To the Second Confession again .usati va meura gure iro tanga vatsanya for 3 days before ,or go kunana Prophet T Freddy avo , Prophet Miracle Paul .kana kunana Sekuru Tasvu avo uyezve ubate Bhozhongora kana Tete Tilder. kana by now udza 2 ,3 hama by phone zvose zvose usasiye ba ..neve Mwari vako vanokuda zvisingaite ,so do it please 🙏🙏....
1st confessions you need both physciatric help and spiritual deliverance help You are under strong attacks and depression came on you whilst you thought u were strong about your husband
Kuzviitisa uko Teacher at the first Confession : it's uone Jere kuti uchafiramo zvese zvi Demons zvauri kuti unonzwa izvo hauzotombozviinzwe vavemo mujere vega Hohodo -o ndipo pauchaona kuti Jere Harina ku Cheaper life in Prison haa -a 😢😢😢😭 Rest in Peace to You 👆...
#2 confession please write this down and give it to someone in the family waunowirirana naye but ask that person to keep that later in a very safe place incase panogona kuitika something to you before you tell everyone. But fast and pray very hard because zvinhu zvababa vako zvinogona kuziva zvauri kuronga zvikakukuvadza.
To the Second Confession : Kristu Mukuru Shaa -a ahana anomukurira chaiko ,ndiwe vatotumwa se nhumwe ya Mwari kuti upeputse dzinza rose .asi chaipa ndochokuti uyo vavange vakukurukura naye akaziramba (achiti zvimiririre vega iyeyo ndiye achaita mutengesi .😮
To the Second Confession again .usati va meura gure iro tanga vatsanya for 3 days before ,or go kunana Prophet T Freddy avo , Prophet Miracle Paul .kana kunana Sekuru Tasvu avo uyezve ubate Bhozhongora kana Tete Tilder. kana by now udza 2 ,3 hama by phone zvose zvose usasiye ba ..neve Mwari vako vanokuda zvisingaite ,so do it please 🙏🙏....
1st confessions you need both physciatric help and spiritual deliverance help
You are under strong attacks and depression came on you whilst you thought u were strong about your husband
Hey shame people are going through a lot out there. The devil is a liar i pray you find help asap 🙏
mwari vachakungamiriri udza mhuri isunguke
Namatawo neku side before waudza dzinza rose, kana vakuziva vachavhurika maziso ne kusunungurwa
Kana mazvipira kuty chauya chauya pakanaka hanzvadzi udzai henyu family ...zvikada ndimi muchasunungura dzinza nekushinhwa uku
Go for counseling first confession
3rd confession makarambidzwa musikana wamaida zvichinzi mudiki asi mukuru kwamuri wamusingadi. Zvesofa izvi iverse ipiko nhai. Mamwe madoctrine teererai shoko raMwari kunyanya
Second Con::: Bata vana Bhozongora paZBC ka1
2nd confession, ungangonotaura hako asi vemhuri vanotozozviziva vanotovatyawo vabereki vako. Vanotofambawo vachitoudzwa asi pamwe kundiso ikushaika sezvinongoita kumhuri zhinji
Kuzviitisa uko Teacher at the first Confession : it's uone Jere kuti uchafiramo zvese zvi Demons zvauri kuti unonzwa izvo hauzotombozviinzwe vavemo mujere vega Hohodo -o ndipo pauchaona kuti Jere Harina ku Cheaper life in Prison haa -a 😢😢😢😭 Rest in Peace to You 👆...
#2 confession please write this down and give it to someone in the family waunowirirana naye but ask that person to keep that later in a very safe place incase panogona kuitika something to you before you tell everyone. But fast and pray very hard because zvinhu zvababa vako zvinogona kuziva zvauri kuronga zvikakukuvadza.
To the Second Confession : Kristu Mukuru Shaa -a ahana anomukurira chaiko ,ndiwe vatotumwa se nhumwe ya Mwari kuti upeputse dzinza rose .asi chaipa ndochokuti uyo vavange vakukurukura naye akaziramba (achiti zvimiririre vega iyeyo ndiye achaita mutengesi .😮
Uuumm Baba vako vakuru pakuuraya usati waudza dzinza rese tanga wambo famba nekuti unogona kufa usati waudza dzinza
Plus iwewe uchinamatawo neku side