Qounfuzed - Goodbye (HANG DA MIC) sessions

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 лип 2021
  • The first edition of HANG DA MiC sessions
    Produced by : Layaan Solja
    Video by : Walle Visuals
    Written and Composed by Qounfuzed
    This is my own expression and version of Simon Chimbetu's "Comma",after two months Carol sent a break up letter to Simon and in the letter she mentioned these hurtful words "I don't love you anymore" and Simon had this to say........
    LYRICS
    Rudo rwakafa
    Haruna kuzosvika far
    Rudo rwakafa
    I wish I never lied
    There's things I wish I did not hide ooh
    Kuita magame netuvanhu twepaside
    Hameno chaindiita ndidaro
    Asi rudo rwangu rwese ndaikupawo
    Hameno pamwe waitondidarowooo
    Asi moyo wangu wese ndanga ndakupa kuti ooh
    Wakambo wevhana Goodbye
    Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
    Ooh nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    Ndaisava faithful pandaikunyima time yako ndichiti ndiri muchi circle
    Vanhu vese vaizviona waitova chiseko
    Pakati pedu pakanga pasisina trust
    Taizodanana sei ko ooh huu ooh huu ohh
    Nyaya yakatanga pama password
    Zvikaita sepava nemasecret
    Zvinhu ndokubva zvaita different
    Wava kunditora sendiri friend
    Pandakaudza mai vako nyaya dzedzu ndainge ndarasika
    Ndava kungoti chero zvazvaita ngaadzoke nekukasika
    Ndainge ndapererwa nemazano ndaitoona vachindibatsirawo
    Mushure mekuona kuti hapana aikwanisa kuzvigadzira
    Wakambo wevhana Goodbye
    Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
    Nemunhu wawaiti ucha spender naye life oooh
    Akazondirwadzisa hongu
    Paripo pandaitadza
    Asi kazhinji ndaiyedza kumufadza
    Mashoko ake akandirwadza ekuti
    I don't love you anymore
    Mariro nekuti rudo rwakafa
    Rudo rwedu haruna kuzosvika far
    Mariro nekuti rudo rwakafa mariro erudo
    Wakambo wevhana Goodbye
    Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
    Ooh nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    I wish I never lied
    There's things I wish I did not 8hide
    Kuita magame netuvanhu twepaside
    Hameno chaindiita kuti ndidaro
    Asi rudo rwangu rwese ndaikupawo
    Hameno pamwe waitondidaro
    Asi moyo wangu wese ndanga ndakupa kuti ooh
    Wakambo wevhana Goodbye
    Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
    Ooh Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    Wakambo wevhana Goodbye
    Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuri pai
    Ooh Nemunhu wawaiti ucha spender naye life
    Mariro nekuti rudo rwakafa
    Rudo rwedu haruna kuzosvika far
    Mariro nekuti rudo rwakafa mariro erudo
    Recent Projects
    9ine - • Qounfuzed - 9ine (OFFI... ​
    Goodnight - • Qounfuzed - Goodnight ... ​
    Drinks - • QOUNFUZED - DRINKS/GOO...
    Dzoka kumba tirare - • QOUNFUZED - DZOKA KUMB...
    Ngwavha Ngwavha - • Qounfuzed - Ngwavha Ng...
    Social Media Links:
    Instagram- (@qounfuzedzw) / qounfuzedzw
    ​ Management
    Instagram - (@walle_visuals) / walle_visuals
    Email: qounfuzedndururani@gmail.com
    wallygmt@gmail.com

КОМЕНТАРІ • 784

  • @tcjayndururani3519
    @tcjayndururani3519 3 роки тому +404

    If only we can have fair nominations in Zim, king you deserve some plenty awards

    • @tafadzwamunotiyi3294
      @tafadzwamunotiyi3294 3 роки тому +1

      I thought its only me who have query about them zim nominations

    • @tcjayndururani3519
      @tcjayndururani3519 3 роки тому +2

      @@tafadzwamunotiyi3294 still good music nominates itself as what his songs does.

