The Closure DNA Show: Season 3 Episode 16 - Zvishavane

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 вер 2024
  • Welcome To The Closure DNA Show
    The Platform Of Realities!!!
    Season 3 Episode 16 - Zvishavane
    Paternity DNA Testing
    📲The DNA Man 📲 +263719428436
    Instagram: / theclosurednash. .
    Facebook: / theclosuredn. .
    TikTok: m.tiktok.com/h....
    ---------
    Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel : ua-cam.com/users/ch....

КОМЕНТАРІ • 2,4 тис.

  • @florencefaithchikwanha2396
    @florencefaithchikwanha2396 2 роки тому +583

    Kkkk ayas nhasi ndanyara hangu .. vese vanyara please gather here. Zvakaoma

    • @Lynn_1605
      @Lynn_1605 2 роки тому +6

      Mmm kana neni ndanyara zvisingaiti ko kusanyarara mai vacho kuramba vachingo cutter vanhu

    • @marymaguduru1987
      @marymaguduru1987 2 роки тому +11

      Hudofo hwe mhando iyi hunonyadzisa.

    • @sandrabeulah
      @sandrabeulah 2 роки тому +15

      Ndanyara kubvira amai ava vachitanga kuvhura muromo wavo vachitaura nyaya dzavo dzekunyengwa🙄🙄

    • @lesleymadzorere1641
      @lesleymadzorere1641 2 роки тому +10

      Tasvoda yuwi ..she knows kuti baba vacho ndiani..iyo bra iyo iripanze inotaura zvayo kuti amai ava I "hotty property" ngavasiye Mwari apa arikuto svodawo

    • @kapfidzepatricia
      @kapfidzepatricia 2 роки тому +3

      Neni ufunge kutsanangura kwese ndachimboti kuda anoziva zvaari kutaura vakadzi🙈

  • @linn8854
    @linn8854 2 роки тому +84

    Mukadzi uyu ajaira zve noise. She’s familiar with the streets

  • @janetmhere6052
    @janetmhere6052 2 роки тому +67

    Sahwira vati ndiri kuda kuendawo pa TV chete😄. It's nice to have good friends.

    • @patiedzombe1873
      @patiedzombe1873 2 роки тому +5

      Chataugwa hapana.

    • @lllll886
      @lllll886 2 роки тому +2

      🤣🤣🤣🤣🤣 ndakati pamwe panezvavachataura ka wanikwe hapana hapana

    • @cc35506
      @cc35506 2 роки тому +2

      Shuwa zve. Unofa usina kuitawo celeb

    • @michaelint23
      @michaelint23 2 роки тому +1

      Ndatoti vane maV11 vauya 😏😏

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe 2 роки тому

      Sahwira akati regai ndonogaravo nditogwe mufananidzo kikkk

  • @luke21v14
    @luke21v14 2 роки тому +99

    she was told by friends "dna results will tell you who the father is"..which she took literally to mean the results will tell the name of the father, that explains the part when asked if this guy is not the father what will you do and she answered I will go to the biological father of the child (as she expected to be told who he is) but was now in confusion when results announced and she is being asked which other man did she sleep with

    • @faraidzingai5055
      @faraidzingai5055 2 роки тому +5

      Oooooh yeah, that is right, she expected to ne told the name of the father from the results..in short aikwirisa coz munhu haungatadzi kuziva baba vemwana wako

    • @dpb.jmuchatuki9005
      @dpb.jmuchatuki9005 2 роки тому +14

      She thought DNA process inoita autosearch wherever the father is anobva abatwa haaah haikona

    • @orittageorge1417
      @orittageorge1417 2 роки тому +2

      😂😂😂taura hako

    • @saliwemaramba6622
      @saliwemaramba6622 2 роки тому

      Kkkk

    • @marthadzonga2745
      @marthadzonga2745 2 роки тому +4

      Mai avo vanopenga u are the one who knows the father enda kucourt iwe saka ukuti Mr Mugabe vangataure kunababa vemwana here endesa mwana kumusha kwake uko

  • @addietarga3256
    @addietarga3256 2 роки тому +48

    Thank you for asking people their ages, it makes everything interesting.

    • @fungaiwakata682
      @fungaiwakata682 2 роки тому

      I agree

    • @sandrabeulah
      @sandrabeulah 2 роки тому

      Amai ava vanonyepa kuti vane 33 years LOL she thinks bleaching her skin makes her look younger

  • @sabinamupasiri8609
    @sabinamupasiri8609 2 роки тому +86

    One show I make sure i never read comments until the end. I don't like to burst my bubble 😂😂😂😂.

  • @charitychikwanda9472
    @charitychikwanda9472 2 роки тому +27

    Red flags...when she said she knew she was pregnant 5 days after the fact and...baba vakandinyenga kutown and she was going with him..kupi?..kunoitei? Eish..

