo even in Jamaica too and we listen to them asi calaz ndoamunoziva and it becomes wrong realy......
let's not have bad blood pama artist ...growing its a process so let's respect and judge accordingly....thank u
Callaz vanhu vaunofanira kunge urikurwisana navo vakuita sevanhu vakuru.u need to gro up from winky to silent killer hauone kuti hausi kukura here apa hausi kurira grow up
Koo calaz atadzei pamwe ndatisangovenga munhu terera mashoko akataura calaz anobatsira munhu wese
Calaz mukuru kuna Ngwere
Mukuru Mukuru hanga adzigare Pfunde
Mukuru Mukuru hanga adzigare Pfunde
Mukuru Mukuru hanga ayigare Pfunde
Calaz achiri kuimba here nhaim
Mangoma aya boys calaz usazvi kwidze ndege
Huh pkaipa but amwe mafacts
Haaa ngavaite easy Silent killer nana terminator akatanga kuimba before taziva Tawanda,kinnah,chibaba,with all respect.search for Dj tinah to see all the work they did before ana calaz
Hoo I didn't know
akatanga kare achiimba Chii wangu tiudzewo song yake ya 2010 kunonzi kuimba kuimba zvinosvika ku vanhu kwete kuzviimbira pachako silent killer takatanga kumunzwa 2016 achingopenga
Ehe because ndopamakatangawo kushandisa maphone and bluetooth ka hatingakushore
What is the 1song of silent killer do you know.if they are from chilspot then you are still a yut.before trio he recorded nana dj tinah and terminator way before imwe team yese iyi
Kana silent wakatanga kudhara angari kupi paitwa ma disss....nana
jahlove....asi akarambidzwa kumba ere?......don't hate an artist by trying to justify zviri wrong....
let's judge ndiripo simple....mukomana akuita
Mberi na she calaz...and its normal
Calaz was like that b4 as well winky papiika king labash
Hoyoh BHANDITI KUMBERI LOL
Silent ngayende kudombo adakutsvaga mbiri arikuyimba nyambo anoyimba achidyarurimi akupenga nemutoriro chichayashanda mukamupa mota munopenga
Ngwere has over taken everyone ,calaz mwana parizvino
Calaz mukuru Kuna Silent killer pamangoma by far
Silent killer is better than Calaz coz calaz ndiyo dzake hadzinakidze