the problem with zim dramas is zvinoonekwa kuti vanhu vari ku actor but with these guys yu wont even notice,,,,,,, well done NIGEL......Patricia anogona uyooo...
Slick Pastor you are so natural kunge Paraffin I like you my guy. The new lady is jus on point. Keep it up guys Nigel unotongonakidza usati watanga ku nakidza vanhu
the problem with zim dramas is zvinoonekwa kuti vanhu vari ku actor but with these guys yu wont even notice,,,,,,, well done NIGEL......Patricia anogona uyooo...
Problem yeduwo maZimba tinongowo nekakushora...
I second you Kunashe. Hapana kushora kwawaita.
@@memorymalunga670 your opinion is just as valid
That's true hey!
Nijo Nijo Nijo
😂😂😂😂 ndosaka tichi delayer masalary enyu, dzungu iroro kkkkk
Dzungu rine team risina kuroorwa pamarriage evamwe 😂😂😂
😂😂😂 zvakaoma
ehe shar unonzwa kuchinzi "haaa inini handigariri zvakadaro dai ndirini ndakaenda kumba kwedu"
👍🤷 wotoshaya kuti zvirikumbofamba sei
Taura hako kkkkk. Ndosaka team racho richizofira mukati kana rapindamo kkkkk.
Rine rakunyara kusheya maproblems or seek support .
Agh agh 😂😂😂from kupopotedzana to tag team attack
imajeni! ndookugona muwengi!
"Well tried but not here"😂😂😂😂😂
It killed me😂😂😂
That switch bro was something else drama in drama
ua-cam.com/video/EZEij0ofICY/v-deo.html
love your work guys keep it up. Nigel u r sooo good
The best eva... These guys are naturally superb actors
Kkkkk well tried
Slick Pastor you are so natural kunge Paraffin I like you my guy. The new lady is jus on point. Keep it up guys Nigel unotongonakidza usati watanga ku nakidza vanhu
haaaaaaaaaa Slick Pastor munopedza masports akoma.......keep up magoodworks enyu......and Mwari aise ruoko rwake pamaworks
😂😂 Kuzoseka vese wena 🤣 you rock guys
This might be the best I have seen from you team
Aizve nhaiwe Nigel mhoti Tunga arikutsvaga bbe rake iwe ndiwe unaro hako 🤣🤣🤣 nice play 👏👏
Brilliant switch...👏👏👏👏
This is a perfect match!
hahaha released on my birthday.....nigel ndakutadza buh u guys did well
When they started laughing together 😆
I felt it kkk aita kunge arikustupid
😂😂😂😂pandipedza
Maihweeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂the slick pastor shame...🧯zvevaviri hazvipindirwe tbh🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻
ndokubuda ndokubinha........ ndada ka laugh ka Patricia qwaaaa...... big up team
Watched it on IG but had to come on UA-cam to add my view 💯
Nigel unofanirwa uripatv..this is quality
kkkkkkkk i did not see this coming, what a turnaround!!! LOOOOOL!! Pure talent
Aiwa munozvigonera veduwe thank you
Shungu unadzo😂😂😂😂😂😂I'm in tears! Patricia is the one
“Well tried but not here” 😂😂😂
i like his dressing and beard...fits you Nigel
Patricia Putsai I love this
😂😂😂 kkk aaah team riri rough iri aaaah hanzi haana kana mukomana
This is one of the best😂😂😂
Kkkkk😂😂😂😂😂😂 😂😂😂😂 Nigel na Patricia nhasi mandipedza ..dat shift kkkk#keep patricia
Team Chiedza waTunga huyai apa♥️
Ehe tiripo kkkkk
Ndafara wena
Tiripo akatirwadzisa Chichi nekubuda
Yes
Tiripo ndiye chaiye
Bby mama u too much ahhhh
Looking nice brother nigel😍😍😍
Nigel is a naturally gifted screen writer, i believe ndiye akanyora skit iyi to top it off patricia is spectacular
😅😅😅😅 Nigel you are something else. Nice recruit in Patricia there
🔥🔥 Well done;very creative
Kkkkkk Nigel🔥🔥🔥🔥🔥Hanzi wakutiudza zve ma marital problems iwewe
Ahasi musikana wepa tunga here uyoooo
My favourite
Nigel some more of this please....