    • @AuntyGogo
      @AuntyGogo 2 роки тому

      Wapedza, red flag for sure, pakuzoti two lines after 5 days apo haa team tora mari united 0 alleged baba 1😂😂😂

    • @emeliashutu6156
      @emeliashutu6156 2 роки тому

      1Zzz 1111 12 1

    • @angelamutyavaviri2903
      @angelamutyavaviri2903 Рік тому

      Angoriwo bhishu zvaro uyu

  • @tokyomanake8886
    @tokyomanake8886 2 роки тому +107

    Who else laughed panzi eeehh ndoda kuziva baba vemwana😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mother ava vaiva mu special class chete

  • @MrBiya05
    @MrBiya05 2 роки тому +63

    Expression on Rastas face when results wer being presented is priceless kkkkk

    • @beatricekayiya9270
      @beatricekayiya9270 2 роки тому +1

      Baba awa ka cool kawainako kakanyanya munhurume ngaachangamuke, ah

    • @rosemarymusesengwa8143
      @rosemarymusesengwa8143 2 роки тому

      here for Rasta kkk dzanga dzakarohwa ne guilty conscience Rasta but now its like mutoro waanga akatakura wakazobviswa na Tinashe and yes expression was priceless !!! Ko kuzoti ini am a Rastaman hahhahaha

    • @takavingei
      @takavingei 2 роки тому +1

      @@beatricekayiya9270 BEING COOL IS NICE ... BEING COOL KUCHANGAMUKA KWAKANYANYISA

    • @mikenyembezi
      @mikenyembezi 2 роки тому

      I did laugh too on the expression.... 😂😂😂😂

    • @tinashepaul
      @tinashepaul 2 роки тому

      kkkkkkk vabva vaziva kuti vave free

  • @sylvestertengereni8158
    @sylvestertengereni8158 2 роки тому +58

    this one should have part 2 .....one of the best episodes from this show

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 2 роки тому +95

    The nervousness in her voice when she was narrating her own side of the story, one can easily tell that she was lying

    • @frederickmpezeni1474
      @frederickmpezeni1474 2 роки тому +1

      True

    • @patiencejongwe2524
      @patiencejongwe2524 2 роки тому +2

      Sisonke lapho sister... She was lying from the word go

    • @natashadizara7884
      @natashadizara7884 2 роки тому +1

      Kkkk ma lie detector mamatopabasa 😂😂😅haaa moms iyi ma1 manje 😂😂

    • @shyletlupa5453
      @shyletlupa5453 2 роки тому

      @@natashadizara7884 lawyers are used to these criminals😂😂&their lies

    • @makatendekashemutasah8525
      @makatendekashemutasah8525 2 роки тому +2

      Kusanyara kutaura kuti takaitira sex panzira yekuenda kuMberengwa 😳😳

  • @nyaradzokushata2347
    @nyaradzokushata2347 2 роки тому +187

    Who else need a top fan badge here 🏆❤️

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 2 роки тому +148

    You can't fake genetics ✌✌

    • @shuvaimamvura5210
      @shuvaimamvura5210 2 роки тому +5

      Amen ×3

    • @beemabee80
      @beemabee80 2 роки тому +2

      💯%

    • @kinduvabigdeal100
      @kinduvabigdeal100 2 роки тому +2

      women getting away with murder outchea

    • @marcelenejack4445
      @marcelenejack4445 2 роки тому +7

      Ndakanzwa kuti maDNA anoratidza baba vemwana. Tiite Test pasina chitsotsi😸😸my God is my witness yooooo zvakaoma

    • @marcelenejack4445
      @marcelenejack4445 2 роки тому +4

      Munin’ina wavo anotozviziva zvinei neDNA result. Vakadzi takaomaaaa

  • @malvinchadzamira7197
    @malvinchadzamira7197 2 роки тому +51

    Asi Rasta should be serious, this is a great lesson for him.

    • @jayjoymue8487
      @jayjoymue8487 2 роки тому +5

      Sure kungoonana nemunhu pabhawa akutoisa zvakadaro sameday aaagh

    • @ashantichimombo1786
      @ashantichimombo1786 2 роки тому +2

      Ndizvo zvavanoita vakangodhakwa vanofunga kunokumura mabhurukwa WITHOUT protection

    • @yungvictor
      @yungvictor 2 роки тому

      Rasta vakatorasika kare @37 4 kids 2 wifes and a side mberengwa h*re .kkk

    • @gracechikanda5719
      @gracechikanda5719 2 роки тому +2

      Haazvipamhi rasta

    • @unclebob646
      @unclebob646 2 роки тому

      I dofo I wish this lady can get him arrested for nothing 🤣

  • @Ruru-ur9nj
    @Ruru-ur9nj 2 роки тому +36

    The last part😂😂😂 what a dramatic exit

  • @NothandoKarie
    @NothandoKarie 2 роки тому +79

    😂😂😂😂 chikoro chakanaka guys 😂😂😂🙌🙌🙌

    • @zamamatsotso4274
      @zamamatsotso4274 2 роки тому

      Sei muchidaro

    • @ethelmunemo9265
      @ethelmunemo9265 2 роки тому +6

      Haurevi nhema nekuti after results first sentence yamai ava shows a different level of understanding, yabva yatoita mhosva ya Tinashe kuti saka ini ndoda kuziva baba vemwana nekuti DNA tells you who the father is🤣🤣🤣

    • @beautykaridza7435
      @beautykaridza7435 2 роки тому +3

      you can say that again yooh ndanyara

    • @fadzosadiki4364
      @fadzosadiki4364 2 роки тому +3

      @@zamamatsotso4274 munhu akadzidza anogona kutaura zvine sense chero achinyeba zvogona kuonekwa Kut hazvis but zvichinzwika not zvaava Mai haaaa

