simplex unodhuva pride ,,shuwa manera anoendesa kudenga angaimbirwe panapa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂haa vakomana ava zvibaba imi,and mbeu i love your music you talented tjoo😊,but avo vakomana 2 hauna zera navo😂😂 😂😂
@@MelodyMbanje ndikubvunza Desire ati Mbeu ndeipi kuti hauzive Mbeu here ini ndinotoziva Mbeu zvekudaro kubvira Feli Nandi achiti backing vocalist waMbeu asati aita solo
Hanz naFrets Mbeu yei 'kovo'
To us who like b4 sharing
Frets hatina zera naye seZimbabwe especially ana comic elder
😂😂😂😂😂 combination iyo haisi Bhoo😂😂😂😂😂😂
Ndogona kupfupika asi pfuti yangu iri refu😂
Hanzi Mark ane kahudhuterere
😂😂😂Haa Mark ngwazi nekahu dhuterere Frets usadaro
hanzi ikozvinozvi wakutiune mbeu😂😂😂😂
Munhu anofirita mapete we fimigeshene
Frets naLee ndimi manyuwa 😂😂😂😂
🤣🤣🤣hanzi wakati blue ticker apa nhasi wakuti une mbeu
😂😂Kkk iwe huya mangwana acho iwayo
Hanzi huya mangwana acho iwayo kkkk
haaaaa frets n comic elder ndabvuma murizvibaba🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Uyu ndeupi uyu😂
😂😂😂
Haa a ma1dai vaimbivese vaidai umm
😂😂😂😂😂😂😂 Aya mapenzi ayaas
Mhodzi tribe zvunhu
Chinevoice kani
It's the mutsakwani for me kkkkkk
Hat unobvisa fast fast haaah ipapo unorema frets😂
Respect Mbeu ..famba murume...
Hanzi ndogona kuita mupfupi asi pfuti yangu iri refu kkkkk
Frets na Lee hatina zera navo😂😂😂Aihwa I’m dead💔😅🙌
Statement rekutii urisey iwewe yayayaya😂😂😂
kkkkkkkkkkkk Hanzi hatidi kuburitsirana mapepaa
Mark Ngwazi in kahu Dhuterere 😅😅😅
😂😂hanzi mumusoro hamuna rasta muri empty...
hanz iwewe huya mangwana acho😂😂😂😂😂
Hanzi chipo chinouya serombe😂😂😂 ndozvachaita pana Frets worse aina komiki eredha😅😅😅😅
Hatidi kuburitsirana mabepa. Ndoga kupfupika asi pfuti yangu iri refu. Ko uyu ndeupi uyu😅
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂 hatina zera nemi guys 🙌
Aaahhh i give up about these guys, ku surrender chaiko. 😂😂😂😂😂😂😂
manyowa matete eh mombe ayaya😂😂😂
😂😂😂😂😂 Mbabvu dzangu mhai
😂😂😂. TEAM IYI SOOO.
Pandaona comic ndatiziva kuti ma1 aya
Frets 😂😂😂
Nemagairazi ako anoita kunge munhu anofirita mapete mudzimba dzevanhu😂😂😂
Iwe huya magwana 😂😂😂😂
Team iri maqq 😂😂😂😂 tinoshanda ...□
kwanzi waakutambura kuti une mbeu
Aaaaah vanhu hawana mukanwa awa hilarious 😂😂😂😂😂
Uyu ndeupi
Upi Mbeu ??
😂😂😂
Maki ngwazi ine kahudhuterere
Hoo mbeu ndopatiri fertilizer ipapo😂😂😂😂😂😂
2:06 😂😂😂😂😂😂nyarara mhani iweweeee
Ndinogona kpfupika asi pfuti yang iri refu
Mak ngwazi inekahu dhuterere mukatii kkkkkk
I love this combination,Frets naLee😂😂😂😂
kkkkkkkkkkkkk une Mbeu
Combination iyi hatina zera nayo
😂😂mbeu ikuda manyowa matete aye aye😂
Mark Ngwazi ine kahuDhuterere 😂😂😂😂
Comic elder 😂aiwa surrender amana frets musatidaro murivekuziya wani
🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 Bad combination iyooo
Kkkkk chiuya mangwana😂😂😂😂
manyowa matete emombe aye🤣🤣
Nemagirazi ako anenge munhu ano firita mapete😂😂😂
Fretz😂😂😂.... Hanzi mark ngwazi nekahudhuterere
Wakutaura kutii une mbeu 😂😂😂
Ma girazi anenge munhu anofirita mapete mudzimba dzevanhu😂😂😂😂
Mbeu anogona kuactor
😂😂😂😂😂😂😂 togona kupfupika asi pfuti iri refu
Kkkkkkk anzi atidi kubuditsirana ma paper 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂 Vanhu ava vakuda kutiuraya nekuseka!
Danda refu 😂😂😂😂😂
Kkkk haa ibasa chairo😂
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk hanzi ndopanotoda Fertiliser
Hanzi wewe chiuya mangwana😂😂
Ndatyoka hangu nekuseka 😂😂😂
Ndogon kupfupika pfuti yanks iri refu.
Kkkk lee waisepi hembe
Mbeu unonyudzwa 😅😅😅😅
Hanzi ukutodawo manyowa iwe😂
First1 here...
Parikuda ka spice ka chisale😂
Frets ndkutadz😂😂
Iwe chibva wauya mangwana 🤣🤣🤣
Usashandise kawu Mark ngwazi nekuDhuterere mukati😅😅😅😅
Hanzi atidi kuburitsirana mapepa
Ndeupi uyu 😂
😂😂🙌🏿
Fertilizer yauya manje 😂😂😂😂😂
Ko uyu ndeupi uyu😂😂
aaah aaah 😂 hanzi nemaglaz ako anenge emunhu anofirita mapete 🎉
Combination iyi 👐👐👐👐
❤❤❤❤
Manera kumberiii. ...toyekaaa Mangwana achauyaaaaa.
simplex unodhuva pride ,,shuwa manera anoendesa kudenga angaimbirwe panapa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂haa vakomana ava zvibaba imi,and mbeu i love your music you talented tjoo😊,but avo vakomana 2 hauna zera navo😂😂 😂😂
This tag team I surrender 😆😆😆😆
uda kukwira ani maneraa🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mmmmm haaa ava vakomana ava ndapota hangu 😂😂😂😂❤
Hezvo manyowa😂😂😂iii vakomana avo hatina zera navo
iyi mbeu ndeipi iyi
Akayimba nadhuterere wekudenga ndoringa imi
😂😂😂 hauzive Mbeu here wangu
@@tondetanditonny802 🤣🤣🤣🤣
@@tondetanditonny802 imi ndimi musingatomuzive
@@MelodyMbanje ndikubvunza Desire ati Mbeu ndeipi kuti hauzive Mbeu here ini ndinotoziva Mbeu zvekudaro kubvira Feli Nandi achiti backing vocalist waMbeu asati aita solo
Tokwira nemaneeeeeraaaa
😂😂😂😂 ahhh hanzi akutoda manyowa kkkk pliz nemagirazi anenge munhu anofirita mapete😂😂😂
Frets hatina zera naye
Haaa ini hangu kuseka ndaneta hangu❤❤❤❤❤
Mbeu ? Isu tiri fetiraiza
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ready to laugh
Kkkkkkk hay manera arambwa kkkkkk ko Comic manje miriam adiiko