Iyi I mhombwe gentleman iyi isingavanze nzira dzaakafamba nadzo, well done on your honesty, great interview. HIV haichatyisa, inwai Mishonga yenyu baba
Sis you need micro phone cordless ,or two or a stand at a distance not to share so closely from mouth near mouth ,breath and body fluids etc health and safety awareness guidelines
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Vanhu vanorwara at different levels even though vachirwara nechirwere chakafanana nechinenge chiinevamwe. Kune Hama dzirikufananidza appearance yamai avo nababa garai maziva kuti muviri yevanhu inosiyana. Uye maonero atinoita chimiro chevanhu handizvo zvinenge zvirimukati menyama yavo. Amai avo vanogona kunge vakatosimba kudarika vazhinji vanenge vachiratidza kuve ne appearance yakanaka.
Iyi I mhombwe gentleman iyi isingavanze nzira dzaakafamba nadzo, well done on your honesty, great interview. HIV haichatyisa, inwai Mishonga yenyu baba
Thank you
This journalist ane ka that so. Be blessed sis.
Thank you so much
Mhamha varikumwa Zvakanaka here
Mama Fulawo muvir wavo hausi kudakadza
Eliza the best journerist
Thank you so much
“Muroora haana kumbobvira aita lose hope” vanodaro mai Fulawo.
Mai fulawaya is very clever
Handsome iripo Saka mayi waya waya
Ndini ndatanga Mai vekufambiwa nechinhu mumusoro vakazodi
Time yakarwara baba ava vanhu vakawanda vakafa chokwadi and mapills etb aizoonekwa akavigwa munhu afa
Mama vari kurwara ava😢😢😢
He's Elizabeth gud job
Very impressive interview all thanks to sis Eliza
Thank you so much
Mai ava vakutorwara
Mhamha warikunwa mishonga yawo zvakanaka here ummmm miiti yawo haina kumira mushe
Vakutorwara Mai ava maziso kuita white
Are you now. Her doctor?
Inga vataura kt ndi slender
Ndozvavari ndomuviri wwavo
Sis you need micro phone cordless ,or two or a stand at a distance not to share so closely from mouth near mouth ,breath and body fluids etc health and safety awareness guidelines
I knw that family
Pamunenge muriku nakidzwa hamutarise hama mozoda hama maakurwara varume kiirayi pfuti dzenyu mu locker
Muchimbo nyengereyi ko pese pese munhu mukuru kudaro zvinonyadzisa izvi vadiki vanoudzwa nani kana imi vakuru musingazvingabate nxaaa Mwari vapinda papi gegegege
Ummmmmmm .really??????
Iwe usataura uchidaro upenyu ivhiri mangwana unofuma wanacho
Asi.amai.ava.havanahutano.hwakanaka.varikunwa.mapiritsi.avo.zvakanaka.here