    • @TJ-ci8jl
      @TJ-ci8jl 2 роки тому +3

      5 days sperm inenge isati yasangana nezai ramai

  • @gracemugabe8036
    @gracemugabe8036 2 роки тому +22

    You can't run away from the truth mummy. Sit down and let Tinashe help you to find the father of your child please. Maybe she was drunk pavakarara nemumwe munhu. Right now she can't remember anything. Please women let's all woke up when it comes to this things 🙏🙏

  • @ayandakazaza6663
    @ayandakazaza6663 2 роки тому +298

    To us who are addicted to this show 😍😍

    • @memoriegomana5341
      @memoriegomana5341 2 роки тому

      🖐️🖐️

    • @beatricekayiya9270
      @beatricekayiya9270 2 роки тому +1

      Ko mai wanoda kuziva baba wemwana kunaTinashe 🤷‍♂️

    • @beatricekayiya9270
      @beatricekayiya9270 2 роки тому

      But the lady talks sense because ari kuti waidirei kubvisa mimba isiri yake, zvine musoro izvi

    • @beatricekayiya9270
      @beatricekayiya9270 2 роки тому

      Mati rasta ndi ticha here zveshuwa

    • @ayandakazaza6663
      @ayandakazaza6663 2 роки тому

      @@beatricekayiya9270 hnty she was accusing pane mimba inooneka after 5 days here

  • @tatendachiroodza901
    @tatendachiroodza901 2 роки тому +43

    This episode is comedy hayo 🤣🤣🤣🤣🤣,we need to part 2 ah

  • @talentmuranda511
    @talentmuranda511 2 роки тому +2

    we need part 2....the lady knows very well nzira dzake dzaakafamba nadzo akutonyepera confusion

  • @KendraLipsy
    @KendraLipsy 2 роки тому +44

    Kikikikikikiki she's really crazy, I could tell from the way she was explaining her side of story she's crazy 🤔

    • @mafira5162
      @mafira5162 2 роки тому +1

      😂😂😂 Hadzimo

    • @jdchadzunda7388
      @jdchadzunda7388 2 роки тому

      Say that again. Ndidzo nhumbu dzehama idzi yafa yakaloader.

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 роки тому

      takamba taitira pa waiting room yhooo too much details, anzi akabatwa cancer ndiani aah i lost it kkkkkkkkk

    • @mavodlozakadawu6752
      @mavodlozakadawu6752 2 роки тому

      @@mafira5162 ummmm mai nana bhoo hre kutsanangura kna kmbonyara ndakunyarirai mufunge

    • @amonvutoyi339
      @amonvutoyi339 2 роки тому +3

      @@shiyeliainkorea nzvimbo dzakaitirwa rupasa dzacho hazviitwe nevanhu vakakwana hanzi we cancer ndivo the alleged father avo

  • @faithmoyo3520
    @faithmoyo3520 2 роки тому +58

    What a gentleman the "alleged father" is, very calm, if at all, he should be the one losing his cool because the lady kept extorting money from him. Lets find Jesus, while we can.

    • @KiaPi2012
      @KiaPi2012 2 роки тому +2

      Ane nhema dzinohlisa mukadzi uyu ndototaura nechirudzi chake chaicho. Haanyare zvachose

    • @earthrageneymarisgeniuskur9492
      @earthrageneymarisgeniuskur9492 2 роки тому +1

      rasta don't hook up with the ladies if the night

    • @irenejonga2021
      @irenejonga2021 Рік тому

      Rasta ngavasazodaro semunhu wateacher

  • @raymuza4662
    @raymuza4662 2 роки тому +24

    DNA Show Tinashe Mugabe Auya nePlatform of reality......Closure DNA show..........Closure DNA show...... Singing hangu

  • @melanieinhobson3595
    @melanieinhobson3595 Рік тому +11

    I can never do Tinashe's job because I will burst into laughter when drama happens.

  • @Nolanieee_
    @Nolanieee_ 2 роки тому +7

    The details in her story 😂😂🤌🏾

    • @Nolanieee_
      @Nolanieee_ 2 роки тому

      One week 😂😂😂🤌🏾 pregnancy 😂😂😂people are jolling hayiii

  • @janetmhere6052
    @janetmhere6052 2 роки тому +201

    I love how Tinashe gives a brief history of the place he visits.

    • @RoseMandizha
      @RoseMandizha 2 роки тому +4

      Same I’m learning a lot in the Uk about home

    • @sindisomoyo6026
      @sindisomoyo6026 2 роки тому

      Oh yes me Too!

