Am so touching mazvita henyu mwari mandirangarira zuva ranhasi mama ndinotenda makatumwa namwari kuzonyaradza moyo inodzimbikana ropafadzwai mama namwari
VanaKapfupi vafana pacomedy naMuparinga!!! kkkkkkkkk. I cant stop laughing. Hapana hangu chandanzwa chevhangeri asi ndanzwa nemabayo!!!! Muparinga ka iwe. ingoita stand up comedy. You are already the best!!!!
Everytime your testimony, my tears roll down, ndakafirwa at a young age but your back ground hama dzako dzakaoma moyo, kuzoti vamwene vako kuvashairwa pavo nekuti ndipo pavaifanira kubatirira kuti vasiirwa mwana but moyo wacho kuzvishairwa Pazvo mwari varambe vachiwedzera mablessing pauri mudikani
I feel lyc no one is with mie in this world ...Ndamitiswa @ e age of 23 haaa ndachema im sure matambudziko achapera chete....Mwari garai neni.....Aaaah sermon iyi yandibata Mwari ndibatsirei ndisapedzera shungu pamwana wangu haana chaanoziva
haa pasangana zvikara zveshoko apa ,powerful pfudzwai mberi muchirova shoko
Rev wema rev evangelist muparinga namai phiri ndinosimudzirwa nemi....mwari ndavakuwedzerei simba nemakore
Pese pamoparidza mhamha unototi ubudise misodzi powerfully Mwari wenyasha ngaakupfuudzeyi mberi
Baya tiende Mweya Mutsvene, the power of the Right Hand, the importance of good association, the grace of devine fellowship. Amen 🙏
Amen thank you vanhu vaMwari IAM blessed ummmmm 💪
Wish u 100 yrs chaidzo muchibata basa mumunda washe
Pazvinooma pazvinorema munoramba muri Mwari Ameeeeen padzama apo
Team yakaipa iyo chapie. and namufundisi. Mapuringa
Beautiful combination .........Hondo dzangu dzose dzinokundwa nemi ishe
Powerful Glory to God you two you are both send to change my living life may God bless you
Rangarirwayi nedenga munhu waMwari♥
Mwari murinhowo yangu , andidzitye hondo dzepasi pano nekuti muneni muhupenyu hwangu ..Awesome God Amen ...
Wow Mr Muparinga .mune shoko munhu washe .Mwari vakuwedzwerei
Powerful massage
Praise and worship haayas 🤔🤔🤔
All thy Glory unto you my Father with this powerful combination....Thank u Chplin and Evangelist Muparinga.
Am so touching mazvita henyu mwari mandirangarira zuva ranhasi mama ndinotenda makatumwa namwari kuzonyaradza moyo inodzimbikana ropafadzwai mama namwari
Since ndakuzivai mama i never missed any sermon. Mondiitira zvakanaka. Hope to see u in person one day.
Mai Phiri Mwari vakuchengetei munhu vaMwari l am blessed with the word
Amen mhamha mwari ngavarambe vachikushandisai
Thank you ....you mek me cry Mwari kawabvise zvakabata muhupenyu hwangu
Haa this is so powerful ndri kuchema pamwe ndoseka ,may God bless you
Amen mwari muri nhovo yangu handimbodzityi hondo idzi dzose dzinokundwa nemi amen
Mwari vakuchengetei Evangelist Mparinga na mama mai Phiri ndakomborerwa zvakanyanya Yaka Yaka
Hallelujah jehovha is your name. Mazvita baba vakanaka for everything you have done so far for me in my life
Mazvita Chaplin neshoko rakanaka
VanaKapfupi vafana pacomedy naMuparinga!!! kkkkkkkkk. I cant stop laughing. Hapana hangu chandanzwa chevhangeri asi ndanzwa nemabayo!!!! Muparinga ka iwe. ingoita stand up comedy. You are already the best!!!!
Amen powerful word mhamha mandigonera
Am blessed with your preaching
You revive my spirit woman of God may our living God continue blessing and using u in his mighty way
Everytime your testimony, my tears roll down, ndakafirwa at a young age but your back ground hama dzako dzakaoma moyo, kuzoti vamwene vako kuvashairwa pavo nekuti ndipo pavaifanira kubatirira kuti vasiirwa mwana but moyo wacho kuzvishairwa Pazvo mwari varambe vachiwedzera mablessing pauri mudikani
Mondiitira Mai phiri wandinaye harambi akanyarara amen
You are always no 1 be blessed
Amen Soo powerful
This sermon touched me. Mhinduro yangu iripo uye handisi ndega
Ndakakomborrrwa amai Phiri ...evangelist Mparinga ,Trymore Bande ,baba namai Chivaviro..... Pamberi naro vhangeri
I love you Chaplin.Ndinosimudzirwa nezvamuri.Ndiye Jesu uyu
Amen Chapie❤❤
Amen and Amen Mwari muri nhovo yeupenyu hwangu
Ameen powerful mama pazvinooma pazvinoreruka munoramba murimwari Amen
Munondiitira zvakanaka mother, tato liker before watching ...
