Nyamari Wakarusa dhumba na solo dhumba ndambokutaurira usadaro kkkkkk big meshin nyamari dhafu unozama kuraira vana ndakkupa chigaro ekurairidza senzin anoda mwana wake chapepa but anoti anditadzi kudya nekuda kwako celiyo kkkkkk unotsengwa na chapep kkkkkk ndazoo chachimunya sher and like
😂😂😂😂hoyoooo pakaipa apa kwanzi nasolo takapihwa due date ana solo maybe vachapihwa a certain task kty mhosva ipere or rufu straight mari yoramba ichiwedzera kuna Nyamari😂Nyamari anogona ku actor mface uyu apa ganzomu Racho ronakidza😂😂🙌wish Mwari dai amupawo mari yakawanda pa real life
HIE GUYS ZVIKAFAMBA MUSHE NDOKUPAI EPISODE 6 NA 7:00 MANGWANA NDOKUPAI EPISODE 7 RAKAKURA 40 MINUTES
Waiting naiza
Takamirira kwasara 59 minutes
Ngayi uye mudhara 😅
Yes we are here to support you Mr naiza
Naiza me am already here waiting for episode 6 😊😊😊😊😊😊😊 5 mnts to go tik tok tik tok 😅😅😅😅
Mr Nyamari good actor veduwe and role yavari ku actor varikuigona money making machine 😂😂😂😂😂😂😂😂
Solo naDhumba 😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Iiiii shuwa legend @@ShupikaiChakuhwamoto
apa varikutoda kuroora paida apa vane mukadzi
Imagine @@tadiwanashechinoruma5497
haaa musasaizer solo and dhafu guyz
team naiza muriko here ticharamba tichikupai zvinovaraidza .zvakare tine movie ratichabudisa on Monday thanks for supporting
Oky budisa wangu
Takarimirir❤
Team solo and dhimba huyai Aiwa Naiza munotigonera
The money making machine akaipa guys anobvumirana nazvo Isa like
Nyamari tuphoni twenyu haaa vanoti nyamari pamberi naye aimbovepi nyamari
Naiza boom ndimi mune chimuti aiwa munogona team muotivaraidza
Team Blackie lets gather here
Ndopatiri kushaya mangwna dhumba with solos voice🎉🎉🎉😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Dhumba😂😂😂😂
Nyamari ma 1 😂😂😂 buritsa yese 😂😂😂😂😂😂 yasara wozongondiwonawo mabvako ❤❤❤ kune vamwe varikuda mari siya like ndokusendera yasvika😅
Ndayisa like usandikanganwawo kana ya svika mari hacho😊
Black Black usadaro chapepa rudo vaviri shuwa
Oky irikuuya manje manje
NyaMari is talented. He can portray the best character
Nyamari ndir boss wanaSolo ooh finish zvaendwa .Vakomana vari kushaya mangwana 🔥🔥
Blackie is back in business 😅
😅😅😅😅😅😅the final bar 😅😅😅😅hanzi nanyamari you don't talk too much when you're close to me 😅😅😅
VaNyamari muri kumberi 😮asi Paida kaaa ndine hurombo newe 😢 Chap's nyarara zvako mwari vanewe❤ tamirira ep 6
Nyamari maimbovepi konguva dzese idzi ha huchii Naiza boom takunakirwa isu Tm naiza ndokudai mese ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Chaps still walking like tsvedegu😂
Ndanakirwa nhasi ooooo ndaseka zvangu 🎉🎉🎉🎉🎉 mapamusoro naiza kumberi
Love you guys ❤... Blackie ma1😂😂😂
Haaa Nyamari ndiye arikukonzera solo nadhumba vasaone ramangwana apa blackie nekuda mari ma1
Kwasara Paida 😅😅😅
@@PriscillahMangwende-je6ne Paida achaitwa mkadzi wezvikwambo na Mr Nyamari avo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 sorry hako chaps.😊
Solooo naDhumba ngavasafa guys ummmm pakaipa.Blackie ndaona wachema chaiko nekuda zvakachipa
Team solo let's gather here❤
Keep up the good work u are the best
Paida be careful na mr nyamari
The money 🤑 making machine to the fullest wakanyanya chibaba keep going never give up 💪
😂😂😂😂😂😂I'm here for solo
Money making machine 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyamari Wakarusa dhumba na solo dhumba ndambokutaurira usadaro kkkkkk big meshin nyamari dhafu unozama kuraira vana ndakkupa chigaro ekurairidza senzin anoda mwana wake chapepa but anoti anditadzi kudya nekuda kwako celiyo kkkkkk unotsengwa na chapep kkkkkk ndazoo chachimunya sher and like
Muri cy guys ,thanks to u naiza team for your drama u have my support ,but paida nablackie muchachema wait and see kudazvinhu 😢😢😢😢😢
Nyamari kaaa ko murume wa svinuurai😂😂😂pachachemwa
NB to the world haaa moto chaiwo ...nhasi ndabatawo nguva
Mr Nyamari to the world ❤❤❤ ..mese henyu mukugona marole enyu
Naiza muhombesa ❤❤
Chapepa you did the right thing achachema paida chokwadi ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Nyamari ndiye murume vasvinurayi kkkkkk pakaipa paida akuita makonye manjenje
