Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Collabo noone was expecting😂😂...like if I'm correct
But they nailed it
Ngoma dziri mumoyo kunge Tammy😂😂
Muhombe kani Jimmy
Ngwere ine mabars
kkkkkkkk chinogona ichi kani
Tammy zvaizvezvi kudancehall arikurema kunge cindy madays emaUrban groups anowirirananeni siya like
Where is she
Team rese reku new skul kunge Ngwere kandai malikes.
Tamy fans let’s gather here 💯Silent killer fans let’s gather here💯
Ngwere Family lets gather here 🤩
uri ngwere here
Inyerere
@@harmishbeats kwete zvekutamba
Tiri mumoyo kunge tammy
who is here for silent killer
😂😂😂ngoma dziri mumoyo kunge Tamy Hit🔥
Mmmm Tammy she is really good in Dancehall at large 🔥🔥🔥
Louder🔥
Ndakudza kangani🎉🎉🎉🎉Ngoma dziri mumoyo kunge Tamy🎉🎉🎉
Bar
Murume wese asingatereri #Ngwere i gay🔥🔥👊👊🔥🇿🇼👌🔥
Mapinda hard 😂😂😂😂😂
Ngwere yapindirana nebeat😭😂wow
For the first time🤣
Translate your comment to English uoone
@@simplifieddesign_studio8412😂😂😂 ngwere munoinzwira ku next door kaa?
First time
Arikuti heat kanda like seni💯🔥🔥🔥🔥
tabvumiranaka kuti hapana mubabe anoremera Tamy ane ngoma dziri muMoyo uy
Ngwere all the way 🔥🔥🔥🔥
Intro ma1 ndakunza kangani ngoma dziri mumoyo kunge tammy, everything is under control king vemu new schoool
Silent Killer di Dancehall Defender - Don Hurungwere ne lyrical content yaka overloader 🙌🏾🔥🔥🔥
Silent killer ka😭😭😂😂🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
its giving Soul Jah Love and Queen Vee vibes. well done Tammy na Jimmy
Ngoma dziri MuMoyo kunge Tamy 😅😅Huroyi wanosara wachiti puma,Ndiri kuimbira kupfuma #Punch lines
Haa ari gifted anongoda manager ane patience nekumbomurova akaita mafunnies😂
Tamy akapinda nekaBadness kari liit 🔥. Silent Killer obvious mabeatz akadai anopedza
Kwete zvekunyeba baba saka tirimafans emasure
Mamero..hatimade..Big up uno self Tamy and Ngwere #Dancehall haipere
Ndakuudza kangani haaa that intro was fire😂😂😂😂.Ngoma dziri muMoyo kunge Tamy😅🔥
Tamy waipa🔥 mad linkup raNgwere iro🔥🔥🔥🔥🔥
Tamy uyu mukumutarisira pai chaizvoAnorema mhani muskana uyu🥹🥹🥹🥹🥹
We gotta admit, apa Ngwere vakachimhanya chi beat ichi! Thumbs up, collabo yandanga ndisingambofungire!
verse ngoma dziri mumoyo kunge Tamy🔥🔥🔥🔥
Ngwere in sync with the beat! Tamy killing the chorus, the choice of beat and the message it carries is just too perfect. This one is by Far Ngwere’s best song after ndakaLocker maStreets.
Silent killer akabata riddim apa guys
Intro ma1 Ngwere never disappoints haaa ma1
Uyu wamunoti Tammy anoita hake part time ku dancehall but anopedzera vakawanda uyu💥💥🔥,, Proper Dancehall
Ngoma dzirimuMoyo kunge Tamy 😭😭🔥🔥🔥
Hapana pavangazomisa makomborero 🔥🔥🔥🔥🔥
Handisi kuda malikes, ndiriwemumoyo kunge Tamy
Ka babe kane voice aka,kanobata ngoma
To all who want a video of this song leave a heart ❤️❤️❤️❤️
The hit we never knew we needed for this Christmas💯🔥
Tammy is super good.. Big up ngwere
Tammy arikutorova ngoma takatarisa veduwe
she is dropping tune after tune,,,
Anyone here for ngwere yedu ikushandira kupfuma gather here
Silent killer haadi rehab.Atori rehab .
