Voice on point ,handindipindi hangu Zion asi garai maziva muchindinda uyu anonzi chikuwa,Kuti anombozviitasei,Mazion munoitirei zvakadero munovengerei hamadzenyu vanhu vaMwari
@@rambertgezera9224 ndinotenda hangu munhu washe nechipo chenyu chamandivimbisa ,mhiri kwemakungwa hapasati pane urongwa wena asi kana tikaronga pamwe zvemamwe ma plans like eMoney transfer or pakuri kuuya ku Zim
Voice on point ,handindipindi hangu Zion asi garai maziva muchindinda uyu anonzi chikuwa,Kuti anombozviitasei,Mazion munoitirei zvakadero munovengerei hamadzenyu vanhu vaMwari
Tisati tavarevererana tombotanga kudurirana nevanhu bambo Samueri,,,😊😊
Amen zion
Amen amen Elder wangu munosomidza mweya im
Powerful Luck chikuwa
Nehemiah sara upedzise nyika dzangakasiya kuparidza kukore vanhu vose vauye Defeeee
Amen amen Sabhuku wangu pa 07 apo
Munondigonera danki danki
Defe kuchange kuchirira ngindi, hakudanwi anonzwa
Kuita kungondoma kkk
Uyu munande uyu
Amen zion rakanaka
Easter kwe kuchirira ngindi zvokwadi nyanis namai mhurayi ,tonakirwa
Dankie Zion nhaka munozipirwa
zvadirwa sugar mhofela huchii
Hamen nyaya yerudo ummmm
Amen 🙏 uhmm
Makasiya ariko kare kare 🎤 mwari tibvisirei ma Sanctions
Amen pamuri baba ndipo pane ngoma refuu
Amen thanks
Hallelujah Zion ukaterera murairo unorarama
Chete unenge watopedzza
Munhu anonzi Lucky Chikuwa Mwari vamuchengete chokwadi uyo chipo chiripaari Zion mutarisei pliz
I'm humbled,mwari wenyu wakanaka
Amen ma sanctions ngaabviswe, uye hondo hatichaidi
Shuwa nyanis
Well-done Well-done mudhara Anogona uyu
But apa huOriginality hweMbungo Stars hwakabviswa neHermas apa maintain the standard mumaStudio umo
Zvirokwazvo tiri kushingaira
Kukwapaidza chaidzo
Lucky anotorema zvake pakuimba ummmm ndamutya
Dankie
Chipo chatakapiwa na mwari wenyu wena I'm humbled
Chakanaka ichiiii..... Lucky Huchiiiii❤
Thanks 🙏
What a story teller.......#this year ndinotendeuka....I lke your music
❤Mhofu on it again. You didnt disappoint again. Kakabatwa, and kana muchirova muri mungoma you remain OG...God bless....
Zvirokwazvo
Im not a zionist but i like Lucky's voice.. It gives Zion... Rambai wakadaro muranda waMwari
tinogamuchira chose
Chigame ichi makachimaster Mhofela zvirikubuda sweet 🔥🔥🔥
Dankie wena haaaa mwari wakanaka
Huchi
Amen amen zion
Amen amen mukoma Lucky bhora mberi
amen amen mhofu
asizve pane song yandirikutsvaga yamakaimba paDefe
Ndiyo yatakaimba last year
I wish i can meet this guy ndimupewo 100 usa yangu handipinde ziona nbut ndine more than 50 songs dzake murume uyu when are you coming overseas mambo
@@rambertgezera9224 ndinotenda hangu munhu washe nechipo chenyu chamandivimbisa ,mhiri kwemakungwa hapasati pane urongwa wena asi kana tikaronga pamwe zvemamwe ma plans like eMoney transfer or pakuri kuuya ku Zim
ndakazonzwa mhofu matigonera
Heavy musambo heavy musambo
Haaa mapedza ma sports Mhofu hey hey standard
Ndo chipo chatakapiwa na mwari wedu we Zion
Mhofela nice 1
Legend
Powerful mhofu🎉🎉🎉🎉
Thus wonderful
Haaaa, ndodzokera back mugomo padefe mutavakoni mupotofita waJehova achiti pano ipopano huchi baba
Basa rakabatwa
Amen
GOAT🎉
Amen thanks
Makanyanya mdhara
💃💃💃💃💃🙏🙏🙏🙏🙏
Uyu anogona
Thanks