But Patricia do something muchifara nanijo ummm your smile inotora mafanz inondifungidzisa uchifarira mukomana wako nijo adzoka kumusha imboitai ka romantic movie timbofara
They are both right but well today ii observed the ermbrace, they are getting more cosy and longer, they used to be side hugs only.I am following hangu and watching you Nijo, #Patricia i crush yangu
This storyline inondibatabata, very well potrayed. Ini handigare mu relationship yakadai🙅🏾♀️🙅🏾♀️ kutambisirwa nguva chaiko. Munhu anokuda mbichana achingofunga kuti he can do better, very toxic🚮
Nijo had a point hake
Next of kin if you are not married should be your family atleast.
One word that Patricia won't forgot to say "Nigel une hutsinye"
Nigel unondishora😂😂
Ko kekuti unondishora
@@desirechingwidze1613 kkkkkkkk panondiuraya
🤣 🤣 🤣 Nigel une shuwa here.
But Patricia do something muchifara nanijo ummm your smile inotora mafanz inondifungidzisa uchifarira mukomana wako nijo adzoka kumusha imboitai ka romantic movie timbofara
Zvambotaurwa kunzi dzokera uchiri kufara cause hazviperi mushe😂😂😂😂😂😂 munhu anoziva munhu wake
😂😂😂hezvo 2 mins hapasisina kuwirirana
Haya. Hanzi munhu ari permanent. Nigel anokwidza forogonya 😂
Next of kin well explained kkkkk
Kin ndiwe 🤗
Kin ndiwe then next panoda aripadhuze panoda munhu ari permanent 🙌🏽… 😂 🤣 🤪
Every vid
Patricia: Nigel unondishora!
🤣🤣
I love the way Nigel explains things kimusikana wake asi muskana wacho hai😂😂😂😂😂akawoma musoro
MUNHU ARI PERMANENT 😂😂😂😂😂
Kkk, ndozvazvinoita if you put roo much trust in your 'boyfriend'... It always ends in tears... 😂
Kkkkkkk 😂 panodiwa munhu ari permanent kkkkkk. Red robot ahead
Its une HUTSINYE FOR ME
Here we go again, u are awesome guys.
🤣🤣🤣🤣🤣 panext of kin panoda munhu ari pernanent. Nigel 🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣panodiwa munh Ari permanent .....nijo nijo kkkkk
Chokwadi kabisira kuti hapana kwatiri kuenda 🤣
🤣🤣🤣
kkkkkkk nijo varamba kuita next of kin 🤣🤣🤣
Ayasss😂😂😂😂
Nigel you are not as fully committed to this relationship as Patricia 😃😃😃😃 ende une hutsinye....
Thanx guys for putting smiles on our faces everyday.
Thank you for watching
Hunza hako ndSigne Patrisha 😂😂
"Kin ndiweee!"😂🤦♂️
Nijo gave a warning ⚠ bfo 😂😂😂😂 kuti gara wabaya ne joy iyi....
😂😂😂😂 ah! Hanzi hapasi pangu ko Kuzamhanya uchitevera manje nhai Nijo 😂😂
Nigel isa signature yako pasuccess yake kni 😹😹😹🙌🙌
Nijo the mood killer😆
Kuwana basa 2hrs wakutonetsa😂😭🔥
Nhai Nigel what are you trying to say🤣🤣🤣🙌🙌🙌hmmm watsika tsika,bless Patricia
🤣🤣🤣🤣hanzi munhu ari permanent
Kkkkkkkkk Next of Kin 😂😂😂😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥
These 2 are special ❤❤❤
They suit each other 🥺
@@trishamuzhuzha382 vanoda kuitirwq plan lol
They are both right but well today ii observed the ermbrace, they are getting more cosy and longer, they used to be side hugs only.I am following hangu and watching you Nijo, #Patricia i crush yangu
Ndazvionawo hangu 🤭😄
Veduwee Nigel you always have a way of spoiling Patricia’s mood
Pakuzoti Munhu ari permanent😂😂😂😂
Kkkkk Nigel haasikuda kuzonyimwa mari asi haasikuda kusayina🤣
Pakuti permanent ndipo pawaikanya kkkkkkkk
Aihwa Nigel ane point😂😂
Kkkk " kungowana basa 2hrs wakutoronga zvekundinyima salary."🙌
"zvinoita kunge ndikuda kukushayisa basa"😂
Patricia wakudzidzisa magirlfriends imwe trick yakaipa🤣🤣🤣
Ndo dhirezi rawanga wakapfeka iri? Ha aiwa iribho😂😂😂
kafirimu aka ndeke mashuwa shuwa keep it up Team
😂😂kazhinji panenge pachida munhu uya uya Ari permanent 😂
Nijoo kah 🙌
Haha ukaita mskana saPatty, unofanirwa kuita moyo murefu ende murefu zvemachokwadi😂😂
Lol Nigel ma1🤣🤣🤣
😅😂😂😂🤣🤣 hanzi panoda munhu ari permanent 🤣
Nigel ushora Patricia 😂😂😂
Uri kutaura sure ... Men can change ... Wamuisa
Great 👍 👌 👍 👌 👍 👌 👍
You are lovely guys
🤣🤣🤣🤣🤣 Nijo usadaro iwe hanzi kungowana basa 2hrs waakutotanga kuronga zvekutinyima salary...keep it guys!