    • @xoliexolelwa1468
      @xoliexolelwa1468 3 роки тому +3

      He is on his own lane a quite unique typa style.Personally identifiable as the best in Dancehall not Zim Dancehall😄😄haungafanajidze Q with the likes of Hwinza Jah Master kana Ndunge

    • @tafadzwahodera9052
      @tafadzwahodera9052 3 роки тому +4

      Nice vibes sweet Melody
      True story

    • @abigailrunganga1693
      @abigailrunganga1693 3 роки тому +2

      Haunyepi

  • @amandamatashu6920
    @amandamatashu6920 4 місяці тому +10

    2024 still here, this song touches my soul every time

  • @ronanvareta6391
    @ronanvareta6391 3 роки тому +247

    Even though vasingamudedze kuma awards avo , , , but this man is a genius guyz , , the most talented artist 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @claudiousmuserere6
    @claudiousmuserere6 3 роки тому +218

    siya like kana uchitii uyu anogona😍😍

  • @pridemakonkha1398
    @pridemakonkha1398 3 роки тому +108

    Cheers to us who always support qounfuzed...we luview bro u neva disappoint 👌

  • @elitetv1415
    @elitetv1415 3 роки тому +42

    Ndikaita millionaire I'll recognize Qounfuzed💥

  • @shawnhove9941
    @shawnhove9941 3 роки тому +106

    "Unobva washaya kuti kudanana kwacho kuripai".....hits different

  • @Munoezy
    @Munoezy 3 роки тому +67

    😘😍😍😘😍😘😘😍😃💯❤❤💯❤who else played this more than 5 times😘😘😘😘

  • @vanessamabeza7184
    @vanessamabeza7184 3 роки тому +91

    I’m dropping out of school just to focus on being a fan 😭😭😭😭🔥

  • @NoxGuni
    @NoxGuni 3 роки тому +13

    One of the baddest we have ever had!

  • @raymondchikuku3581
    @raymondchikuku3581 3 роки тому +49

    Comment section yakazara vaskana Kkkk. He is a handsome boy for sure but the greatest asset of his career is his voice and mad talent. Well done young man. Keep it up

  • @ngonimukorera9873
    @ngonimukorera9873 2 роки тому +5

    Pavideo iyi ndine angu 10000 views ndiri one ,i play and play it till its played.

  • @cmbaecalvin4411
    @cmbaecalvin4411 3 роки тому +40

    Produced by Layaan Soljah🔥🔥
    Where are those vanoti Layaan only produces for Winky D???

  • @user-gy9og8mc5p
    @user-gy9og8mc5p 6 місяців тому +3

    Aaah imi Quonfused is talented I'm in love with this song 😢❤

  • @Smartboy-qz8yx
    @Smartboy-qz8yx 3 роки тому +3

    Siya like kana usinga rwadziwi

  • @brendonnyangoni4780
    @brendonnyangoni4780 3 роки тому +19

    chimface chinehutsinye ichii ahhh
    kugona kudai🤣🤣

  • @memorymupfumba9967
    @memorymupfumba9967 3 роки тому +21

    🥺u singing exactly my love life xame …it’s hitting the spot ….Man you never disappoint…keep t up

  • @rolandmashona4362
    @rolandmashona4362 2 роки тому +3

    💥those that are here after Memories!!

  • @lloydngundu2316
    @lloydngundu2316 3 роки тому +14

    It's his consistency for me,👌

  • @wesleymatambanadzo1167
    @wesleymatambanadzo1167 3 роки тому +17

    It seems like you sang this song for me ......🔥🔥🔥🔥🔥 u'll always be my #1 singer

  • @ndaisscents
    @ndaisscents 3 роки тому +10

    To us going through a heartbreak🥂

  • @truemansiyawareva3595
    @truemansiyawareva3595 3 роки тому +1

    Grrrr grrrr chematsenganzuru....who is still enjoying in 2040

  • @pinkiethebosslady2736
    @pinkiethebosslady2736 3 роки тому +37

    U never disappoint us Brother l love this song

  • @LectureBhebhe
    @LectureBhebhe 3 роки тому +35

    I’m feeling this song 🥺🥺❤️❤️

  • @bramwelltsidube6274
    @bramwelltsidube6274 3 роки тому +12

    Nyaya yekuti munorwadziwa na confused kaaa ...mnje u cant stop him .... he deserves more awards ....best artist in zim so far