    • @ginmaposa4068
      @ginmaposa4068 2 роки тому +4

      Oh yes ndafarawo shabhane ndokwangu

    • @Angeltoday2010
      @Angeltoday2010 2 роки тому

      Zvishavane

    • @thankyoumrsg6590
      @thankyoumrsg6590 2 роки тому

      I think thats where he will ve sued. History is not necessary and really exloses too much of ppls privaye lives. A show like that here in UK was sued. I think he should stick to DNA. Mumwe achazviuraya nenyadzi and he will be sued

  • @TinasheTirivavi
    @TinasheTirivavi 2 роки тому +36

    This is the best one so far... i love the reaction by the woman

    • @mikenyembezi
      @mikenyembezi 2 роки тому +6

      Mmmm...... kudarika iya yababa vekuBotswana nevayavemuZimbabwe..... 😂😂😂😂😂😂

    • @kimberlychimera4996
      @kimberlychimera4996 2 роки тому

      @@mikenyembezi 😂😂 hadariki

    • @lorahkeys1202
      @lorahkeys1202 2 роки тому +2

      Ko yamhamha vepa Gweru. Iyoyo yakapedza masports 🤣🤣

    • @faraimasimba529
      @faraimasimba529 2 роки тому

      amai vanopenga avaa

  • @isaahhuruwa2023
    @isaahhuruwa2023 2 роки тому +6

    Tina wakanyanya, your QN to the mother just before the presentation of the results ndiwo wabva wapedza masports. Hanzi kana vasiriivo ndoenda naye kuna baba vake, which means she knows the real father of the child.

  • @ngwiseinyamayaro2432
    @ngwiseinyamayaro2432 Рік тому

    Mr Tinashe Mugabe thank you for chokwadi shuwa mahure anonetsa shuwa ngavatarise list yevarume vavakarara navo canonical chokwadi

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe 2 роки тому

    Kikkkkkk hayas! Ndadzidza hangu zvinhu zvinotevera 1. nyenge nyenge inoparira. 2. Kudzidza kwakanka. 3. Kuramwa hakubatsire chinhu. Rasta tough luck makavhagwa paShabanie apo!

  • @bongiwehngwenyamashegoane2840
    @bongiwehngwenyamashegoane2840 2 роки тому +13

    Thank you for uploading Mr Mugabe ,Siyabonga I enjoy this show wholeheartedly 🙏

  • @clicksdee9280
    @clicksdee9280 2 роки тому +7

    Lets all repent and follow Christ. Matambudziko anotiitira mashoma mukurarama

  • @VanessaManyudza
    @VanessaManyudza 2 роки тому +156

    😂😂 she wanted the DNA to say mwana ndewa Peter anogara ku Mberengwa pa house number 2

  • @ayandapage636
    @ayandapage636 2 роки тому +22

    We need a follow up on this episode. This woman is crazy

    • @sandrabeulah
      @sandrabeulah 2 роки тому +1

      Ehe Tinashe we need Zvishavane PART 2 please😂🤣🤣😂

    • @tatendachibira9372
      @tatendachibira9372 Рік тому +1

      I don't think that woman whats to see Tinashe anymore🤣🤣🤣

  • @Ben-er4de
    @Ben-er4de 2 роки тому +11

    I have respect for all the parties involved, but this woman is getting out of control. She has every right to go to court and she will be embarrassed and the court will be harsh on its judgment because the man will now be claiming all the money he spent on her as long as records were there.

  • @evelynmanyanga6204
    @evelynmanyanga6204 2 роки тому +10

    Thank you Mr Mugabe and crew ...surely you can't fake the genetics 👏👏👏

  • @lionessmasie6284
    @lionessmasie6284 2 роки тому +54

    The judgement day will come 😂😂😂😂😂 this woman made my day today

    • @Thatguywoya747
      @Thatguywoya747 2 роки тому

      To judge her the irony of the issue is that she doesn't understand

    • @paulagladys8805
      @paulagladys8805 2 роки тому

      Kwakwakwakwa kikikikiki i just died a dead 🤣🤣🤣🤣

    • @daphnezakeo2124
      @daphnezakeo2124 2 роки тому

      🤣🤣🤣🤣

  • @bernardnzira3284
    @bernardnzira3284 2 роки тому +43

    From the way this woman was explaining her story,I was 100% certain that allged father is not excluded as the biological father of the tested child.but hey ma Results has proven me wrong,
    Mai Taurai chokwadi

    • @ishbelletsotsonga763
      @ishbelletsotsonga763 2 роки тому

      @@mamahazbaima6732 why don’t you read again his statement. “ is not excluded” means the guy is the Father

    • @trinityhuckleberry851
      @trinityhuckleberry851 2 роки тому +3

      @@ishbelletsotsonga763 she is correct, she means exactly what she said. Read again her statement and you will get the sense.
      the woman is good at lying, I also thought the guy was "not excluded"

    • @ishbelletsotsonga763
      @ishbelletsotsonga763 2 роки тому

      @@trinityhuckleberry851 who are you saying is correct?

    • @trinityhuckleberry851
      @trinityhuckleberry851 2 роки тому

      @@ishbelletsotsonga763 Bernard Nzira. You are saying ge said the opposite of what he wanted to say

    • @ishbelletsotsonga763
      @ishbelletsotsonga763 2 роки тому

      @@trinityhuckleberry851 i responded to someone who was saying he is wrong. Check the person tagged on my reply. Seems she has deleted her comment

  • @ekiwendoro9773
    @ekiwendoro9773 2 роки тому +2

    Platform of reality indeed thanks Mr Mugabe

  • @ladyt5348
    @ladyt5348 2 роки тому

    For the 1st time pa Global DNA tichisangana ne mzukuru wa Maria na Josefa ... wonders shall never end ..Mwana wa Jeso pfeee pa Zvishavane.

