Why is it that when Mudzidzisi asked clearly that who is the elder one you keep on asking come again come again and again when he said our church is one we are one thing you kept quiet on that one food for thought Mr Man be a man of God
Church ndeyaJesu, ndiye achasarudza waanoda kuti atungamire that's why akarambidza the old man kusiya agadza a successor clearly. Zvenyu zvekuti mukuru kana mudiki hazvishande izvi, Joseph ndiye aive mukuru here? Ko Abel aive mukuru here? Ko Jacob ndiye aive mukuru here? Ko Isaac aive mukuru futi here? Ko Solomon ndiye aive dangwe raDavid here? Kana kereke iri yaajesu matumiro aakaita Pauro ndiwo aachaita his successor imi mune mapersonal attachments nevanhu muchasara muchitevera vanhu vasina Mwari iye aenda newaasarudza among you
The issue is so clear u are not telling mudzidzisi kuti vana vake vakapesana. Stop tht musiye zvivi not kumanyisana nezvisinabasa musingachengeti murayiro ya Jehovah
Kkkkkkkk ana fortune vanenge vatumwa nevakuru vavo Kuti tumirai kkkkkk vasingazive Kuti vatendi vemu the African apostolic church vakangwara kunyangwe tisina kudzidza we are wise
Who is this one.ko sei aramba a chitaura zwa juru .why asina kuudza mudzidzisi kuti vana vake varikupesana..it is clear kuti mudzidzisi ane zwa akaudzwa zwa juru.i can't hear kuti nyaya yakatangira papi.ahh vano vari ku shandiswa.🙆
Iwewe the so called mzukuru seems like you are the main problem that divides these brothers.you lie a lot and you misleading everyone to an extent of trying to twist Mutumwa
Amen tinotenda mwari wa Paul
Handidi nemi mutumwa wangu Paul mwazha we Africa kudzai jehovha
Bishop Juru akaiswa neMutumwa Paul Mwazha we Africa, musaende kuMutumwa muchishoropodza vanhu hakusi kunamata.
Manzwi echokadi
Awataura vanhu tisadero
No matter what no matter who no matter where no matter how... I love my Church 😊
Africa forward never backwards forward.
Ameni chechi imwechete Tawanda naChiseko ndivo chaivo.vanebasa raBaba vavo Vana Juru vaida kuparadza asi.zvakakona Tinot pamberi.nokunamata Mwari.waPauro mutsvene
Thank God Mutumwa Paul Mwazha is still strong and again
Musakangamwe Kuti Makati anopenga kkkkk
Hakuna mutumwa akadai
Wakazvinzwa zvichitaurwa nani?
Oooh I didn't know that Mudzidzisi is aware of all these issues regarding the church leadership
I love my Church 😊
Tawanda ndinomuziva kwachirozva Muna 1989,but zvaitwa nechurch ini Hazvina kundifadza
All he want is peace 😢
Why is it that when Mudzidzisi asked clearly that who is the elder one you keep on asking come again come again and again when he said our church is one we are one thing you kept quiet on that one food for thought Mr Man be a man of God
Taurahako Havana kudaira mubvunzo zvotonyadzisa
Ndosaka ndati kudzidza kusina kudzidza ko mukuru ndiani an obvious answer kungotya kutaura chokwadi kkkkkk kunhema ndokubasa kwema bot kuno vakadzi veku bot varikuisa ma lipstick varikupfeka matrouse vavekudya chingwa tongovati vakumwa doro once Nokuti mbiriso inodhaka kkkkkkk ,vanhu ngavasanyeperwa nema bot kuswera muchingoitiswa
Kkkkkkkkkkkk you are now going off topic ndati vakakuvinga vaida kukutengera chiii grocery or mota
🤣🤣🤣
@@tinashemsundire2909 🤣🤣🤣
Church ndeyaJesu, ndiye achasarudza waanoda kuti atungamire that's why akarambidza the old man kusiya agadza a successor clearly. Zvenyu zvekuti mukuru kana mudiki hazvishande izvi, Joseph ndiye aive mukuru here? Ko Abel aive mukuru here? Ko Jacob ndiye aive mukuru here? Ko Isaac aive mukuru futi here? Ko Solomon ndiye aive dangwe raDavid here? Kana kereke iri yaajesu matumiro aakaita Pauro ndiwo aachaita his successor imi mune mapersonal attachments nevanhu muchasara muchitevera vanhu vasina Mwari iye aenda newaasarudza among you
Amen
Ukangoona church yatungamirwa nemutumwa zhatoendwa, akuna zhakadaro
Bishop Tawanda vasimba rekuraira chinhu chichitika sababa vavo
Why pabvunziwa kiti mukuru ndiani musina kudaira
Mutumwa akangwara kupfura zvaunofunga.Ndapedza zvangu.
Zvandiri kufunga kuri kuzviziva here . Uye ndamboti ndinomukunda here .
Hanzi batanai vanangu musasiyane batanai
Finally!.......ahh tange tanzwa nekunyaudzwa !
Amen Mwari haarambe akanyarara
Kunyepa mukuru ndianiii 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
@@jehovhajaire2662 Vapirisita vedu
Uyo akutaura nemukuru ane side rake..ukuvhunzwa zviri kunzwika kt mukuru ndiani wakunyepera kudzungaira
Ko. Mutumwa anochembera
Mudzidzisi ati mukuru aripi haana kuti vakuru, ane mushoko mudzidzisi avharwa ne munhu anga achingo dzokorira zvinhu zviri clear.
Kkkkk vanonyebera kizungaira vanhu coz panyatsobvunzwa kuti mukiru ndiani wake up Africa
Chinonzi break his silence kutaura Pachechi kana kti Paine vamwe Vatungamiri weChechi kwete munhu 1 ane agenda yake abusing our Elderly EPM Nhume yedu
Kkkkkkkkkkkk nhai kuti unoreva idi here?