Urikuziva iwe
Hooo Makunakuna hakuna anotityora......Silent Killer to di world
uyu wamunoti tamy ndewedancehall mhani ...chorus iyo motoooo
Ngwere muhombe ndati . Also big up to u Tammy , great vocals
Zve dancehall Tamy urikutoda iiih 🙌
Ndakuudza kangani ezondibira moyo wangu tamy
Murichibaba rasta ndabvuma👏👏👏👏👏👏
Ngwere haisi bhoo❤❤😅😅😅😅😅
Uchiona I phone otoona warumwa muchero 😂😂😂
Ngoma dziri mumoyo kunge Tammy 💛🔥🫡
Ndakuudza kangani ngoma dziri mumoyo kunge Tamy 🔥🔥🔥
Silent killer ❤❤nailed
One of the best collabos this year ❤
Haaa Ngwere this time rakapedza🎉
Kkkkk ngwere to the world ❤
Silent killer muhombe kunenyika
My favourite collaboration of the year
Hoyoooo Aya ma1🎉
Tammy X ngwere ❤🔥🔥 2024 shutdown
Zvaanga asitori majokisi kkk Big Tune💪🏽🔥
Aiwa Hondo haipere wero wero💥‼️Dis ah big big tuneMamero aka expire zveshuwa no cap🔥🔥🔥
Hoyooooooo, Iam here for Ngweree.
We didn't know we needed this combination ❤
Ndakuudza kangani ngoma dziri mumoyo kunge Tammy
Tamy Moyo is slowly becoming becoming the Zimdancehall queen.
Ngwere yakabvura💯🔥🔥
Tammy aka loader badness.... But Kufuu iHorror
Tammy shld be full-time ku dancehall
Remember Silent killer aka laza murungu 😅
Hapana pavangazomisa makomborero❤❤❤famba Ngwere
Ngwere yank mhai😅😅 dangerous combination
Makunakuna 😂😂😂 tiripo paJabuna neNgwere.
Tamy atochimhanya chingoma zvekutodaro 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
KkkkkkkkHoyooKu Ngwereeeeee King vemu new school
Barrrrssss....."..NDAKUUDZA KANGANI, NGOMA DZIRI MUMOYO KUNGE TAMMY.."(Tammy Moyo)
Hondo haipere wero wero link racho tenge taricheka nechigero 😅
Tammy unevoice ndati hoyo
On repeat whilst waiting for the vedio.
Ngwere and Tamy ma1 aya😃😃😃😃😃😃
Rodney must just make this a riddim 😊 chakaipa chi beat ichi
Ngwere to the world baba
ngoma dziri mumoyo kumge tamy🎉
Maddd hit baba
Ndakuudza kanganiNgoma dziri mumoyo kunge Tamy💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽imi imi imi
Tamy how did you convince Ngwere kuenderana neBeat😂🔥
Vakuda kunotuorwa muchabvuma ...hoyo Gwereeee
Hero mero❤️🔥❤️🔥✅️
With artists like Tamy we can never starve 😍😍😍😍😍😍
Baddest time
Mikairi Hoyoo
Ngwere tatozobvumirana senyika ka kuti mukombe ndewake🤣🤣zvewu king muchasara muchitaura asi achitorira🤣🤣
Ngwere muhombe amana😂😂😂
Tammy Moyo is national treasure, ma high notes haazi mafunniez
Didn't see it coming! 🔥🔥😂
Flow 👍🏽👍🏽 ngwere, combination 🔥 🔥
Ngwere yatove big artists 🔥
Ngwere naTamy😅Never imagined this LOVE IT 🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Tammy unopisa hakoooooo
Hoyooo, ngwere to da world💥💥
Sorry zvenyu. Ngwere is free therapy ❤️🔥
Tamy this time akubura hit after hit❤
I am here for both Tammie and Ngwere🎉❤
Collabo noone was expecting😂😂...like if I'm correct
But they nailed it
Ngoma dziri mumoyo kunge Tammy😂😂
Muhombe kani Jimmy
Ngwere ine mabars
kkkkkkkk chinogona ichi kani
Tammy zvaizvezvi kudancehall arikurema kunge cindy madays emaUrban groups anowirirananeni siya like
Where is she
Team rese reku new skul kunge Ngwere kandai malikes.