  • @IbrahBere
    @IbrahBere 3 роки тому +4

    Iwewe na Gary muri paLevel yenyu
    ZIMBABWE yese😍🙌⚠️

  • @patiencekunaka6906
    @patiencekunaka6906 3 роки тому +8

    King of heartbreaks🔥❤️

  • @videoshubentertainment9038
    @videoshubentertainment9038 3 роки тому +1

    Ko senyika tikachisvitsa pa#1 million views chingoma chopisa ichi🔥🔥🔥

  • @kupaviola
    @kupaviola 3 роки тому +25

    Ever heard a song that you just wish to be in a toxic relationship to justify why it’s on repeat 😂😂

  • @rachaelmahwerera2687
    @rachaelmahwerera2687 3 роки тому +4

    Mudiwa anozviti Mr Handsome avo totii nhai guys .

  • @Mwanawashe
    @Mwanawashe Рік тому +5

    Qounfuzed is on another level....Your music hits differently❤

  • @victoriabachi1001
    @victoriabachi1001 3 роки тому +12

    to us🥂who listen to this song everyday,on repeat 🔥🔥🔥

  • @redeemmafovera7838
    @redeemmafovera7838 3 роки тому +2

    To be honest qounfused...unondipinda mubhonzo...ma songs ako eg Wakanaka, goodnight, life yangu, usatsamwa, 9ine, sasa, dzese zvadzo⚡⚡⚡⚡⚡⚡

  • @ndavafaithndavafaith714
    @ndavafaithndavafaith714 3 роки тому +2

    Eish this man 😍I'm out of word's anongodika so ane tt👌

  • @linfordmponda21
    @linfordmponda21 3 роки тому +1

    On repeat, King makanyanyisa
    #mariro nekuti rudo rwakafa

  • @basvigeorge5195
    @basvigeorge5195 3 роки тому +10

    This guy is underrated but anorova matune nyama this a big tune bro

  • @dianawire1662
    @dianawire1662 Місяць тому +1

    Q masongs ako.andichemedxa euyyy❤

  • @seanmusekiwa5521
    @seanmusekiwa5521 3 роки тому +4

    Nda liker ndisati ndanzwa song yacho. My bro never disappoints

  • @abxyut6192
    @abxyut6192 3 роки тому +19

    This song is a vibe 🔥🔥🔥Q you always get our back bro this is music at another level ...INTERNATIONALLY RECOGNIZED 🔥🙏🔥

  • @kevinmar5623
    @kevinmar5623 3 роки тому +5

    WAY TOO NICE MFANA WANGU PLUS GOOD GOOD.......

  • @theborder
    @theborder 3 роки тому +4

    Your timing bruh 😭😭😭🔥🔥🔥💔💔💔💔💔 thank you

  • @miriamzuvaracho9077
    @miriamzuvaracho9077 3 роки тому +4

    Qounfuzed😘 is bae this song relates to what is going on in my life

  • @tutsiraimwanaka780
    @tutsiraimwanaka780 2 роки тому +4

    You are a gem to Zimbabwe 🇿🇼🇿🇼

  • @khumbulanisithole2857
    @khumbulanisithole2857 3 роки тому +1

    I have said it before and i will say it again..... Quonifused is the best

  • @nicolagandiwa5904
    @nicolagandiwa5904 3 роки тому +1

    Ndikutoshaya kuti kudanana kwacho kuri papi!!! Still feel like he is very under rated!!! Zim soo

  • @rejoicemakore6196
    @rejoicemakore6196 3 роки тому +6

    I've been waiting for this song 💃💃🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 on repeat🔄🔄🔄

  • @brianvazhure8354
    @brianvazhure8354 3 роки тому +14

    It's 2021 and trust me with Qounfuzed songs your broken hearts will heal again, you will love again and you will breathe again
    ❤️💞

  • @lucysuliali9845
    @lucysuliali9845 3 роки тому +1

    Haaa Q ini hangu handigone newe❤❤🔥🔥

  • @lorrainemashizha8114
    @lorrainemashizha8114 3 роки тому +6

    💔💔kazhinji ndaiedza kumufadza💔💔

  • @davisonngwenyama5531
    @davisonngwenyama5531 2 роки тому +3

    I dont use to listen to music from this guy but this song i can repeat it more than twice a day. Its damn good.