The issue is so clear u are not telling mudzidzisi kuti vana vake vakapesana. Stop tht musiye zvivi not kumanyisana nezvisinabasa musingachengeti murayiro ya Jehovah
Saka apa muri kuvatonga here munhu waMwari. Invite them for counseling services then tell them all your advice
Handipinde Mwazha but tererai zvataura mudhara uyu
Aaa matsotsi aya ya Juru yatangira papi tangonzwa ongoti Juru
Some audio we received them later that day but if you follow the trends on social media handouts you will get
Inzwi reNhume inzwi raJehovha inzwi raMwari
Ko zvekuzochoropodza Juru ndiko kudii imi maudzira mudzidzisi zvekuita kaa apa
Juru haangakunde church ina Pauro.
Ko munonetserei Nhume asi
Card rekupindisa denga riri kusiirwa aniko mdara
Kkkkkk mukuru ndiani haina apindura. Kkkkkk dai usina kuzvirecorder 😢zvonzqisa tsitsi. Busy kuti Juru iwe urikuitei. Shame church imwe chete
newewe fortunate unoposta zvakadai unasatani futi iwe
Thanks very much
Kkkkkkkk ana fortune vanenge vatumwa nevakuru vavo Kuti tumirai kkkkkk vasingazive Kuti vatendi vemu the African apostolic church vakangwara kunyangwe tisina kudzidza we are wise
Hanzi mukuru ndiani wakadii kudara uri tsotsi
Nyika yawakuguma, kupoera hakusi kururama
It seems Tawanda arikunzvenga kutaura kweMutumwa he is taking advantage of Mutumwas age...ana Mwazha haasi Tawanda arikupindura Tawanda muBOT
Kkkkkkkkkkkk waida ataure zvaunoda here
BOT chiiii
Mwari waPauro pindirai vanhu venyu varikushungurudza Mutumwa,and munhu aitaura namdzidzisi aitira ku recorder neku poster chete
Zviriko here izvo
Basa re bot nderekunyepa chete nothing else vanhu vakadzidza asi vakadzidza pasina vakangofanana nemba isina denga kufamba vachitengera vanhu grocery iri nzira yekukwezwa vanhu
@@benittancube7327 interesting kkkkkkkkkkkk ndivanani vari kutengera vanhu ma grocery ndivafambire coz ndiri kudawo grocery takuwara grocery radhura. Mukatipa mazita avo mungabatsira kuti tidyewo zvinonaka ndiko kuti chiri chokwadi chamunotaura.
@@fortunatechrispenmutonhere6287 kuno ku Heidelberg Gauteng province vanhu vakadya vakaguta vamwe vakatengerwa mota kkkkk Mufundisi we bot neva Vhangeri vake vaitenga vanhu nekudya vokangamwa Kuti chakakosha kugutsa mweya kwete nyama,ikozvino ndaona post yakanzi anazvo ndiye anopa Tawanda akufamba achi campaigner kkkkkk Mwari waPauros svinudzai mapofu Kuti awone
Ko kurisi kuitwa izvozvo ndekupi
Vakuru avo havazive kuti vari kutapwa mazwi nekoronyera
Who is this one.ko sei aramba a chitaura zwa juru .why asina kuudza mudzidzisi kuti vana vake varikupesana..it is clear kuti mudzidzisi ane zwa akaudzwa zwa juru.i can't hear kuti nyaya yakatangira papi.ahh vano vari ku shandiswa.🙆
Ndiani arikubvunzwa uyu
Rev Nyasha
Mukuru mukuru
Kkkkkkkkkkkk
This Is Idiotic,Mwazha's If The Church Was Of Christ,He Should Have Made Good Succession Plan
Hanzi Mukuru ndiani stop abusing Nhume yedu Pauro akatumwa zvabvunzwa tsvee iwe vakuisa zvako
uyu nyasha ndiye ana satan mukuru hes abusing nhume ,,,arikumhanyra nhume mberi
Kkkkkkkkkkkk unorwadziwa here
Idzi dzirkutaura, hanz mukuru ndiyani kkkk Tawanda mukuru waani manje
Nhy zvenyu imi
@@tawandamujuru4453 but apa tazvinzwira mudzidzisi achinyatso vunza
Mudhara anonyepa zvakaipa uyo ane mweya wa Satan.
ko uyo anyepa ka uyo.ko tawanda angagoita mukuru sei?😂
Matsotsi aya
Iwewe the so called mzukuru seems like you are the main problem that divides these brothers.you lie a lot and you misleading everyone to an extent of trying to twist Mutumwa
Ndiye akaisa chigunwe chemutumwa muInk here
True. Even the issue of that letter of 28 Feb 2020, he must explain bcoz that is were the problem started.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vanhu vanoda kutapa mashoko amudzidzisi 🤣imi
Kkkkkkkkkkkk imi how far, hamuadewo here kkkkkkkkkkkk
@@fortunatechrispenmutonhere6287 kkk noop you know they do anofunga chaiye anoona subotage yakaitwa apa kudii ikoku kwaiita Nyasha
@@praisenemahwe3403 hameno
Hey !!stop abusing the old man you power hungry people. Kusanyara saka muchirembwa.
Really
@@fortunatechrispenmutonhere6287 haunyare here iwee unengee muroiii ideot urii muroiii
@@jehovhajaire2662 Ndinotenda zvikuru Hama yangu une chipo chako chekutuka.
@@jehovhajaire2662 chinonyadzisa chii ipapa
Hanzi mukuru ndiani wakadii kudaira uri tsotsi