Ndirikukomberwa nemi amai mwari akukomborerei
Combination iyi yanditira zvakanaka. My favourite evangelist.
Amen weare blessed
Mwari makatinakira makatipa muranda wenyu..way maker miracle walker promise keeper light in the darkness my God that is who You are.
Hey mwari vakanaka shuwa kuisa vashimiri vemhando nguva mumwe chte💃💃💃💃💃
Yes yes muvengi ngaashaiswe confidence
Wedzerwai makore ehupenyu mama ,Yes he always answer our prayers,Amen
You bless me mum. Mwari ndivo zuva redu shuwa
Powerful Anen
Munondisumudzira pamweya wangu, rambai muchishandiswa naMwari muzita raJesu
Powerful word,hatidzitye hondo dzedu
😭😭😭Very touching testimonies mama Phiri you 👆 uplift my soul every time I watch your videos long live mama we thank God for you
mwari ngaaropafadze mama. powerful
Your message has blessed me Chaplin.
Thank you 🙏
Munondisimudzira Amai zve i love the power and the revelation that you have pass it to me u trully a woman of God
Amen ,itirwai zvakanaka mother
Powerful mum testimony inondisimudzira mum thank you
Excellent amai. Keep on... God is going to do more for his story and glory.....
Your testimony is so touchable mama I'm blessed with your preaching alwez
Amen God bless you mama, chokwadi makatumwa mama
Glory to God
Amen Amen powerful message mama phiri
Hamheni munhi wamwari👏👏👏👏
I was thr Champlin at Gemiston it was a life changing service to me. May the Almighty continue to use you God bless you.❤❤❤
I like the combination
Powerful powerful powerful....combination iyi inondiitira...im blessed
Am blessed thank you evangelist Mapuringa ft chaplain Phiri 👏👏
Your message has blessed me🙏🙌🔥
As I was singing Hondo dzose dzino kundwa nemi Baba God bless u Mama Phiri munondisimudzira
When the prases go up his glory comes down.Amen mama love you
Mama sry shuwa makararama upenyu. Hunorwadza Mwari.vakuitireyi.zvakana shoko renyu rinodzidzisa
Ndavezwa nesoko renyu mama mbiri kuna Jesu
Pamberi....live watching Germany taropafadzwa
Chaplin munondigonera ameen
Amai Chaplin munondikomborera special masermon enyu anokomborera mwari vakuwedzerei nyasha pamusoro penyasha
Relay preaching wobderful.... Rev Mparinga aah
Hahaha Mummy ndinokudai hngu munondiitira mushe
Kunzwa kudzikinurwa chokwadi neshoko rakadai. Dai Mwari wekumusoro kudenga atiwanirawo nyasha.
Very touching testmony Chaplin Phiri 🙏🙏🙏🙏😭😭
LONG LEAVE CHAPLIN PHIRI
Munoramba muri Mwari thank u mama Phiri munondikomborera
Mmmm pafambwa
Thank you mum u inspired me
I feel lyc no one is with mie in this world ...Ndamitiswa @ e age of 23 haaa ndachema im sure matambudziko achapera chete....Mwari garai neni.....Aaaah sermon iyi yandibata Mwari ndibatsirei ndisapedzera shungu pamwana wangu haana chaanoziva
Gospel of holiness is a true gospel of Jesus Christ
So powerful amen
Amai munondisimudzira vanoramba vari Mwari zveshuwa .
Powerful blessed indeed
Amen thank you Jesus
Powerful word amai
God Is Still Say Something Amen
powerful mama thank you so much
Munondikomborera Chaplin.but Choir iyo mmmmm yakapora.
Mhamha chishuwo changu ndechekuti muuye Capetown shoko renyu rinondìsimudzira love you Chaplin
Munondiitira muzodzwa waMwari
Amen Powerful
Pazvinorema pazvinorwadza munoramba muri Mwari
Amen Amen🙏🙏
Mwari ngaavongwe. Indeed you are a vessel unto honor, will keep feasting on this table
You are my pillervof strength amai
Amen powerful.
fired up combination...satan haamire apo,,,
Amen Amen
You are blessed mama
Munondigonera amai Phiri
Amen🙏