Ma Abortions PaGhetto
Вставка
- Опубліковано 20 жов 2024
- To help us Monitize please don't skip the Ads
Thank you very much for the love and support
For PG Updates Follow Us
Instagram
/ teampaghetto
Follow Our Backup Accounts
UA-cam (Crazy Creative Minds Records)
/ @crazycreativemindsrec...
New Facebook Page (PaGhetto CCM)
www.facebook.c...
#CCMSTUDIOS
#PaGhetto
Thought Reason was going to add 4 months 4 days 4 hours and 44 minutes 😂😂😂
"Abraham asati aisa mwana pampaka"🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣ma1 kani
vanemakaro ihwo hunhu hwafaro vanoshandisa simba votungamidza nharo pese pane bbe vanoshaisa mufaro...guys keep up doing gud teach our community if we cant do it nobody willl things changed zvekudato hurumende dont care about ghettos nomore hardlife we xpiriance on daily basics vana vasikana kushaya ma pads etc thnk wat you doing guyz is the best for future zimbabweans cz vazvinji idondo hapana chinozivikanwa
Haaa Mikela anorema 😂 “gwayana chii chii chii asati anzi ayise mkomana pamupaka”
Team munozombotikwadza nenzara . This is educative 👏👏👏👏👏🤝
I was waiting for yu guys... paghetto kumberi🔥🔥🔥 makanyanya
Ini ndo afforder hwai wangu kkkkk
You guys i love you munogona n motaura chokwadi
😂😂😂😂😂 serious yaReason kkkk ye hanger iyo yandityora mbabvu
a great piece of edutainment guys,,,,we need more of this
❤❤❤ this is great guys we need more like a movie
So far pa ghetto ndimi mune chimuti,,every new episode is the best episode
Jabu ndewangu guys Ane Kaa softars kandoda❤️❤️❤️
Akanotora ma selfie ne mufi😂😂🔥🔥🔥
Reason with the wisdom takaenda!!👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿🇿🇼
#nonjudgementalsafespace
Hanzi naMikela ‘roranai vematongo kuti mukombe churu’🤣🤣🤣 Yohweness
kkk😅 blazman havanyepe, tuvana utu tune potential boys kkk... bt haaaa hazviko kna tazogara
One day wen l make it in life , l wil sponsor u guys , ur content is dope lots of luv
😂😂😂😂gwayana chi chi asati anzi aise mwana pamupaka
Ndatopedza kuisa comment ndisina kuona zvangu. 🔥🔥🔥
Aiwa Mike is too much hanzi Hwai yekucheka hukama 😹
Hwai yecheka hukama 😆
Super Mikela all the way🔥🔥🔥🔥🔥
Yaah mike anotsomwa uyo... meditation racho riri extra ordinary 🙌
Hwayi inocheka humama 😂😂😂😂 ha mandipedza gys keep it on
Maone respect Team pagettoo more 🔥
🔥🔥🔥🔥Muri hwai dzinogona kukomba churu kuti tifare boys
Hanzi hwai ine value kuna mwari ahhhh 🤣🤣🤣🤣🤣
Ukaona wanzii hwai wakakosha bigop miKelah
Mikela tsumo........ Hanzi paunenge wakuda kukanda huswa kt ubate hwai😂😂🤣🤣
Mikela is a real gee 😂😂😂😂
akanotora mufananidzo nemufi akamuisa mubucket🤣🤣🤣
Wangu ndo afford hwai Mikela😂😂😂😂
Problem yemaziso woti hauchanzwa for mi🔥😃
Hwai ye cheka hukama hahahaha
Anosota Mikaela respect
Aaaaa imi mirai kuti heee final tipei ten yacho aaaaaaa team makadziya imi sinhi ngariyende mberi
Mukoma Reason hamusi makutikwadza here mazonyanya kunyepa kwacho
Kkkkkk Charles Darwin... Hanger method.... Hwai yecheka ukama.... Kurohwa nemheni namwarii
Kuchararika here ipapa nehorror dzamukutiudza idzi Boyz 😮😮😮
First comment pfeee
Monya ngaambomira ku supplier Mikela ma herbs please😂😂😂😂
Hwaii ine value kuna Mwari kkjkkkk Mikela vanopedza
Boys ndokumbirawo that background song from winky d....dope episode manyama
No reverse dhiri
No chibharo
Charles Darwin 😂😂😂😂😂😂😂😂😂🇿🇼
Kkkkk mikela vanopisa
Eh ,Charles Darwin 🤣🤣🤣
Punchlines Baba🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣
@@brytonmawarire3122 ahhhh vanowawura 😂😂😂😂😂
haa boiz toziva kuty haa menge mutori paPressure n stuff but heii tokumbirawo at least one episode a week😂😂 haa ndachema chema hangu
Shuwa😂
Kkkkk haaa mikela siya manje 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌
we were waiting for so long guys thanks
Uuuum Reason wangu wangu ndikugaya kuti hanger kkkk wangu
Educative episode 🎯👏🏾👏🏾
Four months muphanha wangu
Akano pedza maself nemufii 😂😂😂
Charles wepa mount darwin here mdara 🤣🤣🤣🤣
Haaaàaaaa mike chinopedza basa 😂😂😂😂😂hwai yecheka hukama hr?
