I see a lot of advertising comments dzeku bigger mbuya ava and the comments are similar eg , " one chigogo chinorema mastreets" If you look at the profiles yevanhu ivawo unowona they joined UA-cam 1day ago kana 22 hours ago chaidzo just to mislead people. BE CAREFUL PEOPLE MUNOROVERWA MARI FOR MAHALA !!@
Apa hapana misleading apa enda ku page ravo rakanzi Gogo Manjenje uone matestimony ariko woona kuti Vanhu vese variko vainyepa here kubatsirwa kwavakaita
You don't decide kuti haudi zvemachira zvinozondinetsa kana uine mhepo ye dzinza yakachena yanyatsovhenekwa ne dare ra sahwira anogona . Woyenderera mberi nekupembedza .Hakuna chivanhu chakadaro .Mafuko is part of chivanhu customs ,zvinopfekwa nemhepo .There is no two ways about it .Mhepo iri pauri ndiyo inokuudza zvekuita kwete iwe . Ukaita zvemusoro wako uchapinga zvinhu and asking for trouble and trouble you will get .
Ini gogo Manjenje ndovaziva vachigona ukaona zvaramba pamwe ropa ratadza kupindirana plus USA sanganisa.Gogo Manjenje vane page ravo ku Fb kune matestimony hobho
@@maimusiya7648 ah Amai kwange kurikutanga kwangu kuenda Kuna,nga ndaifambira hurwere asi ndakazopedzisira ndaputsikirwa nemba ,,,, business chete ririkuitwa namai Ava varikufamba varikugroup family yese
@@edithkanguo584 Iwe siyana neni mhani iwe chiiko , was I talking to you. Haaa putseki mhani. Do you have to follow me kwese kwandataura nemunhu. You are a bully nxaaa siyana neni. Harinyare utongoriwo zi bridemaid nhasi ndopamapihwaka data to attack when this vid was posted maivepi mazongouya mese at once. Akataura ega Chihoro izvozvo kana usina kuzviona ndikoko nxaaa
Ummm gogo ava kunyepa chaiko,from her answer pane munhu akauya ane mari kuti ndigadzirirei havarambe mari.manzwa here pavati ahh marwei akauya ndinomunyepera kuti ndasunga ndisina,meaning vanongotora mari chete zvavharana.ko vanee vachinyeperei instead yekuudza munhu chokwadi kuti no.l doubt very much kuti she sees kuti uyu murume ndewako here or not.kana kuri kwekuti vanosunga vanongoitira first come first save
Vanonyepa mbuya Ava, vane friend yangu yavakadya more than 4000r hapana Kana chakabuda. APA hanzi ukaendako vauya SA before wabatsirwa unonzi mari ye food yana gogo munhu wese aendako must pay food iyoyo 😂😂😂😂😂 zvibhodhoro izvo hazvina chazvinoshanda. Torai mari United iyo. Kuenda kunogezwa Ku river munhu wese anonzi tega dish rako newone Kana wapedza kugezwa dish gogo votora voenda kuZim negomo remadish kunotengesa Kumba 😂😂😂 imbavha iyi
Iwewe your aim is to destroy image yamanjenje.Manjenje ku SA anocharger 2500 so iwewe 4000 iyoyo waiwanepi.Asi une n'anga irikukutuma here.SA group ya manjex ndirimo so usanyepere vanhu
@@mafira5162 kkkkkkkk dzungu racho rinooneka kuti haaaa apa apana zvozikamwa apa, my point was chivanhu or chitendero tisasvora cz hauzivi paunoyambukira
N'anga nemuroyi same same but mumwe anoroya husiku mumwe pachena but vese varoyi she confirmed kuti ndoroya and these fake pastors and prophets varoyi vese
Thank....you Gogo vanenge vachiziva🥰
Manjex vakandigonera pabasa ndakapihwa promotion ndave manager pay yangu yakabva yakwira zvinhu zvangu zviri kufire
Gogo vanenge vakapenga kkkkkk 🥰💞
I see a lot of advertising comments dzeku bigger mbuya ava and the comments are similar eg , " one chigogo chinorema mastreets"
If you look at the profiles yevanhu ivawo unowona they joined UA-cam 1day ago kana 22 hours ago chaidzo just to mislead people.