Tamy fans let’s gather here 💯
Silent killer fans let’s gather here💯
Ngwere Family lets gather here 🤩
uri ngwere here
Inyerere
@@harmishbeats kwete zvekutamba
Tiri mumoyo kunge tammy
who is here for silent killer
😂😂😂ngoma dziri mumoyo kunge Tamy Hit🔥
Mmmm Tammy she is really good in Dancehall at large 🔥🔥🔥
Louder🔥
Ndakudza kangani🎉🎉🎉🎉Ngoma dziri mumoyo kunge Tamy🎉🎉🎉
Bar
Murume wese asingatereri #Ngwere i gay🔥🔥👊👊🔥🇿🇼👌🔥
Mapinda hard 😂😂😂😂😂
Ngwere yapindirana nebeat😭😂wow
For the first time🤣
Translate your comment to English uoone
@@simplifieddesign_studio8412😂😂😂 ngwere munoinzwira ku next door kaa?
First time
Arikuti heat kanda like seni💯🔥🔥🔥🔥
tabvumiranaka kuti hapana mubabe anoremera Tamy ane ngoma dziri muMoyo uy
Ngwere all the way 🔥🔥🔥🔥
Intro ma1 ndakunza kangani ngoma dziri mumoyo kunge tammy, everything is under control king vemu new schoool
Silent Killer di Dancehall Defender - Don Hurungwere ne lyrical content yaka overloader 🙌🏾🔥🔥🔥
Silent killer ka😭😭😂😂🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
its giving Soul Jah Love and Queen Vee vibes. well done Tammy na Jimmy
Ngoma dziri MuMoyo kunge Tamy 😅😅Huroyi wanosara wachiti puma,Ndiri kuimbira kupfuma #Punch lines
Haa ari gifted anongoda manager ane patience nekumbomurova akaita mafunnies😂
Tamy akapinda nekaBadness kari liit 🔥. Silent Killer obvious mabeatz akadai anopedza
Kwete zvekunyeba baba saka tirimafans emasure
Mamero..hatimade..
Big up uno self Tamy and Ngwere #Dancehall haipere
Ndakuudza kangani haaa that intro was fire😂😂😂😂.Ngoma dziri muMoyo kunge Tamy😅🔥
Tamy waipa🔥 mad linkup raNgwere iro🔥🔥🔥🔥🔥
Tamy uyu mukumutarisira pai chaizvo
Anorema mhani muskana uyu🥹🥹🥹🥹🥹
We gotta admit, apa Ngwere vakachimhanya chi beat ichi! Thumbs up, collabo yandanga ndisingambofungire!
verse ngoma dziri mumoyo kunge Tamy🔥🔥🔥🔥
Ngwere in sync with the beat! Tamy killing the chorus, the choice of beat and the message it carries is just too perfect. This one is by Far Ngwere’s best song after ndakaLocker maStreets.
Silent killer akabata riddim apa guys
Intro ma1 Ngwere never disappoints haaa ma1
Uyu wamunoti Tammy anoita hake part time ku dancehall but anopedzera vakawanda uyu💥💥🔥,, Proper Dancehall
Ngoma dzirimuMoyo kunge Tamy 😭😭🔥🔥🔥
Hapana pavangazomisa makomborero 🔥🔥🔥🔥🔥
Handisi kuda malikes, ndiriwemumoyo kunge Tamy
Ka babe kane voice aka,kanobata ngoma
To all who want a video of this song leave a heart ❤️❤️❤️❤️
The hit we never knew we needed for this Christmas💯🔥
Tammy is super good.. Big up ngwere
Tammy arikutorova ngoma takatarisa veduwe
she is dropping tune after tune,,,
Anyone here for ngwere yedu ikushandira kupfuma gather here
Silent killer haadi rehab.Atori rehab .