  • @tinotendashawn4797
    @tinotendashawn4797 3 роки тому +1

    Different from other keep burning

  • @kativucraigtafadzwa989
    @kativucraigtafadzwa989 3 роки тому +1

    Ndanakwa hangu🤝🔥

  • @tatendajoanah4479
    @tatendajoanah4479 3 роки тому +1

    Haaaa for me its the way yaanochinja ma voice munhu uyu🔥🔥🔥🔥🔥

  • @epiphaniachifamba8381
    @epiphaniachifamba8381 3 роки тому

    Love this song to the fullest 💕

  • @faraichademana5152
    @faraichademana5152 3 роки тому +2

    King of emotions🤭

  • @blessingmahapa2936
    @blessingmahapa2936 3 роки тому

    I'm in love with this song

  • @NigelMarley
    @NigelMarley 3 роки тому +1

    Iroo🔥🔥🔥Grrrr

  • @hazelmafukidze2123
    @hazelmafukidze2123 3 роки тому +5

    On repeat already 🔥🔥🔥

  • @noleenbenhura9824
    @noleenbenhura9824 2 роки тому

    I'm in love with this song ❤️❤️

  • @tafadzwamudyanevana6469
    @tafadzwamudyanevana6469 3 роки тому

    Mad tune......some deep words!!

  • @camilemajokwiro8180
    @camilemajokwiro8180 3 роки тому

    Thank you for this song 😊💕

  • @ruramaimunguwo8674
    @ruramaimunguwo8674 3 роки тому +3

    It’s deep 😩🔥🔥

  • @kumbiraitafadzwachikonamom6425
    @kumbiraitafadzwachikonamom6425 3 роки тому +9

    Rest in peace to my lovely friend, pet, son and everything. You meant a lot to me Shumba. Now you living in my heart. Always and forever big boy❤

    • @yolandermula5279
      @yolandermula5279 3 роки тому

      ua-cam.com/video/LtkuKMzaAj8/v-deo.html

    • @gus_1790
      @gus_1790 3 роки тому

      king👑 it's gonna be alright🙏

  • @tendaitanyanyiwa8170
    @tendaitanyanyiwa8170 3 роки тому

    Was waiting for this one 😊😊😊.. Nice one

  • @keishanjengwe7357
    @keishanjengwe7357 3 роки тому +4

    Qounfuzed ..wow Im in love with your music for me it's where payaita kunge yapera then abva ati wakambowavana goodbye In a sweet voice ❤️😘

  • @bossmoroccotv
    @bossmoroccotv 3 роки тому +1

    My best artist 👊

  • @matidaishe1670
    @matidaishe1670 2 роки тому +1

    Love this ❤️

  • @lauranyamutara1516
    @lauranyamutara1516 3 роки тому +3

    Hatinonoke isu🔥🔥🔥🔥🔥

  • @dumisanizimbwa1602
    @dumisanizimbwa1602 3 роки тому +1

    I am the first here

  • @princessspicewis9421
    @princessspicewis9421 3 роки тому +1

    One munhu anogona paZim 🔥🔥🔥.Love yr music ♥️

  • @thandomomo8179
    @thandomomo8179 2 роки тому +1

    I love your music u 're the best

  • @liammukomondo5661
    @liammukomondo5661 3 роки тому +1

    My guy ......always on point ....you never disappoint👌👌👌

    • @yello4040
      @yello4040 3 роки тому

      ua-cam.com/video/LtkuKMzaAj8/v-deo.html

  • @lauraaniulyte675
    @lauraaniulyte675 3 роки тому

    I love it... awww!!! 🥰🥰🥰😍🤩😘🤗 those tunes... 🤗🤗🤗😘

  • @briannguruza1147
    @briannguruza1147 3 роки тому

    King of videos 💥

  • @macbhunu4
    @macbhunu4 3 роки тому +3

    real talent at its best .....qounfused is something else🔥🔥🔥

  • @seanmusekiwa5521
    @seanmusekiwa5521 3 роки тому +2

    Aaah man, give this man a Bell's. Ndabva ndashaya Kuti ma awards acho arikumbopiwa ani kana vasikupa Qnfzd