Ndachidzokorodza nice one
😂😂😋🙌ahhh ndabvuma Nigel nebabe vagona munhu apa
uyu anogona uyu ..please rambai muchiburitsa
That's very true...kupindira dzevaviri unopusiswa ndiwe
😂😂😂😂😂😂Patricia you're the girl!
Well done this is good ...ndaseka 😂😂😂😂😂
Mubvunzo:vakaroorwa here?😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Am liking Patti
This guy Nigel ,only i dont understand shona since AM Mozambican ,but ita mushe utambe nevamwe zvakanaka
this new girl in town is really good
Kana kuroorwa Haana..Vale birthday zvodarika😂😂😆😆
Aaah aaah kikkk mandipedza
ichi chiheat! Pastor makaoma!
Aah🤣🤣🤣The switch amana ka
This gal is my crush oooh
I enjoy your skits,you are really talented 👏.
HAHAHAHAHA!! i wish i could subscribe twice lol
Haaa aaaa Ko munotaura kuti you got something fresh kani🙌🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Patricia is good. Kkk
Its just communication...wakadii kuita therapy kana uchida kubatsira vanhu hahaaaa
You are 💯% correct
Couple goals . Iyi inooita
Haa guys you the best imimi 🙌😂😂
Nice to see you Chichi from tunga
When she raises her voice
😂😂😂🙌
😂 😂 😂 Haaa nigel ma1🔥🔥✊✊
Mmmm kuitwa benzi uchipindira nyaya dzevaviri
🤣🤣🤣🤣🤣eisssh ndamunyarira ,,hohohoho dzevaviri hadzipindirwe
Yakomutswa nyaya zviri smart saka zvichinzi yevaviri haipindirwe kkkkkk
Shungu unadzo 😅😅😅😅,
Keep it up bruh 🔥🔥🔥
U make us laugh everyday
aahh😂😂😂 l've subscribed, haa this is good stuff
You're great guys🤣🤣🤣👍
YOU JUST EARNED MY SUBSCRIPTION
Hadzipindirwe shuwa ummmm 🤣🤣🤣🤣🙌🙌
Nigel and comic pastor l challenge you for a movie !
Would love this kind of relationship🤣🤣🤣
Lol huya tidanane😂🌚
nxa, shamary! unenge uune chimunhu chako waiziya!
Patricia🔥🔥🔥🔥🔥.
Pastor Nigel ndirongereiwo Patricia uyo😎😎😎
Farie wangu🥰🥰
Eish hahahahahahahaa ,, Nyadzii dzacho manje 🤣🤣🤣🤣 anga akutotadza kubuda kubuda mo
Ini in all my years ndadzidza one thing...shuwa zvevaviri hazvipindirwe
"wakaitirei engineering..." Ndafa
Haaaaa Slick Pastor vazoSortwer 😂😂😂😂
Isn't this Chiedza from Tunga🤔 Chiedza kana uriwe tirikukutsvaga kuTunga uko urikuno zvako.Tunga akasara akauya akakushaya Chiedza iwe😭
This is funny. Well done
"Haaana kuroorwa kana mkoma haana... "😂🤣
kkkkkkkk hanzi wakaitirei engineering kkkkkkk
I had to replay 😂😂😂
Mufundisi Mwari ave nemi kutora chimoko chaTunga...
😂😂😂 hanzi shungu unadzo 😂
Nigel akachena shame🔥🔥🤝
Kkkk😆😆😆😆kabby akoo kawachinzwaa..,hanzi naNigel ndoomatauriro edu iwayo kkkkkkk
Patricia anoita 😍
Hahahahaha nigel mwanangu wandipedza strong
Chandiiita boe
Patricia unogona👍👍👍👌
Naji and pati musadaro so 😁😁😁😁😁
Nice 🥰🥰😎🙂😍amana
🤣🤣 Ha munogona henyu 💪
Thump up for Patricia
I love Patricia already 😂😂😂😂
No the switch up😂😂😊IT'S THE SWITCH UP. Caaaaaan't lool hanzi well tried!!!
Hahahaha tht girl is good. Real baby mama drama
Patricia 👍👍👍more casts please