  • @Selmar701
    @Selmar701 2 роки тому +23

    Wow😲 waiting patiently Mr Mugabe how are you doing my brother am keeping you in my prayers everyday because of those enemies who hates you thank you so much nechirongwa chenyu I appreciate 🙏🙏 much love watching from Pretoria 💕

    • @macdonaldchikukwa2774
      @macdonaldchikukwa2774 2 роки тому +1

      I think the father of the first child must also go for DNA with this lady

    • @Selmar701
      @Selmar701 2 роки тому

      @@macdonaldchikukwa2774 Haasi kumuzivazvee mybe akarara nevarume hobho at the same time zvino ouya nevese hre ka1 hazvibudeka 🤣🤣🤣🤣

  • @websterjavengwa6932
    @websterjavengwa6932 2 роки тому +52

    Best show ever ❤ 💙 you can't fake genetics

  • @ethelch
    @ethelch 2 роки тому +29

    Awww felt for the little person at the end. Hope it works out for his good. 😘

    • @GD-td4sd
      @GD-td4sd 2 роки тому +1

      Not with a mother like her

  • @Maimatrips
    @Maimatrips 2 роки тому +6

    I love Tinashe's calmness....

  • @Ben-er4de
    @Ben-er4de 2 роки тому +1

    This woman is something else. I have seen real woman who would accept that for sure someone else was there.

  • @judx34
    @judx34 2 роки тому +6

    Bwahaha,hanzi mwana uyu ndewa Jesu..vanhu ityai Mwari please

  • @Nail_bossT
    @Nail_bossT 2 роки тому +20

    Hahaha iwewe ndoda kukusungisa she is super crazy 😂😂😂😂

  • @roselinemurevanhemajackiej8899
    @roselinemurevanhemajackiej8899 2 роки тому +5

    To us vanotevera nyaya before reading comments

  • @sarahmugwenhi4028
    @sarahmugwenhi4028 2 роки тому +2

    vanhu vanoti munhu ahaite mimba neone day ivo vasina kushandisa protection vanondishamisa😂😂😂😂🙌🙌🙌

  • @memorygavaza9787
    @memorygavaza9787 2 роки тому +7

    Is the follow up episode out yet? I can't wait ☺️

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 роки тому +93

    Oh Lord, it's important to educate yourself with the things that are happening and read a little about the things that affects us everyday. Mai ava varatidza hudofo hwake hwose. And munhu asingazive anenharo dzinotyisa. Instead of listening to the people who are trying to educate you, you starting to make threats. She was pregnant from the previous person she slept with for it shows she can not spend time without a man on her side.listen people, sex is not love. If someone sleeps with you it doesn't mean that person loves you. Hopefully she had sorted out this for the child for he deserves to know his father. You can not know that you are pregnant in five days but it starts from 3 weeks in some people they can get up to nine months without noticing that they are pregnant especially those with irregular periods. But this one just get mixed up. She think the last person you sleep with is the only person who impregnate you. Oh geez I'm speechless with her lack of knowledge of her own body. Jesus

    • @bonifaciomahache1292
      @bonifaciomahache1292 2 роки тому +7

      wobva watoshaya kuti Teacher kuBinga vauya vakarohwa nembanje dzeBinga nekuti reasoning iyo haisi yaTeacher kkkkk

    • @proactiveafrica323
      @proactiveafrica323 2 роки тому +4

      imhata amai ava kkkkkkkk threats yacho is useless bcoz mwana wacho was not aborted. dofo dofo chairo

    • @maggiedom
      @maggiedom 2 роки тому +2

      I agree with most things you said, mai ava vakapihwa tablet to induce vakabuda chigodo cheblood meaning kuti kana dai vakange vabata mimba from their unprotected sex yakabva but l think vanenge vakasangana nemumwe mazuva mashoma iwayo ndokubata zvakare ndokunenedzera teacher ava since mukadzi wavo ainge aenda vachida kuchancer. Unfortunately plan yavo haina kubuda but vakaramba vachiti mimba ndeyako. She knows muridzi wemwana but she wants to take advantage of that Binga teacher

    • @cookwithterry5086
      @cookwithterry5086 2 роки тому

      ZVAKAOMA
      ua-cam.com/video/eZV5aEnjXNk/v-deo.html

    • @rhodamangachayi651
      @rhodamangachayi651 2 роки тому +2

      Haaa you are very right ,vanoda varume and vanoda kurara.Manje court ipi yavanoenda shame, chikoro chodiwa

  • @muchadeieugeniamuchemwa4044
    @muchadeieugeniamuchemwa4044 2 роки тому +25

    Such a disgrace to womanhood, ndambaisvoda hangu. This made me realise the importance of education. Its a shame the way people are sleeping around vanhu havachatyi Mwari

  • @rutendomunava7986
    @rutendomunava7986 2 роки тому +15

    my heart bleeds for the little boy,,, you tube shld have a laugh button tho, ka last part kakachida kumboti munhu aseke 🤣

  • @michaelint23
    @michaelint23 2 роки тому +17

    It's the woman's reaction for me 🤣🤣🤣🤣

  • @tafadzwachiwanda7118
    @tafadzwachiwanda7118 2 роки тому

    Mr Mugabe you need to give us update yekuti moms ava vakazoitasei. Did you ever reach out. Did she calm down? I think someone should explain to her that scientific aspect of all this bcz even zvekuti she tested positive after 5 days...