Mikel (ivan) apa une flue chete haisi voice yako iyi kkkkkk
Uuu amana zviriko hre zvamukutaura izvi man Reazo
Ndosaka kune Hwai yecheka ukama done by Mikela (... Mike..)
Uyo wamot mikella ane ma1🤣🤣🤣🤣🤣🤣
"akanopedza akanorova selfie nemufi"yah vandikwadza mbabvu 😂😂😂😂
Team itai muchikasikawo kubika please munotikwadza nenyota
Team pa ghetto munopisa🔥🔥🔥🔥
Maselfie nemufi🤣🤣🤣
Charles Darwin 😂😂🔥🔥
Hwai ine value Kuna Mwari ii ichooo
Kana asingaroye anomuka husiku
My guys u always produce good works
Ndosaka tine hwai yecheka ukama 😂😂😂
Hanz kana asingaroyeka anomuka husiku😂😂😂
Mike chibaba na reason
Who’s here in 2024
If these guys vaive ne Podcast ka tainakirwa weekly
Ini ndokwanisa hwai 😆😆😆😆😆🇿🇼🇿🇼
Hanzi akanopedza ma selfie nemufii
MaSelfie nemufi🤣
Hwai yecheka hukama🤣🤣🤣🙌
First to view and like
Wawanei
4months 4 months 😂that's my reason,,,we want more guys
Kkkkk wangu wangu wanguuu
Kkkkkkkk kna asingaroye anobuda husiku kkkkkkk ayas
Hahaha Jabu atori problem hanzi haisiriyo roranai vematongo mukombe churu kkkk
Mikela😂😂😂😂😂Charles Darwin
Rooranai vematongo makanokomba churu😂😂😂😂😂
Inin ndo afforder hwai🤣
Hwai ndoo yandoafforder kkkkk plus ine value kunaMwari lol
Ma selfie nemufi 😀
kkkkkk wani ndati paanokurira # mukoma Reason
Abrahama akanzi aise mukomana pamupaka 🤣🤣🤣🤣
Song yarira pekupedzisira ndeyan ?
Hahahah maselfie nemufi bho here 😂😂😂😂
Kkkk ndoafforder hwai
Hwai ine value kuna Mwari😎
Mikela ngasadaro....Hwaii here
Hwai yecheka ukama 🤣🤣🤣
Ini ndino afforder hwai wangu...
😂😂😂 haa in ndo afforder hwai wangu
Vakunzwa gafa kubackground here 😂😂😂
Maselfie nemufi😂😂😂😂
Bhoo zvekuti Boyz rangu Reason unondiitira kanhi , ko how far mudhara nebarika rake toda kuziva kuti yakapera sei ndikuida nyaya yacho
Ko Mike anenge achiitasei 😅😂😂
okay fine! Mikela aidzidziswa shona nani coz tsumo dzake ma1
Hwai yecheka ukama😂😂😂
Aaaaaaaah aka kanonzi Mikela ka,ayewa ndakatadza zvang ndoda ktombokaona in real life kt kakamboita sei chaizvo,ayewa hakas slow pa zvinhu zvako,🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mikela dai wakakura kuma ryn kwedu dai wainzwa nekupihwa magwati haaaa masasi ako netsumo 🤣🤣🤣zvofoirisa
Ma selfie ne mufui😂😂😂😂
Hanzi ndo afforder hwai 😹
Hanzi akapedza ma selfie ne mufi 😂
Mikela unondiremera ndabvuma kwanzi hwai ine value
Kkkkk ndine source nyama
Hanzi ma selfie nemufi kk