Nyamari wakanyanya u play this role like a boss money maker kkkkkkkk happy for u
Ndakazvioña kt nyamari ndiye boss wana dhumba 😂😂
Yah izvezvi mave ku actor zvinodzidzisa ndatenda hangu❤❤
MASTERPIECE INDEED 🎉
Guys Mr nyamar ava munotinakidza we need more moves frm you😋
I feel like solo nadhimba vachauya pamuchato 😂❤❤❤i see fire
Naiza boom munongona sando nzenyu keep your level higher❤❤❤❤❤❤❤
God bless you , thanks munotiwaraidxa
To my understanding Nyamari akaromba saka Paida yitori imwe Sacrifice kaiyi😢😢Nyamari pafair wakafitwa nekuromba😅😅. You deserve Best Actor Award 🥇
Naiza 🔥🔥ndiise malike akawanda nepapi
Blackie ndokwake kubasa 😂
The money making machine anogona amana....big up to you team Naiza
😅😅😅😅😅 yaaaa kwanzi ramangwana auriwane kkkkkkkk mr nyamari vane chimuti Blackie anofarira noise aaaaaah😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂
Solo na Dhimba varipawaya na nyamari, uyezve ndavona chaps atifira apoo😂😂
Team money making machine how are you 😂
The black we mised shez back❤❤
Vanyamari mada here kuuraya mwana paida hokoyoo nemakonye
Saka nyamari urimudhara
Its wiston i congo but im a Zimbabwean. Ilike the movie
Mr Nyamari 😂
chaps akastarirwa babe kn sadza harisi kudzika well done guys money marking machine ♥️♥️♥️💯
Kkkkk 😂😂😂 black wandigura mbabvu kwanzi urikabiyasi yemwana
Nyamari watora mkombe waivepiko 🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂😂
Waiting for you l 💖 you guys 🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦
Chaps wakapinda nemoyo pana Paida nhai ❤❤❤ achazokusuwa Paida uyo 😂😂😂
Solo na Dhimba mugapu ramakapinda mukushaya mangwana 😂😂😂😂😂
Hanaiza uri benzi remunhu people like if l am corrext
😂😂😂😂😂ko adii
I'm here for solo😂😂😂😂😂
Hoooo vaNyamari ndivo boss vaSolo naDhumba ummmm kkkk
Solo akapiwa best before😂😂😂😂😂uri kudzimbira umwe solo😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉nhasi ndaseka
😂😂😂😂hoyoooo pakaipa apa kwanzi nasolo takapihwa due date ana solo maybe vachapihwa a certain task kty mhosva ipere or rufu straight mari yoramba ichiwedzera kuna Nyamari😂Nyamari anogona ku actor mface uyu apa ganzomu Racho ronakidza😂😂🙌wish Mwari dai amupawo mari yakawanda pa real life
Blackie never disappointed me hanzi gudo remunhu😂😂😂
Nyamari vanoganza😂😂😂
Good job nyamari😂
Aaaaaaa nyamari ndiye ari kukodzeresa nyaya yasolo
Nb muri huchi murikutigonera guys keep it up ❤❤❤❤
Due date mangwana solo's voice kkkkk
Nyamari waivepiko nguwa dzese idzo❤❤❤
Money making machine chibaba ichi🔥
I'm here for Chapepa dont wry my brother uchawana wako anokuda 😢
Murume wasvinurai ndinyamarisu 😂😂😂😂😂😂
We want more episode guys ❤❤❤❤
Mukwasha wangu uyu anogona❤❤❤❤ naiza huchi
Saka paida atonyura kaaaa😅😅😅😅 pakarombwa kaapa
Respect nyamari iwewe ❤
Keep it up naizaboom
Vanyamari mbinga yepa Naiza. Mbinga yemufirimu 😂
😂😂imagine uchinyatso ziva kuti ndichibuda mufirimu ndakunoseva nemunjonjo😂
Kkkkjjjj ayaaaaaaas @@CarolineDengu
😂😂😂😂😂😂vatomiriravo kuhoreswa nadirector 😂😂😂😂😂@@CarolineDengu
Kana kuseka Kwake ndekwe munhu ane Mari sure 😂😂😂😂😂😂
@@2BG570 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyamari haaaa ndiye murume wasvinurai paida paida paidaka hameno zvako
I'm here for Nyamari❤❤❤
Ndapinda morefire ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
I am here for the song i can feel it kkkk
Jonga fambirai nyadzacho❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Excellent guys
Haaaaaa good ❤❤❤❤
Naiza boom handimutembi unogona kuona yakunzi final ipapa isu tichirikunakirwa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Paida Paida Paida kaaaaaaa uchaona ukosha kwechikorobho warasa mvura ummmm Nigel hasi murume bhoo kuda mari ukuuu
Nyamari nyamba ndiwe hako murume waSvinurai
Madii 7 dzachaya
Nyamari can act
Ooooooo boys rakarara nemukadzi wa Nyamari 😢😢😢😢
keep going 💪
Blackie pamuromo 😂😂
I like ka statement kanyamari kekuti ndiri kuda kuku upgradai
Welldone ❤❤
Kkkkk naiza boom huchi.
🎉alright nb makeke
Yaa bd