Taurirai mufana uyu kuti ngaagadzire ega zita ne mbiri yake ,kwete kuda kujambira nekubvuta zvakashandwa nevamwe makore akawanda,silent killer akazvigadzirira ega zita nembiri yake,mufana uyu akuda kupinda mu industry ye zim dance ashishandisa vanembiri kare ,kana zviri zve clash anemukombe we kup clash ndi Skiller saka ngaandoshalenger ikoko ,silent asabvuma clash iyoyo pane zvaakarongerwa tikuzviziwa issu.
Arikutaura zvinonzwika hake Khonangale
Yaaah
Khona usatye unogotyora ngwere . Unogoti mauto ❤
💥💯🪖
Big up mauto ,,,haagone sillent killer anowanza hasha ,,haagone uyoo
Mauto watambira kunonyuzda😭😭😭
Silent killer vanhu vanoziva kuti anogona vakuda kushandisa silent killer kuunganidza vanhu kuti vaite mbiri na silent killer zvechokwadi silent killer anotonga mudance ngasiyane nemaclush imba wakamira wega konangale sezvinoitwa nana killert vana gafa uyo anonzi khonangale hamire pastage 3 hour vanhu vachifara chiganazi chakatomukuvadxa
Interview without video here guys ????
NGWERE YEPACHIREDZI DEFENDER ORIGINAL ndrkutoda mauto
Mauto anogona but ngwere muhombe boys
Ngariitwe clash Ngoma dzinakidze
Ndatomuvenga neyaatangq
Ngwere❤ola
Silent killer Dai Asiana nezvisina basa
Hazvityise izvi iye ngwere akasaiza calaz wani
Apana akanetsana na killer akabuda ari right wakataurina hre nablot
Anopabuda uyu 😂
Kana watambira kunonyuzda 😂😂
Taurirai mufana uyu kuti ngaagadzire ega zita ne mbiri yake ,kwete kuda kujambira nekubvuta zvakashandwa nevamwe makore akawanda,silent killer akazvigadzirira ega zita nembiri yake,mufana uyu akuda kupinda mu industry ye zim dance ashishandisa vanembiri kare ,kana zviri zve clash anemukombe we kup clash ndi Skiller saka ngaandoshalenger ikoko ,silent asabvuma clash iyoyo pane zvaakarongerwa tikuzviziwa issu.
Mauto yawatanga haa hauibude ihombe unoshinga bt unotyoka tsinga
Ngirozi haibatwe baipiro mupfana khonangale wakude kupera usati warira
Pachapisaa
Itambiri nehukhonangele iwowo wosiya madhara iwe wakuda kunyenga amai mnje
Khona iyi ndoinonzi war
Hondoo
Bautoo unotyorwa Mongo iwee usatambe kunonyudza ukooo hmm ndakutyira
😂😂😂anotyorwa here
Mauto ndewekumama
Maje pana gwere pakaipa
Panopisaa hre
Mauto ishasha
Kwete Zvekunyepa
Mauto tokusimbisai tiriko
🪖🪖🪖💥
Silent killer haagoni mutoriro yoga yoga, usakwata mauto tinewe
Kkkk Hande Mauto
Mauto to the world 🌎
Bvrrr 💯🔥
Haaa silent killer haagoni uyu mauto muhombe
🪖🪖🪖🪖