  • @Slynjovo733
    @Slynjovo733 2 роки тому +116

    Who else need part 2 😂

  • @joygombs5019
    @joygombs5019 2 роки тому +22

    In love with the song♥️

  • @jamesndemera975
    @jamesndemera975 2 роки тому +54

    It is unfortunate she has decided to engage in "shaisano" after the results. Her priority seems to be no longer the child but instead to settle scores with the alleged father.

  • @godwinmuzavazi1898
    @godwinmuzavazi1898 2 роки тому +1

    Mukadzi anopenga uyu nhumbu haibate ne 5 days itori process inotora almost 10 to 15 days

  • @ambientsymphony8669
    @ambientsymphony8669 2 роки тому

    "Saka ini ndoda kuziva baba vemwana uyu. Nekuti ini ndakanzwa kuti maDNA anotaura muridzi wemwana, kuti baba vemwana, ndinhingi"..........Lord have mercy on this child akatora pfungwa dzamai

  • @beedzimz3292
    @beedzimz3292 2 роки тому +19

    Kkkkkk hanzi ndakanzwa kuti DNA inotaura kuti baba wemwana ndiani 🤣🤣🤣

    • @Boomslang1
      @Boomslang1 2 роки тому

      Ndaseka musuvo wesadza ukadonhera mu plate🤣

  • @zanikunene
    @zanikunene 2 роки тому +12

    "My God is my witness,the judgement day will come"Indeed it will come,hayyi Rose aaah!!! Kambe uphilile kahle uRose?Angiboni....

    • @tsverukaimutalimutari3660
      @tsverukaimutalimutari3660 2 роки тому

      Kkkkk lokuwomisa ikhanda

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe 2 роки тому

      uRose ulePhd yeignorance. Ubeliver i hear say. IDNA kumele manje ikhlume umnikazi womntwana!

    • @shellykaponda8905
      @shellykaponda8905 2 роки тому +1

      🤣🤣🤣🤣🤣 Rose anenge anga ari muspecial class chete 🤣🤣🤣🤣

    • @tsverukaimutalimutari3660
      @tsverukaimutalimutari3660 2 роки тому +1

      @@shellykaponda8905 wapedza

    • @shellykaponda8905
      @shellykaponda8905 2 роки тому

      @@tsverukaimutalimutari3660 🤣🤣🤣🤣 ndanzwa tsitsi hangu hanzii tonopedzerana mucourt

  • @watty8330
    @watty8330 2 роки тому +21

    Pregnant test does start showing that you are pregnant at least 21 days/3 weeks after unprotected sex. Saka zve5 days zvemukadzi uyu ndezvekunyepa.
    She knows mwana haasi wababa ava thus why she want to come with nyaya ye abortion, little does she know kuti she will also be arrested for abortion because they all agreed to do it.

    • @nontandochibi6909
      @nontandochibi6909 2 роки тому +2

      Shuwa neni pandanzwa 5 days ndabva ndati 0% 🤣

    • @esthermbenjemadyedzo6276
      @esthermbenjemadyedzo6276 2 роки тому +1

      Kkkk ipapo obva aenda Ku court obva asvikohi enda woita DNA test tione kuti mwana ndewa nyakumhangarigwa hre wonotora API hino or wakudongosiyana nazvo zvekusungisa mynhu

    • @patiedzombe1873
      @patiedzombe1873 2 роки тому

      2 weeks can show

  • @mercyme9189
    @mercyme9189 2 роки тому +1

    Ma teacher nanhasi muchiri kunyenga vanhu vasina kudzidza, hamunzwe. Zvinozoita here teacher makuitirwa so pa mhepo.

  • @vitaliskazingizi9698
    @vitaliskazingizi9698 2 роки тому +6

    I feel so hurt for the child. Will he ever know his real father? Lots of times, people tend to try and settle their scores at the disadvantage of the child. The best way for her was to seek help to identify the real father, not to throw tantrums. I really feel for the child.

    • @agnesmoyo396
      @agnesmoyo396 2 роки тому

      Vanhu vekumba kwedu Vita 🤣🤣

    • @vitaliskazingizi9698
      @vitaliskazingizi9698 2 роки тому

      @@agnesmoyo396 lols. Ndevekumba taura hako

    • @agnesmoyo396
      @agnesmoyo396 2 роки тому

      Honestly ndakasvoda hangu kkkkk

    • @neversonkatanda2562
      @neversonkatanda2562 2 роки тому

      Anges naVita kkkkkk saka mune idea here kuti mwana anogona ariwaani uyu? Haana kufanana here nemdhara weButcher anga achitaurwa?

    • @rirery3517
      @rirery3517 2 роки тому +1

      Mwana uyu ndewa Jesu

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 2 роки тому +33

    The audacity of the lady to ask who the father is.. So she was expecting Mugabe to know 😂😂😂I'm so embarrassed for her.

