The soldiers don't have power and power it's with people the problem we have in Zimbabwe it's we are like horse with all it's strength a little child can ride it
Ndi Kasukuwere uyu na ED apo??? ZANU yakasikirwa kuparadza Zimbabwe vanhu vasingawone kuti kune vanhu vari kushupika mu Zimbabwe. Pavanofa vanhu ve ZANU vanoenda muguva vasina Mari yavari kuba iyi.
Maswera sei DJ Holy I follow Chitubu chaizvo tinotenda nekupakura kwamunoita musamire DJ weStruggle yedu kusvika tasvika God bless you DJ Holly
The man is talking truth
Keep on bro posting the evils of Zanu
Zanu pf ngaibve kwete mnangagwa. zanu pf imbavha
Thank u for giving us info❤❤❤🎉🎉
Vauraya❤
😮
Haa baba rusike mune point but hapana chekuita coz hapana ane simba racho nekuti maSoja acho ndivo vane simba asi vakangoti zii havasi kana kuita action nekuti pavangoita member weSADC zvakabva zvatonyanyisa
⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐qiniso but okusalayo six fit down
Yaaa kutaura muno taura henyu baba chipeneti asi zvemu Zim yooo kupedza nguva
The soldiers don't have power and power it's with people the problem we have in Zimbabwe it's we are like horse with all it's strength a little child can ride it
Isai link rababa Rusike kuti vanhu vazive channel yavo 🎉
Ingo secha kuti Rusike munomuwana
@@AngelaCampbell-w4e the algorithm seems to push his older videos for some reason
Zvese zvepasi pano hazvina maturo it’s all vanity vanity vanity havavigwe nemari dzavari kuungana🤷♀️🤷♀️
Isu mazimbabweans ndisu takadhakwa masoja akaenda mberi inonzi icoup indai mberi masoja otovera kutya kufa kwedu regai vatonge madiro avo
Mwari ngavapindire❤
Ndi Kasukuwere uyu na ED apo??? ZANU yakasikirwa kuparadza Zimbabwe vanhu vasingawone kuti kune vanhu vari kushupika mu Zimbabwe. Pavanofa vanhu ve ZANU vanoenda muguva vasina Mari yavari kuba iyi.
During Mugabe’s time