Urikuziva iwe
Hooo Makunakuna hakuna anotityora......Silent Killer to di world
uyu wamunoti tamy ndewedancehall mhani ...chorus iyo motoooo
Ngwere muhombe ndati . Also big up to u Tammy , great vocals
Zve dancehall Tamy urikutoda iiih 🙌
Ndakuudza kangani ezondibira moyo wangu tamy
Murichibaba rasta ndabvuma👏👏👏👏👏👏
Ngwere haisi bhoo❤❤😅😅😅😅😅
Uchiona I phone otoona warumwa muchero 😂😂😂
Ngoma dziri mumoyo kunge Tammy 💛🔥🫡
Ndakuudza kangani ngoma dziri mumoyo kunge Tamy 🔥🔥🔥
Silent killer ❤❤nailed
One of the best collabos this year ❤
Haaa Ngwere this time rakapedza🎉
Kkkkk ngwere to the world ❤
Silent killer muhombe kunenyika
My favourite collaboration of the year
Hoyoooo Aya ma1🎉
Tammy X ngwere ❤🔥🔥 2024 shutdown
Zvaanga asitori majokisi kkk
Big Tune💪🏽🔥
Aiwa Hondo haipere wero wero💥‼️
Dis ah big big tune
Mamero aka expire zveshuwa no cap🔥🔥🔥
Hoyooooooo, Iam here for Ngweree.
We didn't know we needed this combination ❤
Ndakuudza kangani ngoma dziri mumoyo kunge Tammy
Tamy Moyo is slowly becoming becoming the Zimdancehall queen.
Ngwere yakabvura💯🔥🔥
Tammy aka loader badness.... But Kufuu iHorror
Tammy shld be full-time ku dancehall
Remember Silent killer aka laza murungu 😅
Hapana pavangazomisa makomborero❤❤❤famba Ngwere
Ngwere yank mhai😅😅 dangerous combination
Makunakuna 😂😂😂 tiripo paJabuna neNgwere.
Tamy atochimhanya chingoma zvekutodaro 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kkkkkkkk
Hoyoo
Ku
Ngwereeeeee
King vemu new school
Barrrrssss....."..NDAKUUDZA KANGANI, NGOMA DZIRI MUMOYO KUNGE TAMMY.."
(Tammy Moyo)
Hondo haipere wero wero link racho tenge taricheka nechigero 😅
Tammy unevoice ndati hoyo
On repeat whilst waiting for the vedio.
Ngwere and Tamy ma1 aya😃😃😃😃😃😃
Rodney must just make this a riddim 😊 chakaipa chi beat ichi
Ngwere to the world baba
ngoma dziri mumoyo kumge tamy🎉
Maddd hit baba
Ndakuudza kangani
Ngoma dziri mumoyo kunge Tamy💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽imi imi imi
Tamy how did you convince Ngwere kuenderana neBeat😂🔥
Vakuda kunotuorwa muchabvuma ...hoyo Gwereeee
Hero mero❤️🔥❤️🔥✅️
With artists like Tamy we can never starve 😍😍😍😍😍😍
Baddest time
Mikairi Hoyoo
Ngwere tatozobvumirana senyika ka kuti mukombe ndewake🤣🤣zvewu king muchasara muchitaura asi achitorira🤣🤣
Ngwere muhombe amana😂😂😂
Tammy Moyo is national treasure, ma high notes haazi mafunniez
Didn't see it coming! 🔥🔥😂
Flow 👍🏽👍🏽 ngwere, combination 🔥 🔥
Ngwere yatove big artists 🔥
Ngwere naTamy😅
Never imagined this LOVE IT 🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Tammy unopisa hakoooooo
Hoyooo, ngwere to da world💥💥
Sorry zvenyu. Ngwere is free therapy ❤️🔥
Tamy this time akubura hit after hit❤
I am here for both Tammie and Ngwere🎉❤