  • @Gelly_Johanne
    @Gelly_Johanne 2 роки тому +4

    Masvika kwangu kumusha vaMugabe... l can't wait... l love the show

  • @Chick3nSalad
    @Chick3nSalad 2 роки тому +37

    Lady!
    Leave God out of this and go find your baby daddy. Yikes! 😂😂😂😂😂😂

  • @hoverangarirai3579
    @hoverangarirai3579 2 роки тому

    My hometown shabani makazara makorokoza plus mai avo vanoda kujaiirira vanhu vanoda mari chete ihure rasta thanks for your truthful

  • @ruthphilip5837
    @ruthphilip5837 2 роки тому +4

    Murume ndiye anobvunza kuti baba vemwana nde vapi? Mukadzi uyu itsotsi aida kubatira murume uyu. Mukadzi arikuda kutyisidzira nema purisa. Iye anga ainayo nhumbu kare aitswaga munhu wekupa and ari kunyara. Ma purisa haambo terera zvekunyepa zve mukadzi ano famba nevamwe varume. Ngavaende kuna Baba vemwana chaivo iye anovaziva.Murume uyu ngaatende Mudzuri yake tamuxmsunungura pane famba iyi. Anotowoneka kuti itsotsi mukadzi uyu. Ivo varume ngavachenjerewo please.

    • @princemanyevere1116
      @princemanyevere1116 2 роки тому

      Mukadzi uyu chikoro Chishoma ndidzo fambi dzinoputsa dzimba dzevanhu

  • @alickwilsonthom7007
    @alickwilsonthom7007 2 роки тому +10

    Waiting right away from Mozambique Maputo

  • @inthedeepwitheggsythecriti6807
    @inthedeepwitheggsythecriti6807 2 роки тому +21

    LOL this was an interesting episode....You could tell from the go and even the dressing, makeup that amai i Suspect. I feel sorry for the child being raised na amai avo...Props up to Tinashe he has mastered the art of interviewing. This is the episode which bought my subscription.

    • @thumelo81
      @thumelo81 2 роки тому +2

      Lol @suspect. 😂 😂
      She's a trouble maker

    • @rufaromatongo947
      @rufaromatongo947 2 роки тому +1

      I agree dressing iyo nemakeup mmmm

    • @hildadhlakama2339
      @hildadhlakama2339 2 роки тому

      Lipstick yeRed ndiyo yamuita suspect here?

    • @lolatalkstoomuch6114
      @lolatalkstoomuch6114 2 роки тому +1

      ....& I didn't want to judge dressing 😭😭😭

    • @memorymalunga670
      @memorymalunga670 2 роки тому

      @@thumelo81 I really don't see anything wrong with her dressing, but the way she was describing the casual way she gets into relationships is just shocking.

  • @rutendoangelicandoro4382
    @rutendoangelicandoro4382 2 роки тому +4

    DziMhoms idzi dziri funny 😆😆😆 hanzi ini ndoda kuziya Baba vemwana uyu 🤣🤣🤣

  • @linkveldinvestments1243
    @linkveldinvestments1243 2 роки тому +1

    Its really sad, I feel for the child. Mwana haana chaanoziva, he just needs to know his Father or where his father is

  • @sarathielmunyanyi5062
    @sarathielmunyanyi5062 2 роки тому

    Ndozvavari vakadzi vezvishavane Havana kukwana kunehure remurume wangu hatina kukwana futi robva zvishavane ikko

  • @mukutchanyasha347
    @mukutchanyasha347 2 роки тому +111

    Ndanyara.she is starting to believe her own lies🤣yowe!

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 роки тому +3

      Kutoita by ginya but ahazive kt nyange court yacho anondoiruza yhoo

    • @tatendadaniel8969
      @tatendadaniel8969 2 роки тому +4

      Haaa mahure akapusa chaizvo uyu anorwara

    • @sandrabeulah
      @sandrabeulah 2 роки тому +4

      Chipfambi chese chabva chabuda vajaira zve noise amai ava🙄

    • @tatendadaniel8969
      @tatendadaniel8969 2 роки тому +1

      @@sandrabeulah vanonyadza apa kupusa kwakazara pavari

    • @tatendadaniel8969
      @tatendadaniel8969 2 роки тому +2

      @@sandrabeulah unga cheater varume kwete DNA zviri muropa rako kkkk

  • @freejoytambandini2224
    @freejoytambandini2224 2 роки тому +28

    WE NEED A FOLLOW UP ON THIS MR MUGABE...

  • @Mandholva
    @Mandholva 2 роки тому +4

    Mazimbos please todawo challenge yamai avo especially kubva pa 44:50 to 45:30 haaaa pandiuraya shame 😁😁😁

  • @lindahfarikai1152
    @lindahfarikai1152 2 роки тому +5

    I love this programme

  • @takudzwamushonga5392
    @takudzwamushonga5392 2 роки тому

    Mr Tinashe Mugabe tangai madzidzisa munhu kuburikidza nelevel redu ratakasvika pakudzidza.... Apa tirikuti chikoro hapana hapana pana mai, Mr Mugabe tiudzei baba vemwana nekuti ndimi mati ava havasi baba vemwana

  • @melodymellow7036
    @melodymellow7036 2 роки тому +16

    🤣🤣🤣 gogo manje for the interview

  • @jmj3116
    @jmj3116 2 роки тому +11

    Ayas l could tell from Rose’ explanation kuti she was nervous l knew it would be 0%, mjolo regai amai hezvoka