Haa Trish mira ndiite signature apa hangu
😅 😅 Idzi dzinenge dzinopinfa pindawo idzi kk karambiro kacho kekusigner ka🤣😂
Aiwaba Patirisha ndiye anofinha manje uuuuummmm
Kikiki salary halume wangu
😂😂😂😂😂nijo ahasi permanent
Kkkkkkkkkk nijo unehutsinye Patricia u nailed it
Saka saina😂😂😂😂
Omg Nijo uri pama1
Nijo and Patricia 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Asi nyaya inoda discussion iyi...signing as next of kin muchiri muRelationship...handipo panonzi na Elder Machando munenge maita speed here...lol
ispeed kutaura chokwadi
This storyline inondibatabata, very well potrayed. Ini handigare mu relationship yakadai🙅🏾♀️🙅🏾♀️ kutambisirwa nguva chaiko. Munhu anokuda mbichana achingofunga kuti he can do better, very toxic🚮
Hmmm Rasta makushaya imi don't relate comedies nemashurugwi amakadana nawo
I love these guys
Pa 1st pay hapana kana cent ruurikudya🤣🤣🤣
Ndabva ndadonha hangu ndati🤣🤣🤣
Nijo I surrender…😂😂😂😂
Nigel naPatricia vakatanga riini maHug kkkkk
😂😂😂 Saina by Simon Chimbetu😂😂 you guyz are too much!! Tell him Pat!!
hazvina kuzopera mushe kkk
pari trick manje🤣
Munhu ari permanent 😂
Kkkkkk munhu ari permanent zvisina ma doubts u killed me
Kkkkkkkk asi ndizvozvo Nigel ari right
Panodiwa munhu ari permanent kkkkk
Kana neni ndakutyawooo tese na Nijo Patricia asiya maserious🤔😂😂😂
Iwe iwe iwe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂chaiiii
Nigel une hutsinye ende unondishora 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂always
Vanhu imika hanzi kin ndiwe next munhu ari permanent 😜😜😜😜😜
kkkk Nigel, hanzi kungowana basa 2minutes wakutotaura zvekundinyima salary
Pari tricky😂😂😂😂🔥
Nigel unehutsinye ende unondishora kkkkk asi Nijo unodarireiko Patricia wedu
Nigel, this is a trap 🤣🤣🤣🤣🤣
This is treasure. Good Job!!
Next of kin 😂😂😂permanent zvisina ma doubts😂😂😂. 🔨🔨🔨
Munhu ari permanent akomanaka😂😂😂😂
Dress😂😂riri bho
Nigel apa ndokusapportao apa Rega anosainirwa naAmai kkk
Kungowana basa 2hours kkkkkk
Kkkk pakaitika anything.....
Patie usaonese Nigel moto ndapota kkkkkkk
Ah vanhu ava Ini hangu I give up 😅😅😅😅😅
""And unondishora..."""that line, kkkkkkkkkkkkkkk
wakutoplanner zvekutinyima salary 😂😂
permanent zvisina ma doubts hahahaha
Permanent 💀 💀 💀 💀 😂😂😂😂😂😂I died there
Relationship inenge isina future.
But guys ka, Nijo atori right he cannot sign as next of kin.
But kataurire kacho kani!
That's true shuwa anosigna sei paNext of Kin....
Hapasainike shuwa
Nigel anobhaiza kkkk
Kkkk unondishora and une hutsinye like tt kkkk guys mazvinzwa basa ra next of kin
Kungowana basa 2hours....ndakutonyimwa salary
Kkkkkk Nijo naPatricia 👐👐👐👐
Kkkkkkkkkk vanhu imi muri pamberi😂😂😂😂😂
Nigel unondishora