BE CAREFUL PEOPLE MUNOROVERWA MARI FOR MAHALA
!!@
Kuti one chigogo chinorema ndizvo zviri pa flyer ravo saka urikuti iwewe
Apa hapana misleading apa enda ku page ravo rakanzi Gogo Manjenje uone matestimony ariko woona kuti Vanhu vese variko vainyepa here kubatsirwa kwavakaita
Saka iwewe uri kuda kutiudza zvekutaura pamusoro pamanjex here totaura zviripo hautiudzire zvekuita
True
Ko munongosungura varume chete munodii kubvisa vakadzi vakaiswa lock
Manjex Hoyeee ane bhora ndiye anomakwa 1 chigogo chinorema pachitown Gogo manjex vanogona
Ngazvisungwe hameno ikoko
Varume marangarirwa nechigogo ichooo mhanyai munosunungurwa
I love this Gogo
Hazvizonetse here mangwana zvigubhu🍼🍼 izvozvo 🙆♀️🙆♀️
Hapa chinonetsa iwe haa chigubhu ndochikuza
Haaa ndirikuda kutoenda kwa gogo gyz
You don't decide kuti haudi zvemachira zvinozondinetsa kana uine mhepo ye dzinza yakachena yanyatsovhenekwa ne dare ra sahwira anogona . Woyenderera mberi nekupembedza .Hakuna chivanhu chakadaro .Mafuko is part of chivanhu customs ,zvinopfekwa nemhepo .There is no two ways about it .Mhepo iri pauri ndiyo inokuudza zvekuita kwete iwe .
Ukaita zvemusoro wako uchapinga zvinhu and asking for trouble and trouble you will get .
True hauudzire mudzimu. Iwe ndiwe unoita zvavanoda not the other way round
Sure
Very true.
Shuwa
How can you find her and you fone nomber pls
Svikiro racho rinobudiswa ne ma Zambezi asi?
Welcom gogo
Gogo ndavasiye varume vakasungwa vakadaro nekuti vana mai vanotambura
Ini gogo Manjenje ndovaziva vachigona ukaona zvaramba pamwe ropa ratadza kupindirana plus USA sanganisa.Gogo Manjenje vane page ravo ku Fb kune matestimony hobho
Hapana zvinozikamwa pano unofa nekugeziswa nebute Mari inopera mahara manjenjenje haana zvaanoziva kana ndakamutarisa Kudai ndirikurwadziwa nemari yangu yakaenda mahara
Ukatoona zvaramba kwauri maybe urikusanganisa vazhinji varikupa matestimony waani.So vese varikupa matestimony varikunyepa here
Haiwawo iwe haubve mun, anga saka zvako zvinogoita sei
@@maimusiya7648 ah Amai kwange kurikutanga kwangu kuenda Kuna,nga ndaifambira hurwere asi ndakazopedzisira ndaputsikirwa nemba ,,,, business chete ririkuitwa namai Ava varikufamba varikugroup family yese
Hezvo zvimwe zvakaramba asi business ririkutoita pane zvakatofamba hazvo thought hautorina testimony
Ndangoshora pakuzbibigger kuti chigogo chinorema mamjeks tone yavo inoratidza kuti munhu anotaura zvekukwezva vanhu chete
One chigogo chinorema Manjex
Yes kumudzimu yake inzwai ipapo vanhu vachipona 1 gogo chinoremera mastreets ...
Havasikuziva kuti ndivo vakamisa dzidza dzizvinji nemabusiness evanhu gogo ivava
Ane bhora ndiye anomakwa Inga Prophet Magaya na Prophet Makandiwa vanotukwa saka zvinoreva kuti Manjenjenje aremera vanhu Manjex woyeeeee
Woye.