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 2 роки тому +4

    Rose you know the truth, but I think you love him

  • @shumiraitichapondwa2617
    @shumiraitichapondwa2617 2 роки тому

    Mr Mugabe is so calm but the woman eish she is a piece of work shem, kana ganda kumeso

  • @Angeltoday2010
    @Angeltoday2010 2 роки тому +1

    Anonyepa mahure ezvishavane anoda support scientific research it's true hanyepi

  • @carolkimberly9069
    @carolkimberly9069 2 роки тому +6

    Vakadzi mukutinyadzisa kani🙌🙌🙌

  • @rutendoangelicandoro4382
    @rutendoangelicandoro4382 2 роки тому +10

    Watch until the end !!! 🤣 sis is dramatic

  • @trailblazer6441
    @trailblazer6441 2 роки тому +129

    this is why i decided not to get married. imagine dealing with such a brainless woman on a daily basis. nxaaa

    • @mikehungwe6767
      @mikehungwe6767 2 роки тому +7

      Kkkk ndazvifungawo hakuna murume ane dzakakwana anogara nemashura ayo

    • @mukadziaknaka01
      @mukadziaknaka01 2 роки тому +23

      And they re also brainless man zvirikwese

    • @mindblower2993
      @mindblower2993 2 роки тому +3

      🤣🤣🤣🤣🤣 unenge uri pamaoone ukaroora munhu akadai imagine

    • @christinechrissy
      @christinechrissy 2 роки тому +15

      Not all women are like that. Vatoriko vakadzi vanehunhu

    • @rhodamangachayi651
      @rhodamangachayi651 2 роки тому +1

      imagine shamwari

  • @abbiegailnhlabathi2177
    @abbiegailnhlabathi2177 2 роки тому

    Woooowww mandava ndeye gong Dza and Mooo are you still there in shabanie .Mr Mugabe happy to see you in zvishy

  • @eretinaphiri1812
    @eretinaphiri1812 2 роки тому

    HAHAHAHA hakuda dofo remukadzi rakadai ndanyara hangu ini ko kuzoita nharo zibenzi ramai .Thank you MR MUGABE and team ngazviende mberi

  • @nelsonchamisa6790
    @nelsonchamisa6790 2 роки тому +16

    Greatest show 😍😍🙂

  • @lucymachipisa3343
    @lucymachipisa3343 2 роки тому +46

    😭🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣I have never laughed so hard, nhaimi mai ava vanopenga here😭😭😭😩😂🤦🏾‍♀️ asika.
    Dzangove nyadzi dzamai ava😂😂

    • @teclazobel1589
      @teclazobel1589 2 роки тому +4

      Nyadzi dzokunda rufu....Mai vawachiswa ava....Ana sister vepa Growth point vanotengesa "zvinhu" Nhumbu after 5 days wakutoziva, imika...🤣🤣🤣Havanyara amai ava, shem..🙆🏽‍♀️

    • @esthermbenjemadyedzo6276
      @esthermbenjemadyedzo6276 2 роки тому +5

      Kkkkk nhai zvako kwahi ndoda kuziva Baba vemwana kkkk kunani fut kkk

    • @moreblessingsvimoni3022
      @moreblessingsvimoni3022 2 роки тому +3

      The judgment day will come😂😂😂

    • @hopetinevimbo2197
      @hopetinevimbo2197 2 роки тому +3

      @@moreblessingsvimoni3022 akonwa haasiyi midzimu yakarembera padare. Ndazoziva zvorevei nhasi 🤣🤣🤣

    • @dorcasmushango6555
      @dorcasmushango6555 2 роки тому +1

      Kkkkkkk ndasekawo aaaaaa

  • @tsitsimachingura08377
    @tsitsimachingura08377 2 роки тому +4

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 nhasi ndaseka yoweee gegege if hudofo was a person ahhh mai ava havanyare chokwadi hanzi ndoda kukusungisa umujolo muchaurega zvenyu 🤣🤣🤣🤣🤣. Thank you Mr mugabe

  • @tasarabande6795
    @tasarabande6795 2 роки тому +1

    "Nokuti ini ndakanzwa kuti maDNA anotaura muridzi wemwana" Haa mai ava musanyepera kudzungaira indai nemwana kuna baba vake

  • @deeking5328
    @deeking5328 2 роки тому +1

    Part 2 is needed on this story Mr Mugabe

  • @RachelShami
    @RachelShami 2 роки тому +8

    This is what I signed up for MR Mugabe🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @nomalangamckenzie5959
    @nomalangamckenzie5959 2 роки тому +7

    ….. I think DNA man needs to find my father now …. If not I’ll DNA all my 3 kids . Totally addicted to this …..

  • @getrudeyemurai75
    @getrudeyemurai75 2 роки тому +70

    This is what happens when you start believing your lies🤣🤣🤣🤣

  • @evelynnatale3833
    @evelynnatale3833 2 роки тому

    What an aggresive woman!!!! Wabudamo Rasta Usadzokororazve

  • @preciousmakumbu7025
    @preciousmakumbu7025 2 роки тому +1

    mai vanonyengwa havo ava, apa vanoonekwa kuti ndevejambanja, zvekusungisana naivo vanosungwa coz havana kubatiramwa kuinsertwa ka. vane kamwe kakuzungaira kanonyadzisa so.