muntasir5 joy UNBELIEVABLE ,WHAT DO U MEAN KUTENGESA NYIKA?? TELLING THE TRUTH DOES NOT MEAN KUTENGESA, SVINURAI TSANO, BVUMA WACHEMBERA, NGOROMERA, HATIDI HONDO, TANETA NEKUMIRIRA. ????!!!!!!!!?????????
CHINOZ URI DOFO, SKOPODHONORO, AKAKUUDZA KUTI THOMAS MAPFUMO ACHATANGA KUFA IWE UCHISARA NDIANI?? NDIWE UCHATADZA KUENDA PA HEROES ACRE, THOMAS MAPFUMO WHETHER YOU LIKE IT OR HE IS A HERO, U TRIED TO KILL HIM OR INTIMIDATE HIM BUT HE NEVER FEARED THAT BY TELLING YOU GUYS YOUR EVIL DEEDS, AND TO TOP UP , MANY DISCREET GOVERNMENT OFFICIALS THEY LIKE THOMAS MAPFUMO BECAUSE MOST OF HIS MUSIC WAS SUCH A GREAT INSPIRATION DURING THE LIBERATION STRUGGLE, HE WAS ON YOUR SIDE WHEN YOU GUYS WERE DOING GOOD NOW HE IS SINGING AGAINST YOU WAKUTI ATENGESA NYIKA, LOOK YOURSELF IN THE MIRROR UNE DOPE MUSORO, KUSADZIDZA I POISON AKOMANA UNONGOWOZHOMOKA USATI WAFUNGA, TUKU SANG TANETA NEKUMIRIRA, HATIDI HONDO, MUNHU AVE NHAPWA, WOTI ATENGESA NYIKA. CHINOZ HAUFE WAKANAKIDZA SATUKU KANA THOMAS ENDE HAPANA CHATINOFA TAKAYEMURA PAURI COZ URI MURAYI, THEREFORE YOU ARE NOT A HERO. “URI HERO RAUYA TIZAI” KWETE HERO LIKE THE 2 LEGENDS
Baba cheso vataurwa
Wagona kubata maoko Chinoz
mbavha dzinonetsa havadi kuudzwa chokwadi vakaita nyika mamvemve mapenzi mhondi nyarara Chinotimba tiri panhamo hatisi kuda kuudzwa zvekupenga
Resiti ini pisi Rejendi
+Darlington Dhondo kkkkk wakapenga
He was a Hero already manje isu makorekore tinovigwa pane Dzinza redu, so we backed u off .
Haa wagona mudhara chinoz 👏👏
Mapfumo obvious, but that one is a hero as well
Oliver was far much better than that guy . Don't talk shit wena
Mapfumo imboko
Maita Mr chinos mawnda kurufu
Iwe pfutseke mhani chingaira makatadza nei kumuita national hero tibvire apo
Revhoro ndorasiyana apa,Tuku mudhara
Chinx akaimba zvishoma here panguva yehondo ?
Kuimba zvakaipa kwakureva nkupi iwe kana munhu akaimba chokwadi atengese nyika mazindebvu ako hamudi chokwadi vanhu ve Zanu Pf madhoti enyu mose moti vnhu vanoimba vachituka nyika kukuudzai umbavha neumondi hwenyu avamhandu duzvi
Haaa ibvapo Inga akaimba bvuma kuchembera wani
chinozi wagona kubata maoko
Nice one chinotimba
Iwe ichaipinda heroes yenyu yemadhodhi
What do you mean kutengesa nyika. You mean mafumo
Kkkkkk
Muzic indaaastry
Haiwavo , kunei ko kuheroes kwacho ko ?
Asi zvakubata
Chinoz
Ko Ching's chingaira aikuimbirai zve ZANU makadii kudii kumuita national hero musatibata kumeso siyanai na tuku afambe zvakanaka modeiko
Taura hako xaaz
Wagona kutaura hako iwe tuku haana kumbotengesa
muntasir5 joy
UNBELIEVABLE ,WHAT DO U MEAN KUTENGESA NYIKA??
TELLING THE TRUTH DOES NOT MEAN KUTENGESA, SVINURAI TSANO, BVUMA WACHEMBERA, NGOROMERA, HATIDI HONDO, TANETA NEKUMIRIRA.
????!!!!!!!!?????????
@@givemore605 kana usingazivi gara wakadaro
CHINOZ URI DOFO, SKOPODHONORO, AKAKUUDZA KUTI THOMAS MAPFUMO ACHATANGA KUFA IWE UCHISARA NDIANI?? NDIWE UCHATADZA KUENDA PA HEROES ACRE, THOMAS MAPFUMO WHETHER YOU LIKE IT OR HE IS A HERO, U TRIED TO KILL HIM OR INTIMIDATE HIM BUT HE NEVER FEARED THAT BY TELLING YOU GUYS YOUR EVIL DEEDS, AND TO TOP UP , MANY DISCREET GOVERNMENT OFFICIALS THEY LIKE THOMAS MAPFUMO BECAUSE MOST OF HIS MUSIC WAS SUCH A GREAT INSPIRATION DURING THE LIBERATION STRUGGLE, HE WAS ON YOUR SIDE WHEN YOU GUYS WERE DOING GOOD NOW HE IS SINGING AGAINST YOU WAKUTI ATENGESA NYIKA, LOOK YOURSELF IN THE MIRROR UNE DOPE MUSORO, KUSADZIDZA I POISON AKOMANA UNONGOWOZHOMOKA USATI WAFUNGA,
TUKU SANG TANETA NEKUMIRIRA, HATIDI HONDO, MUNHU AVE NHAPWA, WOTI ATENGESA NYIKA.
CHINOZ HAUFE WAKANAKIDZA SATUKU KANA THOMAS ENDE HAPANA CHATINOFA TAKAYEMURA PAURI COZ URI MURAYI, THEREFORE YOU ARE NOT A HERO. “URI HERO RAUYA TIZAI” KWETE HERO LIKE THE 2 LEGENDS
Do u have to die to be a heroe? Asked Tuku
Nonsense iweee.... Wherz Chingaira...... was he not a hero ?
Nonsense iwe chinoz .ko chinx sei asina kuitwa hero
taura tine wana macheso ukuziva zvinhu zvako
Kkkkkkkkkkkkkk akati embere kkkkk chinozs kkkkkkkk
Please stop interview zanu kuwumana kuphela
Kkkkk Mapfumo atozvinzwira kut as long ZANU PF iri panyanga hakuna zve National hero
Kkkkkkkkkkk chinotimba kkkk haaaa musoro wacho wakapisa hanzi kune watinoti hoo haaende papachikomo kkk
Hamunyare, vachinos mukanya wamaida kuuraya nekuti aikuudza chokwadi makuti kutiza, why don't you expect your faults, iko zvino muri kutonga nyika at gunpoint
Siyai Tuku azorore murugare.Ehe tinotoimba kusvika patadira cz nyika maiisa kumawere.Imbwa yacho Chinoz uri duzvi wanzwaka
Zimbos you are only there to criticize chinoz ataura zvine musoro big up chinoz