pamberi nemi gogo Manjex tisu vamwe Vachon vanamanjenjenje
Guys gogo Manjex u wont go wrong
mukoma murikugona kuvhunza
@SlymediaTv imbotsvagai Gogo Chihoro
iwe siya vanhu vaende kwavanoda not kwa mbuya vako ivavo
Chihoro anopedzera but camera hazvionane, dzinofa midzimu yake haidi
@@mafira5162 kkkkk coz haaoneke kaa n mbavha haidi kuzikamwa
@@mafira5162 iwe ndakaendako yangu ndiyoyi yandiri kutishandisa wani indava uchinyepera vanhu iwe hauna chaunondiudza chekwachihoro wanzwa
@@edithkanguo584 Iwe siyana neni mhani iwe chiiko , was I talking to you. Haaa putseki mhani. Do you have to follow me kwese kwandataura nemunhu. You are a bully nxaaa siyana neni. Harinyare utongoriwo zi bridemaid nhasi ndopamapihwaka data to attack when this vid was posted maivepi mazongouya mese at once. Akataura ega Chihoro izvozvo kana usina kuzviona ndikoko nxaaa
Ummm gogo ava kunyepa chaiko,from her answer pane munhu akauya ane mari kuti ndigadzirirei havarambe mari.manzwa here pavati ahh marwei akauya ndinomunyepera kuti ndasunga ndisina,meaning vanongotora mari chete zvavharana.ko vanee vachinyeperei instead yekuudza munhu chokwadi kuti no.l doubt very much kuti she sees kuti uyu murume ndewako here or not.kana kuri kwekuti vanosunga vanongoitira first come first save
Vanonyepa mbuya Ava, vane friend yangu yavakadya more than 4000r hapana Kana chakabuda. APA hanzi ukaendako vauya SA before wabatsirwa unonzi mari ye food yana gogo munhu wese aendako must pay food iyoyo 😂😂😂😂😂 zvibhodhoro izvo hazvina chazvinoshanda. Torai mari United iyo. Kuenda kunogezwa Ku river munhu wese anonzi tega dish rako newone Kana wapedza kugezwa dish gogo votora voenda kuZim negomo remadish kunotengesa Kumba 😂😂😂 imbavha iyi
N'ang yakafanana nechipatara inorapa chero wese auya
Iwewe your aim is to destroy image yamanjenje.Manjenje ku SA anocharger 2500 so iwewe 4000 iyoyo waiwanepi.Asi une n'anga irikukutuma here.SA group ya manjex ndirimo so usanyepere vanhu
Ende iwewe unonyepa haitonyari.Dish tudiki twe 15 Rand vanotudii ku Zimbabwe.Chekutanga iwewe hauna kuendako zvawatonzwawo.Ko kana arikukunyepera kuti usaende.Inga gogo chihoro varikungotukwa waani vachinzi varikudya Mari dzevanhu ma $350 Vanhu.Taurai zvamunoziva hauzive kunobva munyama.Usarwisane nemunhu asinei newe.Uchatakura mhepo yaunotadza kubisa
Apa urikutaura zveshamwari not you.
1 gogo inorema muchitungwiza.Mai Mhitsa Sisi vangu ivava
Gogo manjex zambuko riritiii munhu ziva zvawafambira woteedzera cause Kunze Hakuna kuchipa uko ...ndokutsigirai muchembere kugezwa mhepo ayewa zvaringana
Maiweee mutupo wangu wasvibiswa shuwa mhuka yakanaka kukunda dzese chinakisa matondo
😂😂😂😂
Chinja mutupo ....manjex woye
Saka ndotanga kuwona ndiri ikoko kwa gogo kuti handichanamiri here
One chigogo chirikupisa zvamanje mnje.....haaa icho ndoenda nacho....