  • @lifeofshawn5133
    @lifeofshawn5133 3 роки тому +2

    It's the whole song for me💥💥

  • @dougie4572
    @dougie4572 3 роки тому

    Fire fire I'm playing it on repeat since you dropped it

  • @marciajonah4194
    @marciajonah4194 3 роки тому +3

    the vocals💣‼️

  • @tadi_wakaridza6924
    @tadi_wakaridza6924 3 роки тому

    Oh my gosh yes😍😍😍‼️‼️

  • @kingswaysfamily
    @kingswaysfamily 3 роки тому +1

    Yess yess ndururani💯🎸💕

    • @yello4040
      @yello4040 3 роки тому

      ua-cam.com/video/LtkuKMzaAj8/v-deo.html

  • @prosperjanhi895
    @prosperjanhi895 3 роки тому

    I have been waiting for this song for a long time

  • @priviledgekanda7523
    @priviledgekanda7523 3 роки тому +3

    How i love Confuzed❤️

  • @ropafadzomazhetese6297
    @ropafadzomazhetese6297 2 роки тому

    Welldone my guy😘...You never disappoint!

  • @blessedtengereni3419
    @blessedtengereni3419 3 роки тому

    🤗🤗🤗🤗🤗🤗wow wow wow ....keep it coming Man...

  • @graciousnyamukora4047
    @graciousnyamukora4047 3 роки тому

    you killed it haaa🔥🔥🔥❤️🔥🔥🔥🔥

  • @tafadzwamarira7709
    @tafadzwamarira7709 3 роки тому

    🔥🔥🔥This is international 💯

  • @lloydmlilo3995
    @lloydmlilo3995 3 роки тому

    You are one of my fav qounfuzed keep pushing my guy

  • @Iamtassha
    @Iamtassha 3 роки тому +1

    This is my favorite song so far and it's on repeat...love it😍😍😍its different

  • @emmasimbi9622
    @emmasimbi9622 2 роки тому

    😩😩😩❤❤❤❤The love i have for his music since day one.. Unexplainable😩

  • @leopoldnyashachitema4587
    @leopoldnyashachitema4587 3 роки тому +2

    I'm in loved with this song,Respect🔥🔥🔥🔥 Qounfuzed anogona

  • @princejmaseko6333
    @princejmaseko6333 3 роки тому +1

    This guy needs to market his music more and more ...coz this song is better than the "1M views in 4days song"

  • @hilaryndemwenehills1644
    @hilaryndemwenehills1644 3 роки тому

    Real deal package of gift.Ndururu🔥🔥

  • @rumbidzainyazema6304
    @rumbidzainyazema6304 3 роки тому

    Am inlove with the beat🔥🔥🔥🔥

  • @ednamafavuke2380
    @ednamafavuke2380 Рік тому

    wooow mwaaaa nice music

  • @princessspicewis9421
    @princessspicewis9421 3 роки тому +2

    I hev been playing ds song since yesterday,am not having enough of it ♥️🔥

  • @tafaramagora7403
    @tafaramagora7403 2 роки тому

    On repeat l love dis song up qounfuzed

  • @charlenemhaka8972
    @charlenemhaka8972 3 роки тому

    🤞🤞🤞🤞this song just hits different 👌👌

  • @tanakachopper1660
    @tanakachopper1660 3 роки тому

    Hot hot 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 chiri kunaka on repeat

  • @tanakahlavati7319
    @tanakahlavati7319 3 роки тому +1

    This guy will never disappoint