guys we are also mothersukatuka amai vemunhu vatuka ana amai vese.pliz musatitukewo.if he is wrong tukanai mega kana kutuka ana baba.Takakanganisa here nekukuzvarai ?.ndinodzwa kurwadziwa nekutukwà kwana mai. l am not saying he is correct but respect us as mothers
You need to improve your reading skills my brother if you wish to make it in this chosen profession of yours. Take the comment positively, otherwise regarding your content I reserve my comment, it's your entitlement
True facts from Vip Chiwenga.
Lies lies from a liar 🤷♀️🤷♀️
Unonyepeaa iwe
Nyika parizvino hapadi vanhukadzi panoda varume Kuti inyika isununguke
Ko headline yako munin'ina. Unoitakunge mnangagwa atotorerwa power
The coup can be done even if he is present, those guys do protect him ,without them anongobatwa se huku
If mnangagwa goes chiwenga will carry on with his brutality same WhatsApp group, anything with zanupf DNA is a curse to zimbabweans.
plus zvi nyadzi ummm haziviite even if you are angry boys
This guy is wasting our time and data
Lied through your teeth .
Mnangagwa and Chiwenga are just hand and glove.
Same in every thing and enjoying their dominance
Maybe the end of Shona Dynasty rule is nearer. It has been destructive to the least
guys we are also mothersukatuka amai vemunhu vatuka ana amai vese.pliz musatitukewo.if he is wrong tukanai mega kana kutuka ana baba.Takakanganisa here nekukuzvarai ?.ndinodzwa kurwadziwa nekutukwà kwana mai. l am not saying he is correct but respect us as mothers
Aaa suka laa
Musaudzana nhema. VP Chiwenga havatorina Vocabulary yokutaura zvese izvozvo. Hapana zvakadaro. Taurai chokwadi. Chiwenga akati chii?
Iwe hauna dzimwe nyaya here? Hee chiwengwa azodzingwa..heeee munangagwa azodai ...zvaunotaura zvichaitika riini.ndimwi muri kunzi ridzai ngoma vanhu vagotarisa kune noise yengoma kudivi kusina chiriko...suka wena
Nonsense
Remember Kuti tenge tichishandisa data
I see another zanupf B, mirai chete
Yes watch the recently donated heifers , remember the case of goats by chivayo
Uyu handipedzi nguva ndichi follower, he don't prove ne video 😊
Haa kunyepa kwanda mu zim
Ummmm blaz tsvagai rimwe basa kunyepa munonyanya aiwaaa ummmm asi munotumwa kuti bata pfungwa
🤸🙈 unonyepera vnhu iwe vata kna usina zvekutaura
Gutter journalism
Ha iwe rega hazvisi zvako izvi. Kuverenga hakubude. Regera.
Ko Mashades ndeeyi
Nzou dzorwa uswa vaparara
You wasting my data wena Shona lothuvi nja!
Urikutipedzera data nezvinhu zvisina basa kuda zvinhu here
Haaa vapfanha ve nhema ava surrender
Musataurisa king munonyangadza
Uyu woo wemakuhwa uyu
Amunyari kunyepa here
santan unonyepa iwe
Topic handizvo zvauri kutaura
Ichokwadi hacho zve kuora kwacho kwanyanya.
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Hauna chaunoziva iwe
You need to improve your reading skills my brother if you wish to make it in this chosen profession of yours. Take the comment positively, otherwise regarding your content I reserve my comment, it's your entitlement
matanga kunyepa tsano murikubhadhaewa kutaura hapana zvamunotiudza ibvaipo imbwa yemunhu
Bvisa zvimagirazi izvo iwe tikuone chiso chacho
baba vanonyepa zvavo ava
Uchatinyepera iwe
Unonyepa iwe
He will not reach 60k subscribers
You're Joking😂😂
Manyepo ndeei report chokwadi
Wakunyanya kunyeba iwe
Ukutsvaka content here. Mxm
Your headline is misleading ukungotsvaga content chete nxaaa
Uqeda idata lethu mjida
Unotoona tetuma girazi kuti inhema dzoga dzoga
Nxa
Wakajaidzwa dofo iwe
Urikuti chiiko iwe
Nhemha dzemukomana uyu dzinosvota
stek
Iwewe unowanza kunyepa
😂
Urimhata
Uchazotaurawo chokwadi rini iwe dofo
VP vavhurika manji vavekuona kuti nyika ine huori
Brains dzako hadzisi correct mufanha.Zvaunotaura hazviwirani ne heading yako.
Eya kokunyepa hre
Pfutsek
Imhata yemunhu anotaura zvecorruption nhasi nyika yawondonoka kudai imbwa yemunhu haana dhiri uyoo musuri wake
haa munongotawura pamusinakuswera kisakwana chete
So does that mean firing of Mnangangwa . How do u expect a following with such misleading headlines
Beche ramai vako
chirungu chacho haunyatsogona kuchiverenga fti unenge uchikakama
Was going to say the same, andina kutonzwa paanga achi verenga kunge grade 1 😢
He is not an Englishman and the language is not his mother tongue. The good thing is he is communicating.
@@richmorebanga6329 he can simply use his mother language or better still, practice pronunciation before hand, thank you for it is not an excuse.
Unonyepa iwe
matanga kunyepa tsano murikubhadhaewa kutaura hapana zvamunotiudza ibvaipo imbwa yemunhu