Matestimonies tinawo hombo a gogo, vano rema zveshuwa
Sure here iwe kkk
@@annanyamugudza1327 hindaa kupusa soo
@@annanyamugudza1327 yess ndotoendako
Kwete kuti vanenge vakapenga vakatopenga for sure .isimbi chaiyo
Plus aidzs chaio
#SlymediaTv imbotsvagai Gogo Chihoro please
Ndokunge vabvuma vakati havadi ma camera that day ravakajumiwa na mai tt
@@mafira5162 okay thanks, Gogo Chihoro rinenge svikiro chairo risiri re fake ndosaka vachidaro imboedzai vanogona kubvuma kkkkk
@@tineyidombodzvuku067 Yah ngavamboedza but vaiti mumatare mavo ukatoda kushandisa phone inobva yafa haishande futi mheno ma camera manje 😂😂😂😂
Kkkkkk nhema idzo endai kuFB gogo chihoro takanzwa mbiri yavo yekudyira vanhu mari saka hatichaziva manje nekuti kwaponera mumwe handiko kunoponera mumwe, avo vekudyira vanhu ma$350 saka asingabire vanhu ndiyani taurai mumwe kwete chihoro uyo takatonzwa futi humbavha hwake
@@edithkanguo584 Heya imizve ndimi mobcumidzwa kutaura humbavha hwa Chihoro wenyu hamudi naye 🤣🤣🤣🤣
Ndipo muchembere vanhu ngavasasvora munhu hauzivi paunoponera
Shuwa shuwa sazita
True but muchembere ava vane vanhu wandoziva wavakadya mari pa Jozi apa kkkkk chabuda dololo 😂😂😂😂
@@mafira5162 kkkkkkkk dzungu racho rinooneka kuti haaaa apa apana zvozikamwa apa, my point was chivanhu or chitendero tisasvora cz hauzivi paunoyambukira
@@mafira5162 plus kakuganhira
@@thadah9341 imbavha idzi
Gogo vakanyanya ava😂
1chigogo chinorema pa Chitown
Ngawasungwe warume iwawo Kuda kupromoter chihure
Chigogochinorema
We love u gogo 😍😍😍😍😍😍
havanhu vanoda kungo wirorana pasina mishonga hapana imba yakambo miswa ne force yemushongaba
Haa zvelove chaizvo mazuva ano hapana. 😅
Inini ndakabatsirwa na gogo Manjenje murume aenda na marwei kwe 2 yrs asingazive kuti vana vadyei school fees irikubhadharwa nani ndikabatsirwa na Gogo murume adzoka marwei akarambwa sembwa ndikapihwa mipfuhwira nekuiswa nyora dzechiname kuti haana kwaachaenda.
Rega ndimbovatsikewo kanjani pamari apa havadhure here
Wakaendako here or wakabatsirwa pafoni
Ndakaendako kunobatsirwa.Asi pa fone zvinoita futi
Ko tipo ka number
@@nyashagwanzura4866 ehe nhai ngatipewo
N'anga nemuroyi same same but mumwe anoroya husiku mumwe pachena but vese varoyi she confirmed kuti ndoroya and these fake pastors and prophets varoyi vese
Iwewe teedzera zvaunoda Inga be slymedia vakataura waani enda kwauno believer
@@maimusiya7648 yes am just confirming kuti to go those pastors it's the same nekubvunza muroyi
It's ok
ko iro dzungu
Bagedhe Garani nechiponde kkkkkkkk mupforopfocho
nyika yaparara
manjenjenje vainda nenyika ava
Gogo manjex..simbi inogaya dzimwe... One chigogo chinorema paZim.
Mazuva ano zvinhu zvaoma munyika kungotsva micheka yako nrkugadzira zigundu rako watova n'anga
Kuti kudaroo manje type yemunhu arikutaurwa hausi kumuziva kunyanya kwacho
Hakuna dzimu rakadaro
Kana kusina rakadaro dzimu rinofanira kuita sei tidzidzisei munoratidza kuziva
Tiudze rekumba kwenyu rakaita sei
@@natasharoselyn7077 🤣🤣🤣nhy
Haa chigubhu kumberi ...
😂😂😂😂 imi
Tell them vamwe vaonero angu vakutumwa nen, anga dzavo kuti vasvibise gogo manjex hah muchembere aenda nenyika vanogona shem
Kkkkk tel them chigubhu caita kuti vnhh vatenge matruck nekushaker cete
Tinazvo zvigubhu tiri kungoita shake shake zvichifaya
One chigogo chinorema pa chitwn gogo vanopedza ma sports
Sorry @Sly Media ndabvisa post rangu rakonzera noise nema bridemaids. Ndimgasvibise platform 🙏🙏🙏
She nekuti tinenge tagonerwa
Gogo manje manje vano remera chitwn
Ini handaka betserwa ndivo
zambezii
1 chigogo chinorema makanyanya manjex
One chigogo chinoremera mastréets